4years ndichirara nechikomba pamubedha wemurume wangu

  Рет қаралды 14,094

Zimquik Television

Zimquik Television

Күн бұрын

Пікірлер: 88
@kennedymsengezi718
@kennedymsengezi718 11 ай бұрын
Mukadzi ihure. Failed to appreciate the work the husband is doing. Ukaona mwana akutaura agurwa kunorira
@maikutloramadi5781
@maikutloramadi5781 11 ай бұрын
Ummm zvakaoma mufunge mukadzi shingiri imbayako ummmm mujolo nooooo
@FungaiKwadiwa
@FungaiKwadiwa 11 ай бұрын
Mai awa kkkkk hanzi ndoda chikomba chochengeta mhuri yangu chengetai vakadzi wanotorwa newasvinu kkkk musaitise vana ngozi batanai mega baba awa idununuwo futi muchauraisa mwana batai mega chikomba
@ChristopherDull-u5h
@ChristopherDull-u5h 11 ай бұрын
Wapara ngozi yakaoma mfana.Ungadai wakasiya zvakadaro baba vakazvibatira wega
@ChristopherDull-u5h
@ChristopherDull-u5h 11 ай бұрын
@@giftalutadosipani3637 zvaata izvi pachivanhu chedu zvakangofanana nekunongedza amai chihure.Hauna kunzwa chief vachimutsiura kuti dai wakatsvaga mumwe munhu kana muzukuru kuti asvitse kuna baba .Chivanhu ichi Gift
@SaselamaniMax-rm6nw
@SaselamaniMax-rm6nw 11 ай бұрын
Mwana akapara ngozi, akararama dzinenge dziri nyasha. Amai vari wrong asi zvakanga zvisingadi iye se mwana, ngaazive pokugumira
@SaselamaniMax-rm6nw
@SaselamaniMax-rm6nw 11 ай бұрын
Ko kana amai vasingagutswi bonde na baba iye mwana aida kukhavha gap here,
@doreenmushowo1409
@doreenmushowo1409 11 ай бұрын
At least she says the whole truth has it is.❤
@ConniekholiyMpansi
@ConniekholiyMpansi 11 ай бұрын
Aaaah shame baba ndava nzwira tsitsi, mukadzi, vakadzi denga tichaita rekuonera pamabook eWatchtower
@mosimanegapemotlhatlhedi7444
@mosimanegapemotlhatlhedi7444 11 ай бұрын
Mambo nyaya dzenyu dzosara muzhira hapana nyaya yamopedza
@francischarewa2195
@francischarewa2195 11 ай бұрын
unoona iwe.hapana kana nyaya imwe chete zvayo yavanopedza.maybe havana zvimwe zvekuita kunze kwekungotonga twunyaya itwotwu
@ssam1430
@ssam1430 11 ай бұрын
Dare Iri should be renamed Bishu Reality Court
@darkskinneddutchess4007
@darkskinneddutchess4007 6 ай бұрын
Lol love kana ichinetsa maAncestors akadai kokuzoti isu pwere😂
@ExsonMatambudza-xx5xj
@ExsonMatambudza-xx5xj 11 ай бұрын
Mambo musaisa vana mudare sema witness evabereki.... Zvinouraya ukama wakanaka dai dare rakagara rapiwa uchapupu nemwana kare
@shupikaicharlesmwashusha6471
@shupikaicharlesmwashusha6471 11 ай бұрын
Madhara siyanai nevana vadiki roorai mazera enyu
@ArnoldMutsvairo
@ArnoldMutsvairo 11 ай бұрын
Umm wangu chembere iyo ndoyaurikuti mwana mudiki here, Ko chikomba chacho zvachinenge chakatochembera wani
@getrudekaravina6371
@getrudekaravina6371 11 ай бұрын
Regai ahurirwe akazungairawo uyu
@LydiaSiwa-zo4mr
@LydiaSiwa-zo4mr 11 ай бұрын
Aaa so painfull mukadzi hule bt chief yu are handsome
@MavhimaMugova
@MavhimaMugova 11 ай бұрын
Tinokurudzira kuti mukadzi wemunhu anenge abatwa ne chikomba achigara nechikomba uye chikomba ngachiripiswe .
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 11 ай бұрын
Aaaaa chikomba chacho vakadzii chii nesu is isusu shaya dzechikomba dzakaita kupinda mukati
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 11 ай бұрын
Shaya, dzinozivei 😂
@pokellokingz
@pokellokingz 11 ай бұрын
Chatinoda chingwa chevana zvekuti chikomba chakapfeka masocks akasiyana hazvina bass....
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 11 ай бұрын
@@pokellokingz kikkk zingwa reAna
@BrianKanyeredza
@BrianKanyeredza 11 ай бұрын
Anzi ndiri Agenda😂😂😂😂😂😅😅😅🎉🎉
@GodknowsMurare
@GodknowsMurare 2 ай бұрын
Ķkkkkkkkk
@PatienceMutsipa
@PatienceMutsipa 11 ай бұрын
Iii ii mabishu akuda kunamatirwa veduwe chii chakadaro chinenge ngozi ndarwadziwa ini 😢😢😢
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 11 ай бұрын
Ayaaaaaaah
@nondochirau9664
@nondochirau9664 11 ай бұрын
