AHHHH-AAAAAH-AAAH :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 2

  Рет қаралды 155,908

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Ай бұрын

Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 13 Episode 2 CHEGUTU
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZbin Channel: kzbin.info/door/n2d-FKT...

Пікірлер: 1 800
@Aziii-eu5to
@Aziii-eu5to Ай бұрын
Vese vari kuti Sabhuku ava ngavabviswe pachigaro lets gather here please haaa ngavabve baba avo imbwa yemunhu
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Ngavabve ihure rakadyiswa
@itaimarega1615
@itaimarega1615 Ай бұрын
Hure ririkuda mudya ndigere
@DRRZOE
@DRRZOE Ай бұрын
Ngavabve ,he is very toxic,dangerous to the community .
@Mbegabulawe
@Mbegabulawe Ай бұрын
He must be totally removed in that position and kuplot kwamhamha...vaende kusmall house kusina mwana uko...
@ruemkhula163
@ruemkhula163 Ай бұрын
What wrong did he do?
@trymoremanase784
@trymoremanase784 Ай бұрын
Pa plot Amai hamubvi, guys let's gather here in Support of Amai vedu ava
@yebo-gogo
@yebo-gogo Ай бұрын
Sure, let's support mai vedu. I love her.
@babava2263
@babava2263 Ай бұрын
M raising timu yekunokiya Mudhara Sascum uyo. Anoda disprin yechiKomred.
@nyadzimudzonga5985
@nyadzimudzonga5985 Ай бұрын
@@babava2263 i agree dhara iri is a dead man walking, ngari rohwe pfungwa dzivhurike
@ndakazivhagwara
@ndakazivhagwara Ай бұрын
Dhara iri sooo rodzidzisei vana manje vanoti chiii manje vana vakura soo eish ndarwadziwa hangu ....kti dzimba dzedu dzoputswa nemakuwa here dai dhara iri rakura manhiii ....
@barbarabats5280
@barbarabats5280 Ай бұрын
​@@yebo-gogogood idea. She needs support. She has been harrased too much. Ivo ndivo vari kuita zvechihure saka vari kushushira.
@watsonkucherera761
@watsonkucherera761 Ай бұрын
The best gift you can give your children ever is to love their mother.
@freddymutema4564
@freddymutema4564 Ай бұрын
Haaaa makapenga father, this is truth at its best
@mimzwepatop8012
@mimzwepatop8012 Ай бұрын
Dai ndiine mari hangu I would pay for mhamha to have a vacation. Spa treatment, manicure, pedicure, massage, hair treatment etc. She is super beautiful but that man has caused her a lot of pain. I feel for the kids too and the ripple effect of growing up with nababa vanogaroshungudza
@mosesgonzo1225
@mosesgonzo1225 Ай бұрын
Baba ava vakaverenga comment yako vanigona kutoti makutodanana futi😅
@zimnaijawifediaries450
@zimnaijawifediaries450 29 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@TendaiMakuyana
@TendaiMakuyana Ай бұрын
Vana vamai ava kana muri pano idai amai venyu zvakanyanya
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 Ай бұрын
Vote Mai For HUSABHUKU 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@pamhidzayimwaemudzeni9707
@pamhidzayimwaemudzeni9707 Ай бұрын
Baba zvinonyadza. Hapana nyaya apa kupfuhwirwa kani weduweeee. Tuvakadzi twechidiki utwu twuri kuda kugara pakashandwa kare uye wapfuhwirwa. Shame
@pamhidzayimwaemudzeni9707
@pamhidzayimwaemudzeni9707 Ай бұрын
Handizivi kuti madzimi akangwarira anotorwa nemaboorangoma evarume. Atove intimidating mukadzi mukuru uyu. Husabhuku ngahupihwe mudzimai kwete murume
@valerieedithchiriseri4140
@valerieedithchiriseri4140 Ай бұрын
You can tell kuti Sabhuko at the end was so embarrassed. He couldn't even agree to have the other children tested lol. He was like I might or might not. He is toxic that man. For shame!!!! Putting his kids through this and his wife. She mentioned the shame in the village she has had to endure. Baba imimi kwanai kana mada zvamainini endai zvakana. Musasiye maparadza amai nevana.
@TariroHope-ts6gc
@TariroHope-ts6gc Ай бұрын
Dambudziko ndi amwene..she is the cause of all this! Kupusisa mwanakomana kusvika pakuraramira makuhwa munhu wemurume! What a shame! Remember she said baba ava vane vamwe vana vatatu nemumwe mukadzi..Confusion yacho! 😢
@nyashagoneso863
@nyashagoneso863 Ай бұрын
Veduwe zera racho haridi zvakadai. Shuwa vakwasha nevaroora vachiona muchipopotedzana kudai so pamberi penyika yose. Baba ava ndavanyararira. Kana kuri kudyiswa kwavakaitwa na mainini haaaa mainini ava ngavanzwe tsitsi. Shuwa murume mukuru kutuka mukadzi wawaka bereka naye kuti uri muroyi pa TV. Veduwe ka. I hope this woman finds peace in her heart. She surely has gone through a lot. I hope her children will continue to love her even more
@yvonnemakurumidze
@yvonnemakurumidze Ай бұрын
Justice for mom marasha .... sabhuku marasha mofana kuripa mom avo ne mombe ina 4 nekuvafumura pamberi penyika ... 2 ... amwene ambuya vevana ava nemukadzi wepiri wababa ava murivaroi muneshanje nekuti vanoshanda kuda kuvashaisa mufaro jus because akaramba huroi ... I support mhamha marasha nemuromo wavo wekuti muchatambura hamuna zvisvinu zvamuchaita in life. ..please our sweet mom marasha forgive varwere avo ... ndimi muno deserve kuva mambokadzi ... I lost my mom 24 yrs ago but today love u mom marasha
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Vachatambura richafa sembwq
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Vachatambura richafa sembwq
@tariromafirakurewa9498
@tariromafirakurewa9498 Ай бұрын
Chitotangai mujolo Amai , zibenzi remurume ramuri kurwira doesn't deserve you honey. Kana musade kumukadzi sitai Mwana wewaridzi sabhuku Muri zibedzi chairo how are you leading the village imi Muri psycho path
@irenemurapa360
@irenemurapa360 26 күн бұрын
Nhai akomana ko vanhu vakuru varikunakurirana zvisipo nepamusaka pegodo ivo vakaenda kunotsvaga wavo umwe mukadzi wani. Sabhuku tikwanirei purizi
@irenemurapa360
@irenemurapa360 26 күн бұрын
Mukuru akonewa haasiye bhachi padare. 😂😂😂 hanzi ndimi vamwe munogona kutaura. Tauraiwo henyuka kana muine zvekutaura babamukuru. Akoma musazvinetse kuvhara maone kwavaakuita uku. Hamusi kuona kunyarara kwaakunyara uku
@TapiwaNyatito
@TapiwaNyatito Ай бұрын
Gogo vanogeza shem ❤ rega kadhara kaite shanje.
