Thumps up kune baba vemwana vanotaura mashoko ane wisdom mukati
@bernardtsuro689810 ай бұрын
Baba vemwana vanoziva chokwadi
@SPM-tm1ti10 ай бұрын
Thumbs*
@ReyMhizha10 ай бұрын
Haa imi varume, mwana kunababa vake simple
@bongiesiyaganda219010 ай бұрын
Muroora anofaririka hake asi kukasira kuzodya bota chete mmmhh
@sithole7310 ай бұрын
Dai vafunga.mwana kutanga. Asi kana vasingadi murume ngaatore mwana wake ochengeta. Apa paita grudge mhuri idzi dzakatadzirana. Uyu akambochengeteswa mwana nehama yemukadzi for 17ýears saka pane nyaya
@SRJ41910 ай бұрын
Dear ladies if you find yourself sitting in a meeting that seeks to separate you from your child or children then separate yourself from that meeting.Your child first,the family of the husband were suppose to accept the child and ask the father to care for his child.This is a very wrong decision to separate the child from the mother..Iye murume wemukadzi uyu anodya bota sei mukadzi achifunga mwana.Aratidza kubatikana nehurongwa uyu.This is pathetic and disgusting from her in-laws.
@maggiedom10 ай бұрын
Mai avo uri kuona senge vane basa nemwana wavo here? Mwana anga achi chengetwa nagogo kubva ari mudiki then vaisapa gogo financial help.
@petronelladube785910 ай бұрын
Mai ava pfungwa dzaive shoma kusiya kwavakaita mwana bt now vakura ngavamiririre mwana wavo kwete ku separatwa nemwana wavo
@ShamieSibbs10 ай бұрын
Well said!!!
@wilbrodmadzura845610 ай бұрын
Reason enough as they say to never marry single mothers as the deadbeat daddy plays no part in raising the child. In the scheme of things or household hierarchy, it's mum first, child second and husband third wheel! And all this in your (husband's) kingdom. Clearly the deadbeat wants to avoid taking care of his child. The child is old enough for the child to go with the father - who is losing his marbles. Take him to court for child maintenance (arrears and all).
@emausiku346910 ай бұрын
There is a time she never came to see the child , for years, she is also selfish the in-laws havana mhosva . They should find a way to support the child , mbuya torai mwana.
@admiremoyo380110 ай бұрын
Eish we are requesting for a follow up Mr Mugabe , pamwana apo
@DefiniteMasike-w9e10 ай бұрын
A big follow up cz ummm kunzima bad part mai vemwana havana kuchangamuka vari kutoregerera muviri zvavo
@paulgwata10 ай бұрын
Tinashe, please follow up on the welfare of the child
@paidamoyoimbayago-jx5fo10 ай бұрын
Yu a
@Maphosa71810 ай бұрын
True
@patiencegororo776110 ай бұрын
Baba vemwana must be thankful and plead with the mother's family kuti mwana achengetwe not kutoda kuita by ginya. Respect people
@Tsitsi41410 ай бұрын
A 1000% in agreement
@couragewadzingenyama830210 ай бұрын
Hapana chavatadza baba avo ,mhuri iyo yaratidza kuti varikuda kuti mwana abve as soon as possible bcoz chirema ,zvinova ndizvo zvavatsamwisa.Vakurumidza kuramba suggestion yake yekuti mwana agare namai vake. Vanhu ava vanga vachifanirwa kupira nyaya iyi kumurume avekugara namai ava opa decision not kuti ivo vamhanye kuti ngaabve.
@precioustsikwa428310 ай бұрын
The mother is useless
@clairechigwedere643210 ай бұрын
@@couragewadzingenyama8302the biggest problem nditezvara avo, vanotonga marriage yemwanakomana avamurume mukuru
@beatricekayiya927010 ай бұрын
Shuwa baba wemwana ngawarege kuita rough. Vanhu wakakuchengetera mwana wowati hamuna mari imi munowana mari matengesa huku nema ducks. Rough yakadaro iwe wakachengeterwa. Haatendi uyu and iye pachake haasi kuda mwana
@tinotendanyamudyambanje14110 ай бұрын
The man is a real gentleman...thumps up to him. Mr Mugabe thank you for settling these issues
@lovemoretafirenyika603810 ай бұрын
I am tempted to think sekuru avo pane zvavakaita kuti kana mwana asiri wemumusha aremare ini. Of course muroora wavo akaita chihure achiri musikana but giving 3 days kuti mwana abude mumusha is not supposed to be his call. Mukadzi we munhu must make that decision.
@JessieChiremba9 ай бұрын
Sekuru wanoziva zvakaitika pamwana,sekuru wacho vane moyo vakashata kunge face yawo nxaaa zimdhara iro apa roziva zvaro zvarakaita pamwana
@felyganda161410 ай бұрын
Zvakaoma hazvo ndine mwana ari disabled i love my child so much.i feel for the mother of the child thank God baba vacho vakuratidza kuda kuchengeta mwana wavo
@mikolekxion10 ай бұрын
Nhamo yasarira kumwana,it's great Awana Baba vake but ugarwo hwake kuna step mother andioni zvichinomumirira mushe since he is physically challenged
@KendraLipsy10 ай бұрын
That's what baba vacho also said zvakati ndochengeta hangu ari in his mother's care, ipapo mhofu vataira SA baba, just that kasekuru ako kanoroya mufunge
Dai mukadzi uyu ari kumba kwavo it would make sense. Mwana akawana chinomuwana ari kurudzi rusi rwake this guy anovanetsa futi. He’s disrespectful dai akumbira zvakanaka because ava ndianaTezvara vemukadzi havasi vabereki vake. I may be wrong
@alzmafy9 ай бұрын
Ibenzi. Ngaatore achengete mwana wake.
