8 Years ari pamusoro pe Toilet pàrt 2

  Рет қаралды 25,304

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

2 жыл бұрын

8 Years pamusoro pe Toilet pàrt 1
• Video

Пікірлер: 176
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 жыл бұрын
Community yakabatana iyi, Mwari akuropafadzei mose. You're an angel baTaps
@cynthiamanyau365
@cynthiamanyau365 2 жыл бұрын
Sekuru Tsogodo wakatochaiwa ngenipa. Thank you so much baTaps
@eustinamandigo1282
@eustinamandigo1282 2 жыл бұрын
Wakaita kunerwa ndiyo nipa hama
@PrinceTatenda
@PrinceTatenda 10 ай бұрын
Pamaraini pangu apooo NYC nyc baba taps . Mukama zaka awooo
@sylviamoyana3575
@sylviamoyana3575 2 жыл бұрын
Zaka needs help, anogona kuzouraya futi. Haana kumira kwazvo
@lynet5565
@lynet5565 2 жыл бұрын
Thank you Baba Taps. Mukomana uyu anode Mental health intervention
@shelterhwingwiri9855
@shelterhwingwiri9855 2 жыл бұрын
Ha but Zimbabwe chaiyo ikabatana hapana kana munhu anombotambura.sure itirwai nyasha BabaTaps nevatambanudza vese.Big Up Zimbabweans International.You can do it nezita raJesu Amen
@gavangabridgetbubblingb206
@gavangabridgetbubblingb206 2 жыл бұрын
Mwari Awedzerwe..🙏🙏🙏dai paita solution for mhamha Tsogodo
@susankambanje5545
@susankambanje5545 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/iIOVmWqXm92Hhac
@lovemorewandaza5367
@lovemorewandaza5367 2 жыл бұрын
We thank you Baba Taps. We will never stop supporting you until all is done. God will always bless you indeed
@susankambanje5545
@susankambanje5545 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/iIOVmWqXm92Hhac
@eunicenyandoro8009
@eunicenyandoro8009 2 жыл бұрын
Baba taps may god bless you more and more.sekuru mutsogodo mutoriro wakaoma kunge mbanje hnzi ndivhenekei nemushini wenyu wamukutora pic nawo..God heal him.
@tausamhiri9709
@tausamhiri9709 2 жыл бұрын
God bless u Karanganda TV... Mabatsira team yemunharaunda.. Newengo kuti chuuuu.
@phoebemavhiza-kf4cj
@phoebemavhiza-kf4cj Жыл бұрын
Uuum zvakaoma😢Mwari ngavarangarire this family zaka arapwe thank you kune vese vakabatsira baba taps makagona
@bettymatitsa9043
@bettymatitsa9043 2 жыл бұрын
Uhm baTaps itirwai zvakanakisa naShe.haa ndayereredza misodza nhasi...haaa bless u all who helped
@susankambanje5545
@susankambanje5545 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/iIOVmWqXm92Hhac
@emmelysibanda1719
@emmelysibanda1719 2 жыл бұрын
God bless you baTaps n the Karanganda team navose vatambanudza ruoko kubatsira mbuya Tsogodo
@miriammapinga9535
@miriammapinga9535 2 жыл бұрын
Sekuru tsogodo ummmmm mutoriro wawasakadza
@lemmelemme313
@lemmelemme313 2 жыл бұрын
Baba Taps ndinoti Mwari achakushanyirai nekuti basa ramashanda ihombe. Ndonzwa kuda kuchema nerudo rwakadai, the Community is amazing. I cannot finish without passing my big thanks to those who contributed. You are the engine behind all that happiness.