Ndochikomba here chigere pasi kkkk
@TendaiKwenda-h5f
@TendaiKwenda-h5f 11 ай бұрын
Ityai mwari 😢
@sinikiwemadara1246
@sinikiwemadara1246 11 ай бұрын
Regarding mwana uyo anotora going kuna amai avogaasiyan nazvo
@manyaramarweyi9989
@manyaramarweyi9989 11 ай бұрын
Ummmmm zvakaoma chihure chakadai chinonyadzida sua yoweeee
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi 9 ай бұрын
Kkk hakuna mhuka inomhanya seChikomba
@ChipoMateta
@ChipoMateta 17 күн бұрын
Zera rechikomba chacho
@nicolagandiwa5904
@nicolagandiwa5904 11 ай бұрын
Mjolo ukanetsa matateguru akadai kuzoti isu hedu
@darkskinneddutchess4007
@darkskinneddutchess4007 6 ай бұрын
Imagine😂
@tafadzwakamuruko5866
@tafadzwakamuruko5866 10 ай бұрын
😅😅😅apa munhu akapayaya zvake
@innocenthamandawana2342
@innocenthamandawana2342 10 күн бұрын
Dare iri noise too much,mapurisa itai basa.
@manyaramarweyi9989
@manyaramarweyi9989 11 ай бұрын
Ndanzwa tsitsi pamwana vakadzi ngatisadaro tigutsikanei nezvatinopihwa nevarume vedu uye kuzvishandirawo maaoko haapere ayo
@marblejori3569
@marblejori3569 11 ай бұрын
Pamusoroi . I don't blame this woman pliz . Zvimwe zvacho votoona kuti hakuna choice . Many are not supporting wives financially and even romantically . These man they some of them they forget about wives and children . Mukadzi akaguta bonde haamboite chihure . Pafair chaipo . Just to tell your wife ," I love u " It's very important . As woman we are missing that attention .Pliz this woman is lacking love . Don't blame her . She is trying to heal her trauma .
@BenjaminMoyo-r7d
@BenjaminMoyo-r7d 6 ай бұрын
Chihure
@darkskinneddutchess4007
@darkskinneddutchess4007 6 ай бұрын
​@@BenjaminMoyo-r7dchengetai vakadzi marombe
@juliusmatenda3007
@juliusmatenda3007 2 ай бұрын
Il totally disagree. Kana mukadzi asiri kugutsikana the wose decision is to leave ottsvaga zvinomufafza ave free pasina bond re marriage. Regardless yekuti haadi kiwana love as you say kana azviitira mu marriage then atokanhanisa. To be honest and you know it most people both men and women have lost their lives nenyaya dzakadai
@lionjudah7192
@lionjudah7192 Ай бұрын
Kana mukadzi aona kt zvarema bttr kusiya murume wondoita zvechihure than kuzvinyadzisa pamberi pevana kudaro..kusvika pakubatikidzwa nemwana 😢. Apa mwana akura chaizvo
@Mukoma1
@Mukoma1 10 күн бұрын
Mweya vehunzenza
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 11 ай бұрын
Chakasunga mombe nedhongi kkk,masocks akasiyana
@nondochirau9664
@nondochirau9664 11 ай бұрын
Vanhu bonde vanorida sure kkkkk
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 11 ай бұрын
Shame ma 1 chaiko, icho chikomba chacho, chikomba manyama chaiyo, shaya dzakapinda mukati kare kare zvadzo
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi 9 ай бұрын
Boots yechikomba apa chikutenga mafon egero
@ConniekholiyMpansi
@ConniekholiyMpansi 11 ай бұрын
Yaaah pakaipisisa chokwadi
@pokellokingz
@pokellokingz 11 ай бұрын
Chatinoda chingwa chevana zvekuti chikomba chauya nemasocks akasiyana hazvina homwe ndoyatakutarisa mazuva ano kkkkkki
@maudenyamandi6239
@maudenyamandi6239 Ай бұрын
Chikomba hachina mhuri here?
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 11 ай бұрын
Ko kuzohurira pamba pane vana nhai veduweee
@RuvaraShe77
@RuvaraShe77 6 ай бұрын
Dna on the children please
@fadzaimacharaga98
@fadzaimacharaga98 11 ай бұрын
Yaaa gore rino hupombe wanyanya gore rebonde chairo ityai mwari
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 11 ай бұрын
Parikuda ma DNA test pavana 4 years achidya bota haangatadze kuita mwana
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 11 ай бұрын
Baba ava vakaita kunyorwa pahuma kuti kupusa.
@michaelint23
@michaelint23 11 ай бұрын
😂😂😂
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 11 ай бұрын
