8 January 2025

  Рет қаралды 6,016

Bhozhongora (Topic)

Bhozhongora (Topic)

Күн бұрын

Пікірлер: 25
@Chiherachashe2909
@Chiherachashe2909 Күн бұрын
Mboko mukuwasha kubasa kwa tezvara 😂
@Nyarai-f6v
@Nyarai-f6v 17 сағат бұрын
Same situation as mine
@rosezulu-ng6jn
@rosezulu-ng6jn Күн бұрын
Takachibata chimuti kucaptwn mai Chanjo mukadzi uyo ngamusiye murume uyo imharadzi
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 11 сағат бұрын
Chechiredzi ichi bodo ko munoda kushandisireiko vamwe vanhu pazvinhu zvenyu nhaimi. Zvakaoma hazvo nyaya yenzvimbo iyi zvakaoma kugona muroyi kumunanga chaiko 😂😂😂😂
@JulietMaphosa-uv3gn
@JulietMaphosa-uv3gn 14 сағат бұрын
Takachibata chimuti pajoza ..makadii vashauri vehepfunyuro yedu
@ShantelGovha
@ShantelGovha Күн бұрын
Pakadzika dzika😂
@MaryChiheya
@MaryChiheya 21 сағат бұрын
Musandione kunonoka ndange ndichiuya ndakachibata kut dzvii paDurban apo
@RaymondChiradza
@RaymondChiradza Күн бұрын
Bhozho tsudzurai kkkkk kanyemba nabhozho mondichemedza nekuseka boys dzangu
@LainaTigere
@LainaTigere Күн бұрын
Zvinonetsa zvemarriage izvi zvirikwauri kuti wogara kana kubva hupenyu ndehwako
@memorybotomani8057
@memorybotomani8057 Күн бұрын
Mai vekwa DC awa uuu zvakaoma ndoziva hangu pamba pavakaberekwa
@wondermaenza8075
@wondermaenza8075 Күн бұрын
Anonzi ma indications anoitwa nemapurisa bhozho.
@paulinemanyonganise5936
@paulinemanyonganise5936 Күн бұрын
Ndachibata chimut
@carltonchitsa8146
@carltonchitsa8146 Күн бұрын
takachibata chimuti tiri paPretoria apa rambai muchiTsudzura
@SimbaChikambure
@SimbaChikambure Күн бұрын
Dzviii dzviiiii dzviiiii chimut ndinacho sido chikambure kaaapa gugulethu
@joy-ur8ct
@joy-ur8ct Күн бұрын
Kanyemba bhonzo wazobuda here murwisi
@ClarahMuchawaya
@ClarahMuchawaya Күн бұрын
Mykadzi wemurume mbavha ngaabvepo qnogaera kwake ega achishandira vana vake . Kupedza nguva kurarama nemunhu achakuuraya .ndoovarume vanozoti varambwa vouraya mhuri
@BenjaminMushambi
@BenjaminMushambi Күн бұрын
It's true imhondi iyi maybe mukadzi uyu kutadza kumusiya arikumuitira matreats nekuti murume uyu haite chekutanga imbavha imhombwe chidhakwa apa haashande anomirira yemukadzi munhu zama zvigoramba urimundima
@ChahwandaRobert
@ChahwandaRobert Күн бұрын
Inonzi indication
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 Күн бұрын
Mukadzi uyu ndinoti Ngaasiye hake anogara ega oenda kucourt aise peace order
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 11 сағат бұрын
Uyo wemurume anotora Mari zvokwadi unotsvireiko netea isina sugar nhaimi zvaunenge uchabatwa BP nhaiwe nekuda kunzi uri mumarriage haiwawo siyai mainini hanti munoshanda why worry endai munozvishandira muri peacefully amainini.
@PreciousMapota-fn2fr
@PreciousMapota-fn2fr Күн бұрын
Takachibata tiripacapa
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 11 сағат бұрын
Ummmmm bb avo imhondi zvesure. Dzimwe nyaya hadzidi kutaurwa paphone honai mai vazourawa zvinorwadza uye kuverengerera kungoida vanhu panjodzi veduwe. Bb ngavangourawa zvavo neky hadanirwi kurarama.
@patiencechimwanda1204
@patiencechimwanda1204 Күн бұрын
Pooooooo rikiti bvuuu icho chenyoka chakanyanya varoyi variko veduwee pasi pano pakatakura kurema
@carltonchitsa8146
@carltonchitsa8146 Күн бұрын
ko kuzoonobvunza kuti maitasei mukomana..kkkkkk bhozho anoita kut tinakirwe hedu isu pachimuti
Magwiba akateiwa mumunda, Neighbor akazobuditsa demo (20 Dec 24) (dzokororo)
46:30
Ful Video ☝🏻☝🏻☝🏻
1:01
Arkeolog
Рет қаралды 14 МЛН
КОНЦЕРТЫ:  2 сезон | 1 выпуск | Камызяки
46:36
ТНТ Смотри еще!
Рет қаралды 3,7 МЛН
Abatwa nemukadzi wemunhu wachitoita bonde
51:29
Manass-Chibanda
Рет қаралды 30 М.
Ngozi Yakauraya Vana 4 pa4 days
19:02
BHOZHONGORA TODAY
Рет қаралды 2 М.
Tigrigna Audio Bible, The Book of Genesis | ኦሪት ዘፍጥረት
3:58:03
Tigrinya Audio Bible | መጽሓፍ ቅዱስ ትግርኛ ብድምጺ
Рет қаралды 3,2 МЛН
Hama Dzaramba Kuviga Mwana Baba Vari KuJeri @BHOZHONGORATODAY
6:35
BHOZHONGORA TODAY
Рет қаралды 718
CORAN POUR DORMIR QUI APAISE LE COEUR (Recitation magnifique) 2021
1:31:41
DOUAA PROTECTION
Рет қаралды 11 МЛН
Finally Mnangagwa Is Under Pressure😳
8:10
Kulliant Tv
Рет қаралды 12 М.
26 December 2024
59:08
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 9 М.
Ful Video ☝🏻☝🏻☝🏻
1:01
Arkeolog
Рет қаралды 14 МЛН