@albertinachirimhunga9593
@albertinachirimhunga9593 Ай бұрын
Mvura inonzwira
@desperkutoka7161
@desperkutoka7161 Ай бұрын
Vano geza vachi wota.
@thelbabie7703
@thelbabie7703 Ай бұрын
Kaneshanje dzinosvota kachingoti kuipa😂
@CosmasNehanda
@CosmasNehanda Ай бұрын
Ndipeiwo number ya Gogo
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 Ай бұрын
I can not believe I'm in the same situation dear 😢😢
@esthertinotendagideon3000
@esthertinotendagideon3000 Ай бұрын
1968 😢she thinks she’s 52 years old 😢she’s 56 it’s sad to see someone stressed to a point were she doesn’t realise how old she is we love you mama ❤❤❤
@shingachivuswa4421
@shingachivuswa4421 Ай бұрын
Wat is the timeline of the recording? Maybe it’s from 2 years ago
@shingachivuswa4421
@shingachivuswa4421 Ай бұрын
⁠@@Nunecbaba vakadzoresa makore from 1963 to 68 because of chikoro either than that he is 5 yrs older than her
@Nunec
@Nunec Ай бұрын
@@shingachivuswa4421 The mom said takaenzana saka kana husband iri ya 63 navo ndeva 63
@charliedickie5945
@charliedickie5945 Ай бұрын
Kkkk Ayiwaka hanzi takayenzana na baba Saka baba vati ndewa 1963 origin Iyo ya 1968 fake yekuti vaende ku scul
@BridgetChikata
@BridgetChikata Ай бұрын
Mudhara iweka kana irikunakirwa nebota remainini usatishungurudzira Mai vedu iye mukadzi wako mutsvagire musha wake or ndaavake ikoko kwaari kugara namai vako vanopitsa imba yemwana marudzii vanotambira small house nemaoko maviri xaah go to hell Mai vako mudhara iwe namai vako vanosapota chihure
@chenjeraichokera6083
@chenjeraichokera6083 Ай бұрын
Hey baba musadaro I m the same age nesecond born yenyu I m 31 years old now and watching this video before hearing results I m in tears please baba respect this woman please please makura mune vakwasha nevazukuru nevaroora munoda vaite sei Mr Mugabe I think this show needed a bit of serious editing because you must consider damage to the grown up children and and suicide possibilities you need to consider counseling to all kids Thank you
@joylinekwatiwani
@joylinekwatiwani Ай бұрын
He offers counselling
@LouisaElizabethKarolus
@LouisaElizabethKarolus Ай бұрын
Kuwhanda pamba pako chihure kana chapinda munhu anoita matricks
@trymoremanase784
@trymoremanase784 Ай бұрын
Baba ava is a very dangerous leader in the society ,he got personal issues that he needs help. Emotional black Mail chaiyo.he has caused alot of damage to this woman.
@ernestchakufora2914
@ernestchakufora2914 Ай бұрын
This man has crucified his children 's love. Paachange avekuda rubatsiro rwevana ndipo paachaziva kuti you don't compete nemukadzi pavana
@babava2263
@babava2263 Ай бұрын
He is an arse.
@ndakazivhagwara
@ndakazivhagwara Ай бұрын
Shuwa munoreva mangwana ..richada ribatsiro.rwevana.ende vachaisa hondo munjere dzevana.dai varume vakura manhi ivo vakadzi vanouya pakavakwa ava vanehondo ndovana chenai shuwaaa ende vamwene ivava vakatodambuka waya zvavo vabva Vaisala ruvengoo pakati pemusha wemwana wavoo
@user-my5ip7yi7b
@user-my5ip7yi7b Ай бұрын
You are so right vanesvoto
@miriamgabaza538
@miriamgabaza538 Ай бұрын
0😊
@MisheroMwanza
@MisheroMwanza Ай бұрын
Ndabatikana nemaresults aya nekushungurudzwa kwavaiita mukadzi chokwadi uuuuuuum baba imi kaa tsvagai Jesu mutendeuke idai mukadzi wenyu baba imi hamunyare here
@user-ec2jx3tj1k
@user-ec2jx3tj1k Ай бұрын
Varume vakaoma ava dea vakadzi vazhinji vari ku suffer mudzimba umu ukawana anokuda tenda Mwari inyasha chaidzo
@oliviakutsira356
@oliviakutsira356 Ай бұрын
Aaah ndovarume for you kana vada zvemjolo
@oliviakutsira356
@oliviakutsira356 Ай бұрын
Baba vavane small house karesa, chavakurwisa kupinzwa presure namawei and mhaiyo vavo,
@user-tu3sb3rp8d
@user-tu3sb3rp8d 24 күн бұрын
Vana baba ve generation iyi vanonetsa. My dad ndeva60 n mom 1965. Havasi sabhuku havo asi vanoshungurudza mai zvekudaro. Mai vakatopihwa gupuro. I m in the UK ndikati mai vangu vauye kuzogara pamba pangu asi baba vakateera babie ravo asi kushusha havaregi. Semwana I love my maparents asi zvinoitwa zvacho yoooo. They are so strong these women may the Lord bless them.