@usenotfound168
@usenotfound168 2 жыл бұрын
BabaTaps, Mugabe and Tete Tilda can fix the country for real….let’s surrender Zimbabwe in their hands
@goredematafadzwa4943
@goredematafadzwa4943 2 жыл бұрын
Manje mgabe anosiya rimwe divi richichema kkk
@usenotfound168
@usenotfound168 2 жыл бұрын
@@goredematafadzwa4943 kkkkkkk zvino balancer ikoko
@linetygambura6672
@linetygambura6672 2 жыл бұрын
Kkkk Tsogodo ndewedoro shuwa
@charityzanga1164
@charityzanga1164 2 жыл бұрын
Thanks karanganda team bataps b blessed,🙏🙏
@paulinemuchinenyika4360
@paulinemuchinenyika4360 2 жыл бұрын
Thanks Karanganda TV, God bless you, Sekuru Tsogodo pane basa hey
@jpslabbert6981
@jpslabbert6981 2 жыл бұрын
Thanks baTaps. Musharukwa akatokorewazve uyu. Yaaa dambudziko riripo
@faithmaiba6434
@faithmaiba6434 2 жыл бұрын
Karanganda i personally thank you ,from the bottom of my heart you are touching lives ,keep on doing the great work ,God will be your strength much love from me
@mtumwamadhumo7375
@mtumwamadhumo7375 2 жыл бұрын
Thanks Karaganda am watching from joza you make me feel at home..
@annamakwanya6158
@annamakwanya6158 2 жыл бұрын
Ndinotende wese a tambanudza ruoko rwake kubatsira mhuri iyi Mwari wawe nemi nemiwo baba Tapas muwedzerwe makomborero God bless you all 🙏🙏🙏🙏🙏🙏
@michellinemittiemujakachi6995
@michellinemittiemujakachi6995 2 жыл бұрын
Good bless u ba Taps weldone!
@gkmps5305
@gkmps5305 2 жыл бұрын
Ndoo MACHULASKOO zve ayaa. Well done Karanganda and everyone who contributed. Blessed is the hand that giveth than the one that taketh!!👏👏
@susankambanje5545
@susankambanje5545 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/iIOVmWqXm92Hhac
@elizabethnyabadza9318
@elizabethnyabadza9318 2 жыл бұрын
Ehoooo mwari ngaakudzwe
@florencemparehwa1922
@florencemparehwa1922 2 жыл бұрын
Madhara ayo andinakidza hangu kkkkkk esp laughter yewakapfeka wool hat ina K😂😂😂😂😂
@donaldchiritse426
@donaldchiritse426 2 жыл бұрын
Thank for the good job you are doing, God bless you so much
@susankambanje5545
@susankambanje5545 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/iIOVmWqXm92Hhac
@dorcasmushango2894
@dorcasmushango2894 2 жыл бұрын
Aaaaa baTaps neteam yenyu munogonesa May you live long babaChuchuchu
@elizabethmatanha2551
@elizabethmatanha2551 2 жыл бұрын
Thank you very much baba Taps neruzhinji rweZimbambwe.mwari vakuitirei zvakanaka
@tapiwamutesva
@tapiwamutesva 2 жыл бұрын
May God bless you baba wangu babaTaps
@quinybright7736
@quinybright7736 2 жыл бұрын
Baba Taps ndichiri kuseka mashoko apedzisira kutaurwa ndibaba Tsogodo, hazi Hurumende yauyaa, mdizvo zvazvinoita, ukaita mabasa akanaka kupfuure vanofanira kunga vachizviita vacho, munotodeedzwa nezita ravo kkkkkk, Zaka daira hurumende yauya nemagetsi kkk
@rinaemudhau4874
@rinaemudhau4874 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkk hanzi ndivhenekei nemagetsi kuti ndiku taura chokwadi kkkk
@rosemtekesa4966
@rosemtekesa4966 2 жыл бұрын
Godbless you my brother nebasa renyu ramuri kuita
@susankambanje5545
@susankambanje5545 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/iIOVmWqXm92Hhac
@wondermare6045
@wondermare6045 2 жыл бұрын
Well done baTaps👍👍👍
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 2 жыл бұрын
This is beautiful. Hopefully sekuru will not barter trade groceries nge Nipa
@emmahgovera8385
@emmahgovera8385 2 жыл бұрын
Haaa varamba skuru Tsogodo Mwari vawedzere patapudzwa God bless you naBaTaps🙏🙏🙏
@thembinkosijoeman561
@thembinkosijoeman561 2 жыл бұрын
Aaaaaa varwadziwaaa Sekurutsogodo
@charityzanga1164
@charityzanga1164 2 жыл бұрын
Waiyepo here ....eheeee ndaiyepo ndaiyepooo
@blessmoregoto5406
@blessmoregoto5406 2 жыл бұрын
Keep it up baba Taps
@eustinamandigo1282
@eustinamandigo1282 2 жыл бұрын
Big thank u kuna mai Njopera makasvitsa nyaya makagona chose 💖
@masbaekatanda6987
@masbaekatanda6987 2 жыл бұрын
Sauyeyo akatobatwa neNipa uyu .....anoyiwanzwa arghh
@janesaungweme4799
@janesaungweme4799 2 жыл бұрын
Dankiie Maita Basa bataps nevatambanudza
@shelterhwingwiri9855
@shelterhwingwiri9855 2 жыл бұрын
Baba ava havana kukwana.unoda kugara akadhakwa anoda shamhu.ko vanodii kufambira mwana wavo aite zvakanaka vanopenga.siyai marovapo BabaTaps
@cleopaszhiwayo8849
@cleopaszhiwayo8849 2 жыл бұрын
Aaa baTaps chivanhu chiripo icho chinogadzirisika zvinongoda kuhakirwa mweya uripo vemufi urikutambudza uyo zvinopera....
