Amai vaRuth exposed!! Chokwadi chazobuda pachena nevanhu vakadya mari yaRuth ?

  Рет қаралды 40,285

Zimba Newz

Zimba Newz

Күн бұрын

Пікірлер: 301
@ZimbaNews
@ZimbaNews 2 ай бұрын
Munoti8 nechokwadi ichi
@judithpatriciapastor8082
@judithpatriciapastor8082 2 ай бұрын
But mataurirewo aah joy veduwe 😅😅
@ZimbaNews
@ZimbaNews 2 ай бұрын
Kkkkk kubuditsa zvose pachena kaaa
@profqda3464
@profqda3464 2 ай бұрын
@@ZimbaNews munhu unenge wasvotwa
@everbote7858
@everbote7858 2 ай бұрын
Veduwe mai Ruth is confused munoti angada kuti mwana wavo ari 1 afe ne effort yese yavakaita ku raiser mwana wavo vari vega kusvika ku university iiiii vanhu musadaro
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 2 ай бұрын
Aha iwe Amai avo vakaipa moyo
@Wavie2007
@Wavie2007 2 ай бұрын
Haaa mai ine hutsinye iyi.
@lisbonnyakudyara4629
@lisbonnyakudyara4629 2 ай бұрын
She is a Tsotsi
@emilymushonga1017
@emilymushonga1017 2 ай бұрын
Iwe mai avo vaiti vahwina vachifunga kuti zvichangopera zvakadaro vakashandisa chidofo ,,,,,vamwe vanhu vachanwa mushonga vakafa
@kundaingwarai9121
@kundaingwarai9121 2 ай бұрын
Mai havana kuchena avo face yavo says it all😢
@marymagwenzi4556
@marymagwenzi4556 2 ай бұрын
Makutotibhowa vanhu Regai Mai vacheme mwana wavo Munoshungurudzirei? MAI vake
@wadzanaimavhunga8637
@wadzanaimavhunga8637 2 ай бұрын
VERY TRUE THOUGH YOU APPEAR TO BE DOING THE RIGHT THING COZ THIS CROSS BORDER FINANCIAL SECURITY LEAVES NO STONE UNTURNED
@marithacarole1518
@marithacarole1518 2 ай бұрын
So sorry mai Ruth,,mari yakadyiwa zvoitwaseikooo,vafirwa abiyawe,,mungapfeke bhutsu dzavo here dzekufirwa,musadaro
@shungupenyayi1052
@shungupenyayi1052 2 ай бұрын
Mai Ruth ndivo vakadya mari, ivo na Nigel is a syndicate
@wellingtonbillion9626
@wellingtonbillion9626 2 ай бұрын
Mai vaRuth murokuvavhiringidza,and Joey kana uchi investigater nyaya,ita kakudzikamira
@sharonnyikiba4503
@sharonnyikiba4503 2 ай бұрын
Joey is very bossy arikuvavhundutsira
@shantellevandirayi3812
@shantellevandirayi3812 2 ай бұрын
Chokwadii
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 2 ай бұрын
Ingopiwai mai Ruth afa asina kurapiwa chete nhoroondo ndedzei kunge zvichamutsa Ruth 😭😭😭😭
@Shyza-i2t
@Shyza-i2t 2 ай бұрын
Ndiri chihera hangu but ummm mukadzi uyu akanyanya
@siphiwekhulamboni4229
@siphiwekhulamboni4229 2 ай бұрын
Zvakawoma hazvo Mai Ava vane confusion nokuda kwekurwarira mibvunzo yacho vakungobvuma pamwe vakungotaura zvavasingazivi bt eish Mai Ava veduwe kaaa zvakawoma hazvo Plas sis avo varikuita kunge kuvavhundutsa like Mwari Anyway RIP Ruth
@chiheleleFortue
@chiheleleFortue 2 ай бұрын
we have alot of Zimbabweans who are in needy l think the best way is to return money and help others nayo becoz vakawanda varikutadza kurapwa nekushaya mari Ruth atoshaya nekutadza kurapwa that means mari ichipo
@TapiwaMaradzika
@TapiwaMaradzika 2 ай бұрын
Kana makapa nemwoyo wese leave the rest to God
@MavisRufaroMasinire
@MavisRufaroMasinire 2 ай бұрын
Mhuri iyo ikuda ku diverter attention yevanhu kut vasabvunzwe mari. Muchatadzisa vamwe kubatsirwa mangwana hazvina kunaka hazvo.
