AKAEDZERWA ASINA KUPFEKA

  Рет қаралды 77,995

Drewmas Media

Drewmas Media

2 жыл бұрын

RUSAPE - VAROYI VOITA MACHIKICHORI

Пікірлер: 182
@admiremoyo3801
@admiremoyo3801 2 жыл бұрын
Black Magic went wrong Amai Joice fuel yakaperera munzira
@josephined8931
@josephined8931 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 chokwadi vakatiziwa nevamwe vechiduku ipapo
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 2 жыл бұрын
Nono kp it up wakugona ramba wakadzvanya sisi
@memoriesmadoda
@memoriesmadoda 2 жыл бұрын
Ko chihera akaendipi
@julietgarufu4559
@julietgarufu4559 2 жыл бұрын
Muroyi chaiye hakusi kupenga and sekuru vataura kuti mushakabvu akati pamwe vachandidya. Madzima varamba kudyiwa ndisaka muroyi ayedzerwa kumakuva
@dorcassithole4750
@dorcassithole4750 2 жыл бұрын
Varoyi variko zveshuwa munhu anoti varoyi hakuna nekuti anenge asati akamboroiwa BT varoyi variko
@dorcassithole4952
@dorcassithole4952 2 жыл бұрын
Sazita uri sei
@dorcassithole4750
@dorcassithole4750 2 жыл бұрын
@@dorcassithole4952 kkkkkkkk mushe krcy
@dorcassithole4952
@dorcassithole4952 2 жыл бұрын
@@dorcassithole4750 Kuri bhoo
@dorcassithole4952
@dorcassithole4952 2 жыл бұрын
@@dorcassithole4750 Kuri bhoo
@mationesabhema4713
@mationesabhema4713 2 жыл бұрын
Magona madimbura kambo kekutangisa programme
@SheritaShambare
@SheritaShambare Күн бұрын
Ndokwanguwo kumusha iii ndanyara kwazvo varoi variko kana zvisati zvakusvikira unenge uchiriboe chokwadi varoyi variko
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 жыл бұрын
amai mungwarire hondo nemufi. kana akataura kut ngana asasvika parufu maifanira kumudzinga. haisi mhosva. anenge ari mashoko emufi. its another forn of a will. maingoteera sekureva kwake
@nyashachitute2054
@nyashachitute2054 2 жыл бұрын
Varoyi variko kana zvisati zvati Gogoi mumhuri menyu hauzvibvume.
@perseverancemarangwanda3989
@perseverancemarangwanda3989 2 жыл бұрын
Vazukuru Ve muroyi vakuita sei futi ,vano ziva mabasa ambuya vavo
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu 3 ай бұрын
😂😂
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 2 жыл бұрын
Uroyi uhu wanyadzisa.Vazukuru vambuya wekuwanika vasina kupfeka dai vatonyarara kushungurudza vakafirwa.Hazvina kunaka mukugarisana
@homeplusfurniture2660
@homeplusfurniture2660 2 жыл бұрын
Madii kuenda kune munhu akaonekwa asina kupfeka wacho ataurewo side rake
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣anongonoti handizive kti ndakaendeswa nani ipapo
@michaelchapeyama7163
@michaelchapeyama7163 2 жыл бұрын
vataura apa ihama dzangu dzose uye ichokwadi nyaya iyi yakaitika.
@yvonnemfiri2281
@yvonnemfiri2281 2 жыл бұрын
Urihama yaCarlos chapeyama hre
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 2 жыл бұрын
Nematambudziko
@elidahchaps4067
@elidahchaps4067 2 жыл бұрын
Ehe Abie akandirwadza bamnini sorry to tete mai zviri
@dorothychigayo9270
@dorothychigayo9270 2 жыл бұрын
Inga zvakaoma hazvone
@lilianmabika6416
@lilianmabika6416 2 жыл бұрын
I'm so sorry for your loss Abigail ndakakura naye tichigara kubudiriro ndarwadziwa ndobva kwachakuma
@ofiaschinyanga937
@ofiaschinyanga937 2 жыл бұрын
Chokwadi chinongoda kubatwa nemusoro. Zvanyatsojekeswa kuti mai wokuonekwa vasina kupfeka vanotove nehurwere kwekugadima ( body shaking). Ndicho chinhu chakatanga kutariswa zvikaonekwa kuti mai ivawo vanga vasingatoita zviya zvee ku shake maoko. Vanga vatosimba. Asi chakaonekwa kubvunda kutaridza kuti zvichida vakanga vabatwa nechando. Saka apa hapana zvokuti vaipenga. Dai paive nevacherechedzi vakuru vaitoona kuti zvakanga zvichakatobata ndokusaka vanga vasingatetemeri. Huroyi huriko. Kana zvasvika pamuri muchadaira kuti huriko. Chiri kuitwa nehurumende semafungiro angu, kudzivirira tsaona ingavira vanhu vazhinji vanoroya. Kutotema nedemo chaiko.
