Akabata Mukadzi wake achibuda muLodge nechikomba, MJOLO GONE WRONG (10 January 2025)

  Рет қаралды 10,087

Bhozhongora (Topic)

Bhozhongora (Topic)

Күн бұрын

Пікірлер
@LonnahKasuro-uy2gg
@LonnahKasuro-uy2gg 26 күн бұрын
😂😂😂vakadzi surrender sure kutoenda kulodge chokwadi
@GetrudeMarufu-m5t
@GetrudeMarufu-m5t 28 күн бұрын
Mjolo wakagara uriko chero panguva yana Jesu 😂
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 28 күн бұрын
Aiwa uyo murume ngavasiyane naye mukadzi neky kuhurirwa pachena kudaro haibo.Mwana munochengeta bbmunini ende ndizvo zvinotokupai simba follow your heart not other peoples advice. Sarudzo yenyu boe zveky 👏👏👏
@sirShereni1
@sirShereni1 28 күн бұрын
Murikumberi mberi I salute you
@nicolattematekenya-qs5yc
@nicolattematekenya-qs5yc 27 күн бұрын
Varume vari funny anoramba mukadzi nekuti arara nemumwe murume but vanoenda kunevekubhawa vanorara nevarume hobho unotozvishaya garai nemukadzi wenyu baba imi munamatire imba yenyu
@JudaJuda-g6y
@JudaJuda-g6y 28 күн бұрын
Calendar rababa isabeloo rackara guys ndiJohn JUDHA Pa SA PRETORIA
@Tutsie05
@Tutsie05 28 күн бұрын
Kubva nezur9
@pamelamazise3048
@pamelamazise3048 28 күн бұрын
Ana amai ngatisaomesera vana vedu kna wakarara nasekuru kna hanzvadzi yko muudze mwana azive
@patiencechimwanda1204
@patiencechimwanda1204 28 күн бұрын
Rambai muchiimba man to man ndoifarira song iyoyo
@judithshumba3541
@judithshumba3541 28 күн бұрын
Hakaaa
@MavisMushaike
@MavisMushaike 22 күн бұрын
Umm vanhu vakuda kuita zvisizvo ungamanikidzira kugara nemukdz wamubata nechikomba kuda kut azomuuraya umm
@LuckmoreChipunza-lg5qb
@LuckmoreChipunza-lg5qb 28 күн бұрын
Kkkkkkkkkk kuma twins kune nyaya ukoo kkkkkkkk
@fatimasawada7638
@fatimasawada7638 28 күн бұрын
Mwana arikutswaga baba uyu inga mai vakataura wani mwana wemakunakuna vakamubara nehama dzavo nganetse vana sekuru kubva kuna baba vamai oenda kune hanzwadzi dzavo vanoziva
@linahkasirori4220
@linahkasirori4220 28 күн бұрын
Haiwa varume vanonjairira ini dakutivhura ma branch chaiwo
@patiencechimwanda1204
@patiencechimwanda1204 28 күн бұрын
Imi vakadzi nevarume varimudzimba siyai chihure mhani siirai isu maSingle
@AdamChimbalanga
@AdamChimbalanga 28 күн бұрын
Nhai zvako iwe vanondibhowa ini
@Chiherachashe2909
@Chiherachashe2909 28 күн бұрын
Haaa nhaimi Kuda kuita vabarika revarume vamwe tichishaya 1 zvake
@AdamChimbalanga
@AdamChimbalanga 27 күн бұрын
@@Chiherachashe2909 zvakatooma Wena kwatove kurarama life yembwa chaiko
@GetrudeMarufu-m5t
@GetrudeMarufu-m5t 28 күн бұрын
Kupi iye anodanana nevangani nekuti murume
@WilsonZiyambe
@WilsonZiyambe 26 күн бұрын
Amai avo vanenge vari kufara nenjodzi iyi why vatanga kusmiler ,avo vane Tshirt tvuku
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 28 күн бұрын
Zvakaoma hazvo chii chakadaro sure mai udzai mwana wenyu chero makamuita nehanzvadzi hazvinei naye izvo chikuru mwana aziva bb vake chete.
@Chiherachashe2909
@Chiherachashe2909 28 күн бұрын
Kuda kushamisira nezvisina basa ,vanofunga kuti kurara nehama kungwara here
@BenjaminMushambi
@BenjaminMushambi 28 күн бұрын
