Akafira PaSowe Cheshumba Kuseri KweRGM Airport Mweya Wake Wauya Kuzotora Ropa Rawo Kubva KuChiweshe

  Рет қаралды 49,347

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

11 күн бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 796
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 9 күн бұрын
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
@charleskokefilm
@charleskokefilm 9 күн бұрын
Part 2 irikuuya rinhi?
@vimbaigijima1656
@vimbaigijima1656 8 күн бұрын
Ndokumbirao number dzaTapfumaneyi veduwe
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 8 күн бұрын
@@vimbaigijima1656 0775964849
@ShepherdMukwazhi
@ShepherdMukwazhi 9 күн бұрын
Mukoma rapfumanei magona mauya moga mune kamwe ka respect kamunopa so
@OlindaDziike-ck6xx
@OlindaDziike-ck6xx 5 күн бұрын
Zvinoitawo here kuti ndafamba nemurwere ofa ndri pachipatara kana pasowe naye ...moudza ari kumba first mosiyeni ndine murwere inyaya yokuti vanhu vekumasowe vane kakusakwana kavainako
@bernarddingindawo1462
@bernarddingindawo1462 9 күн бұрын
Episode 1 Madzibaba rasta vanoda shamu vano taura chokwadi Waiting for part 2
@chipohungwe2182
@chipohungwe2182 6 күн бұрын
Hamuna kupiwa baba. Makaphonera baba kuti tsuro yenyu yasvika. Pamakatoti ngatiimbirei nziyo dzehondo. Manga matopedza kumuuraya but had already started fighting nemaSipirits enyu strongly. Makamupenza mukamukwezva auye kusowe mukauraya sechitenderano nababa vake. Deno ndiri I mufi ndachiwetsura nembama chimorombesi chesvina. Idzo nguwo dzongopfekwawo nanagunguo. Ncxaa
@paulinechimufombo5720
@paulinechimufombo5720 6 күн бұрын
Pfungwa dzangu chaidzo,kutsvaga shamhu yemugum tree iyo kwakurowa mavanhu aya
@faym.nyamayaro8181
@faym.nyamayaro8181 9 күн бұрын
Mukotsanjera Shumba yengozi nematare hero basa
@user-sn1np4cw2j
@user-sn1np4cw2j 9 күн бұрын
Vanhu ava vakajaira kuuraya vanhu manje vauraya asirire ngaarwe kusvika kumagumo
@BrilliantZibwowa
@BrilliantZibwowa 9 күн бұрын
Munhu haurawi sehuku
@CarolineMhike-kf7oi
@CarolineMhike-kf7oi 9 күн бұрын
Haaa kumasowe indayimega imbwa dzevanhu zvino zvicha fumuka zvose hero basa mukoma Robert
@silascheyinacho978
@silascheyinacho978 9 күн бұрын
Masowe ana dread nyamhanza gaya kkkkkkkkkk
@HanaPhiri
@HanaPhiri 9 күн бұрын
Mapostori shit dzevanhu zvichafumuka chete
@ethigilly0808
@ethigilly0808 9 күн бұрын
@@HanaPhiri taura hako mapositori hapana zviripo Humbvha, kuroya, chihure, zvese mugemenzi. Hameno kuti sei vanhu vasiri kuona kuti kumapositori yava dangerous place kuendako
@LeahChataika
@LeahChataika 8 күн бұрын
Ko mapositora akuita Rasta here vanhu muchapera kunyeperwa navo vqnhu ava
@PrettyMachingura
@PrettyMachingura 8 күн бұрын
Tuchechi tusina musoro ngatwu vharwe mhani nqaaa
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 9 күн бұрын
Izvi zvakuda Specialist Dr Mukotsanjera Gweta na Sahwira we Ngozi
@ConstanceSithole-ks5qr
@ConstanceSithole-ks5qr 4 күн бұрын
Zvemapostori tichazvirega zvedu
@user-wd8mp8kt5o
@user-wd8mp8kt5o 2 күн бұрын
Yes vamwe ava handivapihwebhoo
@user-mg6st2iu6z
@user-mg6st2iu6z 9 күн бұрын
Mwari wehondo tongai,hapana chakavanzika pamuri Jehovha.Witchcraft has an expiry date.