@sheilanyabadza9668
@sheilanyabadza9668 2 жыл бұрын
Thank you Karanganda and all those that have given to this family. This young man needs medical intervention for real. Maybe admission to a Mental Health Hospital as he is a danger to himself and others.
@linahchiwambo9836
@linahchiwambo9836 2 жыл бұрын
Baba vaZaka vakatodhakwa zvavo pane basa chokwadi vakatofita kutora grocery mumba vachinotengesa kuti vatenge doro. Zaka anoda kunoongororwa pfungwa coz iii mai vari panguva yakaoma.
@faithmukusha2048
@faithmukusha2048 2 жыл бұрын
Ariko anogona kushandura hupenyu hwenyu Jesus Christ ndiye Ishe ane masimba ose,tendeukai ,mudane kwaari anokupindurai
@nyaradzaimudede1479
@nyaradzaimudede1479 2 жыл бұрын
Thanks Karanganda.....ko akaendeswa ku Psychiatrist
@wordofthecrossintministrie6849
@wordofthecrossintministrie6849 2 жыл бұрын
Thank you Very much baTaps Mwari ngaakuitirei zvakanaka
@mirriamrambiyawo4559
@mirriamrambiyawo4559 2 жыл бұрын
Kuti chuuuuuuu vanga uripo ere tinotenda baba taps nebasa ramuri kuita mwari vakuitirei zvakanaka 🙏🙏🙏
@jasherfamily
@jasherfamily 2 жыл бұрын
Thank you BaTaps mararamisa imwe mhuri
@sizakelengwenya25
@sizakelengwenya25 2 жыл бұрын
Baba Tsogodo : "Zaka hurumende yawuya " 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣lm dead...Baba Tsogodo killed me.... Tjooo..🤣🤣🤣
@shayzgamz2692
@shayzgamz2692 2 жыл бұрын
Maita basa mauya nepart two bless u karanganda nevose vabvisa
@millicentkateta4527
@millicentkateta4527 2 жыл бұрын
This is beautiful bataps
@Dalailama3674
@Dalailama3674 2 жыл бұрын
Manje Sekuru Tsogodo nguva yekugeza vanotomboiwanawo here?
@abednicomauto3616
@abednicomauto3616 2 жыл бұрын
Big up Ba Taps
@susankambanje5545
@susankambanje5545 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/iIOVmWqXm92Hhac
@thembinkosijoeman561
@thembinkosijoeman561 2 жыл бұрын
Aaaaa sekuru tsogodo varwadziwa&varamba
@rhodamusimwa1538
@rhodamusimwa1538 2 жыл бұрын
God bless u Karanganda
@monicanjaikira9602
@monicanjaikira9602 2 жыл бұрын
Mudhara uyo wakatorohwa ngemutoriro hake kkkk amwe arume Soo nge decor chaiwo kkkk Tokutendai kune vabetsera gogo komborerwai nashe neni baba taps ndokutendai nebasa ramunobata iguru chaizvo
@jethrowmathekela4388
@jethrowmathekela4388 2 жыл бұрын
Heheh..aka tshomwa😂😂😂
@shelterhwingwiri9855
@shelterhwingwiri9855 2 жыл бұрын
Hurumende inopinda papi ngavatikwanirewozve.munhu ngaaite sababa vemusha mhani.mbuya Tsogodo motoshinga henyu apa coz ungati mwana atori nani panababa ava zvakaoma hazvo
@Oriel_M
@Oriel_M 2 жыл бұрын
Hurumende haasi mapurisa here. 😅
@shelterhwingwiri9855
@shelterhwingwiri9855 2 жыл бұрын
@@Oriel_M mapurisa zvawo but can a parent really wait for the police to intervene in something spiritual like this.no .this guy killed his brother and went to jail ,so the government played it's part now it's for the father to sort out these ancestral issues for his boy to live normal.at least he must try not ignore and make his wife suffer alone .no mother on earth deserve to be totured with family issues like that plizz.
