KO headline nhai babaTaps tizive kwatakananga ...moiteizve imi
@constancemarifiye665812 күн бұрын
Baba taps pls tinomumbirawo headline kana mukt dare raMutasa pasina head yezviri mukati medare toisa cy manje baba tap,,baba Taps, baba Taps hw many time
@edinahchatunga567112 күн бұрын
Bbataps handifunge ndivo vari kuita ini havasidai
@ChichieMmm12 күн бұрын
Number 2
@Stavo70211 күн бұрын
Mambo ndiiteiwo mukwasha, 😅
@TamaryManyika12 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂 havakutengerei chief shandai zvenyu imi
@johnsonkaturuza539312 күн бұрын
Chief, secretary wenyu uyo akawanikwa here?
@PhillipChakanyuka-d7s11 күн бұрын
Zvamatoita mbuya huroi ihoho
@tmaktmak146411 күн бұрын
Chief munonwa doro ripi?
@PhillipChakanyuka-d7s11 күн бұрын
Kkkkk mambo musatyisa vanhu kuti president hapana mukutongeswa shanje dzebarika inyaya yebarika ishanje
@mwadas11 күн бұрын
He’s right hakusi kutyisa , they are acting on behalf of vanhu vakava gadza even a simple police officer ukamu underrater akazotanga kukuudza kuti wawashora ndiani ndokuudza unozviitira weti waona kuti waparamura hombe . I still remember mumwe muchinda akabva kuSA and misbehaved achituka vanhu mu boarder akazoti oudziwa na vid inspector kunzi watuka ini zvako but ini ndachiita basa rangu randanzi ndiite na depo manager wangu uyo akatumwa na provincial manager which means watuka provincial manager uyo akatumwa permanent secretary of transport which means watuka perm sec uyo akatumwa na President which means watuka President uyo akaiswa ne nyika which means watuka nyika . Vazhinji havazvitauri havo zvese but that’s how it is parai muchiziva sakei muchizoona kana kouya ZRP inouya in full force cz zvinenge zvakubva kumusoro mind what you say kuvanhu avo especially mapurisa ana Sabhuku inokukwirira zvekuti wega unoshaya kuti zvabvepi
@judx3411 күн бұрын
Hakusi kutombotyisa, ndobasa ravo
@LovemoreChipunda10 күн бұрын
Ndirikudawoo Number dzeka babe kanotonga na Chief akoo
@tinklahvuvuzela12 күн бұрын
Mwana vachief anogeza
@dominicachitapa614111 күн бұрын
Ava ndovadisazve haa
@Dragonstarfilm12 күн бұрын
Mungabiya anetsa kuuya kudare mambo sungai ndoo zvaakuda
@ssam143012 күн бұрын
ivo baba ava ane akadzia airi anokwana kuita atatu
@FRANCISCOBota-mv1ui12 күн бұрын
Chief awa wakarongeka number makoni
@tinklahvuvuzela12 күн бұрын
😅😅
@vladimirputin-t1l11 күн бұрын
mambo uyu anondibhowera kuzvitutumadza,,,,, uye azvina kujeka and zvakafumuka kuti washande nemwana sikana wawo sa secretary nekuti matare echi vanhu aya ane nyaya dze chihure uye zvinyadzi mkati baba nemwana sikana akagarisana,,,,,,,
@judx3411 күн бұрын
Aikaka asi hamuzivi Kut kana uri wehumambo vana vako can help. I know that cos my grandad is chief Muusha