@rodneystoddard2014
@rodneystoddard2014 2 жыл бұрын
Muri ku nyazura tangoti pfureyi rusape town 45 kilos along murambinda dorowa mine road to chivhu.
@masterpmaronderaking7859
@masterpmaronderaking7859 2 жыл бұрын
bvudzai ini ndakarohweswa nezvidhoma ka2 kese ndichidzi siyana nemusikana wauri kudanana naye nekuti ndoda arorwe nemuzukuru wangu boys ahisi nyore kuona munhu achifamba mumhepo vamwe vasingamuone .. apa musikana wacho arikuramba kuti tisiyane takabva grade 6 tichidanana tchingoti ndezvekutamba saka ndri pama1 hama dzangu musikana arikuti ukangondisiya uchaita ngozi 😢😢😢😢😢😢😢😢
@dennisjon9340
@dennisjon9340 2 жыл бұрын
Wasiirira paivapo ngano yako yazoshota sekuru Gudo
@daisyrutendomakosi2006
@daisyrutendomakosi2006 2 жыл бұрын
Zvako zvishoma izvo
@masterpmaronderaking7859
@masterpmaronderaking7859 2 жыл бұрын
@@daisyrutendomakosi2006 tipirei tidzwe
@matchmorekalizi7635
@matchmorekalizi7635 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@zimbolifestylekuraramakwem7983
@zimbolifestylekuraramakwem7983 2 жыл бұрын
Kumusha kwngu chaiko drewmas hiiiiiiiiì munofamba wena
@tendainyanjowa3920
@tendainyanjowa3920 2 жыл бұрын
Kumusha kwangu chaiko.. Vanhu vashata
@OmanOman-lt4ff
@OmanOman-lt4ff Жыл бұрын
Uuuum very sorry Mai Abby shame😭😭😭😭😭ndarwadziwa
@bougiegang270
@bougiegang270 2 жыл бұрын
Nematambudziko Asi mwana akanaka hake uyo
@ashely5340
@ashely5340 2 жыл бұрын
Shuwa wazvionawo ka.uyo anoita manje
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 2 жыл бұрын
Ndirimukadzi asi ndazvionawo.
@ashely5340
@ashely5340 2 жыл бұрын
@@mutsawashe1369 uri sei hako Mutsa
@gracie2world
@gracie2world 2 жыл бұрын
Gogo vane uniform ye ingirikeni haa vanotsanangura zvinonzwika
@eunicemaruta6508
@eunicemaruta6508 2 жыл бұрын
Mu Lantana kamara
@yonkimhlanga8539
@yonkimhlanga8539 2 жыл бұрын
Nematambudziko Mhuri ye Zimbabwe. Zvakadai Zvinorwadza Chokwadi. MHSRIEP 🙏🏾
@natalie1103
@natalie1103 2 жыл бұрын
Torai petrol Tyre remota mupise munhu fair deal.Hapana chatingaite nevanhu vakadai moms iyi irikutotya.
@tinevimbomemory3912
@tinevimbomemory3912 2 жыл бұрын
umm Zim munopnda busy dai iri Mzansi
@miriamporuzere5137
@miriamporuzere5137 2 жыл бұрын
Mapindwa nemweya wakashata ...
@gogokazima3547
@gogokazima3547 2 жыл бұрын
Very true varoyi variko even varungu vano roya
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 2 жыл бұрын
Kkkkkkk
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 2 жыл бұрын
Yaaa zvakaoma chokwadi, dai taziva Mwari tasiya kuroya, so sorry nekutukwa nevazukuru vavo inyadzi idzo.