@obertmhute8430
@obertmhute8430 6 күн бұрын
True
@benitamungwadzi6014
@benitamungwadzi6014 9 күн бұрын
Mukotsanjera huyayi Tsoka
@user-bb3zd8uz8w
@user-bb3zd8uz8w 8 күн бұрын
Tekaira tione
@wisdommatande1412
@wisdommatande1412 9 күн бұрын
Sowe ngarivharwe iri hapana hapana chedenga Apa
@user-ln9qj9mt7t
@user-ln9qj9mt7t 9 күн бұрын
Vakauraya asingaurawi heyiiiii hokoyo......Apa panoda Mukotsanjera shumba ye ngozi heyiiiiiii bheju munomama chete in Mukotsanjera 's voice
@nondochirau9664
@nondochirau9664 9 күн бұрын
Bheju😅😅😅😅
@user-nz5ol6vh3k
@user-nz5ol6vh3k 9 күн бұрын
Sekuru Mutsokanjera hero basa iro
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 8 күн бұрын
Kkkkkkkk vanomama chete
@samcbivharo3408
@samcbivharo3408 9 күн бұрын
I think vanhu pavano tendeuka kumasowe vanobva vabviswa pfungwa
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 9 күн бұрын
Imi mapostora hondohwe nemombe zvamotaura ndezveyiko mushonga wengozi kuiripa chete kwete zvamotaura izvo Maida kutsipika nehondogwe
@JairoTowers-op4ug
@JairoTowers-op4ug 9 күн бұрын
Pauno batwa musoro ndipo pauno bviswa pfungwa ipapo. Its the devil's entity saka haidi kuti vanhu vafunge at all. Actually zvigure kabisira.
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 9 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@SurprisedAurora-hv7rk
@SurprisedAurora-hv7rk 9 күн бұрын
Maporofita akaromba aya
@NommyNomater
@NommyNomater Күн бұрын
Is tru
@kumbiraizhou1304
@kumbiraizhou1304 9 күн бұрын
Ko kana waiona kumweya wakadini kuvaudza vachisvika kuti dzokerai naye nekuti mweya wanna kuti uchafa Uye waizoti aende see kuchipatara Ngozi improper kuchipatara here Mukomana Alastair’s ipapo paaikuma semombe baba vehemently Chenai vanonyepa ava Munhu akafira ipapo kwete mumota
@AnnaniasNyoni
@AnnaniasNyoni 9 күн бұрын
That was excellent Robert you know how to talk ne mhepo ❤
@RosemaryMabuto
@RosemaryMabuto 9 күн бұрын
Ndarwadziwa zvangu ini chiiko asi vanhu
@user-xp6qh8pq3c
@user-xp6qh8pq3c 9 күн бұрын
Vanhu ava vakaromba saka zvakapanduka Ekedhi akaromba uyo ndinomuziva kwaMaodzwa anototyisa uyo
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 9 күн бұрын
😮
@TheresaMaps
@TheresaMaps 9 күн бұрын
Nhasi zvapandukq
@floceymususa8502
@floceymususa8502 4 күн бұрын
Hoo
@unity9896
@unity9896 9 күн бұрын
Thanks Robert nevideo takainzwa na Bhozhongora nezuro, thanks very much Tapfumanei nekudzifambira
@munashematasva9784
@munashematasva9784 9 күн бұрын
Daidzai police murume uyu asungwe azotaura chokwadi
@nyashasharawakanda2500
@nyashasharawakanda2500 9 күн бұрын
Hondo kuneropa remunhu,varoyi vasinganyare kuuraya vasina mhaka
@faym.nyamayaro8181
@faym.nyamayaro8181 9 күн бұрын
Thank you mkoma Robert,makatumwa chokwadi keep it up kufumura mharapatsetse
@JessicaMukora
@JessicaMukora 9 күн бұрын
True nguwo svuku masatanizimu aya
@nyashasharawakanda2500
@nyashasharawakanda2500 9 күн бұрын
Ndimadzibaba rudzii vakadai vanemusiro unemalogusi😂😂😂😂😂,itai mega zvekumasowe
@CharityGwisai-uy5pm
@CharityGwisai-uy5pm 9 күн бұрын
😅😅😅😅 Nhai henyu apa logusi acho angori mumaside, musoro wese zuda chii chakadaro 😊
@vernahmuchemwa3415
@vernahmuchemwa3415 9 күн бұрын
😂😂😂ndazvishayawo ko kugerwa
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 9 күн бұрын
Tsvagai mukotsanjere apedze basa
@auxilliakapotsa168
@auxilliakapotsa168 9 күн бұрын
Manje ava vanoendesa vanhu kwa Tasvu only baba Tarps ndovanoendesa kwamukotsanjera
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 9 күн бұрын
@@auxilliakapotsa168 mukotsanjere anogona zvengozi iyi ingozi iri mumusha, mapostori vanongoivhara kwenguva iyoyo. Kana isina kuripwa hapana zvavanenge vaita.
