GOGO VEKUBATWA VASINA KUPFEKA KUMAKUVA INTERVIEW- 'RUSAPE UPDATE'

  Рет қаралды 87,088

Drewmas Media

Drewmas Media

2 жыл бұрын

VARIKUNDINYEPERA- GOGO

Пікірлер: 300
@faithmavhaza5234
@faithmavhaza5234 2 жыл бұрын
Ndaburitsa misodzi veduwee ngatutendei Mwari nezvatinazvo mhuri iyo ndarwadziwa,,,,, maita basa kune vapa mawheelchair may God bless you
@masterpmaronderaking7859
@masterpmaronderaking7859 2 жыл бұрын
mbinga dzisisa noise dzinongobatsira pasina kuda kuzivikanwa kwete zvana nhingi vanobatsira vanhu vatori nelife iri pamusoro. thanks brother matsira mwari varopafadze mushando pamwe nemhuri yenyu
@ivymatshikite822
@ivymatshikite822 2 жыл бұрын
Tinotenda vakatambanudza maoko avo kubatsira ....Mwari ngavakuwedzerei zvakawanda zvakare zvishuviro zvemoyo zvizadziswe👏👏👏👏
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 2 жыл бұрын
Tinotenda vakabatsira nemawheel chair nechikafu. Thanx Drumas for taking us to another level. God bless
@emmahgovera8385
@emmahgovera8385 2 жыл бұрын
Kana ndimiwo maiti vangabvume here zvinonyadzisa kudaro
@nolinendebvu5743
@nolinendebvu5743 2 жыл бұрын
May the lord bless the blesser Mwari vatutsire patapudzwa
@carolinesibanda7673
@carolinesibanda7673 2 жыл бұрын
Thank you so much mukoma vari kuUk ,God 🙏 bless you my brother.
@marcelinemukura3266
@marcelinemukura3266 2 жыл бұрын
Thanks to mukoma vema wheelchair also thanks for the show it is really helpful
@jacobmoore1438
@jacobmoore1438 2 жыл бұрын
Thank you bro for helping nemawheelchairs may the Lord richly bless you
@nyariemangasawa3038
@nyariemangasawa3038 2 жыл бұрын
May God Bless you Br.Sorry I mistakenly press the dislike button
@liccyngwaru5111
@liccyngwaru5111 2 жыл бұрын
VanaTambu Varikumbotembei chaizvo kunetsa vanhu vasina kuwanikwa kumakuva vadiii kubvunza mbuya vavo kt hembe makasiyepi
@accuratepatrickspartricia7907
@accuratepatrickspartricia7907 2 жыл бұрын
Kkkkk apa mbuya vavo vajamuka muvillage mese kongonangiwa mbuya vatambu chete 🤔
@ellinahgareta8753
@ellinahgareta8753 2 жыл бұрын
Tambu anoziva mbuya vake manje zvafumurwa vakuda kuvhundutsira vanhu .Tsvagai Jehovah achawanikwa vanhu
@memorymangwere4101
@memorymangwere4101 2 жыл бұрын
Zvakaoma shuwa ku vhariridza huroi dai kambuya kakambodya ivovazukuru vavo or vana vevazukuru vacho nxaaa
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 2 жыл бұрын
Kuroya kunosiyana. Kune anoroya achitoziva, zviya zvokuisa muchetura mudoro kana muputugadzike. Kozoita vekutemerwa vanobuda usiku vasingazivi vongozoereka vave mumba. Vamwe vacho havatozvidi. Gogo avo varikutokahadzika nazvo. Havatozivi kuti vanobuda. Brother weku UK thank you for the support. God blesd you abundantly. You are one in a million.
@nyamasokanyambio3106
@nyamasokanyambio3106 2 жыл бұрын
Ndinotenda Mkoma Neshamba I know this family very well Sister yangu yakaroorwa ikoko and l used to stay with them also Ndakanyatsoona kutambura kwese Mazviita Ndatenda zvangu
@Route1Cityzen
@Route1Cityzen 2 жыл бұрын
This is what media is supposed to be. Thank you
@sandraedward7454
@sandraedward7454 2 жыл бұрын
Tinotenda baba vakabatsira mhuri yenanga mwari akuitirei zvidhafu dhafu tichitendawo ini mukoma Andrew and crew may the lord bless you and your family abundantly kufamba ikoko rudo rukutrusa
@charijindi1876
@charijindi1876 2 жыл бұрын
Thank you very much nekubatsira. Ko hatikwanise kuunganidza mari imwe here tivaisire borehole iri solar powered so that vanowana mvura pamba. It's just a suggestion ini ndaikwanisa ndaiita ndega asi handisi mbinga zvangu. Thank you all.
