Ambuya Voda Bonde NeMukuwasha Nekuti Anoda Bonde Ka7 Husiku One NeMwana Wavo Kunyangwe ArikuPeriod

  Рет қаралды 90,784

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Ай бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 397
@lazieharsh
@lazieharsh Ай бұрын
Vanhu vari kupara ngozi in the name of church. Pane imwe yandamboonawo hangu yemapositori akatiza nechitunha achida kuviga pasina hama dzemufi, sezvinei chitunha chakazoramba hacho kuvigwa. Iyi nyaya haitombodi mambo, kwedu tinoiti pfukwa, munhu kuchemera zvinhu zvake achiri mupenyu, vane luck ngavape mai zvinhu zvavo avo. Vakasiya mai avo vakafa vasina zvinhu zvavo inenge yava ngozi inozovanetsa mufunge.
@lazieharsh
@lazieharsh Ай бұрын
Kana zvichinetsa mai ava ngavangorara, mhuri idzi dzozopedzerana nemweya wavo vafa. Vakasaibata zvakanaka nyaya iyi ingozi.
@masvingozimuto
@masvingozimuto Ай бұрын
People must respect African culture. Church should never cancel how things were done muchivanhu. Church must complement. Ambuya must get what she deserves in full.
@user-wc5dp4iw3w
@user-wc5dp4iw3w Ай бұрын
Mai vari right awo
@No-ud1cj
@No-ud1cj Ай бұрын
Mai mugangster!
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Ай бұрын
Chai ❤
@user-im2dm5iq5e
@user-im2dm5iq5e Ай бұрын
Kkkkkk
@selinaguwa4656
@selinaguwa4656 Ай бұрын
Ko ivo ambuya vanayo here respect ungaudze mukuwasha kuti ndaakuuya uzopedzesa bonde zvinotaurwa izvozvi kutobga kwacho unokushaya
@InnocentSailingShip-id7bx
@InnocentSailingShip-id7bx Ай бұрын
Saka maida kuti vatii iwe vavafonera uchivaudza kuti mwana venyu arikuramba bonde pindurai saa mbuya tidzwe
@user-gn4or8nc2m
@user-gn4or8nc2m Ай бұрын
ambuya vachowo ummm ????
@dorothybianchini6348
@dorothybianchini6348 Ай бұрын
Ambuya vakazvipengerwa
@cedrickbruce
@cedrickbruce Ай бұрын
Iye mkwasha wacho pane basa ..hakuna vana tete here
@PreciousChikwede
@PreciousChikwede Ай бұрын
Aida kuti vaitesei mkwasha imboko
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi Ай бұрын
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/DI2r1w0Pa6u6vlfJGeOMQb
@Beloved5
@Beloved5 Ай бұрын
Group not accessible
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi Ай бұрын
@@Beloved5 +263775964849 i can add you
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Bamunn itsotsi kaana usisina murume unoitwa yese yese,imi moda kusobvunzwa maimboregererei kudeedza mai vemwana at First
@opahmurozoki1506
@opahmurozoki1506 Ай бұрын
Taurayi henyu
@user-uu8lo5en1k
@user-uu8lo5en1k Ай бұрын
Babamunini tinogona kuvati itsotsi ASI mukadzi uyo mahwani
@user-dv1bi3pt7n
@user-dv1bi3pt7n Ай бұрын
Ndizvo zvimachurch zvana madzibaba Ishmael , we want to get rid of zvitendero izvi
@sabamurukuni8809
@sabamurukuni8809 Ай бұрын
No it's not uyo aifanirwa kurorera waanonamata nawo chete
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
Chikristu chese to hell!!
@romeodzangare9905
@romeodzangare9905 Ай бұрын
Bamnini is a problem. Kuda kutonyima maiguru muridzi wemwana pfuma yavo using church. Mai ngavapihwe pfuma yavo avo.