@panaliam
@panaliam Ай бұрын
I loved mum in the first 30 seconds of watching. We love you mother. Stay strong. Sabhuku makuhwa anoparadza and barika riri kuparadza musha. Use your wisdom sambhuku
@user-kn8xi8hk7b
@user-kn8xi8hk7b Ай бұрын
Kana vari sabhuku vanotonga sei wisdom haipo apa.zvese zvavataura ndezvekunzwa.
@user-di6tk6vj6e
@user-di6tk6vj6e Ай бұрын
Baba imi muri zidofo remunhu hamuna kukwana. Saka munhu akati ndoda kuenda nevana zvoreva kuti haasi mwana wenyu. Zidofo remunhu.
@petronellachiweshe9915
@petronellachiweshe9915 Ай бұрын
Rakapusa
@petronellachiweshe9915
@petronellachiweshe9915 Ай бұрын
Chengetwai mother nevana venyu siyai zidhara iri rakadaro parlotte musabve
@petronellachiweshe9915
@petronellachiweshe9915 Ай бұрын
Zidhara raakupesanisa amai nemwana harifunge
@petronellachiweshe9915
@petronellachiweshe9915 Ай бұрын
Mother you are smart munogeza keep up the standard🎉
@user-qe9mo8uk3t
@user-qe9mo8uk3t Ай бұрын
Team bota kindly like bota show, we are 2.5k watching only 159 likes amana tisadaro soo
@tinashewurayayi237
@tinashewurayayi237 Ай бұрын
Kusatomboziva kuti kuliker kunorevei
@janekamanga9913
@janekamanga9913 Ай бұрын
Views are more important than likes, educate yourself
@Patience_Chowa
@Patience_Chowa Ай бұрын
​@@janekamanga9913 Likes help the video reach a wider audience
@vincemars09
@vincemars09 Ай бұрын
@@janekamanga9913educate yourself as well that its the likes and comments that makes a video stay relevant in the algorithm. They are important
@tinomudadzangai667
@tinomudadzangai667 Ай бұрын
This comment must be pinned.
@nontandochibi6909
@nontandochibi6909 Ай бұрын
Iyo wani drama iri clean, no vulgar no violence but tazviona kuti mai vakurwadziwa. Zvinogoneka to express yourself without violence 💐
@everydaywinning
@everydaywinning Ай бұрын
Vana ngavamborova baba mbijana, havayere after all
@user-dw6jo4wi3s
@user-dw6jo4wi3s Ай бұрын
Im just so hurt. Dont worry mama. I just felt so deeply in love and hurt for her. May the Almighty God fight her battles!!!
@barbarabats5280
@barbarabats5280 Ай бұрын
Let one of his children read to him all these comments from all of us.
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 Ай бұрын
Ehhhh ari Botswana uko arikuona
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 Ай бұрын
😂😂😂 good one
@yvoneziko1014
@yvoneziko1014 Ай бұрын
Justice for mama veduve mama has been through a lot kushungurudzwa iwe 😢❤ kana vana vamai ava muripo imbovatorai vauye ku botswana ikoko she needs to breath veduve
@user-ec2jx3tj1k
@user-ec2jx3tj1k Ай бұрын
Uuuuum baba vakaoma avo God bless you mhamha ndinotenda nehushingi hwamuinahwo nezvamakasangana nazvo Mwari arambe achikuchengetai.... Thank you Tinashe Mugabe nerudo rwako ❤
@fylasmandaza1928
@fylasmandaza1928 Ай бұрын
❤❤❤❤ l will stand wth mai Sabhuku ...... baba sabhuku vakadyiswa ne small house yavo Baba sabhuku kwanai imi makura yavanguva yekutamba nevazukuru
@kudzaiczenda1884
@kudzaiczenda1884 Ай бұрын
Kudyiswa nehure ravo
@pmutezu
@pmutezu Ай бұрын
A leader is expected to uphold values that promote trust, integrity, and positive influence. Zvese izvi sabhuku havana . Gogo bho munhu zvavo.