@ChipoZamba
@ChipoZamba 2 ай бұрын
Chokwadi
@fadzaibhema9606
@fadzaibhema9606 2 ай бұрын
Vanhu tikazoita ma problem ari serious seya ruth tichabatsirwa here ?nehumbavha hwakaitwa apa ...anwaes fly high Ruth ...vagoni vane ruzivo nemari vadya
@ceciliamushambi8042
@ceciliamushambi8042 2 ай бұрын
That's Zimbas for you. Noone cares about anyone.
@belindatafadzwa4156
@belindatafadzwa4156 2 ай бұрын
After seeing this I will never ask for anyone’s help yhooo vanhu vanotoita malikes newe
@sharonnyikiba4503
@sharonnyikiba4503 2 ай бұрын
Jowi anehasha the way she is tommenting this woman awe mwandi
@melmand7373
@melmand7373 2 ай бұрын
Haaa Mari yeruzhinji haidi mafunnies veduweee..ndinogarotaura
@PreciousMakiwa
@PreciousMakiwa 2 ай бұрын
Ruth zorora murugare Mwari mupe Ruth rugare kudenga❤
@EllahMujati
@EllahMujati 2 ай бұрын
Asi Nigel akatobuda munyika kani. Mutsvagei ndiye ane mari.
@marymagwenzi4556
@marymagwenzi4556 2 ай бұрын
Process yekuenda kuIndia yakareba It's not kukwira bhazi kuenda kuchitungwiza it a process Musikana iwe arikutaura chaizvo Usadaro Uri kuaffectwa vafirwa
@wamz8477
@wamz8477 2 ай бұрын
Hapana chinombonetsa apa. As long iri yeurwere matsamba aripo from medical team hazvimbonetsi. Remember mari yakaunganidzwa zvakutozivikanwa kuti anofanira kuenda kuIndia saka mari nfoyaitonetsa. All papers anoitwa fast tracked even dai aisava nepassport yainobifa none day kumakomne uko because zvenge zvichitozibikanwa kuti it's an emergency. Ruth aibatsirea neZimbabwe mind you
@GladysMakirimira
@GladysMakirimira 2 ай бұрын
​@@wamz8477kkkkk nhaiwe kana usingaziye ko kungo nyarara zvako nhai. Haungoende zvekudaro nangwe muinayo mari zvine process wopihwa madates futi ekuzviitwa
@mgodrose
@mgodrose Ай бұрын
Kana kubatsirwa kuchidai - regain zvenyu kubatsira. Kushungurudza someone grieving. This is sad.