@rudorudo6211
@rudorudo6211 2 жыл бұрын
This is onother level with Drewmas media....wooow rambai muchigona kudai
@charitymareya255
@charitymareya255 2 жыл бұрын
Ummmm huroyi hwavo hwafumuka please, muchaona kuti havaite nguva vachafa coz zvafumuka.🤔
@felistasncube8568
@felistasncube8568 2 жыл бұрын
sokostina well done dear
@shayzgamz2692
@shayzgamz2692 2 жыл бұрын
Thank u bhudhi Andrew. Nachihelelele
@musiiwamichaelmutinhima1562
@musiiwamichaelmutinhima1562 2 жыл бұрын
Machikichori chaiwo varoyi vanetsa
@charlesjackson3236
@charlesjackson3236 2 жыл бұрын
Mufi akaratidza ega akamuuraya asi mmm zvakaoma
@masterpmaronderaking7859
@masterpmaronderaking7859 2 жыл бұрын
😂😂😂 hanzi naGogo kakatsemuka tsemuka kuti bamu bamu
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 2 жыл бұрын
Mai Joyce vakatadza kudya Abby. Mai vebhachi Vatauro Chokwadi kuti mai Joyce muroyi.. Dira rizare
@tinevimbomemory3912
@tinevimbomemory3912 2 жыл бұрын
Dira rizare ,muroi full stop
@user-jc7wc3yn3g
@user-jc7wc3yn3g 8 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 2 жыл бұрын
Hakusi kupenga uroyi vakadonha varimundege yebasa ravo thats y vasina kukuvara
@prscilla8043
@prscilla8043 2 жыл бұрын
Taura hako cazi
@nataliepetani9129
@nataliepetani9129 2 жыл бұрын
Hiiiii pakaip mhuri ye Zimbabwe 😢😢😢😢😢😢😢
@stanleychifamuna8738
@stanleychifamuna8738 2 жыл бұрын
Yes Soko Soko ,sokaldo !!!!🔥🔥🔥🇿🇼
@pamztelevisionzimbabwe3645
@pamztelevisionzimbabwe3645 2 жыл бұрын
Drewmas Media munotitandadza henyu......ngazviende mberiiiiii 💝
@brytonmadziko9913
@brytonmadziko9913 2 жыл бұрын
ndoitevedza everyday
@engineergarikai1517
@engineergarikai1517 2 жыл бұрын
very true varoyi variko shuwa😢...so sorry and my condolences.
@ednakucherera3596
@ednakucherera3596 2 жыл бұрын
So sad nyaradzwai nashe amai
@constancemarifiye7331
@constancemarifiye7331 2 жыл бұрын
I am back ndeipi Chihera nabhudhi Andrew
@tracymukombiwa3283
@tracymukombiwa3283 2 жыл бұрын
Taking you to another level. Dremax uri kumusha kwangu.
@kellytibethchimwedzi7205
@kellytibethchimwedzi7205 2 жыл бұрын
Imi zvakaitika kumusha papi pacho in ndogara padhuze nepa gwangwadza
@josephmiti7697
@josephmiti7697 2 жыл бұрын
Ndekwanyamukomba
@sandraedward7454
@sandraedward7454 2 жыл бұрын
Gogo vanotsanangura
@admirari1
@admirari1 2 жыл бұрын
Thank you Drewmas media mabudzitsa chikoro chekumaraini kwedu.....Thats my ancestrsl home and am proud to say I am from Rusape.Asi mbuya vakabatwa avo muroyi for real no other explanation.
@memoryzenda7338
@memoryzenda7338 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣
@memoryzenda7338
@memoryzenda7338 2 жыл бұрын
Sekuru ka musandi setse 😂😂😂
@admirari1
@admirari1 2 жыл бұрын
@@memoryzenda7338 kana nemiwo how do you explain that like seriously?......ndivo vayavaya ava....vakatodya munhu😔😔
@brightonmoyo2993
@brightonmoyo2993 2 жыл бұрын
Noni yenza phela nawe ngezandla ukuti another level njengo teacher wakho osayofunda.