@masciemudumo
@masciemudumo 8 күн бұрын
Dze ngozi dzemabhinya dzoda Mukotsanjera chete period musandipikise 😂😂😂
@evachipunza907
@evachipunza907 9 күн бұрын
Amai vakaenda ne mwana Wanga vatopitirwawo because Ukaona zvinhu zvadaii unofana Kurecorder ndokupedzera vanhu vakadaii,Mukadzi uyu kana kuona maendero akaita hama yake kuCombi wozongoona ane gumbeze vakadaii kurara naye panze hupenyu mutoro.Vanhu changamukai itai maziso anoona kuti pano zvinhu zvashata wotora phone yeko woo recorder kutira nguva yakadaii soo. Thanks mukoma Robert simbi yebasa
@JairoTowers-op4ug
@JairoTowers-op4ug 9 күн бұрын
Masowe chinamato chaSatan saka unoputirwa ukango svika pamasowe pacho.
@SurprisedAurora-hv7rk
@SurprisedAurora-hv7rk 9 күн бұрын
Ehe vanokuputira vane mushonga
@ropafadzoncube4615
@ropafadzoncube4615 Күн бұрын
Mmmmmmm ????nearikubudirwa wacho ichikwadii hre ichochi
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo 9 күн бұрын
Kumasowe endai mogaaaa hamundionekooo unofira mahra nyika yaoma veduwe 😢😢😢 tateguru tasvuu heroo bsaa vanhu vepasowe vaurai chaivo avoo
@chingombedaries
@chingombedaries 9 күн бұрын
Akakuti Tasvu is clean ndiyani
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo 9 күн бұрын
@@chingombedaries ndini ndadaro wanga watii
@JuliaShoniwa-kh1bh
@JuliaShoniwa-kh1bh 9 күн бұрын
Muzimbabwe munhu anoita zvinomuitira hama kuchivanhu kwacho zviriko Chennai akafawani akauraiwa nevemasowe here
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo 9 күн бұрын
@@JuliaShoniwa-kh1bh asi ndauya kuinbox kwako ndkty endakuchivnhu kni sandini ndkty madzibba vekumasowe avo vauraye mnhu
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 9 күн бұрын
Tasvu anombozma Wani ..
@MelodyTawachera
@MelodyTawachera 9 күн бұрын
Tsvagai mukotsanjera apedze basa
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 9 күн бұрын
Thank you Mkoma Robie Murikudzifambira
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 10 күн бұрын
Ndamirira hangu ndaisa Like yangu kare❤❤❤
@HanaPhiri
@HanaPhiri 9 күн бұрын
Kananeni
@user-yj4ki6zp3g
@user-yj4ki6zp3g 8 күн бұрын
Paaka kuma ndopavaka mucheka magadziko ake kwakumugeza ropa mune hutsinye mapostori
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 9 күн бұрын
Kana muchiziva vanhu vari rough panyika pano vanhu vekumasowe uumm vanotuka havana mkanwa ende vachi defender muporofita wavo chero ariwrong
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 9 күн бұрын
Very true vanoprotectena
@TheresaMaps
@TheresaMaps 9 күн бұрын
Vakabikwa
@user-bz2sm5gc7k
@user-bz2sm5gc7k 8 күн бұрын
Amen varoi
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc 8 күн бұрын
Vanenge vakatoiswa muhari wee azvisi normal.ukangopinda masowe chete unotanga kuita kakupusa
@molinamurinye7993
@molinamurinye7993 8 күн бұрын
Sua hamunyepi
@A_JM585
@A_JM585 2 күн бұрын
The best munhu kuti avabatsire ndi Mkotsanjera
@calvinnhutsve4413
@calvinnhutsve4413 8 күн бұрын
Kwamaodzwa kwanzvimbo ,hakuna mapere kuye, ndokuzivaka.