@lovepurityGwishiri10 ай бұрын
I will leave the marriage and look after my son may the Lord bless ambuya who will look after the boy
@RuthMoyo-t4i4 ай бұрын
True say it again
@geraldinekunyarimwe80810 ай бұрын
I can never choose marriage over my child 😢
@jeoffrey40jm7 ай бұрын
Her problem is that she has other children with current husband
@PAyickrooms16 күн бұрын
Never
@carolverner334410 ай бұрын
The father in law has a heart of stone and his wife. Vanhu zivai mwari 😢 we need a follow up veduwe really worried for the child 😢
@SophiaBonda10 ай бұрын
Neniwoo wena am worried seii ndamuda musodzii vanhu vachiita kuramwira mwana cz akaremara veduwe sooo 😭
@mbizi457310 ай бұрын
Aaa imika, saka muri kuda kuti sekuru nambuya avo ndivo vachengete mwana wacho? Mai vake havapo here? Ko hanti vane murume nemusha wavo? Vadii kutora mwana wavo? What's more important to her, marriage or mwana wavakabara? Those in laws haven't done anything wrong at all. Vanotodawo kuchengetwa, kwete kuti muvachengetese vana vamunenge mahura. Ndimi munotofanira kutya Mwari. Wakaita mistake in life, own it up and don't shy away from your responsibilities. Vana mai kumusha vototadza kuita enjoy retirement nekuchengeteswa masanzu akauya nemuroora mumusha. Aaaa ndokudii ikoko? Iye murume wacho akada mvana yake ndiye ngaazive machengetero achaitwa mwana, kwete kusiira vana sekuru na mbuya dambudziko. That old couple is being judged unfairly
@jujujunior273510 ай бұрын
Mwana anobva Panamai ane 18 yrs
@randylltarlly702110 ай бұрын
unotogwarawo iwe..
@StellaTembo-z9n10 ай бұрын
I'm worried too 😢 this made me cry the father is absolutely right the child need the mothers care ne condition yaari
@pellagiatigere464210 ай бұрын
I also support kuendeswa kwemwana kujairosi jiri please tinashe
@financetateguru10 ай бұрын
Mhofu vanombozvida hete zvekupumhukirwa. These two families agara atone grudge kubva kare
@happie537010 ай бұрын
Yes grudge rekuti iye akavachengeterawo mwanawavo for 17yrs vaifanira kunzwisisa this family
@@RoseJowani vakamuchengetesawo mwana 17 years asiri wake
@christieultd10 ай бұрын
This one is touching. Inochemedza iyi. VaMugabe thank u very much nebasa ramuri kuita. Mai vemwana madadisa. Hwaiva hwana hudiki uye uyu murume akakubatirai. Kungoramba hake sezvavanongoita vazhinji asi chokwadi aiziva hake. Nekutyawo mudzimai kumba pamwe. Vakachengeta mwana vose aiwa ini ndinokutendai. Baba vemwana is very right though vaita havo hasha. Understandable pane imwe nyaya pakati pemhuri mbiri idzii. He is talking sense and l pray he lives to his word. Sekuru ava vasapindira mumba memwana. Sanzu unozvuva nemashizha aro wani. This lady haasi kupiwa mkana, though ari wrll composed hake, ari kunetseka, kurwadzikana kubereka kunorwadza. Umwe munhu ane dzakakwana dzinodhonza ototi 3 days mwana ngaaende. Musadaro vanhu imi. My prayer is dai murume wake angoti vagare nemwana sezvo baba vemwana vavimbisa havo kusupporta. Mweya mtsvene vatibatsirewo. Marwariro akaita mwana uyu, umnmnmn dai vafamba variko muZimbabwe true prophets not vamwe vaye. Ndinoona sepane zvakaitwa mwana. Tibatsireiwo Mwari
@petronelladube785910 ай бұрын
Chikutorambirwa mwana uyu hurwere asi ngavasadaro tezvara ava
@hazeljanuary333310 ай бұрын
Kana vafamba zvinochinja condition yemwana here? Or kutsvaga kumwe kutaura futi. Let sleeping dogs lye. Instead mwana kuchikoro agone kudzidza basic activities of daily living.
@TOFFEE.B10 ай бұрын
This proves my feeling from last episode vatezvara pachavo panenyaya 2weeks panze dziya ishuwa . Mwana ane disability so anotoda Mai biological kana varipo nda pota dai vakadzora moyo imiwo Mai vemwana stand up for your child please.
@joyceparwazenga754510 ай бұрын
Ini ndoona sekuti mai vemwana havana moyo nemwana wavo nekuti dai vaimuda havaimusiya 3yrs achigara nambuya vasiri kuenda kunomuona kana kutumira chinhu
@memorymurema184110 ай бұрын
Mukadzi uyo is murume wangu this murume wangu that pakadai ndorwira mwana wangu, those inlaws are being unfair.
@ceciliazvikomarimo106310 ай бұрын
Mhofu is talking a lot of sense. Big up Museyanwa. Ma in laws have a big problem. Havasi kuda kuda mwana mumusha mavo asi ivo vari kuchengeterwa muzukuru wavo naMhofu.
@mbizi457310 ай бұрын
It's unfortunate kuti ma in laws ndivo vakungopihwa mhosva yese. Ko mwana wavo, murume wacho why can't he have a say, hanti he's married and ane musha wake? Pakuti ana sekuru nambuya avo ndivo vachengete muzukuru asitombori weropa ravo ndipo pane error. Mhofu venyu vari kupa argument yekuti mukadzi wavo haangakwanise kuchengeta mwava wavo nekuti she is a step mum, hoo, saka avo ana mbuya na sekuru ndivo vanokwanisa kuchengeta muzukuru asiri wavo?