@wongaimakani6941
@wongaimakani6941 2 ай бұрын
Kushinga kudya mari umwe achitambura aripa nhovo.haaa vanhu mune hutsinye.Shamhu yaMwari inouya makavarairwa.This is too much guys
@williamjoe5539
@williamjoe5539 2 ай бұрын
Asi mama nezera renyu iro maisafanira kudaro...ko moyo wekubereka makaisepi nhai amai vangu?? ndarwadziwa😢😢😢
@AgnessMadzamba
@AgnessMadzamba 2 ай бұрын
God bless all those who heped i the go fund together solo,sarub& felix👏👏
@MukanhairiAmon
@MukanhairiAmon 2 ай бұрын
Ruth 9900.00usd Amai 18900.00usd Nigel 13000.00usd = 40000.00usd in hand Mwana Ruth achitandadza uuuuum
@AssaNgara-hj7dh
@AssaNgara-hj7dh 2 ай бұрын
Mai Ruthi and Nigel are partners in crime especially wekutengesa mota.mai Ruth kana vakadya vakangotengawo maybe madrinks nenyama
@shantellevandirayi3812
@shantellevandirayi3812 2 ай бұрын
Murikushungurudza mama vaRuth imi...and mukadzi uyo ngaapfave kana achitaura namama, mama vakapfava avo......yakatodeuka yemuguchu siyai mama veduwee
@Rene-u5r
@Rene-u5r 2 ай бұрын
Musungisei munhu uyu mhani anozoziya kuipa kwehumbavha neruchiva
@siphiwekhulamboni4229
@siphiwekhulamboni4229 2 ай бұрын
Ini ndrkubatikana kut mai ava varikut Mwana arikurwara pa stage yaari bt amuzvinzwisise plaz pane pakambotaura Ruth achiti ndakanzi andifanirwe kuenda nokut zvandiri parizvino parizvino andikwanise kunge ndichienda ku India achiti ndirikupiwa treatment saka hiiiii mai Ruth zvakawoma shem
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 2 ай бұрын
Kulento eyodwa makaruth into oyuyezille mina ngiyakuzonda Sirius kusasa Abantu soba nenkinga ngeke basisize because off u Mai Ruth ukhohlakele mfaz ndini umntwana wakho Pho ngokufun leyi Mali uzasola uyidla
@Givemoremukosera
@Givemoremukosera 2 ай бұрын
Anopenga magirazi uyo.mari ndeyake here kanakuti ndeye murdered namai wake.kana mari yaiiswa unaccounted yehama ndiwo wanofanira kushandisa mari iyoyo,uyu mukadzi akutouch varidzi vemari anode,you donate now leave them use the money
@kudzisvosve2296
@kudzisvosve2296 2 ай бұрын
Mari inechitema shuwa
@tafadzwachimbarara9650
@tafadzwachimbarara9650 2 ай бұрын
Asi Joey I as an analyst I doubt kut Mai ava vangada kuti mwana wavo afe I totally doubt that pliz investigate properly.. do it with wisdom maisafanirwa kubvunza munhu arikurwarirwa kudai.. it pains chaiko remember mwana uyu hanzi ndiye ega hamungaiti Rudo nemwana kukunda muridzi wemwana
@ChipoMureyatu
@ChipoMureyatu 2 ай бұрын
A job weldone Guys 👏👏👏Joey n team ,,,,im watching from Nyatsime Chitungwiza
@GladysMakirimira
@GladysMakirimira 2 ай бұрын
Yoweee nhaimi akazofa Ruth uye😢😢😢😢😢😢ahh ndarwadziwa mufunge
@FranciscaMapani
@FranciscaMapani 2 ай бұрын
Aaaa izvizvakaoma veduwe haaa ma 1 chaiwo ayoo ngavangotaura kut mary yakafambasey 😂😂😊
@PopsMuzanenhamo
@PopsMuzanenhamo 2 ай бұрын
Imi don't confuse Mom siyai vacheme mwana vavo, nunofunga Mai vanga kudze Mwana wavo kusvika zera Ra Ruth nekuendesa ku varsity then vozoda kuti afe avepa age iyoyi. please guys you should respect her😢 😢😢😢
@profqda3464
@profqda3464 2 ай бұрын
Aiwa nyaya iri pakuti vakaudzwa kuti Ruth haacharapika
@judithzhakata3218
@judithzhakata3218 2 ай бұрын
Zvakaoma hazvo...😢
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 2 ай бұрын
Ooh my goodness...even vakadya mari why mukunetsa mai ava. Kufirwa kunorwadza vaduwee
@ssam1430
@ssam1430 2 ай бұрын
Be serious, akafa partly because amai nehama vakadya mari, next time we h en someone else needs help vanhu vachavhara homwe dzavo
@venanciamukanda3587
@venanciamukanda3587 2 ай бұрын
Mai Ruth vacation vimba Tehama dzisina hanya nemwana favorite but hanya nefarious yeurwere hwemwana wavo. And they took advantage of her situation. Hama dzakawana mukana wekuita mari pafunding iyi
@patricktatirah1873
@patricktatirah1873 2 ай бұрын
Kana makapa nemoyo wese siyanayi nazvo mari makabvi nekuda the rest siyanyi nazvo haichazi yenyu mari my condolences to the family
@SamanthaGwara
@SamanthaGwara 2 ай бұрын
Mari ngaidzoke irapise kamwana kaya kekuzvimba dumbu
@LindiweVengesa
@LindiweVengesa 2 ай бұрын
Mari vanayo Mai Ruth imwe yacho ndoyakabiwa mufamily pakutransfare
@MerjuryMapurazi
@MerjuryMapurazi 2 ай бұрын
Mamwe achazviuraya chete
@ItaiMukucha
@ItaiMukucha 2 ай бұрын
Musanetse mai avo,Havana chavainacho, saka ngavapiwe mariyese yakasara vawane kuraramawo veduweee vakafirwa na Ruth wave.
