30 January 2025
39:02
4 сағат бұрын
24 January 2025
40:43
19 сағат бұрын
23 January 2025
36:48
21 сағат бұрын
22 January 2025
49:36
Күн бұрын
21 January 2025
30:42
Күн бұрын
17 January 2025
41:59
14 күн бұрын
15 January 2025
47:43
14 күн бұрын
13 January 2025
44:31
14 күн бұрын
Mwana ane 3 years awira mumugodhi
5:45
8 January 2025
34:04
21 күн бұрын
Amai vane nyoka muchiuno
12:10
28 күн бұрын
Пікірлер
@mejurychimwai6086
@mejurychimwai6086 Сағат бұрын
Imi team rechimuti murikureva kuti hamuna problem mumamarriges enyu here😅😅😅😅😅😅zvenyu muchasara muritwo
@mejurychimwai6086
@mejurychimwai6086 2 сағат бұрын
Jesoooh kumhanya achienda kumba kwabva nyoka veduwe kani
@JulietMaphosa-uv3gn
@JulietMaphosa-uv3gn 5 сағат бұрын
Chimuti takapakatira sepfuti ...pano pajoza hatiregedzi
@tatendaurayai9808
@tatendaurayai9808 7 сағат бұрын
Aaah pamba pamaiavo panezvakavanzika zvinhu zvakaona kut muporofita anozofumura zviripo panenyaya hombe apa
@SusanMatambudza
@SusanMatambudza 8 сағат бұрын
Makadiiko mukoma Bhozho na Kanyemba haaaaa ndinacho chimuti ndiri kumhanya nacho ma earfone arimunzeve ndichiita hangu washen, munondifadza hanzvadzi dzangu ❤❤
@JulietMaphosa-uv3gn
@JulietMaphosa-uv3gn 8 сағат бұрын
Chimuti takabata ..Kuti dzviiiii ..rikiti bvuuuuuu
@JulietMaphosa-uv3gn
@JulietMaphosa-uv3gn 8 сағат бұрын
Vakadzi varikuuya mashura
@ChristineMudiwakure-iy1dd
@ChristineMudiwakure-iy1dd 11 сағат бұрын
Kuti zviii mpumalanga witbank
@quillamaahmukwanda9139
@quillamaahmukwanda9139 12 сағат бұрын
Nyaya iyo yemurumw wekuuraya mwana akakanda mumvura if l remember bhozho nyaya iyi wakamboitaura kare y say zvakaitika nezuro yet it's a repeat
@ConstanceChihwiza
@ConstanceChihwiza 20 сағат бұрын
Zviri kuitika zvanyanya yoweee
@marshallzamba9912
@marshallzamba9912 23 сағат бұрын
Remember nhasi bhozho haapinde mustudio iyo I repeat iyo
@TariroMazibuko
@TariroMazibuko 23 сағат бұрын
Poooooo pooooo rikiti
@marshallzamba9912
@marshallzamba9912 23 сағат бұрын
Watching from Pietermaritzburg
@MoreblessingMponda
@MoreblessingMponda Күн бұрын
Dzokororo mati tiite sey nayo
@DereckMugwagwa-l6l
@DereckMugwagwa-l6l Күн бұрын
D
@oneariegamamoyo1227
@oneariegamamoyo1227 Күн бұрын
Watching from Port Elizabeth
@TafaMutsaru
@TafaMutsaru Күн бұрын
Hello Bhozho na KB
@RichmanMpofu
@RichmanMpofu Күн бұрын
Bhosho icho chemwana wachidzokorodza kubva last year wakunyepa
@Tebetedemu
@Tebetedemu Күн бұрын
Watching from DURBAN
@KimptonMatizha
@KimptonMatizha Күн бұрын
Kuti dzvii pamafikeng South Africa
@rosezulu-ng6jn
@rosezulu-ng6jn Күн бұрын
Takachibata chimuti mai chanjo
@SM_Family1
@SM_Family1 Күн бұрын
Zvakaoma zzvirikuitika pasi rino
@florencenyakurimwa2323
@florencenyakurimwa2323 Күн бұрын
Watching from USA
@joy-ur8ct
@joy-ur8ct Күн бұрын