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 9 күн бұрын
Namatai mega vanhuweee ini ndozvinamatira ndega mumba mangu.even ndichida munamato ndozvigadzirira ndega...zvemasowe izvi ratova drama.ndototaura namwari kudarika ivava vemasowe ndega zvangu izvi ummmm....vanhu ngavasungwe ava tirikuda ropa remwana varoyi sowe ngarivharwe😢😢😢
@TheresaMaps
@TheresaMaps 9 күн бұрын
Vemasowe vava varoi vekepedzesera kuporofita leopard revanhu
@darkskinneddutchess4007
@darkskinneddutchess4007 7 күн бұрын
Ah vamwe vanotobata mushonga vachiita chisowe ,vamwe vanotosanganisa even pakubetsera ..kunamata kwakuda kuve wise these days otherwise mmm🙌🏼
@JoyNyasha-do7de
@JoyNyasha-do7de 9 күн бұрын
Vwana, eshmail chaivo
@JudithMakonye-it8jv
@JudithMakonye-it8jv 8 күн бұрын
Mukosanjera vakuru mupedzazvose❤
@clemenceymufundisi4848
@clemenceymufundisi4848 7 күн бұрын
Mutumwa vaigara vachitaura nyaya dzehurombwa mumaporofita, vaigara vachitaura kuti pano pakazara varoyi pamisangano yegore,zvakawoma zvavekuitika izvi. Nyaya yekuita rushanga vaigara vachitaura, kuti rushanga ivo, vahozia,nababa takesure chete,saka vanhu varikuita zverushanga zvabvepi vakomana. Katsi kana yabuda musaga zvafumuka zvopanduka,hokoyoyi varume
@Actorshito
@Actorshito 7 күн бұрын
Mataura idi
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc 8 күн бұрын
Vakaresva pekubata rwendo runo .thankyu mkoma Robert mnotora nhau zvneudzamu mucgibvunza zvinechiremerera welldone
@esnathmaguduru3493
@esnathmaguduru3493 5 күн бұрын
ndimadzibaba here Ava kana ndiva N'ANGA
@dorothymtetwa3844
@dorothymtetwa3844 9 күн бұрын
Vanhu regayi kupusa kudaro. Siyanayi nezvamachechi izvi muendese vanhu kuchipatara kana kuchivanhu chedu kwete zvemachechi dzenhema idzi, chionayi nanje rafu yamakaitwa apa munhu aikwanisa kurarama dayi akaendeswa kuchipatara. Vanhu kutadza kufunga here, inhamo here chii chaizvo, nekuti kupusa kwaita vanhu vedu soo kaa aiwa zvakaoma.
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 9 күн бұрын
Mkoma Robert you are more than a journalist 😊😊😊
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 8 күн бұрын
Speaking without favour basa iro ipayi Chiremba Mukotsanjera ndiye one anoburitsa nyaya nechokwadi sezvazviri plus anogona kuburitsa mhepo sezvadziri nengozi anoita izviburise kese
@sokosoko425
@sokosoko425 7 күн бұрын
Evanz Soko mfana wangu haufire mahara famba nadzo mhondi idzo kusvika vadzorera machira asekuru vajaira kuita sevanonamata Ivo vari varoyi
@freechipom
@freechipom 9 күн бұрын
Vaka wuraya munhu asinga urayiwe shame.... Mapostori aipa ndazvitya izvi
@sokosoko425
@sokosoko425 7 күн бұрын
100percent true trikupera
@user-pf8em8cl7e
@user-pf8em8cl7e 9 күн бұрын
Nyaya yaitaurwa pachimuti chedare
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 9 күн бұрын
Haunyepe shuwa wangu 😢😢😢😢 nabhozho
@maggie-tj6nv
@maggie-tj6nv 9 күн бұрын
So true yakataurwa paBhozho
@peggymujuru6590
@peggymujuru6590 8 күн бұрын
Vanhu vanoti idambe pane munhu Anga zviitisa kudai kuita kunge benzi. Hanzi mhepo ngaiende pamutorwa, handiti uyu abudirwa mutorwa Mwana wemukuwasha. Vana vevakuwasha tine nhamo it once happened to me.