@ssam1430
@ssam1430 2 ай бұрын
Mari ngaidzoke ishandiswe kubatsira vsnwe who desperately need help 😢
@brianmuchemwa3467
@brianmuchemwa3467 2 ай бұрын
Kana vanhu vabatsira vabatsira Havana ku falnzwa
@lloydkingzhuwau4999
@lloydkingzhuwau4999 2 ай бұрын
Mari yakazowandisa vanhu vakaita ruchiva vakasarudza kusaver mari than hupenyu hwemunhu ndozviripo apo
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 2 ай бұрын
RIP Ruth may your soul rest in eternal 🙏 💔 😢 😔 😞 😪 🙏 💔 peace.You fought a good battle but I don't know y your loved ones didn't get you the help that you so desperately needed for reasons best known to them.😊😊
@lyndamangadza8533
@lyndamangadza8533 2 ай бұрын
May her dear soul rest in eternal peace
@jimunyagomo899
@jimunyagomo899 2 ай бұрын
Zvichabatsireiko zvese izvi RIP Ruth vanogona vakadya mari
@Nokutenda774
@Nokutenda774 2 ай бұрын
Zvako iwe
@judithmandishona7522
@judithmandishona7522 2 ай бұрын
Next time vanhu vanozotadza kubatsira vanoda rubatsiro saka zvinoda kugadziriswa kuti vanhu vasafunge kuti go fund ndeyekubira vanhu
@ssam1430
@ssam1430 2 ай бұрын
That money can still be used to help other people who desperately need it
@ShollenMahachi
@ShollenMahachi 2 ай бұрын
Mari ngaidzoke kana iripo nekuti vakavanda varikuda rubatsiro haisi Mari yevama yavo imarii yevama vezim
@masciemudumo
@masciemudumo 2 ай бұрын
Planned scam chaiyo vanhu ava vaipemherwa mari vachitoziva havo kt Ruth hakuna ku transplant kwaaienda chero iye Ruth wacho anenge aitozivao kt hakuna transplant yanga ichiri kuitwa. Hazvishamise kt vaitoziva kt Ruth mazuva ake anga ave numbered.
@EvansCement-q6i
@EvansCement-q6i 2 ай бұрын
You guys don't use social media like that you just want to make money with this siyai Mai vacheme mwana wawo dzese dzamukutaura inhema idzo😊
@ZorodzaiChikwanda
@ZorodzaiChikwanda 2 ай бұрын
Shoko raMwari rinoti mukapa nerudyi ruboshwe arisaziva .kodai zvaiva zvipfeko maitoteverazve
@JaneSarireni
@JaneSarireni 2 ай бұрын
Ngavadzose mari iende zvayo kuma children's homes
@CourageNdunduma
@CourageNdunduma 2 ай бұрын
Dai zvakaitika paye pakanzi 15 billion haisi kuonekwa dai nyika yakamaka
@JulianaNerutanga
@JulianaNerutanga 2 ай бұрын
Ko doctor wemoyo akapiwa marii. Musavhiringidza Mama nekuti vatori nemari yavakachengeta. Musaita kunge murikunanga Mai vaRuth.