Nyaya yekuregerera iyi yakaipa tarisai muone Cardwell Chiteka nyaya yake inondirwadza ini akaregerera mukadzi amuzvarira mwana weumwe murume pamusoro pacho kwakuzodanana naPastor apedza akuda kusungisa murume Kuti akandiraper saka mukadzi uyo anotohura izvo zvekuti hamheno mweya wakandibata kunyepa uko akaregerera achadzokorora zvakare plus mukadzi akanga angohura chenjera kuzouraya munhu nekuti moyo wako unenge wasviba zvikangouya mupfungwa dzako zvatoipa uye kana zvadai mukadzi akazongoita kakudherera chachaya
@lloydterayi6071
@lloydterayi6071 28 күн бұрын
Chimuti dzviiii pa Durban.
@ApolloSelepe
@ApolloSelepe 28 күн бұрын
Chevakadzi vekulutimba vemukando vakazofa vangani
@ClarahMuchawaya
@ClarahMuchawaya 28 күн бұрын
Bhozho ko nyaya yevakadzi vemukando kuLitumba vakazodiiko veduweee
@TheresaMususa
@TheresaMususa 28 күн бұрын
Shiri yakabvuta rekeni
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 28 күн бұрын
Ummmm nyika ngaichiguma zvayo veduwe chiiko chakadaro chinenge ngozi sure
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 28 күн бұрын
❤❤❤❤❤
@LuckmoreChipunza-lg5qb
@LuckmoreChipunza-lg5qb 28 күн бұрын
Mai avo avana kukwana
@sirShereni1
@sirShereni1 28 күн бұрын
Kanyemba ndinofarira mabvunziro aunoita bhozho tinobva tanzwisisa
@patiencechimwanda1204
@patiencechimwanda1204 28 күн бұрын
Mudzidzisi idhokorosi remunhu
@mrmarcus6481
@mrmarcus6481 28 күн бұрын
Mkadzi uyo ndewe pa touch line, Vangani varume vakasangana naye pese paaipinda mutown asinga onekwe... Ibhishu mkadzi uyo? Ndinonzi Mr Marcus kuno Ku Capetown
@BenjaminMushambi
@BenjaminMushambi 28 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂 taurai zvenyu kufamba kucrosser dhorobha rose wakangobatwa nemweya chete igindagoriya
@LuckmoreChipunza-lg5qb
@LuckmoreChipunza-lg5qb 28 күн бұрын
Kkkkkkkkkk mjolo
@JohaneCharles-g2d
@JohaneCharles-g2d 29 күн бұрын
Let her go
@patiencechimwanda1204
@patiencechimwanda1204 28 күн бұрын
Imi munohura wani munoti vakadzi havarwadziwi here
@Tutsie05
@Tutsie05 28 күн бұрын
Nhai nhai ​@@patiencechimwanda1204
@gncmm
@gncmm 28 күн бұрын
Bhozhoo varikushora murume uyu vanhukadzi here kana kuti varume
@ApolloSelepe
@ApolloSelepe 28 күн бұрын
Chevakadzi vekulutimba vemukando vakazofa vangani
@ApolloSelepe
@ApolloSelepe 28 күн бұрын
Chevakadzi vekulutimba vemukando vakazofa vangani
7 February 2025
46:40
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 5 М.
Murume aka Kissa Mukadzi wemunhu Murume wacho aripo (23 Dec 24)
53:29
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 8 М.
When you have a very capricious child 😂😘👍
00:16
Like Asiya
Рет қаралды 18 МЛН
Мен атып көрмегенмін ! | Qalam | 5 серия
25:41
My scorpion was taken away from me 😢
00:55
TyphoonFast 5
Рет қаралды 2,7 МЛН
𝐂𝐇𝐈𝐌𝐔𝐓𝐈-𝐂𝐇𝐄𝐃𝐀𝐑𝐄: akaita Bonde kaviri neChitunha chemukadzi vake
20:25
𝐂𝐇𝐈𝐌𝐔𝐓𝐈-𝐂𝐇𝐄𝐃𝐀𝐑𝐄
Рет қаралды 6 М.
Update yaSinyoro // Update yetsoko yakatumwa netsamba kuChikomba (6 FEB 25)
42:09
Zvakaipira Hurombwa Huyai Munzwe Mhiko Dzangu
20:17
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 6 М.
Bhiza auna zero naro .dare ra chief Mutasa Karanganda TV
39:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 34 М.
Riggy G (WAMUNYORO)  ni MMERU ~ Asema nyakarkang
14:43
KUMO LIVE
Рет қаралды 21
Abatwa nemukadzi wemunhu wachitoita bonde
51:29
Manass-Chibanda
Рет қаралды 78 М.
Huyai Munzwe Zvakaitika After Ndaba Mbudzi Yainge Yaka Rasirirwa
17:10
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 6 М.
When you have a very capricious child 😂😘👍
00:16
Like Asiya
Рет қаралды 18 МЛН