Mwana (11) Akabatwa Chibharo NeHama, Bishop, Mufundisi Votsika Tsika Yaya Kuti Asasungwe

  Рет қаралды 7,450

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Күн бұрын

Пікірлер: 103
@Nunec
@Nunec 5 күн бұрын
Haa bla Robbie mabatiro amunoita nyaya so aewa tambirai mafrawusi enyu aya muchiri mupenyu 💐
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 4 күн бұрын
🥰I receive
@RobinKempthorne
@RobinKempthorne 5 күн бұрын
I love Mai ava nerudo rwavo rwakakomba shuwa rambai makadaro mama
@dudutaziweya3349
@dudutaziweya3349 5 күн бұрын
Thank you for naming mufundisi uyo.
@brandonMutsa-gy7pt
@brandonMutsa-gy7pt 5 күн бұрын
Musadzokere kumashure munhu ngaasungiswe mukazvirega nekuda kwe hama mwana iyeye achakuvengai
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 5 күн бұрын
Chandinoziva ndechekuti kana wakazvara sekera mudende and chakawana hama hachisekwe.
@tendaimashingaidze7823
@tendaimashingaidze7823 3 күн бұрын
This lady is so beautiful Black and beautiful With a lovely smile She explains and expresses herself very well.
@TadiwaManjere
@TadiwaManjere 5 күн бұрын
Nyaya dzema family dzinonetsa idzi hama hadzimbofa dzakabvuma kuti munhu asungwe .endi izvi matodyara modzi yeruvengo ne hama asi imi motosimba kumirira mwanasikana wenyu zvekuvengwa motongozvigamuchira
@makaitachingwena6289
@makaitachingwena6289 3 күн бұрын
Ini zvakaitika ndine 5yrs I wish ndaiva namai vanehushingi hwakadai nw 37yrs hatitorina mother and daughter relationship fight for your child my sister
@MemoryMuchakazikwa
@MemoryMuchakazikwa 3 сағат бұрын
Very sorry wamai zvakaoma zvinoitika mukurarama uuuum kurwadza kwazvo, unogona kuzvimiririra now wakura kana munhu akakukanganisira arimupenyu
@Tari2378
@Tari2378 5 күн бұрын
Thank you mukoma Robert. Coverage yenyu is wide. 👏🏾
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 4 күн бұрын
thank you
@brandonMutsa-gy7pt
@brandonMutsa-gy7pt 5 күн бұрын
SA akusi kure anoswera abatwa isai ma zita nema photos ake pa Facebook nema group vanhu vabatsirane nemapurisa
@josephined8931
@josephined8931 5 күн бұрын
Mai ava havasi kubudisa misodzi asi ndiye munhu ari kurwadziwa vakachema misodzi ikaoma asi pamwoyo vari kutsemuka
@cresenciakaseke
@cresenciakaseke 3 күн бұрын
I can relate 😢
@KudzaiChadyeni
@KudzaiChadyeni 4 күн бұрын
Mai Noku makanaka chiso zvekudaro
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 5 күн бұрын
@44:07 exactly my point. For the first time I hear what I always wanna hear kana vana vabatwa chibharo. Let’s not bury this evil whether it’s been perpetrated by family or not. As for me, kana iri hama yangu yambunyikidza mwana, it think they deserve the full arm of law as citizens. Otherwise if we continue to look at them as family, we might not do the right thing by them. That is, sending them to rehab. 😅😅
@rascocky6366
@rascocky6366 4 күн бұрын
Pane huroyi nehurombwa apa!! Zvehubhishopu kana kuporofita uku zvine zvikwambo mukati. Mukoma Robert nyaya iyi inofanira kuvhenekwa na Sekuru Kanengo kana Tasvu pajekeswe apa!!
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson 4 күн бұрын
Mai Noku sungisai hanzvadzi mjosva imhosva Noku anoda justice pachokwadi
@Tari2378
@Tari2378 5 күн бұрын
Why is it even a question for a mother which side she supports when it comes to her child and an abuser!!! Mirai ne mwana imi amai
@tendaichinos8475
@tendaichinos8475 5 күн бұрын
Go amai mira nemwana wako ,kune dzimwe hama dzatisina ukama nadzo. Siyana nemhondi idzo, munhu ngaasungiswe. Ndine hama yakazviita ,and amai vacho vakaudz hama kuti get away munhu akasungwa
@DavieKantunda
@DavieKantunda 5 күн бұрын
Ini ndinoblamer vakuru vekare vanoti muzukuru mukadzi Vana havachaziva pekugumira
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 5 күн бұрын
@@DavieKantunda aaaa zvaiva zvakare vsikozvino itori misikanzwa chaiyo kungotoita kunakidza nyama yake zvavaiti muzukuru mukadzi vakati batai vanhu chibharo hre
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 5 күн бұрын
😢ummmm veduwe , justice for this girl.