@susansmart5504
@susansmart5504 2 жыл бұрын
Iwo vanoti hakuna huroyi ndiwo vatakati vakuru
@jmadambi1723
@jmadambi1723 2 жыл бұрын
Uyu musikana mwana wemufi hasi we drewmas
@hikhalem5305
@hikhalem5305 2 жыл бұрын
t São Miguel Quixeramobim Ceará
@hikhalem5305
@hikhalem5305 2 жыл бұрын
n São Miguel Quixeramobim Ceará
@shyletmakwiranzou1482
@shyletmakwiranzou1482 2 жыл бұрын
1st here.....nhasi raarimwe zuva
@patheniamutsigwa3741
@patheniamutsigwa3741 Жыл бұрын
Madzimai vakaramba kudyiwa vakafumura muroyi
@sqrd3536
@sqrd3536 2 жыл бұрын
Condolences to the family 🙏🙏🙌💙 It's terrible when pr die intheir prime. Vanhu vane utsinye.Sekuru vatuara vakafunda ava😃😃 Mufi vaka budisa muroi pachena munhu wese akazviona. Witches forget they are only human and that they will also die. This is common in our society.eally terrible. I totally trust in God my creator. Evil exists and it's worse when it's your own blood.
@paidajiri1621
@paidajiri1621 2 жыл бұрын
Mwana wedu chocolate beauty chaiyo dai akarega hake zvekuda ku user savamwe please. Nematambudziko hama dzedu.
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 2 жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level 💕🙏👏👏👏
@chilindasakala9499
@chilindasakala9499 2 жыл бұрын
HUROYI HUPIKO Iwe!!! Kana pane ane simba pihwa ziso tione! Hapa apa. unti dai kuine nhamo here. Matsotsi aya, kuporomota hufuzi
@gracemupindu2759
@gracemupindu2759 2 жыл бұрын
Uhu ndoohuroyi chaiwo
@shenetychihamba3969
@shenetychihamba3969 2 жыл бұрын
Muri cy mukoma Andrew
@tafararemias6005
@tafararemias6005 2 жыл бұрын
mukufamba nebasa rambai makadaro
@aishaadetta878
@aishaadetta878 Жыл бұрын
Shame dai makandiudza ndakavapa mushonga we cancer
@paidamoyonyandimu1237
@paidamoyonyandimu1237 2 жыл бұрын
Pamberi nekutitandadza 🤩
@moseschinheya1483
@moseschinheya1483 2 жыл бұрын
Kkkkk hanzi vakuenda kumachikichori
@runyanyamaka6689
@runyanyamaka6689 2 жыл бұрын
Yeah munenge mapedza kuendako zvese nekwamambo
@elifancube5141
@elifancube5141 Жыл бұрын
Ngabe bamuyekela enjalo babiza abantu bonke
@joycemafigo3517
@joycemafigo3517 2 жыл бұрын
Pakaipa... Pamwe haana kuzodyiwa zvake
@peenyikayaramba5433
@peenyikayaramba5433 2 жыл бұрын
Eish pakaipa wena
@josephined8931
@josephined8931 2 жыл бұрын
Muroyi unopinda pose chero mumba makakiyiwa anopinda, vazukuru ngavanyare avo dai vatonyarara zvavo nekuti vafumugwa chero vakadini
@ruthmakwara1974
@ruthmakwara1974 2 жыл бұрын
Vakada kudya asiriye kufumuka uku kwehuroyi
@casperdumiegualla6093
@casperdumiegualla6093 2 жыл бұрын
Ndozvamakuita here pajohwani apo. Makuburitsana paTV .zvakaoma veduweee ,mukwazise Mai piolah muti hanzi naDumi ndikuuya kuzoita president.
@charlottemapira3253
@charlottemapira3253 2 жыл бұрын
KuJohwani varoyi too much kunotyisa uku
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 2 жыл бұрын
Thank God hembe haisi yellow
@learniedzaruma3504
@learniedzaruma3504 2 жыл бұрын
Sekuru yakadzidza iyi knows Eng .
@michaelchapeyama7163
@michaelchapeyama7163 2 жыл бұрын
He is my father, being the last born mu family yaanana Baba nyakubereka ini. He is our father asara and chirungu chiripo
@ginahnyabvedzi1390
@ginahnyabvedzi1390 2 жыл бұрын
@@michaelchapeyama7163 hows Carlos doing
@melissachapeyama3355
@melissachapeyama3355 2 жыл бұрын
Ndisekuru vangu ivavo
@casperdumiegualla6093
@casperdumiegualla6093 2 жыл бұрын
NdiDhukwe iyeye big u bla ruka
@kudzanaimarange5345
@kudzanaimarange5345 2 жыл бұрын
Haaaa ma 1 aya
@jambomazarura3884
@jambomazarura3884 2 жыл бұрын
Hello Drewmas media .