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 9 күн бұрын
Hanzi vamwe vakaudzwa Hondo nemurwere wepfungwa vakamushora ,sis makaudzwa nabhudhi kuti vanhu havanamati ava dsi makavabvunza
@gertrudemutandwagertz7213
@gertrudemutandwagertz7213 8 күн бұрын
Uh vagarwa ne mhepo idzi vatambura sei veduwee vanhu morombereiko
@melodyjinga5370
@melodyjinga5370 8 күн бұрын
Nharo dzine masadare hamusikudziziva imi yooo, zviripachena hazvo but varikutamba nengozi mapositori ayo
@BhaseraNorman
@BhaseraNorman 9 күн бұрын
Udzaika iye nyakuuraiwa Uyu akubatsirei kuti musatya pakurara aku protectekitei
@CharityGwisai-uy5pm
@CharityGwisai-uy5pm 9 күн бұрын
Mukoma Robert batsiraiwo mhuri iyo iyendesei KWATATEGURU TASVU
@alicemanhuwa1627
@alicemanhuwa1627 9 күн бұрын
Ko nhai madzibaba ndini muporofita wacho sei musina kumuka kuzonamatira murwere 😊
@conniejam5575
@conniejam5575 8 күн бұрын
Another madzibaba ishumairi
@rumbi6789
@rumbi6789 6 күн бұрын
Ivo madzibaba rudzii vane rasta irikugotsi
@clemenceymufundisi4848
@clemenceymufundisi4848 7 күн бұрын
Manyadzisa nyenyedzinomwe varume, vakaromba makawandisa hakuna chisingabude,manyadzisa varume muchabuda mese vakaromba maporofita venyenyedzi nomwe moshoresa dare remutumwa micho
@juniortichawona
@juniortichawona 9 күн бұрын
Mapositoiri akutyisa veduwee😢😢,tokumbirawo part 2 mukoma Robert
@BeautyHlatywayo-nv8ik
@BeautyHlatywayo-nv8ik 9 күн бұрын
Kusvika pazvinoperera muchitiziisa
@user-nz5ol6vh3k
@user-nz5ol6vh3k 9 күн бұрын
Pane mukadzi akambo taura nenyaya yesowe irori achiti aida kuraiwa
@ChiedzaCharumbira-xn7zj
@ChiedzaCharumbira-xn7zj 9 күн бұрын
I always say chero tinamate sei chivanhu chiriko asi mhuri iyi yatosunungurwa
@sokosoko425
@sokosoko425 7 күн бұрын
Chokwadi takaremerwa
@tinashesauriri6834
@tinashesauriri6834 7 күн бұрын
Rasta akabvura mpama pamhanza apo rasta rinokwana mumusoro, anogoudza sei munhu arikumusha kuti munhu afa vachisiya mhunhu aripo auya nemufi.
@user-yq9rw1uy5z
@user-yq9rw1uy5z 9 күн бұрын
Mhondie dzevanhu ,murimbwa now makashandisa Ropa rinoyera munogara pasi cete cicavharwa cisowe ceurombwa ,kusvibisa Zita re Nyenyedzi Nomwe,murimbwa sungwai nese
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 9 күн бұрын
Vakango fanana namadzibaba Ishimairi imbwa dzevanhu chaidzo
@Chiherachashe2909
@Chiherachashe2909 6 күн бұрын
Ngavasungwe vanhu ava
@user-eq8if5zl4w
@user-eq8if5zl4w 7 күн бұрын
Mhuri iyi ngaisabvume kushandirwa nemuporofita uyu mufi anotsipikwa.
