The chief is admirable, varikutongeswa matakanana badzi that's why he opted to reset everything. Hapana vakamboroorana apa, madzimai avekungoinda nekubva pavarume zvavada.
@Mamoyo-d2o4 сағат бұрын
Mambo for ED
@maggiechigerwe4 сағат бұрын
Mukomana uyu has the right to appeal ,madzishe mambunyikidza mwana .DNA inogona kuitwa even before birth. Musamanikidza munhu but consider zvaataura. Mukomana appeal
@nobuhlegumbo97124 сағат бұрын
Mrume arikunyeba,hanzi tsamba dziye dzawakandi tumira aah plus mukadzi uyo angadai ataura apa plus nhau yacho aah mubikirwa uyu
@Amos-c3l5 сағат бұрын
Kubatsira kupi, mambo asina chikoro, kusanyara kutaura kuti, arikuda mumbo from mwana asiwake kkkkk
@waltermakwasha5 сағат бұрын
maziso ayo emukadzi uyo anotaridza zvakawanda
@waltermakwasha5 сағат бұрын
uuuum zvechokwadi
@EmersonMakusha6 сағат бұрын
Mapudzi anowira kusina hari mukadzi akasununguka zvake uyu.ande anotaura asina hasha ignoring zvaakasangana nazvo muupenyu.
@EmersonMakusha6 сағат бұрын
Mapudzi anowira kusina hari.mukadzi akasununguka uyu ende anerespect
@JaneNyemudzaiRukanda6 сағат бұрын
Nyaya yenyu irikusvota
@LancelotChitumba6 сағат бұрын
Maratidzwa here mkoma Robert😂
@NotJuliaHerbert7 сағат бұрын
Dzidza maJuju education has no expiry date. I lost my father unexpectedly when I in form 3. When I was 20 I met my husband. He became my pillar of support. Told him I wanted to go to school and he started sending me to train in fashion and tailoring and I started making bed spreads but it wasn't my where my heart was. I started going to school from form 3 and did my form 4 by the results came out I was in UK and studying nursing. Now a band 7 and I'm so happy because that was my dream to become a nurse. You don't know how many women you are empowering by doing that. Some African women think once they are married and had children that's the end. Being a mother and a wife shouldn't stop you to achieve your dreams I did it
@MonicaUsenii7 сағат бұрын
Mai juju munr chipo chakanaka
@MonicaUsenii7 сағат бұрын
Mashoko makukutu
@ratiekays49097 сағат бұрын
Well done dear ramba waka shinga chete 🙏💞
@mwanawemuporofita56108 сағат бұрын
The smile yamai Juju kani it’s beautiful 🤩
@Trixbouy8 сағат бұрын
Ndozvandaona wo ini
@Trixbouy8 сағат бұрын
Mukomana uyu akapusa akstoonekwa kuti akapusa ndokutopihwa mukadzi asingade wo makunakuna anogona akdita hongu asi ndaona kupusa ini
@PedzieGwata8 сағат бұрын
Thank you so much our presenter,you're so soft zvako urambe wakadaro
@Jahlady8 сағат бұрын
Wooow, eversmiling mai juju. Keep going mfana
@NanastaniaEmanuel-gp6fw8 сағат бұрын
Wonderful man , he is so understanding, my life story she is not lying we are experiencing the same. My mother is the same soooi true Robert I am coming soon. Vabereki ava
@AletaMagumbo8 сағат бұрын
Haaa Mai ava vakanyanya kupfava vana vachapera kufa vese
Ummmmmm Mai Malcom is a very level headed woman. I love her resilience, Visionary very focused woman. Keep on going the sky is the limit. Forward ever backwards never. Sando dzenyu Mai Malcom ir Mai Juju.🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