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 жыл бұрын
Inga zvakaoma maiwe, mmm
@samanthamapiye7682
@samanthamapiye7682 2 жыл бұрын
Hello hello drewmas media
@joychipunza304
@joychipunza304 2 жыл бұрын
Mai Joyce wakaoma
@queen7008
@queen7008 2 жыл бұрын
Ende Mai vatanga kutaura vane doek rered vane mazino white white 🙌
@enkline8733
@enkline8733 2 жыл бұрын
Zvakaoma Drewmas pamberi nebasa
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 2 жыл бұрын
That happened to me when I was a small girl I got sick and I could see our neighbour coming to me giving me a small piece of meat and I could scream that "handidye nyama yemunhu".
@samanthakane9986
@samanthakane9986 2 жыл бұрын
When you’re sick and have a fever especially you hallucinate. Doesn’t mean urikuroiwa.
@PaloSant
@PaloSant 2 жыл бұрын
@@samanthakane9986 imi ka imi. Varoyi variko and ndiko kudyisa kwavanoita vanhu vobva vaku joinisa huroyi.
@johnwick3710
@johnwick3710 2 жыл бұрын
@@samanthakane9986 asi munoroya ere imimi mune brain yakadhakwa kudai zvekuda kutipusisa nxaa satani
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 2 жыл бұрын
@@PaloSant That's very true ende ukanzwa vanoramba kuti hakuna huroyi munhu iyeye anenge atori muroyi
@percycharumbidza3434
@percycharumbidza3434 2 жыл бұрын
@@PaloSant haaa vamwe vanhu vari kuramba kuti huroyi hauko hazvishamise kuti i same team ,ndiani asingazive kuti hwuroyi hwuriko ,nharo dzacho dzimwe unotoona kuti taita umwe muroyi pa comment section ,kkkkk .varoyi variko shuwa
@ruthmakwara1974
@ruthmakwara1974 2 жыл бұрын
Vanhu vanoroya vakomana
@portiashava3023
@portiashava3023 2 жыл бұрын
Hello good people
@ruthkunyongana572
@ruthkunyongana572 2 жыл бұрын
Endayi Kwa ishe Makoni
@linomsadube
@linomsadube 2 жыл бұрын
Nhaiwe ndechepapiko Makoni
@shadreckmadunuza3844
@shadreckmadunuza3844 2 жыл бұрын
Munozonyanya kuita nhoroondo plz
@samnderema5721
@samnderema5721 2 жыл бұрын
Yaaah
@delighbless3373
@delighbless3373 2 жыл бұрын
ummm vanoroya mbuya ava
@patiencebare
@patiencebare 2 жыл бұрын
Uuum zvakaoma
@tarisaimuchapararwa2532
@tarisaimuchapararwa2532 2 жыл бұрын
Mai Joyce.....kkkkkkk
@charitymareya255
@charitymareya255 2 жыл бұрын
Nhaiee saka hamq yako yakadyiwa kaiwe🤔kwakaoma kumusha kwenyu nehama dzako uchadyiwa uchi famba kkkkk😂😂😂
@vimbaimaburutse8338
@vimbaimaburutse8338 2 жыл бұрын
Azvide kudai
@christinamadyauta6099
@christinamadyauta6099 2 жыл бұрын
Hie drewmas meadia
@user-lw3ok9uz9i
@user-lw3ok9uz9i 3 ай бұрын
Very sad but why not interview the naked lady as well? Both sides of the story
@shedimpofu1826
@shedimpofu1826 Жыл бұрын
Keep it up
@samukelisiwendlovu3860
@samukelisiwendlovu3860 2 жыл бұрын
Kunzima bakithi
@vimbairuwitha3337
@vimbairuwitha3337 2 жыл бұрын
Ifambirei tikumuda mroii pano
@limbermist2904
@limbermist2904 2 жыл бұрын
Kumusha kwangu chaiko kkkkk pakaipa
@gingerwingerful
@gingerwingerful 2 жыл бұрын
Variko sure here varoi
@debrakudzaichatayika8734
@debrakudzaichatayika8734 2 жыл бұрын
Zvamuri kumaraini kwangu nhai
@lovemoremuvhaki5898
@lovemoremuvhaki5898 Жыл бұрын
Varoi variko vanofanirwa kupiswa
@samkelisompofu9549
@samkelisompofu9549 Жыл бұрын
😀 true ngavatsvee taneta navo
@tatendashumba5899
@tatendashumba5899 2 жыл бұрын
Varoyi vanoroya asi havana chino shamisira vanoto tambura
@abigailchisekereni7680
@abigailchisekereni7680 2 жыл бұрын
Kumusha kwangu chaiko
@nancym7936
@nancym7936 2 жыл бұрын
Pakaipa hapo
@blackcherry9344
@blackcherry9344 2 жыл бұрын
Hurumende inoti hakuna varoyi ivo vari varoyiwo futi
@llions5633
@llions5633 2 жыл бұрын
Black Cherry ! Chokwadi! Masatanists varoyi vanoshanda vese ! Vanozivana ndosaka vachiti hakuna varoyi .