@user-zs9ii7ej7z
@user-zs9ii7ej7z 9 күн бұрын
Masowe Aya atanga futi vanhu votizirepi veduwe kunamata nema profit akaromba zvakaoma kwana Tateguru kuri nani
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 5 күн бұрын
Sekuru mukotsanjera hero basa
@NommyNomater
@NommyNomater Күн бұрын
Makambo onakupi munhu anonzi mhepo munoshandiswa vanhu imi musayite sevanhu vekwa lshumari imi muchamama 💔💔💔💔
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 9 күн бұрын
😢mmmm madzibaba vanogeza hr avo or varipamunamato,vhudzi iro iii
@MemoryZivhave-ns3mk
@MemoryZivhave-ns3mk 4 күн бұрын
Madzibaba vane ngundu kudaro ndatotyavo
@user-nz5ol6vh3k
@user-nz5ol6vh3k 9 күн бұрын
Taka sara chivanhu chedu nekuda kwe church zvingani zviri kuitwa muma church umu sowe iri harina kuchena
@HanaPhiri
@HanaPhiri 9 күн бұрын
Arinakuchena zvachose ropa remunhu here Mmmmm pkp
@HanaPhiri
@HanaPhiri 9 күн бұрын
Kouyo asingabve pafoni akumbotaura naniko
@user-qd1sc6ln5l
@user-qd1sc6ln5l 9 күн бұрын
Tasvu tasvu one tasvu one hero bsa
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 8 күн бұрын
Iyo Tasvu hapasi pake, Mukotsanjera anosuka musha wese aripa ground
@missgee1981
@missgee1981 5 күн бұрын
Izvi hazvisi zvana Tasvu izvo. Pakuda original mhondoro dzedzimbahwe
@josephgapirakb
@josephgapirakb 6 күн бұрын
ROBERT we are waiting for part 2 please
@percychuma8424
@percychuma8424 9 күн бұрын
Ko ndivo madzibaba vacho vaneguyo mumusoro 😂😂. Mabhinya
@regreatdoreka
@regreatdoreka 9 күн бұрын
😂😂😂Ka Wrong Turn
@josephinempofu2589
@josephinempofu2589 8 күн бұрын
😂😂😂😂
@masciemudumo
@masciemudumo 8 күн бұрын
Kkkk guyo rekukwiya vanhu
@MariaMajadibodu-uq5cj
@MariaMajadibodu-uq5cj 8 күн бұрын
Nguvo tsvuku inotyisa uye vamwe vanochekeresa vanhu
@rendanigumbo9879
@rendanigumbo9879 9 күн бұрын
Mkotsa njera
@lovenessjeche3761
@lovenessjeche3761 9 күн бұрын
Navo bba avo vane dambudziko vaifAmbira Nyya yemumusha sei vega vamwe vasipo uye vasingazive??
@chricha6940
@chricha6940 7 күн бұрын
Mhepo inoenda komunhu ĺwainoda kwete zviri kutakurwa naRasta uyo
@sweetnesskonola
@sweetnesskonola 9 күн бұрын
Mukoma Robert vaendesei kwasekuru tasvu
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 9 күн бұрын
Iro divi reDungwiza iri🙌🙌
@Guvakuva
@Guvakuva 9 күн бұрын
Kumasowe dzangova nharo hadzo
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 9 күн бұрын
😅😅😅 kokana ndanyura manje 😂😂😂
@Guvakuva
@Guvakuva 9 күн бұрын
@@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🤣😂Dzidza kuzvinyurura bcz unopedzisira wamwiswa ropa uchinzi muteuro
@irenemashakwari9719
@irenemashakwari9719 9 күн бұрын
Uuuh panenyaya apa
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 9 күн бұрын
Police hero basa endai munofukunura mutumbi muwone kuti akafa nei 😢😢😢😢😢
@FaithShoriwa
@FaithShoriwa 9 күн бұрын
Mwari tsoka dzangu ngadzirege kufa dzakatsika pamasowe padzakatsika pakakwana
@user-sj4ds7lv6l
@user-sj4ds7lv6l 9 күн бұрын
Ndekwa ishumaeri uku
@TabethRutendoMapfumo
@TabethRutendoMapfumo 9 күн бұрын
We are waiting for part 2
@athumanimikapa
@athumanimikapa 9 күн бұрын
Mukotsanjera woye waiting for part 2
@violetchitambo407
@violetchitambo407 9 күн бұрын
Mukoma Robert isai vanhu ava kusvikiro vavhenekwe
@tynoe1104
@tynoe1104 9 күн бұрын
Me l have a question...ko mudzimu or mubudiri anotumwa here kut ngaachitaura mmmmm ???