@Pinnycode79
@Pinnycode79 2 күн бұрын
Mukanya munogona henyu shuwa. Chengetwai nashe🎉🎉
@brandonMutsa-gy7pt
@brandonMutsa-gy7pt 5 күн бұрын
Chengetai vana mega kunyanya vana sikana
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 5 күн бұрын
Shuwa but panengepakaipa wangu
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc 5 күн бұрын
Shungu tetitorinadzo mufunge but situation inotitadxisa
@MagretNyabeze
@MagretNyabeze 4 күн бұрын
Black beautiful ❤❤❤
@ZindogaZai1
@ZindogaZai1 5 күн бұрын
Don’t go back my sister. Fight for your child. Vanhu vajaira kuti vana vanobatwa nehama saizvozvi zvongovharidzirwa. Vanhu vanovharidzira rape. Ngazvipere. Government ngaiise mutemo wekuti vanovharidzira rape should also be charged. Enough is enough. This has been going on for too long. We are with you my sister. Usadzore tsvinbo ✊✊
@Tari2378
@Tari2378 5 күн бұрын
Church idzi 🙌🏾
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 4 күн бұрын
Chechi dziidziii😢😢😢😢
@GudsonRealChampion
@GudsonRealChampion Күн бұрын
Nhau dzichiverengwa naRobert Tapfumanei haaaa ndikare mdhara❤
@Tari2378
@Tari2378 5 күн бұрын
Hurumende tinodawo mutemo uno sunga munhu ano vharidzira nyaya dze ABUSE yeVANA. It must stop.
@dorothymtetwa3844
@dorothymtetwa3844 5 күн бұрын
Yakanga iripo nguva yavaMugabe pakazouya dununu iri angova mazvake mazvake.
@Nunec
@Nunec 5 күн бұрын
Uriko, obstruction of justice, just need to report
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 4 күн бұрын
Amai vana venyu vakasandutswa vave zvikwambo zvemumhuri menyu husabhuku, hubhishop nehu apostle vari kushandisa vana venyu ndiko Saka varamba navo.
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 5 күн бұрын
My sister vana vako ndovarikushandiswa nehama dzako usabhuku chaiwo hunoromberwa baba vako yaiva n'anga vanoziva mishonga vakaromba hazvanzi yako iyo yakaronba uyo wakavata nomwana wako pamwe mishonga yotopanduka mukoma Robert dei mambovasvitsavo kwasekuru Tasvu or kanengo pambovhenekwa apo
@DRRZOE
@DRRZOE 5 күн бұрын
Ndawona sekudaro
@kelvinmarwizi8769
@kelvinmarwizi8769 5 күн бұрын
Ini ndoona sekuti ropa rehu virginity remwana panezvarakaseenzeswa nemishonga zvisingazikanwi nemi chete, zvozikanwa nehama dzenyu dzese.😢😢
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 4 күн бұрын
Handione hangu chero nhunzi ichiti mveee asi zviri kuita sekunge pakaromberwa nhau dzechiporofita apa. Pari kuda vanoronda matare echinhambwe apa
@ganyaz
@ganyaz 3 күн бұрын
ndozvitoripo apa mhuri inehurombwa iyi ,chinamato chavo ndechekubata kumeso icho !!
