Akatengesera Vanhu 7 Munda Umwe Chete Achidya Mari Dzacho. Nhasi Adzoka KuDare Akuti Ndakuuda Munda

  Рет қаралды 3,673

Nhimbe TV

Nhimbe TV

Күн бұрын

Ouya kuDare achiti arikuda munda wake waakatengesa muna 2014.

Пікірлер: 20
@florencedenhere-xn1bs
@florencedenhere-xn1bs 13 сағат бұрын
Ngaasiye vakatenga varime munda wavo 10 yrs 450 yatove more than 10 000
@hardlifemupeta5301
@hardlifemupeta5301 2 сағат бұрын
Hambaa endai
@ralphchimbaira1755
@ralphchimbaira1755 7 сағат бұрын
Great wisdom Mambo
@nhimbetv
@nhimbetv 6 сағат бұрын
👏👏👏👏
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 5 сағат бұрын
Nhimbe mazuvano Muri kurima
@HamiltonBalakasi
@HamiltonBalakasi 3 сағат бұрын
Mambo murikumberi ndatotenga ma bundles nekuda kwenyu mambo mutasa..Chimbodzosai mufundisi uye wekubatikidzwa pa Lodge..
@nhimbetv
@nhimbetv 3 сағат бұрын
🫡
@PatienceMazingaizo
@PatienceMazingaizo 6 сағат бұрын
Akatengeserwa munda ngamutengesere 2000 us anzwe butter
@nhimbetv
@nhimbetv 6 сағат бұрын
Hahaha mari yacho havamboiwane.
@TheresaMaps
@TheresaMaps 15 сағат бұрын
10 years munhu woti ndipe mundane wangu, newe wakatenga mundane 10 years usingavaki chii ichocho
@nhimbetv
@nhimbetv 15 сағат бұрын
🤣🤣🤣🤣
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 14 сағат бұрын
Pfungwa shoma dzooparira vatenzi nekuda Mari he dd nt value that land nw he want it back chiii chakadaro
@sdshippers9332
@sdshippers9332 11 сағат бұрын
Nevakatenga vachowo veduwe zvakaoma kunze uku imagine 10 years down the line kana chidhanga zvacho shame
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 сағат бұрын
@@sdshippers9332 haiwa haade kurima uyu 10 years land ichinetsa kudai
@florencedenhere-xn1bs
@florencedenhere-xn1bs 13 сағат бұрын
Yaaaa pake akatengesa
@proematekwe9334
@proematekwe9334 14 сағат бұрын
Hamba endai😂😂
@florencedenhere-xn1bs
@florencedenhere-xn1bs 13 сағат бұрын
Hamba
@florencedenhere-xn1bs
@florencedenhere-xn1bs 13 сағат бұрын
Hakuna mutemo wakadaro kuti babamudiki vombotora munda
@forexkingmaster5680
@forexkingmaster5680 10 сағат бұрын
Haunake🤣🤣🤣
AKAWIGA CHITUNHA ZVISIPAMUTEMO Karanganda TV
25:37
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 3,7 М.
小天使和小丑太会演了!#小丑#天使#家庭#搞笑
00:25
家庭搞笑日记
Рет қаралды 56 МЛН
这到底是怎么做到的 #路飞#海贼王
00:10
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 4,3 МЛН
The selfish The Joker was taught a lesson by Officer Rabbit. #funny #supersiblings
00:12
Funny superhero siblings
Рет қаралды 11 МЛН
Inside Out 2: ENVY & DISGUST STOLE JOY's DRINKS!!
00:32
AnythingAlexia
Рет қаралды 17 МЛН
Zimbabwe Vs Namibia Highlights (3-1) 2025 AFCON QUALIFIERS
8:18
A TANGLE OF TRUTHS DNA DOCUMENTARY: TINASHE MUGABE DNA SHOW #tinashemugabe #dnaman
1:04:25
Izindaba zesiZulu @19H00 l 14 October 2024
23:11
SABC Izindaba
Рет қаралды 13 М.
NDAINYENGA WAKADZI NEMUBOBOBO Karanganda TV DARE RACHIEF MUTASA
1:02:58
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 18 М.
KUTUKA MKADZI WANGU KUTI HURE , MUROYI Karanganda TV DARE RACHIEF MUTASA
37:05
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 17 М.
小天使和小丑太会演了!#小丑#天使#家庭#搞笑
00:25
家庭搞笑日记
Рет қаралды 56 МЛН