@annahchidarura9146
@annahchidarura9146 Ай бұрын
Combination iyi inoda ama2k baba makura pakuita kwenyu uku
@margretzvamashakwe-bq5yn
@margretzvamashakwe-bq5yn Ай бұрын
Marabishi asabhuku munhu anotonga nedemo nenyya dzemakwahi kwahi , kunakirwa nesmall house zvekushungurudza mkadzi wawazvara naye vana 4 apa zera racho ugoona mai Love vakanaka unoshaya kt vaidei panabharanzi uyu xiii
@priscillamurenjekwa539
@priscillamurenjekwa539 Ай бұрын
Mai ava is very beautiful 😍❤️❤️ Natural beauty ❤❤❤❤
@MitchelTititi-rs4dp
@MitchelTititi-rs4dp 15 күн бұрын
And she is curved nice structure
@nyaraimugwara3109
@nyaraimugwara3109 Ай бұрын
Kutaura kwasabhuku unotoona kuti vakadyiswa pupu yekambwanana kasati kasvinura.Gogo age iyi haichadi kushungurudzwa kudai moda kutiuraira gogo neBP nxa
@lindandlovu4196
@lindandlovu4196 Ай бұрын
Kkkk kambwanana
@user-ik4lt9kx1t
@user-ik4lt9kx1t Ай бұрын
Baba vakuru kushungurudza mhuri kudaro kovana vachatii
@AgnesChiremba
@AgnesChiremba Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@faithka8644
@faithka8644 Ай бұрын
Kkkkkk
@charliedickie5945
@charliedickie5945 Ай бұрын
Taura hako 😂😂 Kutofa brain zvavo Hudofo Angaite husabhuku hwechii ivava
@user-ey1qz6dv4e
@user-ey1qz6dv4e Ай бұрын
Zibaba iro kuipa meso nomoyo Marweyi wawainaye haana kuuya kuzovaka aakauya kuzoparadza kunyepera hunhu kunge anod aamwene kit awome. Magariro ayifunga kut achanogara tatata kuplot manje akairasa maiguru igamba, dai maiguru mamakapusa chirume chaikuitai maputi icho kuita kubanda chaiko, thank you nekuvimbika plus munogeza mama,
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Taura hako cuz rinomisa kushata kunge zidya vanhu. Haaa maiguru is strong I luv her.
@lovenessnhidza4267
@lovenessnhidza4267 Ай бұрын
Varume akangoita girlfriend or second wife zvinhu zvese zvotochinja pamba vanenge vaakutoudzwa zvekuita
@user-di6lj7zt8g
@user-di6lj7zt8g Ай бұрын
😂
@Primy-ls2nb
@Primy-ls2nb Ай бұрын
Plus Mai avo vanotaridza kuti vakava nepeace of mind vakabatana zvisingaiti...kuzoti kare kavo??hamunzwi vaizodaidzirwa kuti mbavha kuri kuhwandira kutya kuti vanotorwa??haa mweya wekufungira waputsa misha chokwadi
@ellahncube3773
@ellahncube3773 Ай бұрын
Apa ndewa 1985 marwei
@Perseverance-rh5eo
@Perseverance-rh5eo Ай бұрын
😂😂😂baba ava sooka ,vane dambudziko hava trust Mukadzi umm Mai vakura ava vachingo shungurudzwa .
@patiencemkumbuzi891
@patiencemkumbuzi891 Ай бұрын
Before I even get to the results mama you deserve better😏baba avo ngavaende kuSmall house zvakanaka nxaa mudhara vakuita kakundi bhowa chii chakadaro
@user-ho3so3jb9w
@user-ho3so3jb9w Ай бұрын
Sabhuku shaya dzinenge dzedhongi
@JulienneBenkie
@JulienneBenkie Ай бұрын
😂😂😂😂
@bennhildachidzikwe4751
@bennhildachidzikwe4751 Ай бұрын
Kkkkk
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Ай бұрын
Kkkk
@barbarabats5280
@barbarabats5280 Ай бұрын
Kikikikikiki
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@nobuhlegumbo9712
@nobuhlegumbo9712 Ай бұрын
Mrume kana ava nemudzimai wepiri kazhinji uuuumm kutsvakira mkadzi wekutanga mhosva kuti wepiri awane kugara maiguru vavanemhosva
@estahmakusha1138
@estahmakusha1138 Ай бұрын
Chihure kana chamubata murume anotsvaga nyaya dzekukupomera mudzimai kt agare ari nhapwa ashaye nyangwe rufaro pamba Pake...
@user-kl9rl6us1f
@user-kl9rl6us1f Ай бұрын
Haurevi nhema apa mukadzi wechi 2 anenge arimutsvene ahatadzi zvinorwadza
@faithka8644
@faithka8644 Ай бұрын
Haurevi nhema
@MunasheKurimbanawo
@MunasheKurimbanawo Ай бұрын
Ichokwadi murume ava neumwe problem
@GloriaParuwani
@GloriaParuwani Ай бұрын
Very true
@lovenessdhliwayo8607
@lovenessdhliwayo8607 Ай бұрын
Njere shoma inhamo kumuridzi baba ava havana njere zvachose iduznunu remunhu. Im hundred percent behind mama she's very intelligent, beautiful n smart, all in one. She's 💯 right kuti mukadzi mudiki haauyi pamba pavo hapana munhu anoshandira mumwe mukadzi ngaavakewo wake musha.
@acklinegovha5325
@acklinegovha5325 Ай бұрын
Thx mr Mugabe..,...amai shingai vana chengetai mai vedu avo
@jadelorna4902
@jadelorna4902 Ай бұрын
Marriage iis a thorn in the skin..... I think it's peaceful to be single., I am sorry mum for all the emotional abuse you're in.
@shingimanyame4157
@shingimanyame4157 Ай бұрын
Haa unomboedza kushingirira asi marriage mazuvano uno collapser
@user-cq3tm2gs4c
@user-cq3tm2gs4c Ай бұрын
Ichokwadi
@angiegomwe
@angiegomwe Ай бұрын
Very true
@esierayner533
@esierayner533 Ай бұрын
Zera racho i feel for u mama ,musabve pa plot garai ngavaende kwaMarwei wavo.
