dare ra chief mutasa Karanganda TV
16:19
Dare ra chief Saurombe Karanganda TV
16:10
Dare ra chief Saurombbe Karanganda TV
2:22:13
Пікірлер
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 4 сағат бұрын
Is that even allowed in court kutuka munhu kuti chimuroyi uchimubvisa doek? This is not nice.
@nomsanyika151
@nomsanyika151 4 сағат бұрын
Kubvisa doek unenge uchipumha munhu ndicho chivanhu chemandau unogona kubata boots chaiyo
@LovemoreChipunda
@LovemoreChipunda 4 сағат бұрын
Vanhu warikuti Chief hawana kutonga zvakanaka chaizvoo munopengaa.Harisi Basa re dare kugadzira Evidence.Murume wamai awoo haana humboowoo kn arikunyengerwaa mukadzi akaita Dzungu dai akamira aka tracker phone.Mai Councilors ndiwoo wapedzaa Bhoraa bcoz warambaa.Potai muchienda kuma Courts kwa even ku High Court hakubjadhariswee.Kozotiwo warikuti Econet inenge iine ma Massage eApp😂😂 WhatsApp is owned ku America ine inonzi end to end encrypted pliz.ndipoo parikuda kubatsirwa Chief aziwee.mayb saka JSC irikuda kuita further training kuma Traditional Courts.
@josephined8931
@josephined8931 6 сағат бұрын
Naye mudhara uyo Kuda kutora zvisi zvake zvino mambo Mutasa vanokushonyorora 😂
@mutsikwamudzimba1590
@mutsikwamudzimba1590 7 сағат бұрын
Clerk naMambo munoziva basa renyu
@mutsikwamudzimba1590
@mutsikwamudzimba1590 7 сағат бұрын
Resource monitor vanebvepfe, vanoda kurohwa nebapu regwai
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 8 сағат бұрын
Wekuvhara nzira ane jealous
@ropamakoni2618
@ropamakoni2618 9 сағат бұрын
Dare rekupenga. Kushungurudza Gogo. Zimai iro rakangwarisa nxaaa
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 9 сағат бұрын
Ndimambo vapiko ava vanodhererwa nevanhu kudaro
@nomsanyika151
@nomsanyika151 4 сағат бұрын
Mambo Muusha
@galazalarries6113
@galazalarries6113 9 сағат бұрын
Nyaya iyi ndeye last week karanganda, why kuzoiisa nhasi Isu tinenge takatarisira zvitsva 😊
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 9 сағат бұрын
Mambo Mutasa very Excellent ❤
@mwanawemuporofita5610
@mwanawemuporofita5610 9 сағат бұрын
Mambo madhererwa neuyo aneblack top.
@delightmhukayesango2093
@delightmhukayesango2093 9 сағат бұрын
picture quality is top notch 👌... sound hatichataure hedu.. 👏👏
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 10 сағат бұрын
Zvapera zvakanaka
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 10 сағат бұрын
Munhu wakakura wapanguva yakaoma unenge wamuroyi
@Truthwillalwaysbetruth2024
@Truthwillalwaysbetruth2024 11 сағат бұрын
Mai Avo vakarohwa neignorance. Pakaenda nyaya kuhigh court vakashaya munhu akavapa advise vaifanira kuenda kuno zvimirira votaurawo her side of the story defending her position. To reverse everything is costly kutogona kudarika value of the said property. She just has to go and collect her share kucourt. Its very unfortunate for her.
@MazvitaNemazie
@MazvitaNemazie 12 сағат бұрын
endai kwatsoka mukotsanjera
@gertrudemasuka3449
@gertrudemasuka3449 12 сағат бұрын
Duty roaster😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@JimmieCharex
@JimmieCharex 12 сағат бұрын
I drama o chii nhai
@ForgetDzagonga
@ForgetDzagonga 12 сағат бұрын
Mai Simba vanodheerera
@brianmugoni9342
@brianmugoni9342 12 сағат бұрын
8Asi iwo unoti chiiko? “Shoko riri pedyo newe, mumuromo mako uye nomumwoyo mako,” ndiro shoko rokutenda ratinoparidza: 9Kuti kana ukapupura nomuromo wako kuti, “Jesu ndiye Ishe” uye ukatenda mumwoyo mako kuti Mwari akamumutsa kubva kuvakafa, uchaponeswa. 10Nokuti unotenda nomwoyo wako ugoruramisirwa, uye unopupura nomuromo wako ugoponeswa.
