Chirwere chirikunzwa Mai ava ndoo chandirikunzwavo mudumbu kuita sekuti munemwana nepaside kurwadza asi ndisina nhumbu
@emelykapita418112 сағат бұрын
Ngaaende kuma DNA nekuti kusiyana kwakaita mai vake nababa vake panenge panga painekusawirirana that's why asina kutambirwa zvakanaka
@chakupamukuruzado734713 сағат бұрын
Akaromba munhu uyu ayepere baba kuti varoi
@samuelngirazi963612 сағат бұрын
Why muchiti munhu atange audza n'anga nhau yese, ko iyo n'anga yacho ichazoona chii kana ichigona
@chenainyamukondiwa96310 сағат бұрын
Yaaa mubvunzo uyu ndinawovo wena panechitsotsi ipapo
@LindaMuzenda10 сағат бұрын
Guys kurapwa mahara nokubhadhara zvakasiyana kurapwa mahara unotobvunzwa vakupe mishonga inga Prophet miracle vanobvubza wani zvaipa nokuti zvaitwa nen'anga asi nana Papa mongoomberera maoko
@MuparendiWigo9 сағат бұрын
Guys Robert anozoita ma interview after munhu atoona n’anga mostly kuti imi ma viewers munzwisise nyaya. If you look carefully munoona dzimwe nguva Robert anenge anonoka kusvika panzvimbo but dare haringamiswe ka nekuti mutori wenhau haasati asvika yet murwere aripo achida kubatsirwa. Hameno ndozvandinoonawo mafungire angu
@thelady23796 сағат бұрын
Chitsotsi chega chega hapana chavanorapa ava
@abigailcharakupa849012 сағат бұрын
Pain after birth inonzi nzvangamhuru, murikurwadziwa shuwa mainini
@TheresaMaps10 сағат бұрын
Mubatsirei sekuru achapola tokuvimbai
@mangwengweangel6 сағат бұрын
apa mai vacho vakanakasei
@mesiMutepfa6 сағат бұрын
Zvisingaiti wena
@bennymapfumo29866 сағат бұрын
mkoma Robert sekuru Achapola anoogona bt dzimwe mari dzavanotipindura pafon vachit ndedzematare ummmmm ngavazame kudzisa bcoz kana munhu waita problem mari obvious unenge usina chokwadi kuidzwa zveUSD600 ummmm same problem yoyo amwe ana sekuru vakuti tokurapa neUSD150
@Faith-vc4vc4 сағат бұрын
Mkadzi uyu is a definition of a wife material...hopefully anobatsirwa😥
Muchanoitwa vakadzi vezvikwambo nako kuda kutsvaga ana baba kwenyu ikoko..
@em-zee-j1m11 сағат бұрын
utoriwo neshungu yekuda kuziva vako but mai vako havatozivi baba vako hanti?thats why uchiti vanhu vasazivi madzinza avo neh?
@prachie93711 сағат бұрын
@em-zee-j1m my friend ini baba vangu ndakakura navo ..warwadziwa nei ne comment yangu ....
@em-zee-j1m11 сағат бұрын
@@prachie937 haa i dont think unovaziva and chokwadi uri kuchiziva lol so why wapa response yekuti vanhu vachaitwa vakadzi vezvikwambo?LOL.Garai pasi comrade
@prachie93711 сағат бұрын
@em-zee-j1m haundiudzire zvekutaura pa fon pangu ...this is social media my friend ...nyangwe ndisingavazive hw does that concern u ...
Zvosiyana,hadzisi mhuri dzose dzinoita zvamunofunga zvekuromba..monongonzwa zvakaipa muma isolated cases and you assume kuti zviri kwese.There are millions upon millions of good stories yekuziva dzinza rako.Remove negativity from your mind.❤