@MikeZembe10 ай бұрын
Mhofu ngaatore mwana wake, and also Mhofu ngavaindise the 17 year old to his blood relatives.Mwana umwe naumwe kudzinza rake.Mhofu is senseless, attacking the other family not knowing he is the muparanzvongo,
@Manyara-j4v10 ай бұрын
Mhofu chimbotorai mwana mugare naye murume wamai aichengeta mwana asati aziva baba vemwana now he knows anogona kungoitawo zvamuri kt mukadzi wenyu Ari kumba anogona kutadza kumuchengeta munoita sei?itai plan mhofu mutore mwana mave kuda kuputsa musha wemumwe.
@Manyara-j4v10 ай бұрын
Torai mwana mupe hama yenyu ichengete ko nei musikuda kupawo hama yenyu imi kt ichengete mwana anoda rudo rwevabereki vese
@darlingtonmakurumidze630310 ай бұрын
Mwaba is under age, anogara namai.
@CharmaineMtendera10 ай бұрын
such a heartless mother,havana moyo wekubereka vatadza nei kutora mwana vagara naye since ari disabled mbuya avo vakura there is no way she will be able to bath munhu ane 14 years. It was just obvious from the beginning when gogo mentioned kuti amai vacho vakangoenda kana kuzombouya kuzoona mwana for 7 years kuti havana rudo nemwana wavo she is not showing any remorse, I support what the father was saying but amai ndiro zungairwa not even fighting for her child
@PedzieGwata10 ай бұрын
I think mai mu abusive marriage esp nema in laws so arikutotya nekuburitsa zvirimuhana make nekut vana 5 vaayita apa imba yoparara hre parikungoda nyasha dzaMwari apa mwana bagare namai vke
@daphnenyasha729610 ай бұрын
Thank you!! Nyangwe zvikanzi abusive relationship, vakadii kusiya and go live with her maiguru and take care of her child. She never looked back until gogo vatozouya nemwana vaona kuti yuwii zvandiomera.
@tambudzaimuzhuzha691710 ай бұрын
Taurai henyu my thoughts excatly @@daphnenyasha7296
@PatienceGorondo10 ай бұрын
ndosiya vana vose ava nokuda kwe mwana 1 in mom'S voice. Mhamha ava vatadza kumiririra mwana wavo samai
@marymwale783910 ай бұрын
Amai Ava Havana basa nemwana Wavo nekude kwehurema pavakambomusiya no communication vakt handisiye vana 4 ndichichengeta mwana 1 kuratidza kt uyu haana basa mwana first murume ozotevera
@brendaambrose413710 ай бұрын
tezvara naamwene.havana kukwaka mazidzoro avo anenge eramba akazara matope baba vemwana vari right 100 %
@mbizi457310 ай бұрын
Saka ana sekuru nambuya ndivo vokuchengeterai vana vamunouya navo mahura somewhere? Ndokujaidzwa uko. 7 yrs dzese dzavakachengeta mwana hapana ari kumbodziona. Apa haasitori muzukuru wavo. Ko dzimwe 7 dzakachengetwa na gogo avo. Saka mai vake vakamubara vachamuchengetawo rinhi? Vanhu dzidzai kuzvi chengetera vana venyu. Musangovhura nekuvhurwa makumbo muchiti kunana gogo kumusha vanochengeta vana venyu. Allow them to enjoy their old age murunyararo please
@TalentZisengwe10 ай бұрын
Thank u so much to maiguru wabvuma kuchengeta mwana,you have a heart of a gold mummy.what can l do if l want to give her something for her good heart.
@sithulisiwemangisi876210 ай бұрын
You get hold of Tinashe Mugabe foundation
@reeghanmakuwerere370710 ай бұрын
Thank you gogo Mwari ngaakuchengetei wedzerwai makore akawanda matora mwana mune moyo wekubereka mai kuramba mwana shuwa
@anniechivima78749 ай бұрын
I'm so impressed with the way you handle and maintain good relation with clients you are doing a great job👍
@maihabana39539 ай бұрын
I know that God says panovharika rimwe door Mwari vanovhura rimwe mana uyo zvazvabuda pachena kuti baba vake ndiani urwere huri paari hunopera nezita raJesu Mwari ndeweminana vanozviita . and he is going to be blessed and have good life
taura hako baba vemwana vakutaura zvinemusoro mwana anoda mai vake
@munhumutema897010 ай бұрын
Kutsemurirwa magwati kuti varamba mwana asiri wavo? Aaah inga munodheerera kwazvo. If their son wants to keep the child he can move out of thier home. Tezvara can not be held responsible for that child in any way. Mhofu varikutoda kudheerera ava. He is responsible for his child, and if the husband's family choose to stay with him he should be very grateful. If mhofu has issues with the child he stayed with akura uyo, he has to discuss with the father of the child not machembere ayo.
@AudreyKudzai10 ай бұрын
kana ini ndri kuside kwababa ,tezvara nemukadzi wavo vane moyo yakaoma zvisingaite ende ndavatya
@KendraLipsy10 ай бұрын
That's why mhofu vazoti kana maoko togona kutambidzana very fast tozorara hedu ku police but zvaendwa kare😂😂😂😂, vanonzvisa hasha sekuru avo, mukadzi wemwana vaisamuda from the beginning vakambomurarisa panze week rese, I totally believe ndovakaremadza mwana.
@Ruhhy930410 ай бұрын
Ma in-laws ane nyaya. 1st havasikuda kubhadhara maredzwa e mwana wakachengetwa 17yrs kuside kwababa ava. After that, vave kuti tora mwana wako chirema separate the child from the mother - the only reason she is refusing kugara ne nemwana. Ndakagara ndazviona pa1st episode: what man goes infront of the camera to talk about bota rakadyiwa or kusadyiwa ne mwana wavo? Kakutonga tonga! Mhuri yacho kuda kuita kunatsanatsa, but the more the speak, the more the stink comes out. Hanzi, we give you 3 days.....feel bad for mwana. Mwari amukomborere and prosper him/her even muhurema hwake.