@westonmutizha7155
@westonmutizha7155 2 жыл бұрын
Thanks Baba Taps Mwari ngavakudzwe chokwadi
@babaablemusic
@babaablemusic 2 жыл бұрын
Dzimwe face idzo kaaa ummmm dzoroya chete
@noxblablabla136
@noxblablabla136 2 жыл бұрын
Ngei wadaro 🤣🤣🤣🤣
@babaablemusic
@babaablemusic 2 жыл бұрын
Kkkk dzinongooneka idzo dzakanyanya
@timothykatsvara5595
@timothykatsvara5595 2 жыл бұрын
SaTsogodo ngawasatengeseba zviro ngenipa kkkkkkkkk .samanyikaaa kkkkk
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 2 жыл бұрын
Baba tsogodo vakatorohwa nenipa kare.mwasungwa nezita rajeso
@mikemaestromangara5176
@mikemaestromangara5176 2 жыл бұрын
Excellent
@beautyadaarewa6064
@beautyadaarewa6064 2 жыл бұрын
Baba Taps hupenyu kudya kutenda vatambanudza ruoko vawedzerwe pavabvisa
@madalenmpofu8002
@madalenmpofu8002 2 жыл бұрын
Thanx baba Taps ndaiwapo 😃😃😃😃
@trevornyamunokora4089
@trevornyamunokora4089 2 жыл бұрын
Sekuru Tsogodo vakatopera hawo ne nipa iyaaaa
@tkneltindo5883
@tkneltindo5883 2 жыл бұрын
Glory be to God 🙏🙏🙏🙏
@nkonie7177
@nkonie7177 2 жыл бұрын
Zaka unode kunerwe nge shamhu. Kashai kakebviro dini kanoita mukomana agare pamusoro pemba?
@traceynyungwa7788
@traceynyungwa7788 2 жыл бұрын
I don't trust sekuru Tsogodo, vanenge vanoda kugara vakadhakwa, their son needs help asap his condition seems dangerous to himself and everyone around him
@noxblablabla136
@noxblablabla136 2 жыл бұрын
Mudhara Tsogodo akatorohwa hake nemutoriro 😅😅😅
@fungaimakusha4024
@fungaimakusha4024 2 жыл бұрын
Kkkkk pane basa
@zorethamalata4849
@zorethamalata4849 10 ай бұрын
Amem
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 2 жыл бұрын
Haaa tinotenda babaTaps
@honestytapfumaneyi8883
@honestytapfumaneyi8883 2 жыл бұрын
God bless you
@dennisnyangani8047
@dennisnyangani8047 2 жыл бұрын
Eish Lord have mercy
@davidmanyore6936
@davidmanyore6936 2 жыл бұрын
Thanks so much karangaaaandaa 📺
@rufaro.nyandoro9915
@rufaro.nyandoro9915 2 жыл бұрын
Hamurambirwe baba chiso chenyu hatichirambiri
@dadiraimasonzi5122
@dadiraimasonzi5122 2 жыл бұрын
mukomana wekuuraya mukoma ngaabve mumba umo asa netse vanhu. ashandire vana vemukoma vaakauraya
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 2 жыл бұрын
Baba avo vanotoda zvedoro mbuya tsogodo ngavachengetedze muhama chokwadi mdhara uyo anotengesa Karanganda
@emilema9028
@emilema9028 2 жыл бұрын
Asi zvinoroyesa izvi vamwe vanenge vachipururudza nemoyo yese here hmm
@monicanjaikira9602
@monicanjaikira9602 2 жыл бұрын
Apashai atorwadziwa ipapo
@patiencenyabvuri8384
@patiencenyabvuri8384 2 жыл бұрын
Taura hako
@beedeemotorndizvo2041
@beedeemotorndizvo2041 2 жыл бұрын
True ipapa
@emilema9028
@emilema9028 2 жыл бұрын
Thank you veKaranganda TV nevabatsiri.