@user-kb7fv6wi2w
@user-kb7fv6wi2w Ай бұрын
Pfuma ngavapiwe ko zvekunzi unoramba basa is it a must kuyitiswa basa
@scnyanyiwa
@scnyanyiwa Ай бұрын
Hamuzive nyaya muna nyarara infuture the fact yekuti she attended the ceremony she is in agreement with the culture and tradition yacho. furthermore mukadzi akaroorwa anotevera mutemo wemusha iwoyo
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Very true haaa munhu akatakura 9mnths onyimwa pfuma yake kuparira mwana nekut paachazenge omukirwa namai vake vanenge vomunyenyeredza
@daychifakacha1065
@daychifakacha1065 Ай бұрын
Amai avo Ndizvo big up mommy❤
@samsonmatsikachando7207
@samsonmatsikachando7207 Ай бұрын
Mkoma Robert kkkkkkk uyu mkwasha i benzi,,,ndatenda hangu 😂🎉
@MartinMoyo-fh3xl
@MartinMoyo-fh3xl 22 күн бұрын
Mukwasha akadya bota hr kunaambuya
@user-bh5kv5ed4c
@user-bh5kv5ed4c 17 минут бұрын
This is unbelievable vana vedu ava vapanduka these days .I keep praying kuti vangu vana varega kupinda munzira dzakadaro
@user-hw5fg4dl2e
@user-hw5fg4dl2e Ай бұрын
Thank you so much Amai tonokutendai nebasa renyu zvakanaka zvamurikuita muchirikurarama nezvamurikudaa ndafaraa Amai nyayaa iri apa yataurwa nepasipo zvayoo
@MartinMoyo-fh3xl
@MartinMoyo-fh3xl 22 күн бұрын
Amai vanepavo pavanodya😂
@MemoryMudhari-db7eb
@MemoryMudhari-db7eb Ай бұрын
Ndrikuside kwamoms avo❤❤❤😂
@MaryMucheka
@MaryMucheka Ай бұрын
Dare iri should be used as a model of traditional courts . They are very respectful. Vanoenzanisa. They do not victimise people. Chief vevadare vese vanotaura ne diginity. Keep it up. BUSHU Used to be very good but social media yavakumukanganisa
@user-pg2ts8wk9f
@user-pg2ts8wk9f Ай бұрын
I need to help this mother give me her number
@TheChekas
@TheChekas Ай бұрын
Hapana zvedare apa, havatozivi chivanhu. Pfuma inobvunzwa namai here
@silencemupfuuri5198
@silencemupfuuri5198 Ай бұрын
Pfuma haibviswe kuna Amai hazviko
@rudopfidze5582
@rudopfidze5582 Ай бұрын
Mm I​@@user-pg2ts8wk9f
@ClaudyMarwei
@ClaudyMarwei Ай бұрын
Piwai mombe dzenyu mhai 9 months it's not a joke
@user-to5ur3hv5q
@user-to5ur3hv5q Ай бұрын
Amai vari right ava mukwasha uriduzvi remunhu wanzwa imi amai pihwai zvinhu zvenyu mukaera church yekupenga iyo
@lindachikanya2143
@lindachikanya2143 Ай бұрын
kana murume afa hama dzinoita zvadzinoda uye kuda kutonga vana vemufi nedemo.Dzimwe hama ndedzekungo kanganwa sesumburera mukombi.
@user-wk2sz8kj7j
@user-wk2sz8kj7j Ай бұрын
Mmmm Ivo Mai Avavochipedzisa bonde nemukwasha.
@siziweshiri3656
@siziweshiri3656 Ай бұрын
Chief magonesa vanhu vanoda zvinhu zvevana vevamwe
@Mamandu-pf7nj
@Mamandu-pf7nj Ай бұрын
Vakwasha roorai imi musade kuhwanda nemutemo wexhechi..shuwa amai vapei pfuma yawo kuzvara nekurera mwana kwakaoma uku..roora ririko munyika yedu teedzai chivanhu chedu ndatenda
@sekuruvaJamella1078
@sekuruvaJamella1078 Ай бұрын
Maybe iwe chivanhu chotokunetsa. Mukwasha akapa pfuma kuvaridzi. Maiguru was supposed to sue murume wawo sarapavana
@user-ky1fk9vg2j
@user-ky1fk9vg2j Ай бұрын
Sorry, no likes from me today till your cameraman knows to focus on the people who are speaking kwete kuita camera inenge akatarisa same place.
@user-so1ko7rc5n
@user-so1ko7rc5n Ай бұрын
Ende zvinobhowa coz unenge uchida kuona reaction yemunhu
@leviticusmusaidzi3951
@leviticusmusaidzi3951 Ай бұрын
you are the Best Chief Dotito,Ropafadzwai vaNyawanza
@MartinMoyo-fh3xl
@MartinMoyo-fh3xl 22 күн бұрын
Seni mukadzi ndinoramba mai vagare nemwana wavo
@TheVoiceOfSeniors
@TheVoiceOfSeniors Ай бұрын
Mombe yehu Mai ndeya Amai.
@user-go5cg6nq5d
@user-go5cg6nq5d Күн бұрын
Baba avo (tezvara ) ndoo vanofanira kubvisa mombe yeumai nezvinodiwa na ambuya nyakutumbura mwana
@user-bh5kv5ed4c
@user-bh5kv5ed4c 16 минут бұрын
Nyaya iyi inorwadza zvemazvirokwazvo
@michaelmuzondo1556
@michaelmuzondo1556 Ай бұрын
Sara pavana makaregerei kuzotaura namai vemwana mapedza kuroodza
@alexchawasarira2436
@alexchawasarira2436 Ай бұрын
Mabasa
@melverchawasema4905
@melverchawasema4905 Ай бұрын
Vanhu vanonyadzisa
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Ini mamwe matare anotonga zvinondibhowa mai avo shes not wrong at all,dare must tongesa bamunn vakadya pfuma vega and havasi biological father fut.