@tanyarue
@tanyarue 2 ай бұрын
Mari haisi yavo yekuti vaise muhomwe imari yekurapisa mwana kana zvaramba mari ngaibetserwe vamwe vanoda help kwete kuti vaise mari muhomwe
@JulianaNerutanga
@JulianaNerutanga 2 ай бұрын
@@tanyarue Munhu akataura kuti ngaamire timbo dealer ne heart ndiye aneproblem yese akakonzera delay yeKidney transplant achikonzera unnecessary expanses kusvika munhu afa.
@shaletmafunga5942
@shaletmafunga5942 2 ай бұрын
@@JulianaNerutangaveduwe hudofo. Ko kusavommenter munobveiko
@JulianaNerutanga
@JulianaNerutanga 2 ай бұрын
@@shaletmafunga5942 hwako manje hudofo huri kuma extreme ndewekuti hauzivi kuti nyaya inotariswa masides ese imwe evidence yehudofo hwako urikutotadza spelling ya comment 😂
@shaletmafunga5942
@shaletmafunga5942 2 ай бұрын
@@JulianaNerutanga Ini I am talking from a level of knowledge not ignorance. If I try to go deeper in medical terms, you will not understand anything. So🤷‍♂️
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 2 ай бұрын
Sungisai vanhu Mari ngavatorerwe ibatsire vamwe varikuda kubatsirwa
@ronaldmunaki282
@ronaldmunaki282 2 ай бұрын
Nigel nemapostori
@mavisdzvanga4200
@mavisdzvanga4200 2 ай бұрын
16:15 mai va Ruth kunyepera kuzungaira she is not confused wicked woman
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 2 ай бұрын
She is very wicked
@pamelachengetaimugabe2505
@pamelachengetaimugabe2505 2 ай бұрын
@@Ryanmatanda Very wicked, kumwe kuberekwaso, kushaya moyo nemwana wavo kuchiva mari nxaaa
@TeaTime81693
@TeaTime81693 2 ай бұрын
Mai Ruth is not in the wrong ndapota....kutambudzika kwakanyanya.
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 2 ай бұрын
Money is all evil spirits vabvunzei vakachiva mari kutadza kuti mwana apore vanonyetsa ngavadzisere mari dzevanhu Masvibisa zita raFelix kusvika pakuchema
@BerlinHandris-id8dz
@BerlinHandris-id8dz 2 ай бұрын
Pakaresveka ndepekupa mai mari mumaoko mari yeku go fund yaidai yakangobhadharwa kwaaienda kunorapwa pasina zvese izvi
@agnesschipochiremba8057
@agnesschipochiremba8057 2 ай бұрын
RIP RUTH
@TadiwaManjere
@TadiwaManjere 2 ай бұрын
Mai Ruth vakatya kunobviswa kidney ndoo chokwadi chiripo
@EllahBvute
@EllahBvute 2 ай бұрын
Inga kwakazowanika madonor wani
@mavisdzvanga4200
@mavisdzvanga4200 2 ай бұрын
Mari yavati its cash vachati yakabiwa vanonyepa amai ava
@Rene-u5r
@Rene-u5r 2 ай бұрын
Uhhhmmm honestly i am struggling to comprehend that this is happenning. WHY WHY, ko iye Nigel wacho haanyare here shuwa. Imi zvivindi zvacho, kudhya mari yemunhu ari kurwara kudaro here nhai imi. Mufi ngaarwe ega mufunge
@IreneHunt-iw2ot
@IreneHunt-iw2ot 2 ай бұрын
Mari ngavapiwe amai va Ruth nechiri kuuya
@RajabKasanga
@RajabKasanga 2 ай бұрын
Aiwa uyo mukadzi akuto vhiringa imimi batsirai Mai Ruth pavari kubirwa chete
@sol2soul77
@sol2soul77 2 ай бұрын
its a shame we dont do the same with our politicians
@SelinaManjese
@SelinaManjese 2 ай бұрын
Ini kana zvichizodai kana ndawirwa nedambudziko handidi Mari dzevanhu hazvishandi apa wafurwa apa waakutongeswa shame
@ceciliamushambi8042
@ceciliamushambi8042 2 ай бұрын
Anga asati afa apo. Ange ari mu hospital.