@memorytauya
@memorytauya Ай бұрын
God teach me to mind my own business lyk Tinashe Mugabe😂😂😂😂
@yowezvangu5193
@yowezvangu5193 Ай бұрын
As much as i look to this issue,this man haana kumbokanganisa, ndiko saka kwakanzi kune DNA yepeace of mind..from all his explanations, munhu aisatonzwisisawo kuti ndewangu here or haasi pandinomu blamer ndepekuita second wife..varume vemazuvano ngwaraiwo panhau iyi, kurora umwe mukadzi pavana vakura kudaro iloss muupenyu hwenyu becoz shuwa nhaka yevana vako haumboidyi,hakuna mwana anoda kuchengeta mhuri yeumwe mukadzi akauya kuvhiringa peace yamai vavo.. kukupa mari yekuti undotengera vana veumwe mukadzi hembe nezvikafu or kutengera mukadzi wako hembe nemari yangu..haaaa hazviiti baba ava ngavatoramba hure ravakatora iro ririkutovapatisa mishonga.. varume makapusawo futi imimi
@FunnyCoffeePot-tp6jp
@FunnyCoffeePot-tp6jp Ай бұрын
Mai vanechokwadi and vagara vachiziva kuti vana ndevababa shuwa munhu hauna proof ungaendera kudare nyaya dzekunzwa nekufungira zvinonyadzisa izvi , l love mama vanogona zvavo kutaura nekuzvimirira❤
@percyshava1955
@percyshava1955 Ай бұрын
Murume kana angoita girlfriend unongoona nezviito zvake,makore ese amagara nemukadzi moparadzaniswa nezvinhu zvisina basa,vamwene ndiko saka vakapiwa zita iroro vasina kuty tingoti mai ,rine zvarinoreva zita rekuty vamwene saka muroora mai vemurume havasi mai vako,mama kwamabva ndiko kure kwamava kuenda pedo musabve paplot ndipo pane rindda renyu richagara richionekwa nevana nevazukuru,ndarwadziwa fanie
@patiencechimwanda1204
@patiencechimwanda1204 Ай бұрын
Baba varikupakwa mashoko nemukadzi wavo wechitwo
@Spo7017
@Spo7017 Ай бұрын
Sabhuku varamba kuchengeteka vakura kudai, vana vakura kudaro, waane vazukuru, woroora umwe mukadzi woshungurudza mai vevana vako ndoorinonzi shavi rehurombe ,unofa wakanyenama. Mama kutaurisa kurwadziwa,muri shirikadzi iri pamurume otherwise you are gd nevana venyu makadaro. much ❤️ love
@ruemar1
@ruemar1 Ай бұрын
Spot on. Mhepo hadzisiyane newe dzinokudzingaidza kusvika murufu.
@esnathsvinurayi6236
@esnathsvinurayi6236 Ай бұрын
It's a reflection of how he was nguva yavo vachikuzvinzwa vaitonetsa. He cnt lead people he is not a good leader
@TatendaGundura
@TatendaGundura Ай бұрын
Umm Mai varimunhamo ava... Thanks Mr Mgabe
@Nunec
@Nunec Ай бұрын
Hanzi nababa mukadzi mudiki haana problem ane problem muhombe. Of course haana problem nekuti ndiye akauya pane umwe she made that choice uyu muhombe ndiye akatadzirwa
@MisheroMwanza
@MisheroMwanza Ай бұрын
Baba Ava vane prblm vachiti tuzino twakaora vakadyiswa nekamuxhembere kavakugara nako
@RoselynChiedzaChimunya-tc2nq
@RoselynChiedzaChimunya-tc2nq Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@teurayirugonye3346
@teurayirugonye3346 Ай бұрын
Waona seni tumazino twakaora two twunovafurira nhema
@veetan9597
@veetan9597 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@user-wz7ik8qi8d
@user-wz7ik8qi8d Ай бұрын
Kikkk tuzino twakaora
@jestinakanyenda889
@jestinakanyenda889 Ай бұрын
😂😂😂😂tuzino uto shuwa ungati kambeva kaye kanodya hembe 😅😅
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 Ай бұрын
SABHUKU,Hamuna kumbongwara zvachose,munoda makuhwa chete,saka muchaita sei,hamugone barika umm😮
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 Ай бұрын
Ndi baba vaani vanonyadzisa kudai nhaimi .mama you are strong musaitiswe BP nebenzi rakadai
@PreciousMavingire
@PreciousMavingire Ай бұрын
Baba ava idatya gadzi rine mauta to us tinonzwa makhuhwa achibuda neuku kana ndsina kuzvibatra ndega handterere makuhwa... I salute you amai❤
@phionamusademba2856
@phionamusademba2856 Ай бұрын
Nyaya inorwadzwa zvayo baba wanoshusha chaiko 🙌🙌🙌
@etinachimhani6656
@etinachimhani6656 10 күн бұрын
Ndovarume vanoshungurudza vakadzi Mwari vakasakubatsira unozviuraya
@NeldviahMafuhure-ns4mk
@NeldviahMafuhure-ns4mk Ай бұрын
Thnk u mom nekurongeka kwenyu .bty eish it's painful varume munorwad,a 😢😢😢😢😢
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 Ай бұрын
Pa plot amai vahosi mutemo wenyika unoti hamubve. Ada barika ati ndihombarume. Especially pasina kuwirirana kwenyu, he must move out and start afresh nanyachide wake. Saka amai kodzero yenyu munayo yekugara makadekara without looking over your shoulders kuti any time you’ll be booted out cos you won’t. 😊