Topeiwo mazita evabatsiri please
@CatherineShangwa
@CatherineShangwa Күн бұрын
Shame nematambudziko rufu rwevana vadiki rwunogumbura
@tatendaurayai9808
@tatendaurayai9808 Күн бұрын
Ayewa murume ngaaratidze kwaakaba mai nevana voenda vinokumbira ruregerero zvobva pavari zvoenda kunotambudxa iyr
@tatendaurayai9808
@tatendaurayai9808 Күн бұрын
Ndakachibata ndiripo pa SA apo
@ProgressMatambo-y6f
@ProgressMatambo-y6f Күн бұрын
I'm the fifth today watching from USA
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson Күн бұрын
Wekusakisa kuti mufi anwe poison kungodya munhu mari uchiziva hako kuti urikumushandisa ,uchapfidza zvirikuitika pauri wakazvitsvaga
@sithobekilemaipe9783
@sithobekilemaipe9783 Күн бұрын
Manje yabuda pasi rose taiona nyaya iyi kkkkk
@Nozipho-c9b
@Nozipho-c9b Күн бұрын
Takachibata kuno kuSA..kuMafikeng kķķk😂😂
@marthamukombe3544
@marthamukombe3544 Күн бұрын
4th😮
@divinephiri3806
@divinephiri3806 Күн бұрын
2nd🎉🎉🎉
@VeronicaMupambi-p3f
@VeronicaMupambi-p3f Күн бұрын
I'm first ndakachitibata tuti dzviiiiiiiii ndiri kucapetown
@PrettyRukatya
@PrettyRukatya Күн бұрын
Nyaya dzepano mahora weduwe
@RunakoTrish
@RunakoTrish Күн бұрын
Ko nhai Bhozho musikana wekuzvitakura uya akarohwa nababa wake netsvimbo dzekuchechi pamwe nababa wake ,vakuru weer eke vakazosungwa here
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 Күн бұрын
Chekunyamandhlovhu icho aiwa ndiko kutanga mapenzi vese vachadzidza vakomana vevasikana ky kuvimbika chinhu chakanaka uye usadya mukomana kana udingamudi ufunge zvinorwadza kupedzerwa nguva yako nemunhu achiziva ky haakudi
@BeatriceTonongera
@BeatriceTonongera Күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 kuseka nhamo serugare henyu kkkkkkk
@StanleyMutama
@StanleyMutama Күн бұрын
Order order plz hazvichanzwiki
@emilyzenda4851
@emilyzenda4851 Күн бұрын
Kkkkkkkkkkkk pakereke paita vajongwe haaaaaa zvaari mashura kkkkkkkkkkkk
@clivechigaba663
@clivechigaba663 2 күн бұрын
Mukwasha apinda muchibage musatongi mega 😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮
@memorybotomani8057
@memorybotomani8057 2 күн бұрын
Bhozho kutaura chokwadi jongwe rakupedzera dai vakapinda
@RitaHingi
@RitaHingi 2 күн бұрын
Mojolo chaiwo zvakaoma hazvo
@dhobhagondo1776
@dhobhagondo1776 2 күн бұрын
Bonzo kana vanhu vapedza Church jongwe rinoenda kupi?
@judithnyewura3184
@judithnyewura3184 2 күн бұрын
Vanhu havanzwe kudya mari yemunhu iwe usingamude
@primrmunhnzi522
@primrmunhnzi522 2 күн бұрын
Bhero remapant
@primrmunhnzi522
@primrmunhnzi522 2 күн бұрын
Bhozhongora maivepo here
@Tebetedemu
@Tebetedemu 2 күн бұрын
Ndeip bhozho
@PriscillaNgaza
@PriscillaNgaza 2 күн бұрын
Haaaa mjolo tichaurega
@SM_Family1
@SM_Family1 2 күн бұрын
Bhozhongora unotaurisa maiweee😂😂😂😂