@emelykapita4181 aaa itai mushe imi. Saka sekuru avo ndivo vomomanikidza kuchengeta mwana wekumaraini? Dai aive muzukuru wavo taitombonzwisisa. Mwana uyo akachengetwa Nana sekuru avo for almost 7 yrs and gogo did the same for another 7, meaning mai vake chaivo vakabara hapana kana chavakamboita. Munovazvarireiko vana vacho kana musingagone kuvachengeta?
@yebo-gogo10 ай бұрын
The mother's husband, he is a better man than me! The woman is very straightforward. Wishing them well. I agree with the new father - he is a principled man. The grandparents are off limits.
@NyaraiMashingaidze-j5i10 ай бұрын
Shemu gogo well done chokwadi kubereka chirema haisi mhosva .umm asi muroora uri munhamo cz vabereki wemurume hawadi mwana wake nekuti akaremara umm vabereki imi musadaro plz
@petronelladube785910 ай бұрын
Taura hako dai asina kuremara vaisadaro
@tigermaps990910 ай бұрын
Muroora wacho agara asingade mwana wake zvakafanana
@MrBricksZimbabwe10 ай бұрын
Why vakadzi muchifarira kuchengetesa murume mwana asiri wake
@muchenashumirai698410 ай бұрын
@@tigermaps9909handifunge kut aisada mwana but pressure yekumainlaw ndoyaimutuma,kutozonovapa maiguru vake akatoona kut angagare zvakanaka, vamwe varume vanemoyo yakaoma kunze uku,asi dai mainini masiya zvenyu imba yacho machengeta vana venyu,ende face yenyu ikutoratidza kut hamuna kugara zvakanaka
Suggestion: Dear Mr Mugabe Could you please put an advert for people to practice safe sex and the use of condoms please .This is to encourage the next generation the importance of practicing safe sex and also to minimise unplanned pregnancies.Thank you.
@kinduvabigdeal10010 ай бұрын
saka urikuti vanhu havazivi macondom?
@shingaimunashemarere419010 ай бұрын
Ndirikuside kwaBaba vemwana , I’m happy for gogo mai vamai and izvo zvigogo nachisekuru Mwari ave nemi henyu 😮
All I can say is ndadzidza hangu zvakawanda nhasi yooo🙌🏽 God bless those who are going to take care for the boy 🙏🏼👏🏽
@ChipoKoti10 ай бұрын
The pain of being separated from your mother is deeper than any other pain in life 💔 Mwari vanoziva havo whatever is happening in this child’s life is for the best.This child is better off without that family because they are heartless.I wish him/her the best in life 🙏
@gracegrace416410 ай бұрын
pa first video ndambofarira vabereki vemurume but hmmm this time vandifizura shame. hanzi tokupai 3 days kkkkkkk ah nhai baba imi mapindwa nei. i actually love baba vemwana. vane hasha dziri valid
@munhumutema897010 ай бұрын
hasha dziri valid trying to force an old couple to take care of his child? The only reason machembere ayo played tough is because baba vemwana wanted to impose the responsibility of staying with the child on them instead of actually getting on his knees asking nicely. That old couple vanhuwo. Just because the father has money doesn't mean he gets to dictate to them kuti stay with that child ndokupayi mari. This child and his welfare is between the mother and the bilogical father, and no one else has any responsibility here. Kana varikuda kuchengeterwa mwana vanotokumbira. Thats why even mai vamai vanga vakutotyawo kuti with the fathers entittled attitude towards vabereki vemurume she wouldn't be able to deal with him.
@sheprev10 ай бұрын
@munhumutema8970 You did not get what the father of the child was saying. Remember mwana mudiki anoda care and love of the mother.
@mphonyanguru866010 ай бұрын
But there waz no reason to respond like that
@sheprev10 ай бұрын
@@mphonyanguru8660 apparently these 2 families have a history
@munhumutema897010 ай бұрын
@@sheprev I get what the father of the child was saying, but its not like mai vacho vane pekuchengetera mwana pavanoti pavo. They are living pamba pevabereki. And when they went away they left the child with this same old couple. The old couple simply said not in our home and baba vemwana became explosive as if they had no right to say so. they have every right to decide wether or not a child they do not share blood with stays in their home.
@SamanthaKavundu10 ай бұрын
Mhofu vari right cz mwana uyu kuti aendeswe kuna step mother kutaura chokwadi hazviite especially atori disabled ivo amai vake vari vapenyu kushungurudza mwana,plus amai vemwana uyu vanenge vatori muabusive marriage cz vamwene vacho vati hatidi kutadziswa kurara vanhu vakurovana meaning kuti mukadzi uyu ari pama1 also but haaifanirwa kusarudza murume over mwana wake shem.
@tanyamilewski570010 ай бұрын
Why go to step mother not the father? Why can’t he take care of his own child not expect step mother to do so.
@evemudungwe16810 ай бұрын
But kumurume uku antt kune vamwe vana saka haana choice asi zvinongorwadza patadzwa dai vangoti mwana agare nmai vake baba vachiita ma responsibility pamwaba arikuna mai
@cc3550610 ай бұрын
@@tanyamilewski5700 How is that possible. He is a married man with a family. So he can't leave his wife out of it. Plus stepmom vakambo chengeta mwana wemusango asiri wepo futi. So it will be tough for stepmom to accept this child again
@tanyamilewski570010 ай бұрын
@@cc35506 how is it not possible? It’s his child so it has to be possible. If wife doesn’t want to care for the child he will have to do it himself. If you are a parent you are responsible because where do you want your child to go when you are their parent? You can’t make excuses like I have a wife, well did the child ask to be born? You shdnt have had the child if you didn’t want to take care of it. Same way you say he has a wife, the mother has a husband. But the mother took care of him some years. So it’s his turn to take care of his child too. It doesn’t have to be the step mom it can be him. He can stop working to take care of his child himself, how do single moms do it? He can tell his wife it’s my child they have to stay here at their father’s house. He can’t force strangers to live with his child. He can leave the wife out of the responsibility of taking care of him that’s what I mean by leave wife out of it. It’s his responsibility after all who asked him to have that child? If he pays someone to care for he can say pay what I can he shd pay everything needed or else take his child. On saying the wife took care of another one that’s not the child’s problems. If you agree to marry and stay married to a guy who doesn’t use protection be prepared to have many kid around you
@LesleyKativu10 ай бұрын
Remember mhofu mwana uyu bakamuita vaine mukadzi uyu kare
@bluevan1110 ай бұрын
Ko Mr Mugabe mwana uyu sei asirikuenda kuchkoro, please help us tibatsirane mwana aende kuchkoro unless baba vake vati vava kumuendesa kuchkoro
Don't twist the issue here. This old couple vakagara nemwana chirema for years, even after mai vamai chaivo had dumped him on them. All they refused is to stay nemwana asiri weropa ravo, chirema or not. They only washed their hands after confirming mwana haasi wemwana wavo. And now you are all here pretending they never took care of the child all along.