@FaithMachigere-lr2ce
@FaithMachigere-lr2ce Ай бұрын
Gogo vakanaka ava tarirai dimple ❤
@MisheroMwanza
@MisheroMwanza Ай бұрын
Mukadzi akatambiswa nebenzi uyu shame
@tendekaimurwisi8727
@tendekaimurwisi8727 Ай бұрын
Akatambiswa here kkkk iturusi isina muridzi inofa isina kushandiswa😅
@albertinachirimhunga9593
@albertinachirimhunga9593 Ай бұрын
Kutambisa mukadzi chaiko
@nyashamatikiti5228
@nyashamatikiti5228 Ай бұрын
Apa vakazvinakira zvavo mama
@Tarisaitarwireyi
@Tarisaitarwireyi Ай бұрын
Amai vakanaka zvisingaite ,vari kutambiswa nababa avo benzi rababa
@SarudzaiZishiri
@SarudzaiZishiri Ай бұрын
Sabhuku avo chief torai bhuku nekuti todzidzei pana sabhuku uyo
@mejurymuvengwa7900
@mejurymuvengwa7900 Ай бұрын
Baba vanoteerera makuhwa havavaki havasi baba havanyari ringoti kushata chiso 😢
@user-up5zj6rx6c
@user-up5zj6rx6c Ай бұрын
true Sabhuku ngavatorerwe bhuku ipooo hapana husabhuku
@user-kl9rl6us1f
@user-kl9rl6us1f Ай бұрын
Chokwadi ngaritorwe book ripiwe maiguru sabhuku
@faraikambarami6779
@faraikambarami6779 Ай бұрын
One legend song a song entitled " tozezha baba" iiii this episode has made me go back in memory lane. Mararamiro amai ava, ndo mararamiro aita mama. 😥
@Massy-y9g
@Massy-y9g Ай бұрын
Those dimples mummy ❤you are so. Cute be strong
@user-cg5eb1bu5v
@user-cg5eb1bu5v Ай бұрын
Baba vanonetsa ava ,vanoshusha , kuda kudzinga mukadzi wekutanga achida mukadzi wechi 2
@yvonnemakurumidze
@yvonnemakurumidze Ай бұрын
Mukadzi we chi 2 naamwene vanerimwe ....
@givemoremugambiwa
@givemoremugambiwa Ай бұрын
Face ya sabhuku tells a lot ..kushusha to the highest level apa ma facts hamuna
@user-kl9rl6us1f
@user-kl9rl6us1f Ай бұрын
Yes amai plot ndeyenyu hamubvi kamukono ketsambara pfuta nemukadzi wako ndivo ngavatsvage kumwe kwekugara .
@beaulahnyamapfeni9650
@beaulahnyamapfeni9650 Ай бұрын
Zvinhu xvenyu zvese kungoti ndakaudzwaa pasina chamunoti ndakabata or ndakaona munotungamira dunhu seiko mune problem baba imi
@goldenceemwanawamaijoze2592
@goldenceemwanawamaijoze2592 Ай бұрын
Muri duzvi mudhara hamuna kukwana imi. Mummy is a beauty makaitq munyama kusangana nezimkono retsambarafuta iri. At this age sure kunetsa Mhamha muri mbwa mandibhowa. Hope you read my comment. I don't comment all the time but today i had to
@YvonneChabvuta
@YvonneChabvuta Ай бұрын
Taurayi henyu ndarwadziwa nezibaba rakadhanganyika ndatsamwa
@teclamushore2652
@teclamushore2652 Ай бұрын
Kkkkk musatuka vanhu vakuru imi
@babava2263
@babava2263 Ай бұрын
Mapudzi anowira kusina hari. Good wife this one. Unfortunately married to a mad man.
@user-kk1og7py7k
@user-kk1og7py7k Ай бұрын
Thank you so much Mama you represent us, God bless you. 🙏🙏🙏
@melodymasuku2590
@melodymasuku2590 Ай бұрын
Marrying another woman is not the solution to dna conflicts. It damages the family and rebuilding the relationship between the father and his children will be a major challenge.Mama garai nevana venyu paplot.
@Aziii-eu5to
@Aziii-eu5to Ай бұрын
Baba ava imbovasanganisai nebrother yangu sabhuku nyekete akagadzwa this year January vatore manotes 🙏🏽🙏🏽🙏🏽
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 Ай бұрын
Ndazwa kuti eeee eeee. Zvikanzi eeereeee kumba kwasvika mbavha 😂😂😂 🙌🙌
@gracechowe1612
@gracechowe1612 Ай бұрын
Murikurwadzisa vana Baba imi .kuisa vana pa trauma. Iyeye mwana munofunga kuti arikufungei. Kurai Sabhuku. Bviswai pahusabhuku apa. Kufunga kwenyu kushoma hamugone kuyengerera wo mukadzi venyu. Zvino rwadza izvi .hamusi Baba vakanaka imi .ndosaka musinga tenge chikafu. Mama itai life yenyu mufare ne vana venyu .muchinyatso seka ne vana venyu. Confused Sabhuku.
@cheeseboys_corner
@cheeseboys_corner Ай бұрын
Mhuri iyi ndoiziva and ne age yababa ava I never expected this on social media ...
@tinyikontsako6387
@tinyikontsako6387 Ай бұрын
Baba vaipomerwa should be my relative Gwanzura from Musengezi kana ndanzwa mushe
@veronicadiza6431
@veronicadiza6431 Ай бұрын
Chienda uudze dhara iri Kuti ngarikwane
@floramaya9871
@floramaya9871 Ай бұрын
Zvonyadzisa at this age😢😢😢😢
@user-tc1uj1wn7i
@user-tc1uj1wn7i Ай бұрын
Mutisbitsirewo shoko iri,kuti sabhuku muri mboko chaiyo,dofo remunhu huchenjeri hapana shame vanonyadzisa
@Mbegabulawe
@Mbegabulawe Ай бұрын
Svitsai shoko kunaSabhuku muvaudze kuti brain hapana kwasara mvura chete...