@pomeraimuvozviona4470
@pomeraimuvozviona4470 4 күн бұрын
Nyaya yakadai ndakamboiona zvangu pane imwe family nemo nemo sekuru vairara ne muzukuru bt vakataurirana. Bt zvinorwadza kuti hanzvadzi yako kuita mwana mukadzi
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 4 күн бұрын
We bind mweya wekufa wacho iwowo wavarikusimudza ndiye achafa ende wake mwana ndiye achatambura dhemeti😢😢😢😢
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 4 күн бұрын
Baba venyu itoriwo nyoka futi muakenda musayenda musina kushandirwa zvakasimba munogona kufa chaiko kuti nyaya iyi irove mhuri zhinji dzinokoshesa mwana mukomana saka yenyu nyaya iyi munogona kuifira kuti jaya remusha risasviba .. iyi ineguva muvhu iyi musangoita zinyeke nyeke henyu munopfuudzwa
@GetrudeMarufu-m5t
@GetrudeMarufu-m5t 5 күн бұрын
Nyaya yatobuda hazvichaita kuti asasungwa nekuti vanozono pikira hanzvadzi yavo hanzvadzi ngsyisungwe
@MistopherTanyanyiwa
@MistopherTanyanyiwa 5 күн бұрын
Mai vanonoroiwa avo kumusha ikoko
@patiencechasinda5396
@patiencechasinda5396 4 күн бұрын
Mufundisi ngavasungwe naivowo vanemwana muskana mwari havana kurara varikuona zvichdzokerawo kwavari musadzokere kumashure sungisai munhu
@ThomasMutenure
@ThomasMutenure 5 күн бұрын
Sisi fambirai mberi hama ndowaroyi wedu
@asychiinhai
@asychiinhai 4 күн бұрын
Chivi and mhosva haina kuti hama. Even dai murimi mai mambunyikidza mwana maisungwa.
@ChristinaMavhusa
@ChristinaMavhusa 5 күн бұрын
Hanzi chivi ichi hatidi kuchizora lipstic ...komai juju vave papi nechikoro mukoma rob imbotipai update
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 4 күн бұрын
she is going back to school this 1st term
@caswellshoko4617
@caswellshoko4617 4 күн бұрын
​@@robertapfumaneyiMkoma murisei. I think vana vanofanira kuvhekwa munezvemweya kuti havasi kushandiswa futi here,police ichiita basa rayo. Matorerwo evana anenyaya
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 4 күн бұрын
Mukoma Robert amai ava vanofanira kuudza hama dzemurume wavo ndivo vanoziva matanho avangatore kwete kuti hanzvadzi nevaningina vavaudze zvekuita imhosva yavakaparirwa nehanzvadzi yavo kuvana vemukuwasha
@lulutaguma5742
@lulutaguma5742 5 күн бұрын
Panenyaya mbuya pane zwaveita nevana
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 4 күн бұрын
Ndidzo hama dzatisina hukama nadzo.
@Beloved5
@Beloved5 4 күн бұрын
Aaaah mai Nokue i cqn feel your pain 😢😢😢😢😢, but vabereki venyu ndovanhu vakaoma manje ...vanogona varivo vakaurayisa baNokue, ndivozve vakaisa mweya wehuroti muhanzvadzi yako kuti irare nemwana, unogona kutotadza kumusungisa iye hanzvadzicyako iyeyu, coz vabereki vako moyo wangu uri kundiudza kuti zvikwaturo zvemandorokwati...iwo mapositions avainawo musociety haana kuwanikwa genuinely, kambo kekuti vakazonzi Tombi ummm ...vakaromba ava, mukadzi nemurume, and vana vako ndovakaitwa ma agents avo manje,...mbatya dzevana dzavakasara nadzo vanoda kukurambudzisa nevana nadzo. Tanga wamboti fambei kune vanhu vakaita sana Mukotsanjera chaivo coz hapana kujeka apa....unotadza chero kusvika kupolice kwacho
@MunoMohamed-w8i
@MunoMohamed-w8i 5 күн бұрын
Musarega kusungisa munhu mirai nemwana wenyu
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 күн бұрын
Anobatwa uyo udzai Tafadzwa Chidawo atsvagwe kuJoni ikoko.pana mukoma Robert masvika pazambuko amai🎉
@claudiusMurwira
@claudiusMurwira 5 күн бұрын
Probably the whole family and relatives knows what is going on unfortunately this mom is unaware but she really needs help and justice must take its course
@SophieMorese
@SophieMorese 3 күн бұрын
Yuuu ku zhombe uko sarendi ini baba vevana vangu vakamitisa mkadzi WA bbmunn pandakabvunza ndokurambiwa kwangu endai mosungisa vanhu avo
@laizahmusekiwa
@laizahmusekiwa 5 күн бұрын
Zvakangooma hazvo
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 4 күн бұрын
Tine hurombo chose nezvakaitika ko church yatadza kubatsira dambudziko guru rakadai ichabatsira papi ikatadza pamutendi wavo kubatsira mumwe wavo
@elizabethmungwazi8192
@elizabethmungwazi8192 4 күн бұрын
Mukoma Robby batsira sisi vako avo pamwe mukwasha uyo vanoto ziva zvavakamuita..Kuramba nevana chii ichocho zviripo mwana sikana zvichabuda mukoma avo vanopedza zvose
@ArthurMapfumo-v7c
@ArthurMapfumo-v7c 5 күн бұрын
Vakafanana naBhozhongora mai ava
@SophieMorese
@SophieMorese 3 күн бұрын
Kuzhombe hr ndochaiko Kuma Lisa clinic kwa ndaive ndakaroorwa yuuuu hama weeee chisingaonekwi imi ku mandebele uko yuuuu
@gloriamandaza2347
@gloriamandaza2347 4 күн бұрын
Ngaasungwe musha wa Mai ava kune huroi chaiwo mai vako vanoroya zvekuti zvisingadi kybvunzwa ba mira ne mwana wako maybe vane misjonga yavo
@tinayemacherazvuru8603
@tinayemacherazvuru8603 2 күн бұрын
Mukoma Robert. You did not persue isue yezvakaonekwa pamwana. Is the child normal or has learning disability issues. Maybe behaviour yakaonekwa nevavakidzani ndeya kuti there were some behavioural problems which mufindisi recognised and there was no prophesy. Again. Is it posible that she does not have money to get to zhombe from Harare. Church yavo sa evangelist ingatadza to help that? Hmmmm there is more to thos issue.