@synodianyakudya351010 ай бұрын
@@munhumutema8970 Mwana uyo anoda kugara namai vake pariod, Sekuru nemudzimai wavo varikubatsira muroora kuramba kuchengeta mwana wake. Ko kana vakambomuchengeta all along vasati vaziva baba vake, chavaakurambira kumuchengeta chii ivo baba vacho vachiti i will support as much as i can. Ivoi tana kuramba,kukwana ikoko. Kana wazvuva sanzu zvuva nemashizha aro. Munogona kumupihwa mumwe mwana akadaro imi amai murikuramba kugara nemwana wenyu.Shamhu yamucharohwa nayo Mwari ndivo vanoziva.
@trishkaz227710 ай бұрын
What a complicated issue. I feel so sad for the child. Gogo be blessed with many many years of good health, you’re the only hope for this child. How can I be connected with gogo? Ndine zvidiki diki zvandinoda kuvaitira
@shamisochingwe603310 ай бұрын
Ndini ndega ndaona kuti in the last episode mai avo vanga vane black eye meaning vakamborohwa now her face is clear, tinogona kuti amai ava havana hanya nemwana wavo wekutanga asi anoratidza haana kugara zvakanaka. Vaifana vakavhura maziso pekutanga pavakanzi vaendese mwana wavo, kuda hako marriage asi mwana ndiye arikushunguridzika in this situation
@fayie_nema10 ай бұрын
Let's also consider mai ava vane vamwe vana 5 saka vakabva problem iyoyi still follows vasiya vamwe 5 behind togona kuti kuda marriage but she also has a lot to lose that side
@cathrinemabira34326 ай бұрын
Baba wemwana you are talking sense....awa mai awa vaifanirwa kumira nemwana...7 yrs usingaoni mwana wako zvakaoma.....mwana ayifanirwa kugara namai wake... sekuru nambuya kupa mwana madays ekubuda mumusha....top mhofela thank you
@drmufukari965710 ай бұрын
Thank you maiguru vaMhamha nerudo rwenyu. Mai vemwana yu keep on saying maiguru ko kungoti mhamha nhai
This just broke my heart I am raising a 12 year old disabled beautiful son that I love to death. I have seen woman who love their children regardless and others who just can't cope with realities of disability. Families even don't want to be associated nekuti vane mwana akaremera. Either way these kids carry so many many blessings I know gogo will receive those blessings I can testify to that. It's just so sad that child deserves better . 😢
@victormuhwati-ni3zf10 ай бұрын
Be blessed..
@edithgarah373610 ай бұрын
Ummmm ndaona mwana atambura uyu
@Mapfuma197810 ай бұрын
Thank you Gloria for bring an amazing mum to your son he is a blessing and you will be blessed .God said l come in any form .Mhuri iyi yaramba makomborero amwari.
@tatendachinyani504310 ай бұрын
Sekuru ava moyo wavo. I feel for the child. Tinashe please do a follow up for this child.
The sad thing about this story is that the mother doesn't love her child at all. Mai avo inzenza. She left mwana for years. Mwana haana Kana kutombo chengetwa namai na step father. It was only gogo and ana sekuru. Kuchengetesa vana sekuru muzukuru asiri wavo. Now that she knows for certain mwana isanzu rakauya mumusha, still haasi kana kumboita effort yekuti achengete mwana wake. Kana thank you zvayo. Some women have jo shame at all. Vane moyo wakanaka ana sekuru, ini ndaitomuti Mhofu uyo ndiri kukupa 12 hrs uuye kunotora mwana wako
@NetsaiAudreySibanda10 ай бұрын
Mai avo vanosvota zii kunge mwana arikutaurwa nezvake haasi wake kuita lekwete kuita porridge seems haana kana shungu nemwana wake
@samuelngirazi963610 ай бұрын
Waida kuti vati chii ivo vakaroorwa, woda kuti vatonge musha mavakaroorwa here, iye Mhofu wako anoshoorei kuchengeterwa mwana wake nerimwe dzinza kubva iri nhumbu.
@evelynnatale383310 ай бұрын
She is captured Vanonzwisa tsitsi Chero murume wacho atadza kuuya achitya kunyadziswa nevabereki vake
@rhodabodo736010 ай бұрын
Ariparimano anoshushwa mai awo hawana say
@stellahbobo440410 ай бұрын
Haana kana hanya shame Imagine munhu kuenda 7yrs kana kùdzoka kuzoona mwana
@tashs.111410 ай бұрын
@@stellahbobo4404 i agree dont think she really cares abt this child. The person i feel sorry for is the maiguru avo vari kushandiswa kuchengeta mwana with no help.
