Ngozi, Mweya wemufi womutswa mudare-Chief Mutasa's traditional court

  Рет қаралды 4,584

Manass chibanda

Manass chibanda

Күн бұрын

Пікірлер: 31
@TravoltaZhanje
@TravoltaZhanje 15 күн бұрын
Were is part 2
@glorianyamunokora2695
@glorianyamunokora2695 16 күн бұрын
Uko kumusha kwangu asi uuuum ngozi dzacho dzakanyanya, tinogara sei pavarume mumisha muine ngozi nezvikwambo, Ana wasu makakora
@HomeawayfromhomeinKorea-j9c
@HomeawayfromhomeinKorea-j9c 16 күн бұрын
Kkk now ndaakunzvisisa the saying rooranai vema tongo, at least munizvinzvisisa Kwedu hatizvizive
@glorianyamunokora2695
@glorianyamunokora2695 16 күн бұрын
@HomeawayfromhomeinKorea-j9c kungoti madzimambo anofamba nezodzo.. Wedu Shumba vane zodzo yekufumura ngozi nezvikwambo... kuti mhuri dzigare zvakanaka mumisha.... Gore richagarawo anezodzo rekufumura ngozi nezvikwambo ndopamuchaona kuti rooranai aitaurwa aiva ari wekwamatongo kwete isu kkkkkkk
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 16 күн бұрын
Asi imi mungati mombe 1,muchitambidzirwa mwana kudaro, aah vanhu vaponda vakauraya vanozotambidzirei vamwe vanhu. Mombe 3 chaidzo dzavanofanira kubvisa apa. Vobvisazve mweya wawakaisa apa
@TamaryManyika
@TamaryManyika 16 күн бұрын
Mukadzi wa Chari ngaauye Toda kuona mhondi iyoyo vanhu vane moyo wakashata ndiwe watora murume wemunhu after that wouraya futi mukadzi wawakawana aripo zvino now yangove nhamo yega yega chokwadi
@rekayitsokodayi3438
@rekayitsokodayi3438 16 күн бұрын
nyaya iyi yane over 2 weeks yabuda ka. we are waiting for mainini vemufu .
@emmanuelkumalo5110
@emmanuelkumalo5110 16 күн бұрын
Charisi ripa ngozi yemukadzi wako uyu ndiwe wakamuurayisa.Batana newe dzinza rako muripe zvipere
@faraimazhindu850
@faraimazhindu850 16 күн бұрын
kamudhara Charisi kambavha part 1 kakati Mukadzi akatiza chikwereti chemari yakawanda nhasi mweya Wacho uripo he's changing the story😢😢😢 busy kutsitika ngozi🙌🙌🙌 kakuripira usd300 kunatsano avo, tsvee kuti karipe ngozi, ROVAI STEREK, apo karikufirwa nevana kachinzvenga ngozi🙄🙄🙄
@greenpeace7380
@greenpeace7380 16 күн бұрын
Saka ngozi dzevanhu vari innocent vakapondwa before and after 1980 dzicharapwa sei. Ngatisiyanei nekuponda vanhu vasina mhoswa, nyange riribasa. Unopedzisa dzinza rese. No tribe is immune to ngozi. Kutsipika is damn useless. Kunamata is no solution. Isina kuripwa munotambura for generations. Kubira vanhu zvipfuyo munozviparira. Muridzi afa munoiwona nhamo
@MoreblessingMashizha-e5e
@MoreblessingMashizha-e5e 16 күн бұрын
mhepo ngaiemde kumba kwemukadzi wa charisi mudiki ndiwo wakauraya
@PhillipChindendere
@PhillipChindendere 16 күн бұрын
Muri kutsitika ngozi
@TamaryManyika
@TamaryManyika 16 күн бұрын
Apo anga achager five hundred nhaimi maizoiwana kupi sure manzi dzorerai Mari 😅ndopaunohwa seunotsva
@TamaryManyika
@TamaryManyika 16 күн бұрын
Secretary I think vaimbove headmaster kana murairidzi bvudzi iro nderr ma head mabatiro avo pen akarongeka
@TamareMakwavarara
@TamareMakwavarara 16 күн бұрын
😂😂😂
@Trabablas
@Trabablas 16 күн бұрын
😂😂😂😂😂taura hako aiveko kwedu aninzi Headmaster Musandipa
@TamaryManyika
@TamaryManyika 16 күн бұрын
@Trabablas kkkkkkkkkk sure akawanda ndozvavaiita musoro kudai
@calistaashwood
@calistaashwood 16 күн бұрын
Murume uyu anehutsinye mambo mutemo ngawuite basa
@InnocentMhedziso-zl7te
@InnocentMhedziso-zl7te 16 күн бұрын
musatidzokorere nyaya dzekudhara
@Trabablas
@Trabablas 16 күн бұрын
Nyaya hainakumbobuda here ipart 2 here
@faraimazhindu850
@faraimazhindu850 16 күн бұрын
it's part 2,nyakufa uyu anga asipo part 1
@Trabablas
@Trabablas 16 күн бұрын
@faraimazhindu850 okay thanks
@rekayitsokodayi3438
@rekayitsokodayi3438 16 күн бұрын
Part iyi yatove ne 2weeks yabuda iyi.we are waiting for mainini
@MoreblessingMashizha-e5e
@MoreblessingMashizha-e5e 16 күн бұрын
ndi bambo Tito wemacomedy here
@MoreblessingMashizha-e5e
@MoreblessingMashizha-e5e 16 күн бұрын
😢😢😢Mari inonetsa sua kkkk wakadya marii
@MoreblessingMashizha-e5e
@MoreblessingMashizha-e5e 16 күн бұрын
second pano hupemyu mutoro
@TamaryManyika
@TamaryManyika 16 күн бұрын
Mombe $500 zvakaoma chokwadi
@PreciousMavingire
@PreciousMavingire 16 күн бұрын
Chibanda zimsoro
@RosemaryFombe
@RosemaryFombe 16 күн бұрын
Zvakaoma 😢
@EdmoreJohwa
@EdmoreJohwa 16 күн бұрын
Ask him senator
@TamaryManyika
@TamaryManyika 16 күн бұрын
Kana chief vachemawo ende zvakaoma chokwadi 💔😭 zvinonzwisa Tsitsi izvi
Muporofita omutsa mweya wemufi-Chief Mutasa's Traditional court
58:52
Manass-Chibanda
Рет қаралды 4,9 М.
Ngozi ya Pindu. Karanganda TV Dare ra chief Mutasa
41:21
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 8 М.
Правильный подход к детям
00:18
Beatrise
Рет қаралды 11 МЛН
Support each other🤝
00:31
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 81 МЛН
Prophetic time.
10:48
Johane Masowe Chishanu Graspa
Рет қаралды 7 М.
Dzviii Ndakachibata Chikomba Mumba .Dare ra Chief Mutasa
28:04
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 108 М.
Akuramba hubaba -Chief Mutasa's traditional court
29:24
Manass-Chibanda
Рет қаралды 504
Правильный подход к детям
00:18
Beatrise
Рет қаралды 11 МЛН