@giftmutete4974
@giftmutete4974 5 күн бұрын
Mkoma Robert batsirai amai ava muende navo kwasekuru Tasvu , mhondi idzoke kubva joni
@preciousmasiya6473
@preciousmasiya6473 2 күн бұрын
Mira nemwana wako mudikani
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 3 күн бұрын
Zvakaoma hazvo
@miriamphiri7204
@miriamphiri7204 2 күн бұрын
Iye mufundisi uyu someone's not add up Nyoni ozonzi futi promise Moyo mitupo mingani pamunhu 1
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 5 күн бұрын
Malisa clinic iZhombe or Silobela
@BeatriceZhou-lr6fg
@BeatriceZhou-lr6fg 5 күн бұрын
Yh life inorema vakomana sometimes kurara usina hako Hama zviri Nani bcz Hama isvina chaiyo
@DavieKantunda
@DavieKantunda 5 күн бұрын
Sisi vangu ngavatopedzisa yavatangakare kusocial media hukama nehama hapachina ngavatoenda kumapurisa nenyaya yavo
@ganyaz
@ganyaz 3 күн бұрын
nyaya yechibharo yazoti ichiuya hayo asi from the beginning sissy ava vagara vachishandiswa mumhuri iyi ndosaka akaurairwa murume wake , uyu akabata chibharo uyu anoratidza kt anoratidza kt akatoshandiswa kt zvevamwe zvifambe I suspect that brother Bishop na sisy vekuSA avo same syndicate naGogo mai nyakubereka vanozivana that's why akanyebera kufamba rwendo akabvisa vamwe Vana vese kwaakusiya the suspect ne victim vari two !!
@NomsaNyama
@NomsaNyama 5 күн бұрын
Ndinindatanga pano😊
@rupiyaamos
@rupiyaamos 5 күн бұрын
There is an evil act upon that family in Zhombe take that lady vambonoonekwa spiritually
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl 5 күн бұрын
Baba namai venyu vane hurombwa ndapedza soo..vamwe vese vakagadzirwa nemishonga yababa venyu namai avana chavanopikisa kna ka one...zvakuda sekuru tasvu izvi..eheee ngaasungiswe hke uyo mutemo wedu wenyika mhondi kujere..bt vanoda help sisi vedu ava
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 5 күн бұрын
Panyaya yevana mai Noku ndine mibvunzo hobho bcz imi maidiii kunotora vana
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 4 күн бұрын
Mai vaive vapa mai vana zveholiday ndokubva varohwa nemota vasati vadzoka so vachirwara vaakuti vana vauye gogo ndokutanga kuramba navo inga vataura wani kwekutanga chaiko vakazoita zvekutovatora zvenharo vapora
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 4 күн бұрын
@MichelleRunyowa aaah but zvekuti wozotonyimiwa vana vako ummmmmm
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 4 күн бұрын
Hanzvadzi yenyu ane hutsinye haakudei zvachose kunyara hakuna zvakunobatsira kurepa mwana shiws how much he doesn't love you saka zvekuvengwa makavengwa kare pamberi nekusungisa bhinya
@MummyKuchenga
@MummyKuchenga 5 күн бұрын
Mufundisi asingashanyirane nehama dzake ???