@namataichatyora9500
@namataichatyora9500 7 күн бұрын
Hmmm there's more to this story ufunge , munhu anobudirwa ndizvo zvaanoita here izvi ,,maybe zvinosiyana hazvo,
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo 9 күн бұрын
Waiting for part 2💃🤦
@marthanyamanyonzi8825
@marthanyamanyonzi8825 6 күн бұрын
Haaa inini musvikiro urikuita mhepo iyi handisi kuu feeler ,nemudzimu wabuda pamukomana uya aachirohwa guma ,mhepo yayakubuditsa mumwe mudzimu wakatsipikwa ,apa munhu wacho akatsipika haapo ,apa mudzimu wacho wazongoputa bute kana chawataura ,vanhu havasi vaku abuser Bute here.haa inini handisi wemasowe but apa mhepo iyi handisikuipiwa ,ikuti ikati teh teh teh ichicheuka kuterera zvikutaurwa nemunhu aripaside yotopindira munyaya dzikutaurwa nevanhu varipa side .
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 9 күн бұрын
Ndarwadziwa
@irenemashakwari9719
@irenemashakwari9719 9 күн бұрын
Mukosanjere ngauuye kungozi
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 9 күн бұрын
Iyo imhondoro
@irenemashakwari9719
@irenemashakwari9719 9 күн бұрын
@@washingtonsandi4404 ichokwadi inoda anozivq matare
@PreciousShumba
@PreciousShumba 2 күн бұрын
Mkoma Roberty munogona b😊asa tipeiwo part2
@user-gr4kd9ii3d
@user-gr4kd9ii3d 9 күн бұрын
Zvemapostori enyu aya munomama you don’t learn
@AliceGora
@AliceGora 8 күн бұрын
Ndavaende kwa prophet T Fredy😊
@PaulineLembekani-bb7mt
@PaulineLembekani-bb7mt 2 күн бұрын
Freddy ndiri rimwe Tsotsi haana chaanoona anoita zvekutenga vanhu
@KanaKaendesa
@KanaKaendesa 9 күн бұрын
Nyepai zvenyu asi ngozi auya zvese zvino pera
@PatienceZengeya
@PatienceZengeya 2 күн бұрын
Waot for part two
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera 9 күн бұрын
Kudenga kucharohwa munhu senge kadhara kane mop mumusoro
@IlletMuzvidzwa-gk9on
@IlletMuzvidzwa-gk9on 9 күн бұрын
😂😂😂😂
@judithkwenda2841
@judithkwenda2841 9 күн бұрын
Kanototyisa chero kukatarisa chaiko apa ndiko ka mambo kacho kanenge kagere mugomo kachinyepera vanhu kuti karikugashira mazwi kubva kudenga satan chaiye ndirkunzwa hasha ndaita kunge ndicharovera phone pasi kachitaura kanhu aka
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera 8 күн бұрын
@@judithkwenda2841 ndiko kaituma vanhu zvekuita
@josephinempofu2589
@josephinempofu2589 8 күн бұрын
😂😂😂😂
@DrKays
@DrKays Күн бұрын
CID mtorashanga where are you, vanhu ngavarohwe. Sei vasina kuisa report kumapurisa pakafa munhu, whether afira pasowe or mukombi? Mortuary yakagashira sei chitunha, zvinoitwa here padina tsamba yemapurisa
@mollineshato8442
@mollineshato8442 9 күн бұрын
Vanhu vekumasowe vanofunga nepasi petsoka
@user-xq3lq6oj4y
@user-xq3lq6oj4y 9 күн бұрын
Mapositori Mapositori Mapositori mawekuzvinyanya
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 9 күн бұрын
Vangaite zvavo nharo but munhu akafa achazvirwira
@ThePrivy1
@ThePrivy1 9 күн бұрын
Imi madzimai imi varikudairira muri hure, pfambi, mhondi, neurotic, mune hutsinye mapositori anoroya
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 9 күн бұрын
True that
@SandraMakuvaza-nm2th
@SandraMakuvaza-nm2th 2 күн бұрын
Justice pliz
когда повзрослела // EVA mash
00:40
EVA mash
Рет қаралды 1,9 МЛН
Wait for the last one! 👀
00:28
Josh Horton
Рет қаралды 112 МЛН
Mukotsanjera.Takagocha MaCh**nd*** emunhu tikadya
1:06:48
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 79 М.
P 3 Mukotsanjera.Takagocha MaCh**nd*** emunhu tikadya
49:00
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 44 М.
MUTOKO... VAITORA NHUMBI DZEVAKADZI DZEMUKATI VOBATWA (PART 1)
1:00:22
когда повзрослела // EVA mash
00:40
EVA mash
Рет қаралды 1,9 МЛН