@Rene-u5r
@Rene-u5r 2 ай бұрын
Something futi Nigel ngaadzose mari
@abigailzhande5269
@abigailzhande5269 2 ай бұрын
Mybe Ruth aida kusiya hama.dzake dzasimuka wo veduwe siyai vadye
@GogoTigere
@GogoTigere 2 ай бұрын
Mai vaRuth makaoma moyo mdikani, kuda mari kupinda upenyu hwemwana wako sure ,9 months idi idi wakamutakuranmdumbu
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 2 ай бұрын
Mai Ruth munonyadzisa kurega mwana wenyu achifa nekuda mari kusarudza mari kupfuura hupenyu hwemwana wenyu, ichokwadi kuti Ruth mwana wenyu here mai Ruth? Mai Ruth naNigel muri mbavha
@JulianaNerutanga
@JulianaNerutanga 2 ай бұрын
Musikana uyo mabvunziro aarikuita maivaRuth haasi kuita ngaataure namaiRuth zvakanaka
@EvureGombedza
@EvureGombedza 2 ай бұрын
Nhai amai why musina kukurumidzira mwana dai makakurumidzirawo mwana shuwa kubereka kunorwadza rip Ruth
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau 2 ай бұрын
Pamusoro pekubereka apo ndiye ega mwana iiiiiii zvakaoma
@JulianaNerutanga
@JulianaNerutanga 2 ай бұрын
@@EvureGombedza hanzi vakamiswa na doctor achiti arikurapa moyo.
@ShollenMahachi
@ShollenMahachi 2 ай бұрын
Mai ava vanoratidza kuti vanga vasina chido nemwana vavo vakachiva Mari Mari inopera chavasingazive ndechekuri mwana iyeye ndiye aizovachengeta mangwana zvairatidza kuti Ruth anga ane future mufunge zvakaoma
@TendaiDaka-yu5iw
@TendaiDaka-yu5iw 2 ай бұрын
But vanhu zvamunoita kah azvina kunaka muchatadzisa vanhu kubatsirwa sure humbavha hwawanda muzimbabwe vanhu shandai
@EsinathMunemo
@EsinathMunemo 2 ай бұрын
Havana mwoyo wokubereka Havana kuita hanya nemwana wavo😢
@AgnessMadzamba
@AgnessMadzamba 2 ай бұрын
R I P Ruth.
@esinathmanyimo6408
@esinathmanyimo6408 2 ай бұрын
Mai ava haisi mbavha semaonero angu pane arikuvatyityidzira chete zvavari izvi hazvienderani nemunhu anemari
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani 2 ай бұрын
RIP Ruth
@MarthaHama
@MarthaHama 2 ай бұрын
Mai Ruth u a innocent
@OliviaSakandya
@OliviaSakandya 2 ай бұрын
Imi murirongu why muchivhundutsira mai varipadambudziko ava vanhu vaitoda mari ava apa vanonyepera kuva nerespect vasingavape mukana kunyanya kakadzi ako kaitoda kuba mari yaRuth
@RumbidzaiMudiwa
@RumbidzaiMudiwa 2 ай бұрын
That was a lot of money,dai akatorapwa kare,pakaita confusion ipapa
@RudoChipato
@RudoChipato Ай бұрын
Why Joe you want this money you want to robe her
@mavisdzvanga4200
@mavisdzvanga4200 2 ай бұрын
Ko Nigel. Ashaikwa here
@davidnyamasvisva-8070
@davidnyamasvisva-8070 2 ай бұрын
Mai ava vaka koshesa mari kupinda hupenyu hwe mwana. Ngava torerwe mari ishande kune vamwe vari kuda rubatsiro.