@user-wl5dr8oz3n
@user-wl5dr8oz3n Ай бұрын
Well done chief keep it up
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 Ай бұрын
Kkkkkk ndanakirwa neTopic. Is it a challenge kkkk Robert
@fungaimagumise4360
@fungaimagumise4360 Ай бұрын
Wise old men
@lengakekana8186
@lengakekana8186 Ай бұрын
Ngavapiwe zvinhu zvavo zvisinei nechitendero chomkwasha
@EunidadyManhanda
@EunidadyManhanda Ай бұрын
Pluz chitendero ndechake mkwasha haauye koisa mutemo mumusha matezvara kuita kuzviudza kt ndinoda kuroora zvakadai kudyairira
@user-rr7ti4ue3p
@user-rr7ti4ue3p Ай бұрын
kwaaaa
@VeronicaChekero-dw5pt
@VeronicaChekero-dw5pt Ай бұрын
mashura anokambaira kupihwa nyama yehumai😠
@user-wu3ix1ob5x
@user-wu3ix1ob5x Ай бұрын
Kuzvara kunorwadza munhu ongoendesa mwana mahara shuwa muchaita ngozi
@munhumutema8970
@munhumutema8970 Ай бұрын
But vakazvarawo hure havo. Vanoda mari reroora but havadi kudzwa kuti mwana ahura.
@user-df2ok2qp8i
@user-df2ok2qp8i Ай бұрын
😊
@abelmatope8519
@abelmatope8519 Ай бұрын
Ambuya vanga vakamiririrwa neblood sister yavo.
@nobuhlegumbo9712
@nobuhlegumbo9712 Ай бұрын
Kkkk haaa sarapavana vasadaro mombe idzo vaifanirwa kupa amai muridzi wemwana then amai kana vaizoda kuvapa mombe aizovapa or kuvapa mari
@NatalieMusekiwa
@NatalieMusekiwa Ай бұрын
Ambuya vanenge hure avo pmus musati chirikadzi havasi avo vakarambwa kare
@gracemupita1801
@gracemupita1801 Ай бұрын
Beautiful and smart amwene
@SarudzaiZishiri
@SarudzaiZishiri Ай бұрын
Tezvara vane kakufurira mkwasha
@eddiemaenzanise8913
@eddiemaenzanise8913 Ай бұрын
Ambuya avooooo itori mafia last shem
@lindachizutu9399
@lindachizutu9399 Ай бұрын
Mkwasha haana hunhu uyu anetunharo tusna basa
@douglaskanhukamwe3225
@douglaskanhukamwe3225 29 күн бұрын
Mkwasha haazvi chargee ... Anpoihwa list oita zvataurwa saka mkwasha isnt at fault
@user-bv1eo4wd9k
@user-bv1eo4wd9k 13 күн бұрын
Thats true haana mhosva coz akabvisa zvaakaudzwa ende futi list racho haribve kuna mai. Mhosva ndeya baba vasina kusvitsa shoko nekugarawo pasi na amai. Then pakunzi denga apo haa its not a must pafair nekuti urimukwasha here ​@douglaskanhukamwe3225
@akawonde4044
@akawonde4044 Ай бұрын
😮
@MaiA5Gwatsvaira
@MaiA5Gwatsvaira Ай бұрын
Kuzvara kunirwadza veduweee...why kurooresa mwana amai nyakutumbura vasipo?svina dzevanhu kuzvara vana vanozoita marombe nekuti kana amai vasina kukupai blessing kureva kuti marriage yacho yakadhakwa??mukwasha ibenzi remunhu. Unoita vana 4 amai vakabereka vachinyunyuta hausati watanga mazingozi kuvana vako uchapfidza.
@marygotora7842
@marygotora7842 Ай бұрын
Hezvoo😢
@tmatz6467
@tmatz6467 Ай бұрын
Mai ngavapuhwe Bonde nepfuma yavo.