@MandieMunetsi
@MandieMunetsi 5 күн бұрын
Ummm dzimwe hama dzine hutsinye veduww
@monicaasefa3810
@monicaasefa3810 3 күн бұрын
Ambuya ve mwana vatori ne problem chaiyo. How come vanorambira ne vana ve mwana wavo. Please sungisai hanzvadzi yenyu then uyo ari kurwara anoda spiritual help because ambuya handisi kuva trusta. Kurambira ne vana ve mkwasha panenge pane chinangwa na ambuya ava. Better musapote mwana wenyu than hama. Find out kuti imimiwo baba ava ndivo baba venyu chaivo here..
@rebeccamukahadzi7234
@rebeccamukahadzi7234 5 күн бұрын
Zvakaoma 😭
@dorothychimuchembere1392
@dorothychimuchembere1392 5 күн бұрын
Ngaisungwe imbwa iyo nxaa
@BrendaDuru
@BrendaDuru 5 күн бұрын
Iyi nyaya inobata ma side ose but my advice endai munogara pasi nevabereki venyu motaura muinemisodzi yenyu pamatama not paphn hongu pakanganisika but mukasanyatsoifambisa zvakanak mawonero Angu muchazosvika pakusazowonana nevabereki just go zvataurwa nababa venyu motaura navo zvisineyi nana mukoma or Sisi kuvabereki chaiwo makagara pasi u can have an unswer bcz zvinhu zvamunotaura paripaphn hamunyatsonzwana kwirai mhai muyende ndakazvitarisisa matsananguriro Amanga muchiita mai zvekare vanogona kusungwa vachinzi vakanyarara ivo vaizova or kuti vakabatsiridza kumbunyikidzwa kwemwana misiodzi ichabuda zve panamai venyu ichava dambudziko muhupenyu hwenyu so udzai hadzvadzi yamai venyu inge iripo tete hadzvadzi yababa inge iripo sabhuku then discuss as a family munonga maita uchenjeri pamuktaura namai nekuti muchazochinjana mashoko namai avo hazvizoite zvakanaka wanai mari endai kumusha kana achizosungwa anosungwa but tangai manogara pasi nevabereki ava kuti zvisazokuremerai mangwnaa
@Nunec
@Nunec 5 күн бұрын
Utter rubbish, hapana chinogarwa pasi pa rape case kusungisa munhu chete
@BrendaDuru
@BrendaDuru 5 күн бұрын
@Nunec yes imhosva but tarisai both sides unogona uchiti urikugaszirisa urikutowesena problem kusungwa anosungwa asi ngazviitwe zvine protocol haasi mutorwa ka ndimai nababa nyakutumbura mind u
@caswellshoko4617
@caswellshoko4617 4 күн бұрын
​@@BrendaDuruAre you normal?
@BrendaDuru
@BrendaDuru 4 күн бұрын
@caswellshoko4617 yes l am
@caswellshoko4617
@caswellshoko4617 4 күн бұрын
@@BrendaDuru If you are, zvinoungwaru ndezvipi except to report to police?
@brandonMutsa-gy7pt
@brandonMutsa-gy7pt 5 күн бұрын
Sekuru vacho vakura sei
@Nunec
@Nunec 5 күн бұрын
21
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 5 күн бұрын
Do something 4 me likes
@tinayemacherazvuru8603
@tinayemacherazvuru8603 2 күн бұрын
She is not telling the truth. Hapana munhu anoti ndauya kuzotora vana vangu oti handei kubhazi vabereki vobata vana no
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 4 күн бұрын
Tine hurombo chose nezvakaitika ko church yatadza kubatsira dambudziko guru rakadai ichabatsira papi ikatadza pamutendi wavo kubatsira mumwe wavo
@ModestMugabe
@ModestMugabe 2 күн бұрын
Ini hangu pa mwana wangu ndinoita saMai ava, mwana wangu first, no matter uri ani ndinokusungisa hukama hahuna basa.
99.9% IMPOSSIBLE
00:24
STORROR
Рет қаралды 31 МЛН
Quando eu quero Sushi (sem desperdiçar) 🍣
00:26
Los Wagners
Рет қаралды 15 МЛН
Try this prank with your friends 😂 @karina-kola
00:18
Andrey Grechka
Рет қаралды 9 МЛН
1% vs 100% #beatbox #tiktok
01:10
BeatboxJCOP
Рет қаралды 67 МЛН
99.9% IMPOSSIBLE
00:24
STORROR
Рет қаралды 31 МЛН