@RegeraiChikovore10 ай бұрын
Ana vatezvera they are 100% correct mwana kumuridzi akambotizirirei kumunhu asiri iye? Vakadzi ngatiregei kuzvidzikisira pose pose. Plus muridzi wemwana he is very rude ngaaite plan nemwana wake kwete kumanikidza vanhu achinyepera kuziva mutemo nxaaa
@VEEMANDEM10 ай бұрын
That's pathetic coming from a fellow woman inga ataura kuti she ddnt know wo exactly was the father mwana in that condition needs mai vake ndimi Moita vana vaitwe abuse coz anoyenda kochengetwa nastepmother sei mai varipo it's clear kuti these families have a grudge inobva kare
@RegeraiChikovore10 ай бұрын
@@VEEMANDEM aivatirei nevakomana vviri same time and without protection? Vakadzi tikasadzidza kuuudzana chokwadi umwe wedu paaresva nevana vedu they will continue kuita izvi tichisekerera hee ama 2k yet vana vachizochema nekuti Mazuvano kwava ne DNA ukapa munhu mimba isiri Yake haubudiriri kana munhu wacho brain dzake dzichishanda, unless wapa benzivo zvaro
@julesn282210 ай бұрын
Thank you father of the child, wataura semunhu, semurume, please take care of that child. This woman's in-laws are horrible people and iwe mai vacho, handzi "ndosiya musha wangu nevana 5 because of one child" really???? I would leave even with 10!! That statement broke my heart. Thank God for the child's father, I hope he 100% changes that child's life. Tinashe, please we need update .
@dubethobekilepaulina742310 ай бұрын
The father is wrong should thank the people who was there for his child❤
@lindakachona750010 ай бұрын
She is right in a way
@registchigwedere858810 ай бұрын
Inspite of condition yemwana 56:11 hanti,mwana anongodawo care ne rudo rwamai.zvakaitika zvakaitika becoz mhamha was young pa that time and vaisatozivawo sekutaura kwavo.the excluded father munhu anohwisisa wani only kuti final decisions are passed nema parants.gogo vakabvawo kure nekuchengeta mzukuru its time for her to rest.insecurity kuna excluded father ndoo yaapo but madzimai apedza ura wani.mwana ngagare kuna mai real father vati will do everything zvaanokeanisa kuchengeta mwana
@KendraLipsy10 ай бұрын
Tezvara vanehutsinye avo I believe kuti ndovakaroya means kuti aremare, he never liked murora from the beginning, vaona kuti vatadza vaka kanganisa mwana, now vakuramba means asking kuti ayendeswe Ku jairos jiri aaaaaa ngavakwane baba ago, sekuru irombe, even baba vemwana his saying zvinhu kwazvo shuwa mwana anoda mai vake n his willing to help hake, sekuru avo muroyi guys , I'm sorry if I'm wrong but ndobvumirana na baba vemwana zvavataura.
Unomuchengeta sey unomupey cz haayite kusiya chienda kubasa apa anotombobatsirwa ne vadiki vake, nemurume current hubby, zvaakungoda vabatsiri naiye Mwari ega
@tmatz646710 ай бұрын
Ane vamwe vana 5 with husband, haana kumbochengeta mwana aichengeterwa. Mwana just go back kuna mbuya then this RICH guy can find a carer for the child to help Gogo.
@valentinehokoyo430910 ай бұрын
Ko vamwe 5
@lorrainencube37410 ай бұрын
😂😂😂😂 and let 5 other kids suffer? Haa dzimwe fungwa soo
@MutenhaFam310 ай бұрын
You have to follow the first episode maybe
@MercyHunda10 ай бұрын
Thanks VaMugabe asi tokumbirawo follow up kuti zvesure ,,mhofu vari kuchembera mwana here ,,kana vane Mari inokwana sekutaura kwavo ngavatengere wheelchair anayo here
@babava226310 ай бұрын
Blaz idzo dziri kurwadziwawo nekuchengeteswa mwana asiri wake for 17 years. Dzaifunga kuti dzakangwara paTonaz, apa ndhitsaga zvake. Chisekuru icho ndhiRigiyoni.
@tigermaps990910 ай бұрын
Guys ngatitaure chokwadi zvinorema semurume kugara nemwana waunoziva kt haasi wako paground tinozviziva kt vanhu vanowana mkadzi ane mwana wake but ngaasare kwambuya or any relative mobetserana to support. On this issue mai vagara mwana vange vasingamude havo cz havana kugara vambomuchengeta plus ma inlaws ayo anotonga mwana wavo vanozoshaya havo enough powers cz mwana wavo anoda mkadzi wake
@josephchenjerai107510 ай бұрын
True coz baba vemwana vakazouya kuzoona mwana vanokwanisa kuzodya bota
@daphnenyasha729610 ай бұрын
Thank you
@mamoengorima776610 ай бұрын
Uye background yemukadzi ndoyapa kuti adaroo
@patiencemuseri761010 ай бұрын
Alleged father varikuchengetawo mwana weikoku ska 50 / 50
Kudadisa kupi achikoshesa marriage than kukoshesa mwana kambwa kemunhu
@cricket69410 ай бұрын
you didnt watch the whole thing i guess...
@shingiraitrevormboto210510 ай бұрын
Chii chinodadisa ipapa?