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 2 жыл бұрын
Mungabatsire zvikuru
@gusemukomawasha6308
@gusemukomawasha6308 2 жыл бұрын
Chekkutanga ndinotenda zvikuru kuna mukoma ve ku U.K. nerudo runotyisa kudaro mwari ngava kuropafadzei zvikuru pane zvose zvamunoita
@maud393
@maud393 2 жыл бұрын
Thank you so much va hanzvadzi vakabatsira nema wheel chair. Mwari vakuitirei zvakanaka.
@ashygrace2956
@ashygrace2956 2 жыл бұрын
Thank thnk so much mukoma wakabatsira nemawheel chair
@georgetendai7065
@georgetendai7065 2 жыл бұрын
Tinotenda drewmas for taking the family to another level.may God bless the donator
@TeeStillStanding
@TeeStillStanding 2 жыл бұрын
Thanks Drewmas for always having a listening ear to your viewers. We wasted no time diving right in. Great show always. Tinopa kutenda kune vekuUK. Vadzimu venyu vadzosere pama tapudza. 🙌🏽
@sabhukuchoko263
@sabhukuchoko263 2 жыл бұрын
Dzifambirei team #DrewmasMedia tiripo kukutsigirai
@munyaradzimaraini4145
@munyaradzimaraini4145 2 жыл бұрын
Andrew don't take a long time to Introduce yourself and the story nearly 10 minutes time🙆‍♀️
@lwazijames1004
@lwazijames1004 2 жыл бұрын
True they're introductions take loooong!!!and it's boring
@vivymugaviry6119
@vivymugaviry6119 2 жыл бұрын
True
@blertdlert4024
@blertdlert4024 2 жыл бұрын
Have stopped watching all their videos because of this
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 2 жыл бұрын
True thought it was only me who gets bored by these introductions,so boring
@Pbgr100
@Pbgr100 2 жыл бұрын
Give them a Chance guys I'm sure they will improve & Sort it Out 👍🏿
@lovesecrets1563
@lovesecrets1563 2 жыл бұрын
Thank you so much nema wheelchairs bro Vari UK. May the Almighty bless you abundantly.
@pamztelevisionzimbabwe3645
@pamztelevisionzimbabwe3645 2 жыл бұрын
Chokwadi you're taking us to another level....thank you Drewmas Media
@josephlupiya6626
@josephlupiya6626 2 жыл бұрын
Komborerwai mukoma shuwaa UK ikoko tinemi pamunamato 💗
@chipodanda1072
@chipodanda1072 2 жыл бұрын
Thank you vakabatsira mawheelchair may God continue to bless
@dianasithole7830
@dianasithole7830 2 жыл бұрын
May God bless the man who donated the wheel chairs May God bless him abundantly
@schumieelf3232
@schumieelf3232 2 жыл бұрын
Heartbreaking, they deserve all the help. Thank you Drewmas for everything
@zekiamuvhutie4369
@zekiamuvhutie4369 2 жыл бұрын
Thax sure God bless avovakabatsira mhuri iyo
@gusemukomawasha6308
@gusemukomawasha6308 2 жыл бұрын
Gogo ndava nyarira zvikuru asi haizi mhosva yavo ndivo anonzi mashave ehuroi zvaanoita .Anokusiya kumakuva wosara uri iwe chaiye kutj nyika izive kuti uri mutakati kureva kuti uyu akaramba kudyiwa saka vaka stika
@lindahfarikai1152
@lindahfarikai1152 2 жыл бұрын
Thank you brother makabatsira mhuri iyi nemawheel chair
@nelsonmakwatsina3957
@nelsonmakwatsina3957 2 жыл бұрын
Nearing 120k subscribers, happy for you
@hannahtambara2792
@hannahtambara2792 2 жыл бұрын
May God bless this man with long life full of richies
@mrwoods9410
@mrwoods9410 2 жыл бұрын
Thank u,Drewmas Media,tichitendawo baba vakabatsira pama wheelchairs,Mwari arambe achivaropafadza
@kudzitagwireyi4082
@kudzitagwireyi4082 2 жыл бұрын
Thnks bro for helping may the Lord bless yu abundantly