@thomasnenyami3391
@thomasnenyami3391 2 ай бұрын
Ko vakafa nebp futi vasiyei vadye hawo
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 2 ай бұрын
Hapana nyaya apa.Humbavha uhu hunozvigadzirisa hwega!
@chiheleleFortue
@chiheleleFortue 2 ай бұрын
R.I.P Lil cc
@Colls2024-yq1lk
@Colls2024-yq1lk 2 ай бұрын
Ummm zvakaoma., amai avaka vacharamgwa naMwari .
@Tawanagundani
@Tawanagundani 2 ай бұрын
Guys l think it was going to be prudent if you would gather information from the doctors first to confirm if àll that the family is saying Secondly paurwere pple will be disturbed to an extent yekuti yiu jus answer for the sake of answering, lets not be too quick to judge kurwarirwa kwakaoma worse still kufirwa its torture guys Lastly l feel those who contributed to the gofund vanyanye kutaura veduwe vamwe takutaurisa yet we did nothing tinongotaurisa jus ima imagine irihama yako Ngazviutwe murudo pamwe the doctors did not share kuti hapachina namai ruth but kuhama vataura n munhu wese will be biz kumanya nefungwa kuti maybe zvoita n its not easy
@princeruzvidzo3864
@princeruzvidzo3864 2 ай бұрын
Monero angu mari iyi ngaimbo itwa frezee amai avo vambo zororora yozotorwa nestate yobatsirawo woo vamwee
@flymak1975
@flymak1975 2 ай бұрын
Tinokutendai vadikanwi nechido chenyu asi i beg uuuuuuh
@fortunatemasona2352
@fortunatemasona2352 2 ай бұрын
Mari ine chitema. Zvakaoma
@TryletMagaisa
@TryletMagaisa 2 ай бұрын
Zvaruth zvanga zviri zvekugadzirwa chaizvo
@hazelzwanezwane-gc3hz
@hazelzwanezwane-gc3hz 2 ай бұрын
I think vaiziva kuti it's too late Saka vasina kimjanya nae .plus Mai Ruth kukanganwa kwavo
@mekong7529
@mekong7529 2 ай бұрын
Yowe. iFoundation here iyo iri kumeso!??? 😂😂😂
@chamunorwataona5576
@chamunorwataona5576 2 ай бұрын
Ndikuona hangu sekunge maGo fund aya aiva 2
@leonardgumindega3258
@leonardgumindega3258 2 ай бұрын
Musikana iwe unoda mari chete hauna rukudzo nevafirwa. Parizvino varikuchema iwe shishi nekubvunza mari munhu asati avingwa
@spelilemadure8665
@spelilemadure8665 2 ай бұрын
I think zvakaitika Ruth asati afa
@mell19883
@mell19883 2 ай бұрын
This interview yakaitwa before asati ashaya
@LetsCookAndClean
@LetsCookAndClean 2 ай бұрын
Mutumwa werima mukadzi uyo
@SamanthaGwara
@SamanthaGwara 2 ай бұрын
Kuchemei toda mari
@CosmasPhiri-f3v
@CosmasPhiri-f3v 2 ай бұрын
Musikana uyu anedzungu munhu afirwa asi arikumurwadzisa vanogona kuzviuraya Mai ava
@nicolasmoyana1891
@nicolasmoyana1891 2 ай бұрын
apa anga asati ashaika
😜 #aminkavitaminka #aminokka #аминкавитаминка
00:14
Аминка Витаминка
Рет қаралды 2 МЛН
didn't manage to catch the ball #tiktok
00:19
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 35 МЛН
This dad wins Halloween! 🎃💀
01:00
Justin Flom
Рет қаралды 26 МЛН
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46
TICHKACH MTV
Рет қаралды 57 М.
Haasi Mukadzi Wangu Takangodananawo Tikaitisana Mwana Chete
12:08
😜 #aminkavitaminka #aminokka #аминкавитаминка
00:14
Аминка Витаминка
Рет қаралды 2 МЛН