@siletamus201610 ай бұрын
Hahahaa
@lisamuz179010 ай бұрын
I love mhofu😊 You are a man! Mother venwana murimbwa! Ma inlaws ayo ana pambwa
@LetwinChitsa10 ай бұрын
Taura hako mkadzi uyo kaa kutonyarara
@Varaidzo8310 ай бұрын
Ini handirasi mwana wangu nekuda kufadza vanhu never
@melissamegan158710 ай бұрын
Hanzi na maiguru vake haana kugara zvakanaka kuwonda kudai
@LorettaSidambe10 ай бұрын
she is very stupid
@annienai10 ай бұрын
True kudamurume too much
@abigailcharakupa849010 ай бұрын
Vanhu ava vane ma previous avo, sekuru ngavaite semunhu mukuru, mwana ngaagare panamai vake or kuenda nambuya vake
@netsietumu776710 ай бұрын
But ndanzwa kuti murume uyo akachengetawo muzukuru wekumhuri iyo zve waakapomedzerwawo achitori kumba kwake Dai vanzwisisana
@abigailcharakupa849010 ай бұрын
@@netsietumu7767 true iyoyo, maona baba ndivo vari kukura musoro havasi kuda mwana iyeye but wemwana komana wavo arikwa Mhofela, tezvara vane mwoyo wakasindimara
@RaymondMurape-bk3gw10 ай бұрын
Well come home mhofu Junior ❤❤❤❤❤❤
@MolisterLynnDube10 ай бұрын
Mom's iyooo face yayene irikuratidza kuvimbika chose😊😊😊
@carla-annmakumbe9 ай бұрын
At first I thought the father of the child is being rude but by the end I was applauding him😅 vamira mira. And also we mustn't forget he is taking care of the grandparent's grandson 😂 grudge racho
@blessingdumu385710 ай бұрын
Mhofu is talking sense havo,pompous tho, the best person for the child is his mother
@vimbayimatare452810 ай бұрын
Ndokuti mhofu boo munhu manje kwete zvemadhaka zvirikuitwa ne family iyo this guy is top notch big up mhofu
@kennedymsengezi71810 ай бұрын
Last words amhofu haaaa Im seeing baby two on way.
@nothandochariwa618010 ай бұрын
Baba ava ndimanyenga vana suwa hes 49 then 12 years ago he was 37 and that lady was about 12 really 😢
@VikkiRajah10 ай бұрын
Pafeya
@ZivanaiMasango10 ай бұрын
I’m surprised you are the first to comment on this part of this whole story. It’s the first thing that stuck out to me but judging from its absence from the majority of the comments, maybe it’s normal kuti a whole grown man anorara nemwana weGrade 7. 🤦🏾♂️
@Becca-Trending-Beauty10 ай бұрын
10years ago she was 20years because izvezvi ane 30years akaita first born yake aine 16 meaning akadanana nababa ava aine 15years ivo vaine 35😢because vati vakangodanana zve1month,,,,but I blame this mother because hanzi vaitodanana even nemateachers saka vaisatonzwa vari vadiki
@ZivanaiMasango10 ай бұрын
Responsibility iri pavanhu vakuru who should know better. Aive nemusikanzwa but she was a child. This man and the teachers took advantage of a child, nyangwe dai aive nemusikanzwa.
@@ModestaMichenga-xe1od Tikaitwa ma DNA nyika yese ndaona ma rearrangement akaoma. Shuffling chaiyo. Zimbabwe yakatakura iyi.
@Lawrence-se8vb10 ай бұрын
I had to watch this for the second time
@GraciousMuchineripi-kg2ew10 ай бұрын
I wish dai paiisika voice note ndanzwa hasha mhani nana tezvara avo nxiii,mukadzi uyu kusakwana kuzere mubrain dzake kusarudza murume over mwana wake haa nada,biological Dad is making sense because mwana anoda mothers love uyoo
@lizypella668310 ай бұрын
Baba vanoda mwana wavo it says it all❤🎉
@oripahzirobwa713210 ай бұрын
Were we watching the same show ?? That man does not want his child. He should look after his child, idzinza rake.
Tinashe can you please do a follow up please to check on this child's welfare .Mai ava live a miserable life in that family.Kune vanhu vanemoyo yaSatan vachifamba.Matovaona,
@beritachigome255710 ай бұрын
Mamboti ndewa Headmaster ingawani imi baba imi kwanayi mhani ko imi mhamha makanyararirei
Alleged father l salute you,gogo stay well nemzukuru
@mesiMutepfa10 ай бұрын
Babavemwana vane pride hahahahahaha asi m happy hangu mwana wawo anomuda hawo.
@daphnenyasha729610 ай бұрын
Too much.. and is trying bt all means to keep the child away so at to save his marriage. Ikozvino akatoudzwa nemukadzi kuti pano handidi kumuona and it's not her fault because iye ndiye akaita gumbo mumba gumbo panze. Instead of humbling yourself and asking these guys nicely anotovatuka nezvinyadzi.. yuwiii..
@gracegrace238810 ай бұрын
😂😂😂😂 Hanzi kana musingade mai we mwana vangu musiyei
It's only that, at times, the circumstances won't allow for married couples to stay on their own independent from the parents. The way the father-in-law is behaving is worrisome. Kutongerwa imba yeko nevabereki isn't cool.
@cc3550610 ай бұрын
Ivo vakazonyanya. 5 children at 30. Iwe usati wane pekugara pako. As mabhoyi tinokoshesa kuzvara without stability first
@munhumutema897010 ай бұрын
Haana imba yaari kutongerwa because haana imba zvachose. Vabereki varikutonga imba yavo. And they are absolutely right to do so.
@beverleymadamombe577210 ай бұрын
May God bless gogo nekuchengeta mwana ,vane moyo wakanaka,mai vanomira nemwana wawo
@tendaimachapu394410 ай бұрын
Tezvara is wrong ,baba Vemwana 100 % ,mwana anoda mai vake
@engkufa201210 ай бұрын
Ladies must learn not to play nezviberekeso Chihure chinoparadzisa zvakawanda
@munhumutema897010 ай бұрын
tezvara owes no one anything here. As a matter of fact, he is owed for all the time he and his wife where burdened with a child who is not their blood.
@natashamangwende816210 ай бұрын
Exactly baba vemwana vane brain tezvara ava imbwa yemunhu
@munhumutema897010 ай бұрын
@@natashamangwende8162 why exactly? What makes him responsible for mwana asiri muzukuru wavo? He did not say the mother can't live with the child, he simply said not mumusha mavo. In your mind, what makes him responsible for this child?