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 2 жыл бұрын
Vanomirira Jehovha vanopihwa simba idzva
@cherimlambo4926
@cherimlambo4926 2 жыл бұрын
Mai Njopera ari kude kusungise Tsogodo
@nomatterkambeni5473
@nomatterkambeni5473 2 жыл бұрын
BaTaps 😍😍
@melodymahlatini3378
@melodymahlatini3378 2 жыл бұрын
Baba Tapusi in sabhuku voice matendwa nedenga
@memoryngwenya6697
@memoryngwenya6697 2 жыл бұрын
Thank you baba Taps and the team.
@susankambanje5545
@susankambanje5545 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/iIOVmWqXm92Hhac
@yukonmutetwa6959
@yukonmutetwa6959 2 жыл бұрын
Greenwave chikafu chakanaka
@georgezibuye8577
@georgezibuye8577 2 жыл бұрын
Makadzama baba Taps.
@haggaimashava1802
@haggaimashava1802 2 жыл бұрын
Mwarii rapafadzai vese vatambanudza ruoko
@veemandem7464
@veemandem7464 2 жыл бұрын
Imiweee Mai Tsogoda varimunhamo kuti murume benzi mwana murwere ummmm
@sandraedward7454
@sandraedward7454 2 жыл бұрын
Tinotenda karanganda nevese vakaisa ruoko mwari akuitirei zvidhafu dhafu
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 2 жыл бұрын
BabaTaps ndakakuudzai dambudziko rangu zii I think zvine ropa
@Karanganda
@Karanganda 2 жыл бұрын
Tinosvika,musatye
@rumbidzaimutendi6799
@rumbidzaimutendi6799 2 жыл бұрын
Ooohky on one day ooooo
@tsverukaidube3377
@tsverukaidube3377 2 жыл бұрын
Mwari vakuitirei zvakanaka ba tapus
@definiteguchu6126
@definiteguchu6126 2 жыл бұрын
Kuty chuuu may God bless u abundantly baba Taps nevese vakatambaudza maoko avo
@madalenmpofu8002
@madalenmpofu8002 2 жыл бұрын
Vadii kumboenda kuguruve kwasekuru Moyana kuchivanhu
@prudencenyoka9449
@prudencenyoka9449 2 жыл бұрын
Vanoisa 👎 vane vachida kuzama kuita sei chaizvo? Good job Karanganda TV
@anymorekamuruko8528
@anymorekamuruko8528 2 жыл бұрын
Tinotenda ne chikafu karanganda ko panoshaya maporofita anodzikisa mukomana uyu pamuromo pechimbudzi
@hillaryvimbai513
@hillaryvimbai513 2 жыл бұрын
Ropafadzwai ba Taps
@patriciachamanga5075
@patriciachamanga5075 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkkkk hanzi hurumende yauya
Karanganda TV KUPUMHANA HUROYI MUKOMA NEMUNIN’INA
37:42
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 9 М.
Huya Bhechu Bheju Mukotsanjera .TETE WANOBHECHERA MUKOTSA
19:07
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 25 М.
🌊Насколько Глубокий Океан ? #shorts
00:42
ИРИНА КАЙРАТОВНА - АЙДАХАР (БЕКА) [MV]
02:51
ГОСТ ENTERTAINMENT
Рет қаралды 14 МЛН
Incredible magic 🤯✨
00:53
America's Got Talent
Рет қаралды 54 МЛН
SABHUKU 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
44:16
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 10 М.
Zohnuai lei khi a chet belh zel.
38:08
Samson ZR Hmar
Рет қаралды 14 М.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 3,4 М.
Gutu: Akaponda Mwana Akamukanda Mutsime, Kuti Anoroorwa
38:45
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 26 М.
Ekedi na Sekuru Kanengo padare kuchiweche akafira pasowe cheshomba part 7
1:26:08
Sean Paul Speaks After Prophet Stephen Adom Kyei Duah Arrɛst Him
10:41
Dare ra Chief Mutasa .Sabhuku hatichamuda mudare munomukaHohoho🔥🔥🔥🔥🔥
1:14:10
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 25 М.
Akapukuta Chitunha chaasina ukama nacho .Ndiri we Home Based Care .Dare raChief Mutasa
43:16
🌊Насколько Глубокий Океан ? #shorts
00:42