@kudzaiglory8445
@kudzaiglory8445 2 жыл бұрын
Many thanx kune vakabatsira mhuri yekuInyanga
@catherineshangwa1814
@catherineshangwa1814 2 жыл бұрын
Thanks mukoma nemawheelchair mwari vawedzere patapudzwa
@eustinamandigo1282
@eustinamandigo1282 2 жыл бұрын
Manicaland yazviita zvakare from how come to u so in Nyanga to Emily pa honde vally apo Now Rusepe gogo wawanikwa wasina kupfeka paguwa imi woyeeeee zvakaoma
@nathanbaureeny5145
@nathanbaureeny5145 2 жыл бұрын
How come to you Eustina😂😂😂😂😂😂gogo ndovazondipedza hanzi hazvina kuitika
@gellieguysurockityouarethe3625
@gellieguysurockityouarethe3625 2 жыл бұрын
Thank you very very much my brother muri ku UK Mwari vawedzere pakatapudzwa tinotenda ve drewmas media zvakate thumbs up
@chengetaimupatule7917
@chengetaimupatule7917 2 жыл бұрын
Chokwad mwari ngavawedzere pamatapudza mkoma
@stellamukoki6663
@stellamukoki6663 2 жыл бұрын
Thank you so much to will wish mwari vakuitirei zvidhafu dhafu baba
@deliwenkwena5655
@deliwenkwena5655 2 жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level. Siyabonga 👏👏
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 Жыл бұрын
Thank you baba vaka Donetta Godless you sir... Thnk you Drewmas
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 2 жыл бұрын
God bless u my brother wemawheelchairs.
@evernicechiedza870
@evernicechiedza870 2 жыл бұрын
Be blessed kune vese vabatsira mhuri iyi Mwari vakuitirei nyasha more life more blessings ❤❤❤
@rebeccamukahadzi7234
@rebeccamukahadzi7234 2 жыл бұрын
God bless you brother 🙏🙏🙏
@natlizcommoditybrokers5988
@natlizcommoditybrokers5988 2 жыл бұрын
Thanks so much nema wheel chair and thumps up kudrewmas ndimi makaita vaziikanwe
@sabinajosephy824
@sabinajosephy824 2 жыл бұрын
Ropafadzwa hama yangu.. Ummm Mwari vakuitire zvakanaka... May God bless yu fo e wheelchairs mabatsira
@lettymambondiani2031
@lettymambondiani2031 2 жыл бұрын
Thank you mukoma nekubatsira mhuri iyi mwari vakukomborerei🙏
@patriciamudzingwa4421
@patriciamudzingwa4421 2 жыл бұрын
Jesus is Lord 🙏. Thanks pane ma wheel chair Mkoma. Jehova ngavawedzere pamatakatapudza🙏
@konagalelovemore9272
@konagalelovemore9272 2 жыл бұрын
Thanks nekubatsira
@anymorekamuruko8528
@anymorekamuruko8528 2 жыл бұрын
Drewmas Media take u to another level
@edithmashaire102
@edithmashaire102 2 жыл бұрын
Tinotenda Baba nekubatsira mhuri NEMA mawheel chairs god bless you 💞🙏
@tarisaisatoro7491
@tarisaisatoro7491 2 жыл бұрын
Drewmas media take you to another level
@aidmoredzinotyiwei6998
@aidmoredzinotyiwei6998 2 жыл бұрын
It's either Gogo is mentally disturbed or she's really a witch.I seem to believe the later.
@prudencenyoka9449
@prudencenyoka9449 2 жыл бұрын
Thank you TV yedu. Munopedzisa basa renyu. Chimboendai kuchiredzi timbonzwa pava nestage iya
@tsitsigobakavhukatemaextre143
@tsitsigobakavhukatemaextre143 2 жыл бұрын
This is painful .kufamba vachikambaira .thanks for the help
@lillianassan1872
@lillianassan1872 2 жыл бұрын
Uùuuuu Andrew chii nhai hanzi gogo makaoneka musina kupfeka ichokwadika here gogo
@elvicetabengwa638
@elvicetabengwa638 2 жыл бұрын
Kutenda kukuru kunamukoma vakabatsira nemawheel chair nechikafu 👏👏👏 Mwari vawedzere pamakatapudza Drewmas Media Taking you to the Higher Level....