@natashamangwende816210 ай бұрын
@@munhumutema8970 I didn’t say he must be responsible but telling to send my child away ane that condition zvinotoreva kut chero muroora wacho havana basa naye so ndorasa mwana here nekut ndiri mumusha nevanhu he is very wrong havo yet wavo mwana arikuchengetwa mumusha mevamwe
@msrosegold755010 ай бұрын
Mai vemwana urimbwende wandigumbura l hope hauwane peace until you do right by that child. Avo varikuzeza mwana ndava chirema zvichakuwai one day.
Hutsinye hwavaita ndehupiko apa? Saka muri kuda kuti mbuya na sekuru avo ndivo vochengeta muzukuru asiri wavo anotodawo special care? Haa itai mushe imi. Ko mwana inherera here uyu? Hanti ana mai
@kevinmccharles502910 ай бұрын
Ngaende kudzinza kwake period
@fortunatepaida210 ай бұрын
@@kevinmccharles5029 mwana anoda rudo rwamai hakuna mukadzi wababa anobata duzvi remwana we umwe mukadzi saka mai avo better marriage iparare zvayo voita plan yemwana kana murume Wavo achivada ndiye achaona zvekuita
@fortunatepaida210 ай бұрын
@@mbizi4573 mwana ana mai uyu mbuya nasekuru itype inochengeta munhu iyoyi kana makazvitarisa ivo ngavasadzinga mwana Pana mai vake nekuti mwana uyu anoda rudo rwaamai chairwo hakuna mukadzi wababa anochengeta mwana we umwe mukadzi never especially ari muconditiona yaari iyi ma 1
@beulafurasi126110 ай бұрын
Uuuum Mai vemwana the ball is in yr hands Hoo because of marriage u are throwing away your son
@Mslui0110 ай бұрын
That woman is like my mom. She dumped me wth my grandmother and grandpa, grade 3 to form 4 she never visited, she left me to go and marry a man wth 2 kids , went on to have 3 of their own, she never sent. A pad or pant. Worst part she would send her kids for holidays at my gramps and I would take care of tht child. She only looked for me after finishing form 4. And dissapeared again. Now I’m working and she is trying to mend the relationship but I’m beyond broken. Not 2 days pass wthout her asking for money so I wonder what are her reasons being back in my life.She has no love for me. If I try to confront the past she ignores. I’m just tired.And she knew my dad, she was married to him he paid lobola…. Took my birth certificate then he got in an accident and passed on .am not even disabled nditori a beautiful young lady , Mothers do painful things honestly
@armiedz237510 ай бұрын
Life is complicated....learn to forgive...and also learn from your life experiences...
@Mslui0110 ай бұрын
@@armiedz2375 you think I haven’t tried to forgive? It runs deeper than you think bro,but thank you.
@armiedz237510 ай бұрын
@@Mslui01 it's hard to forget.... it's a pain .. you gonna live with for the rest of your life...but somehow try to adjust ..and learn to live with the pain.... depression exists....and it hurts
@davidnyaradzo327210 ай бұрын
usavape marii vakajaidzwa ipa gogo vako ndomai vako taneta nema toxic mother
@tinomutenda765810 ай бұрын
Baba vemwana vachowo Havana kukwana 😂😂😂
@happie537010 ай бұрын
Ivo vakachengetawo muzukuru wasekuru ava for 17yrs that's why ane hasha
@mcdonaldkaronga358310 ай бұрын
The guy is correct mwana anobvisirwei pana Mai vake,
@tinomutenda765810 ай бұрын
@@mcdonaldkaronga3583 panyaya yemuzukuru apa zvakamira sei vakamuchengeta zvaita sei
@SarahMugabe-rt6lu10 ай бұрын
Haaaa dzouya wena 😅😅😅😅
@Sokobea10 ай бұрын
Mdara uyo achakandwa maoko chete one day, but mwana uyo anofanira kugara pana mai vake
@hillarynkanjo136410 ай бұрын
Big up to Mhofela vane mafacts manje
@gogokazima354710 ай бұрын
Look after your child they have been looking after your son for long time
@happie537010 ай бұрын
Ivo vakachengeterwawo wani
@trishsithole829510 ай бұрын
I'm in tears 😢
@DefiniteMasike-w9e10 ай бұрын
Asi mai ava havagoni kuzvimiririra sure vorasa mwana nekuda kwemurume l feel the young boy ndonamata avanirwe hake welfare
Anenge ari kutonzwa sekuti mwana wake is also a burden to her
@Nunec10 ай бұрын
Amai vaenda pa tight. Kumba kune vamwe vana 5 vovasiya here nekuda kwe one. Vorasa mwana ari special needs here? Dai zvagoneka vachengetera mwana as usual pavari ipapo
@acem.n15159 ай бұрын
1.Mutemo unoti mwana ari below 18 ngaagare na Mai 2. Those old folks should let their Son respond. Nuff respect to Alleged Father
@humba841110 ай бұрын
Haa baba wemwana haana muromo anofanirwa kuzvininipisa kana achida kuchengeterwa mwana
@sheprev10 ай бұрын
No mwana is a shared responsibility yababa namai. Those inlaws vakuita nharo vabereki vecurrent husband. Just for your own information, there is a serious family feud between these families
@humba841110 ай бұрын
@@sheprev my point is mai vakaroorwa so it's upto that family kuchengeta mwana uyu mufamily mavo and I understand kt situation iyi iri trick so baba wemwana ngavatozvininipisa asi baba ava havana kana hama here
@Tsitsi-v5t10 ай бұрын
Well done va mugambe
@bradleyjones101310 ай бұрын
Hoping for positive results
@ChipoMvundura-o1u2 ай бұрын
Mwana ngaende namai vake coz he is disabled...Plaz hurema hauna basa now we have anq Chipo Muchengwa but you see how she us today so hurema hauna basa.Asi inini ndofa newangu fanika pahurema