@mercygurure5238
@mercygurure5238 Ай бұрын
Zitozeza baba remunhu kakono ketsambarafuta pfambirume yaakunakirwa nemjolo zvekuda kudzinga mukadzi mukuru harinyare svoooo kwauri kuhurirwa urikukuziva ungape munhu gupuro womudzokera futi she is so beautiful and wakamuramba Padare i obvious magora haashaikwe isimbi ka moms😊😊Strength to u mama
@dorothymate3755
@dorothymate3755 Ай бұрын
Zvakaoma.panenyaya chokwadi
@nyaradzosango2355
@nyaradzosango2355 Ай бұрын
I fell in love with this woman. She is very strong. Shame on this Sabhuku kunakirwa nemukadzi mutsva zvekuda kurasa mhuri yake . Vana va should love their mother. She is going through a lot in this marriage
@esthertinotendagideon3000
@esthertinotendagideon3000 Ай бұрын
Vana va mama ava if you’re watching this please kumbirai amai ruregerero munovakanganisa mental health please ask for forgiveness please 🙏
@naturezw3655
@naturezw3655 Ай бұрын
In the book of 1 Timothy 3:12, Apostle Paul when he was addressing about the qualities of a deacon he had this to say, "Let the deacons be the husbands of one wife, ruling their children and their own houses well." As a community leader, murume uyu has dismally failed to lead his family in good way. All his explanations where about hearsay.. hearsay. Moreover you don't discuss your matrimonial issues nemwana wawakabereka. Unenge wafumuka to the last. He is now in the sunset days of his life and it's very unfortunate he is leaving a bad legacy kumhuri yake. The damage is already done and it will be difficult for him to restore unity amongst family members. No wonder why most of these people vachizofa rufu webenzi nekuda kweruvengo rwaunenge wakadyara kumhuri yako. Nekuda kwekuterera makuhwa this man should never be near chigaro chehusabhuku.
@lydiat7636
@lydiat7636 Ай бұрын
Thanks for edify the requirements for being a good leader apo sabhuku had failed
@potiphajerenyenje6870
@potiphajerenyenje6870 Ай бұрын
You are quoting a book of fables and mythology. The Bible starts with a talking snake and ends with a seven headed dragon. Any person who believes in it is brainwashed because there is no any other way you can believe in such a book.
@patieymakojanhi101
@patieymakojanhi101 Ай бұрын
Amen
@McmilanKudakwasheChareka-kd7iu
@McmilanKudakwasheChareka-kd7iu Ай бұрын
Justice for Hanna😢
@elnathanfmasaiti
@elnathanfmasaiti Ай бұрын
Ko Itayi Dzamara...? Or mukutya or ndomi makauraya?😊
@alvinachimedza2964
@alvinachimedza2964 Ай бұрын
Pano here? Enda kuvillage kwaHanna
@user-et9cs4qq6z
@user-et9cs4qq6z Ай бұрын
Kkkkk ndafunga kuti urikuda kuti justice for mai sabhuku
@Charlegreem
@Charlegreem Ай бұрын
Thank you for fighting for a girl child .Hanna needs justice it was rape .
@melodyzvimba7050
@melodyzvimba7050 Ай бұрын
Tru justice for Hannah
@butler2149
@butler2149 Ай бұрын
If I money I would give her some she deserves peace
@modesterkaduwo357
@modesterkaduwo357 Ай бұрын
Mama is pretty❤
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e Ай бұрын
Murikupihwa pressure nachenai kt iye 2yrs asina mwana saka why kwamaiguru kuine vana which means havasi vako zvino munonyarirepiko sabhuku vharazipi demeti wenyu baba imi kuzvibvisisa hunhu munhu mukuru nxaaa
@deedel4911
@deedel4911 Ай бұрын
Sabuhuku boi boi maziso azere mabori😂
@jerrielaws
@jerrielaws Ай бұрын
Kkkkkkkkk imi
@gracechowe1612
@gracechowe1612 Ай бұрын
Musafire Baba awa ,munongo vasiya vakafara nemukadzi vawo pa plot.
@tracymukombiwa3283
@tracymukombiwa3283 Ай бұрын
Baba vanoshusha ava .Ngavauye pano vaverenge ma comments.
@edithgarah3736
@edithgarah3736 Ай бұрын
Baba avo ibenzi chairo amai pa plot hamubve ndepenyu baba avo ngavaende kunogara nehure ravo kuzowa kwavo ikoko
@MercyRMunhenzva
@MercyRMunhenzva Ай бұрын
Zvakaoma sabhuku nhando chaivo voti makuhwa munhu wechirume apa mwana ndewako
@talentmarara942
@talentmarara942 Ай бұрын
I'm with you Mai INO, mufonerei INO wacho akuripei vese na baba wacho, shit anotaura chihure chamai akazvivana kupi futi hamuhure zvenyu Mai INO.
@sibongilencube5084
@sibongilencube5084 Ай бұрын
I bhuku rani rinotongwa na sabhuku vakadai Haa ndazvishaya thank you mhamha you stood your ground vanojairira mazivanhu iwaya kana aita ma girlfriends
@user-eq1jk3pp2y
@user-eq1jk3pp2y Ай бұрын
Sabhuku ava vabviswa chiremerera chose !, nekwavanga vachienda ndepi. zvino vonyara kutestisa umwe mwana, God bless mai Lavhu...