@josephlupiya6626
@josephlupiya6626 2 жыл бұрын
Haaaaa ndinoku tendai hanzvadziii haaaa hazvigoneke nevangani komborerwai naJehovha wedzerwai makore🙏🙏🙏🙏🙏🙏
@madalenmpofu8002
@madalenmpofu8002 2 жыл бұрын
Thank you Drewmas
@ChristineDube-fh7qs
@ChristineDube-fh7qs Ай бұрын
Gogo ava vanoda kuendeswa kwa tateguru tasvu vanonzwa bhata apa varikuvhara muromo zimuroyi
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 2 жыл бұрын
I hope someone will build them a better house 🏘️ easy to get in and out with the wheelchairs
@linomsadube
@linomsadube 2 жыл бұрын
Zvinobvumika here nhai chihera iweee
@tafadzwaamukweshaa2055
@tafadzwaamukweshaa2055 2 жыл бұрын
I'm missing Chihera😭tanga tave neka that, Sokostina na Neshamba madheerera Gogo 😀kwaSekuru vekwaMutare makaperera pagate
@pfungwatembo803
@pfungwatembo803 2 жыл бұрын
Thanks Drewmas Midia
@stellamukoki6663
@stellamukoki6663 2 жыл бұрын
Yooooo family iyi inondirwadza hngu drewmas media takes as to another level
@ashygrace2956
@ashygrace2956 2 жыл бұрын
Nemiwo mukoma Neshamba neteam renyu tendwai nashe kufamba kose kwamoita muchiunza zvirongwa Drewmas taking u to another levol
@panashemunyoro7923
@panashemunyoro7923 2 жыл бұрын
Mwari ngavavaitire zvakanaka ndanzwa kurwadziwa mufunge 💔
@idasmuyaya5422
@idasmuyaya5422 2 жыл бұрын
Rambai makadaro Drumas keep it up sando kwamuri
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 2 жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level.
@sandraedward7454
@sandraedward7454 2 жыл бұрын
Nhasi rava rimwe zuva taking us to another level
@felistasmurapa7183
@felistasmurapa7183 2 жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level.Makaita basa Mukoma veUK May God richly bless you🙏 .kudurana nemazita Munyaya dzakadai ndoona sezvisingaite it's so sensitive nyaya iyi .Varoyi variko yes but hazvidi kunanga munhu
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 жыл бұрын
Tinotenda chose vabatsira nemawheelchair, Mwari vawedzere pavakatapudza.
@stephen2063
@stephen2063 Жыл бұрын
Drewmas media you are magnificent but can you reduce the time for introduction b4 you get into the strory
@tainimatondora1854
@tainimatondora1854 2 жыл бұрын
Neshamba u are a better Journalist
@josephinemutede423
@josephinemutede423 2 жыл бұрын
Thnx brother vema wheelchair
@belindachipindu8087
@belindachipindu8087 2 жыл бұрын
Ndokumbirawo ma details emhuri iyi e eco cash thx alot
@samsonmakura9789
@samsonmakura9789 2 жыл бұрын
Neshamba urikutya here mabvunzire akoaya ubvenda muromo nyayaya gogo
@susansmart5504
@susansmart5504 2 жыл бұрын
Mukoma neshamba I like the way yamabvunza nayo
@carolinesibanda7673
@carolinesibanda7673 2 жыл бұрын
Thank you mukoma Andrew nekubvanza muzvakanaka Kuna gogo. Shame
@mavismupunganyi6076
@mavismupunganyi6076 2 жыл бұрын
Thanks mukoma vakabatsira
@bchis8806
@bchis8806 2 жыл бұрын
Andrew I think hawaifanirwa kuita interview yambuya paine vazukuru vavo, nyaya iyi iri sensitive.
@jessicamtize7898
@jessicamtize7898 2 жыл бұрын
Ka kuto bvunza ivo mbuya vacho zvirikutoratidza kuti hapana zvavarikutomboziva. Ishavi raive rakatovabata
@fungayimutyakureva7505
@fungayimutyakureva7505 2 жыл бұрын
Good job guys.
@aldrinaldrin8630
@aldrinaldrin8630 2 жыл бұрын
Mancube unondinakidza unotaura ma languages ese fluent unofadza sisi
@whasingtonmugova0236
@whasingtonmugova0236 2 жыл бұрын
Kupopota kwa vazukuru vambuya vokuroya hakuchabatsiri chinhu asi kuti naivo vazukuru vacho vanotenge vakapuwa nhaka yokumuka. Manje madhiri avo akafumuka.