Mwana uyo haasi apara ngozi kuna amai hre? Aifanirwa akangokwenyera paba chinyararire mai vasazviziva kuti mwana avabatisa
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 11 ай бұрын
Hapana Ngozi apo apa KO hanty wakahura zvechokwadi here hapana Ngozi Iripo apo kana
@francischarewa2195
@francischarewa2195 11 ай бұрын
ko iye mwana wacho anopupurira baba sei.??ko kana baba vake vasirivo vari ivo vaari kuti chikomba achaita sei??mai vanogona kungoti vauri kuti chikomba ndivo baba vako.
@maudenyamandi6239
@maudenyamandi6239 Ай бұрын
Ko murume nechikomba vese zvavachembera?
@ShadreckMusasa
@ShadreckMusasa 12 күн бұрын
😂😂😂😂 Imagen kuti pamwe havana kana kupedza a minute vanga vatoburuka
@thandiwechinaa5453
@thandiwechinaa5453 11 ай бұрын
Kkkk masokisi echikomba😅😅😅😅
@ayinagwebu8278
@ayinagwebu8278 11 ай бұрын
Kkkkkk
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 11 ай бұрын
😂😂😂😂
@RopafadzoMagaya-l1k
@RopafadzoMagaya-l1k 11 ай бұрын
Kkkkkkkkk mrume akapusawo hura hako
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 11 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@BrightonMagwenya-kn9fj
@BrightonMagwenya-kn9fj 11 ай бұрын
Mwana uyu anorwara anoziva sei kuti aaarikuti ndibaba vake ndovakamubereka pamwe chikombawo futi atopara ngozi kuna amai zvakangofanana nekuonerera amai
@WayneMakisi
@WayneMakisi 11 ай бұрын
Baba havana kukwana ava ko mwana vanga vachamutaurirei kut ndiye avaudza achavenganisa mai nemwana
@dollykamutando788
@dollykamutando788 6 ай бұрын
Mwana anndisiririsa
@MariaNyika-n1b
@MariaNyika-n1b 11 ай бұрын
Ko chiiko chapinda muvanhukadzi nhai vamwe vangu kana kumbonyara
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 11 ай бұрын
Ishiri dzabvuta rhekeni varume vakambohura zvavo
@sonenigwenelo2076
@sonenigwenelo2076 11 ай бұрын
Chikomba wearing socks blue and white
@francischarewa2195
@francischarewa2195 11 ай бұрын
mushonga uyo
@WellyMunyoro
@WellyMunyoro 2 күн бұрын
This woman is abuskeleke
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 11 ай бұрын
Arikusiya imwe harahwa achida imwe vakadziso 😂😂😂😂
@emptyyourheart9086
@emptyyourheart9086 11 ай бұрын
Ukatarisa mari yacho yaanohurira pamwe haina kuwanda
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 11 ай бұрын
​@@emptyyourheart9086paLevel ravo izhinjisa mari yacho kikkkk
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 11 ай бұрын
Kkkkk chikomba pamwe chiri ktumirwa mari nevana chospender kugerofurendi hacho 😂😂😂😂
@JohnManyore-fw8fc
@JohnManyore-fw8fc 11 ай бұрын
😢😢
@mwanyaramanjeya1749
@mwanyaramanjeya1749 11 ай бұрын
BENZI remukadzi
@vincentmushayahembe7068
@vincentmushayahembe7068 11 ай бұрын
ma soccks manyama
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 11 ай бұрын
😂😂😂😂 imi weeee
@ChipoMadubeko
@ChipoMadubeko 11 ай бұрын
Uyu murume wangu uyu chikomba. Mai MUNONYADZISA.kahure kemunhu
@gregorychanyukachimonyo5973
@gregorychanyukachimonyo5973 11 ай бұрын
Ummmmmmmmm
@bonuspawari7819
@bonuspawari7819 Ай бұрын
Nyamaropa is abusive
@pokellokingz
@pokellokingz 11 ай бұрын
Amai variryt varume chengetai vana venyu kana mukadzi akuchengetwa nemumwe murume vorwadziwa stop gender abuse
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 3 ай бұрын
Ndosaka tichikuurayai banga pamoyo vakomana
Mukadzi Akati Mwana Haazi Wangu!Why should I Pay $2000
49:19
BUSTOP TV
Рет қаралды 72 М.
If people acted like cats 🙀😹 LeoNata family #shorts
00:22
LeoNata Family
Рет қаралды 21 МЛН
UMP......MWANA AKARERWA NEMAKUDO NESHATO KWEMAZUVA MASHANU MUGOMO
38:40
Akandiisa rukawo ndouraya varume akandivharisa banga
16:08
Zimquik Television
Рет қаралды 15 М.
RUDO NDIMAMBO  ominbus  Zimbabwean drama
3:10:35
Jamukoko Media
Рет қаралды 52 М.
Ndakadzvuradzvura Munhu Netsvimbo
37:29
SlyMediaTv
Рет қаралды 37 М.
Mukwasha Akaitisa Ambuya Pamuviri
18:36
SlyMediaTv
Рет қаралды 21 М.