@josephined8931
@josephined8931 2 жыл бұрын
Hembe yakasara muguva iyo zvino vakapinda nguva yapera zvikabvondoka
@bezzlemoyo7805
@bezzlemoyo7805 2 жыл бұрын
Ko asura pangapachinzi taifamba muchivanhu nemaporofita
@osvaldocelestinodjadje5486
@osvaldocelestinodjadje5486 2 жыл бұрын
Huroy huripo
@baechps2961
@baechps2961 2 жыл бұрын
Hie guys
@nyashabuwerimwe9682
@nyashabuwerimwe9682 2 жыл бұрын
Introduction yenyu yakarebesa chihera na Andrew handizivi kuti muchadii koz hey
@margaretmoffat7691
@margaretmoffat7691 2 жыл бұрын
True yakarebesa
@hazel4463
@hazel4463 2 жыл бұрын
Zvakaoma
GOGO VEKUBATWA VASINA KUPFEKA  KUMAKUVA INTERVIEW- 'RUSAPE UPDATE'
18:05
OEDZERWA ARI KUMAKUVA UPDATE
40:16
Drewmas Media
Рет қаралды 56 М.
НРАВИТСЯ ЭТОТ ФОРМАТ??
00:37
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 1,1 МЛН
Best father #shorts by Secret Vlog
00:18
Secret Vlog
Рет қаралды 22 МЛН
THEY made a RAINBOW M&M 🤩😳 LeoNata family #shorts
00:49
LeoNata Family
Рет қаралды 42 МЛН
Vanhu Vopembera muHarare - Zanu Pf Yazodyiwa 🎉
2:05
Pamusha Pemakuhwa
Рет қаралды 1,6 М.
Vana vaitorana mifananidzo vasati vafira mumvura- MARONDERA
38:28
Drewmas Media
Рет қаралды 104 М.
DOMBOSHAVA 6.......SABHUKU HAVANA KUCHENA VANE TSVIMBO YEKUURAYISA VANHU
1:29:12
Prophet voita mashura chaiwo muHarare
45:08
Drewmas Media
Рет қаралды 89 М.
MUKOMANA WESATANISM  OBAYIWA
18:24
Drewmas Media
Рет қаралды 95 М.
DOMBOSHAVA 4  ------ HONDO YEKUBATWA KWENYOKA YATANGA
42:15
Drewmas Media
Рет қаралды 145 М.
RUSHINGA.......... ZVIDHOMA ZVOURAYA MUNHU PA "BUS STOP"
1:10:31
Drewmas Media
Рет қаралды 125 М.
😱ВСЕМ БЫ ТАКИЕ СТАЛЬНЫЕ НЕРВЫ
0:18
MEXANIK_CHANNEL
Рет қаралды 6 МЛН
Самый Молодой Актёр Без Оскара 😂
0:13
Глеб Рандалайнен
Рет қаралды 6 МЛН
POV Anxiety became a dad, but... | Inside Out
0:34
Future Fun
Рет қаралды 11 МЛН
Кого она вытащила из воды?😱
0:51
Следы времени
Рет қаралды 3,2 МЛН
Нажимай выше ☝️☝️☝️ #а4 #глент #риви #viral
0:25
Как меняются люди
Рет қаралды 3,2 МЛН