@EgrinahNongera
@EgrinahNongera Ай бұрын
Uuum vanhu kana vanakirwa nema girlfriends vanodzungaira chokwadi Aaahh
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Chihure chakaupa and he is a narcissistic
@jestinakanyenda889
@jestinakanyenda889 Ай бұрын
😂😂😂😂😂 kuita kutenderera msoro chaiko, sure kungovhurirwa zvidya munhu atoenda nenyika 😂😂😂😂😂
@user-kl9rl6us1f
@user-kl9rl6us1f Ай бұрын
Haurevi nhema pfungwa dzese dzinenge dzakugara ne bhishu
@petronellachiweshe9915
@petronellachiweshe9915 Ай бұрын
Thank you Mr Mugabe for free DNA test
@georginakchikukwa4545
@georginakchikukwa4545 Ай бұрын
I feel for this mana.... Ndarwadziwa kusvika pekupedzisira ko kana usisade munhu kungomutaurira zvinei pane ku shungurudza munhu kusvika pakadai
@muchanetamadondo9066
@muchanetamadondo9066 Ай бұрын
"When your husband marries another woman, he will make sure to torment you. My mother, you should refuse to leave your home. I stand firmly by your side, Mom." Pengai Amai....
@emeritatee1597
@emeritatee1597 Ай бұрын
As a divorce attorney forcing the situation will lead her to an early grave. They should sell the said property and share the proceeds.
@ThembelaniMgutshini
@ThembelaniMgutshini Ай бұрын
I believe you mama don't disappoint me ❤
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 Ай бұрын
Baba zvimwe zvinhu zvinoda wisdom, dont rush to conclusion, mazera amava aya hazi ekusweroita pada, nhasi mwana abuda ari wenyu apo makayogadzirachidhoma chenyu mwana uyu haambofe akakanganwa.
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Apa munhu wasabhuku manyadzisa,weldone maiguru muri same age naSis vangu so u are my big sis,dai ndaiwana number dzenyu ndaida kukuitirai smthng❤
@tendaiist
@tendaiist Ай бұрын
Musabve pa Plot ipapo amai! Imi baba maparamurira vana venyu ngozi!
@Sibonglekanyama6602
@Sibonglekanyama6602 Ай бұрын
Kkkkkkk hadzi uri muroyi😂
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 Ай бұрын
Mai awa yooooh hanzwadzi yangu chaiyo....very vocal, talented and must be our mambo z vice and then pa 3month obva apuhwa hu mambo ,uyenze can be a very good leader for ubused women in Zimbabwe.....murume uyo chibhanditi ....ane ropa pasi......mama we love you ,you presented your case very well ....mukwasha yes yes Tinashe Mugabe ,kwete chikafu chekubika but kutodya bota chairo😂takuyisa pako chaipo mukwasha wedu fulstop
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn Ай бұрын
Yeah mama vanga vasi kuziva kuti kune bota rimwe risiri bota rekubika kkkkkk Mr DNA haaaa vanoita kuti zvinakidze always 😂😂
@KudzaiMagombedze
@KudzaiMagombedze Ай бұрын
Baba ava vanoteerera kutaura kwevanhu mahwira hwira itai mashoma .. apa hamugoni barika racho ...... zvimukono zveTSAMBARA futa zvakawanda mapudzi anowira kusina hari mukadzi akarongeka zveke uyu sabhuku sabhuku Kani munotonga vanhu sei
@kukura-00000
@kukura-00000 Ай бұрын
May God bless you Baba Mugabe nemoyo wakanaka kudai
@MorganMutimusakwa
@MorganMutimusakwa Ай бұрын
Baba munoda makuhwa imi ,munotaura nezvemukadzi wenyu nevamwe vanhu.Sei zvichiri varume kana motara mumwe Mukadzi munotanga kutsvaga mhosva.Anoita problem yei iyi achiudza kuzopara musha wemumwe Mukadzi.Uchamuona hako nekufamba kwenguva
@SarudzaiYekeye
@SarudzaiYekeye 19 күн бұрын
Mama marasha makashinga munhu vamwari ndarwadziwa ndachema shuwa
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 Ай бұрын
Mom vanogeza kani.vakagara zvavo but vanoratidza kt vakabatana futi. Ngongoni yedhara iyo inotoda kukweshwa ne sand paper kuface kuti zviite zvirinani . Mama rambai nebota musaripe zi saskamu and ripwai futi kwaMambo uko . Zibenzi redhara kunyadzisa vakwasha nevaroora.rakadyiswa iri nxaa
@kudzie-t3f
@kudzie-t3f Ай бұрын
Ndibaba vaniko ava yooh vane dambudziko ruchengera
@user-ho3so3jb9w
@user-ho3so3jb9w Ай бұрын
Sabhuku ane makuhwa
@chipiwachifamba3404
@chipiwachifamba3404 Ай бұрын
May this family find favour in the eyes of the Lord in Jesus name🙏🏾🙏🏾🙏🏾
@faithka8644
@faithka8644 Ай бұрын
Amen
VAISAZVARISA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 19 #theclosurednashow#tinashemugabe
59:41
Heartwarming moment as priest rescues ceremony with kindness #shorts
00:33
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 38 МЛН
Самый Молодой Актёр Без Оскара 😂
00:13
Глеб Рандалайнен
Рет қаралды 7 МЛН
Gym belt !! 😂😂  @kauermtt
00:10
Tibo InShape
Рет қаралды 10 МЛН
GOMO RETSVINA:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 29 #theclosurednashow #tinashemugabe
1:06:51
Kubatwa kwenyoka nezvidhoma kwaKanjanda
54:08
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 49 М.