@elifancube5141
@elifancube5141 Жыл бұрын
Siyabonga kakulu ngama wheelchair God blees
@julietmarange8410
@julietmarange8410 2 жыл бұрын
Maitabasa zvikuru mukoma vakapa ma wheelchair May God bless you
@monalisatsitsi3915
@monalisatsitsi3915 2 жыл бұрын
Ummmmm gogo ngawatendeuke nguwa ichipo
@wayne021000
@wayne021000 2 жыл бұрын
Hie drewmas media, shumba nachihera
@babrakagwenjere6659
@babrakagwenjere6659 2 жыл бұрын
Hellow drewmas media ,take us to another level
@sekuruhozhwa7295
@sekuruhozhwa7295 2 жыл бұрын
My lovely people murisei basa pamberi
@nancym7936
@nancym7936 2 жыл бұрын
Rangu zita maNcube 👏👏👏👏
@chiedzakundishora3274
@chiedzakundishora3274 2 жыл бұрын
Interview yakuremera iyi Andrew , KKK
@peemakunzana0691
@peemakunzana0691 2 жыл бұрын
Mataurire a sokostina 1 day acharipiswa,,,amana nyaya yakadai dai pakaita vanhu vaiva nemafone vakatora video gogo vasina kupfeka izvezvi azvina humbowo inotongeka sei vakaona vanogona kuzotoripiswa kuti muri kundipumha huroyi
@profqda3464
@profqda3464 2 жыл бұрын
Andrew huya utore Samsung yangu ine anti shake stabilisation ndiyo yaunoda kushandisa uchitorwa nemunhu arikufamba
@shamisophiri5042
@shamisophiri5042 2 жыл бұрын
Mwari akuitirei zvakanaka zvenyu imi vanotandavadza maoko
@fadzaichidindi9848
@fadzaichidindi9848 2 жыл бұрын
SHUMBA muchadyiwa hameno henyu
@starwellchimuka3415
@starwellchimuka3415 2 жыл бұрын
Tambu ngaatikwanire ,why wakazoziya mbuya kumakuva nhaiwe uchidzokera joni😅 apa zita rako uuuuum Tambudzai
@stanleymacheri8093
@stanleymacheri8093 2 жыл бұрын
Tambu ngaaudze mbuya wakevatendeuke vasiye zvavari kuita Jesu akavamirira
@giftmataga9554
@giftmataga9554 2 жыл бұрын
Kkk Gogo ma1 chaiwo vatanga vashaya zvekupindura kaapo
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 2 жыл бұрын
Mai Joyce makawanikwa muri mumirandana asi hamuna kukuvara
@jeytangie6175
@jeytangie6175 2 жыл бұрын
Munogona guys ndasiyawo zilike 👍rangu pano
@clintonvusijuly7781
@clintonvusijuly7781 2 жыл бұрын
❤❤
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 52 М.
OEDZERWA ARI KUMAKUVA UPDATE
40:16
Drewmas Media
Рет қаралды 56 М.
KINDNESS ALWAYS COME BACK
00:59
dednahype
Рет қаралды 164 МЛН
Best father #shorts by Secret Vlog
00:18
Secret Vlog
Рет қаралды 22 МЛН
Каха и суп
00:39
К-Media
Рет қаралды 6 МЛН
MUKOMANA WESATANISM  OBAYIWA
18:24
Drewmas Media
Рет қаралды 95 М.
Phakela uthi uNgizwe wamdelela ngampela
24:07
King Zoso TV
Рет қаралды 563
BINDURA...........MURORA OFIRA PARUFU RWAAMWENE
28:17
Drewmas Media
Рет қаралды 22 М.
AKAEDZERWA ASINA KUPFEKA
54:37
Drewmas Media
Рет қаралды 77 М.
SATANISM 'BOY' -----UPDATE
33:33
Drewmas Media
Рет қаралды 116 М.
MHONDORO...........MUKADZI AKAROORWA OSARUDZA MURUME WAANODA
33:28
Drewmas Media
Рет қаралды 33 М.
Grandma Cat - the Hot Dog Eating Champion #gaming #food #challenge  #cartoon
0:15
Super Emotional Stories
Рет қаралды 12 МЛН
Это ежегодное настроение 😉 #tiktok #юмор #жиза #funny
0:10
Ангелина и Тая
Рет қаралды 2,2 МЛН
Роналду совсем другой! 😱
0:45
КиноСклад
Рет қаралды 6 МЛН
СЛЕЗУ РАДИ СЕСТРЫ...
0:57
Тимми Шоу
Рет қаралды 2,2 МЛН