@brianmugoni9342
@brianmugoni9342 12 сағат бұрын
Romans 10:8-10 [8]But what does it say? The Word (God's message in Christ) is near you, on your lips and in your heart; that is, the Word (the message, the basis and object) of faith which we preach, [Deut. 30:14.] [9]Because if you acknowledge and confess with your lips that Jesus is Lord and in your heart believe (adhere to, trust in, and rely on the truth) that God raised Him from the dead, you will be saved. [10]For with the heart a person believes (adheres to, trusts in, and relies on Christ) and so is justified (declared righteous, acceptable to God), and with the mouth he confesses (declares openly and speaks out freely his faith) and confirms [his] salvation.
@florencemangatu499
@florencemangatu499 12 сағат бұрын
Zvakaoma muroyi atochinja nyaya
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 12 сағат бұрын
Mai awo vatora dhuku muroyi uyo kushata kudaro
@essymadziwa-yq2bs
@essymadziwa-yq2bs 13 сағат бұрын
Mai Simba vane kakuvhengedzera . Mbuya bie zvekuti
@Dragonstarfilm
@Dragonstarfilm 13 сағат бұрын
Muusha mibvunzo yako haisi yemutongi ,haaangati mbuya muroyi iye ngaadavire zvaakawanika ari kana mazofamba mozoprover ,mubatsire mai avo vabviswe nzungu
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 13 сағат бұрын
Pandangowona maShorts, ndabva ndangoziva Kuti iri harisi dare ramambo Mutasa, nekushaya order kwacho.
@gladysdhliwayo2504
@gladysdhliwayo2504 13 сағат бұрын
Mai avo vnoroya vne izwi riri pamusoro Mbuya havaroyi
@tova4700
@tova4700 13 сағат бұрын
Dare iri rine vatongi vakadhakwa
@MarjorieKasiyapfumbi
@MarjorieKasiyapfumbi 13 сағат бұрын
Mbuya aFrango imhenya
@MarjorieKasiyapfumbi
@MarjorieKasiyapfumbi 13 сағат бұрын
Tumibvunzo twacho twekuzungairq Mungati makatoona kt ndiye makaina nepai muri pfonda ndevanhu hautongi nyaya munotonga vanhu
@tova4700
@tova4700 13 сағат бұрын
Mbuya is innocent
@MarjorieKasiyapfumbi
@MarjorieKasiyapfumbi 13 сағат бұрын
Mambo mibvunzo yenyu muri kuside kwemuroyi Munenge munonyengena namai avo sei muri kushielder
@jameelamatwins8927
@jameelamatwins8927 14 сағат бұрын
Mukadzi wake waava kuti mother 😂😂😂
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 14 сағат бұрын
Yoweee
@munyagumbo3024
@munyagumbo3024 14 сағат бұрын
People are very selfish. Mwana uyo kukurira munhamo chaimo. Dai Mwari vamubatsirawo sure
@YvonneMhuka
@YvonneMhuka 14 сағат бұрын
Uyo arikunyebera uyo hakuna svikiro rakadaro
@androdgecharamba7598
@androdgecharamba7598 14 сағат бұрын
Maiyepo eree
@YvonneMhuka
@YvonneMhuka 14 сағат бұрын
Tsoka tsoka nhewa simboti ndibaba wedu awo.
@femahwite
@femahwite 14 сағат бұрын
Part 2 needed urgently
@SALearningLifestyle
@SALearningLifestyle 14 сағат бұрын
unoda gweta mufana munda ndewako, i see u also respect chipanga
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 14 сағат бұрын
Asi nekuwanda kwakaita varume mose imi matadza kuunganidza Mari yekutsvaga vanozvigona voti ngazviputikire mumba make avnosvinuka wacho here
@mitchellkingsleyzindoga3296
@mitchellkingsleyzindoga3296 14 сағат бұрын
Kuduty?
@comfortsadieq
@comfortsadieq 14 сағат бұрын
Muroyi uyu😅😅😅
@WhiteYak-m5d
@WhiteYak-m5d 15 сағат бұрын
Mambo, Mbuya ngavachengetedzwe vanoirawa namai Simba avo
@GaylordNjanji
@GaylordNjanji 15 сағат бұрын
Muroyi unorowess kkkkkkk
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 15 сағат бұрын
Second nhasi
@kundaimiedzok
@kundaimiedzok 15 сағат бұрын
Asi iSkit? I drama here or ???
@munyaradzichabarwa4179
@munyaradzichabarwa4179 15 сағат бұрын
Ma cheif madofo
@CynthiaPepukai
@CynthiaPepukai 15 сағат бұрын
Mamwe maChief zvekutonga hazvisi zvavo zvachose 😢😢😢
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 15 сағат бұрын
Wese wanouya pubondwe imhondi