@nestermatunja84
@nestermatunja84 Ай бұрын
😂😂😂😂heee
@plaxedeschidzungurwa3152
@plaxedeschidzungurwa3152 Ай бұрын
Aah iweka 😅😅😅😅😅
@abigaildhliwayo4097
@abigaildhliwayo4097 Ай бұрын
Kkkkk
@Rebhara
@Rebhara Ай бұрын
Kkķkk vane hukasha
@user-ti2ln2jl6e
@user-ti2ln2jl6e Ай бұрын
😂😂😂😂
@samasamsonmangi3519
@samasamsonmangi3519 Ай бұрын
Mbuya magetsi ummm
@TheChekas
@TheChekas Ай бұрын
Kadare ndekemadofo aka, kutanga naDotito wacho
@PatriciaDadirayi
@PatriciaDadirayi Ай бұрын
9momths is not a joke please vapei mari yavo mai ava
@samuelrinomhota2692
@samuelrinomhota2692 Ай бұрын
Ko vana vangu munovadii mbuya Ko mwana venyu anogara akasungirirwa here Mune zvamakaita pamishonga zvekutorambwa nevenyu mwana venyu
@user-oo4pd9jv8t
@user-oo4pd9jv8t Ай бұрын
Mafukudza Dumbu Chief masiirira
@EnetyGadzi
@EnetyGadzi Ай бұрын
Zvakaoma hazvo kuzvara mwana kurera mwana widyirwa pfuma mmmmmmgys musadero imi maingavapiwe pfuma yavo😢
@user-bx3se1hy6c
@user-bx3se1hy6c Ай бұрын
Pakaitwa shaisano, kuti mai vasawana chinhu .Pakaenda hama dzamai vaiwa vapihwa mvumo nani .Itima iri
@user-ln7vz2ld9w
@user-ln7vz2ld9w Ай бұрын
Kana ambuya havana kukwanawo vaiti ndouya kuzopedzisa bonde zvinotaurwa naambuya here izvozvo hava kukwana ngavazvigadzirisevo mambo magona kutonga but ambuya vakaresva muromo kumukwasha
@DavidVushe-qn9sg
@DavidVushe-qn9sg Ай бұрын
Plus I type inodisa mari
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
Havana kushaisha. Vakazvitaura nehasha dzekuti mukwasha ungataure zvebonde nemwanangu kwandiri sei? Ndokuti kana kurara neni unogona kutoda. After all ava ndimai havasi ambuya. Dai vari ambuya angadai aine churu chemhosva chaicho.
@daychifakacha1065
@daychifakacha1065 Ай бұрын
She was right , hautaure zvebonde naAmbuya , mushoriwa iduzvi. More love kunaAmai
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 Ай бұрын
Mukwasha panyaya yeroora Havana mhoswa asi for the sack of peace, mukwasha ngaangobhadhara mombe yaAmai
@PristessDiana
@PristessDiana Ай бұрын
Haaaaa bba ngavape mai mombe dzavo ivo vasare vasina nechitendero chavo
@MaiMatharazaa
@MaiMatharazaa Ай бұрын
Maii ngavapuwe roora yavo chete
@jenatrychihotaa6910
@jenatrychihotaa6910 Ай бұрын
Well done Chief munogona kutonga
@alexchawasarira2436
@alexchawasarira2436 Ай бұрын
Hakuna ambuya vano suma mukuwasha..
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
Vabvuma wani kuti pakapotseka
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 Ай бұрын
​@@nomsanyika151Saka hapana nyaya, asi iwe unofunga kuti mwana ndewemukadzi here,,, musatsigire chi single mother, tokudanirai Shadhaya
@lovenessjeche3761
@lovenessjeche3761 Ай бұрын
Saka ukureva mai hvapna chavanowana pakurorwa kwemwana wako​@@Gonawapotera1
@user-hw5fg4dl2e
@user-hw5fg4dl2e Ай бұрын
Kwanaaaaa iweeee vanotadzaa nei kusuma mukwasha kana panezvinyunyuto ne Mukwasha wavoo
@user-nx1rg6xu2p
@user-nx1rg6xu2p Ай бұрын
Zvinenge zvanyanya munhu kufara mahara nemwana wevanhu
@dorcaschijukwa8717
@dorcaschijukwa8717 Ай бұрын
Sara pavana wakaresva iwe amai ndivo vairara vagara nemwana ndivo nyakusenga mimba
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 Ай бұрын
😂😂😂😂Ana Ambuyaanyama😂😂😂😂hnz ndchauya ikoko ndpedzise bonde racho newe
@babanatalie87
@babanatalie87 Ай бұрын
Mukwasha huya utore muchemedza ambuya 😂😂 kuitira paunondopedzisa bonde 😂😂😂..
@sylviachigona
@sylviachigona Ай бұрын
😂😂😂😂 unoda shamhu iwe
@babanatalie87
@babanatalie87 Ай бұрын
@@sylviachigona 😂😂😂 sorry kani kkkk
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 Ай бұрын
Mombe ye humai ichanetsa
@nobuhlesibanda6797
@nobuhlesibanda6797 Ай бұрын
Kuti mai varemekedze mukwambo ngaatange aroora zviro zvaamai
@joyEdibles6587
@joyEdibles6587 Ай бұрын
Mbuya knows her rights ,bamnini vane udyire.
@RugareJames
@RugareJames Ай бұрын
Mai ngavapiwe pfuma yavo
@user-jq5pj1bq1i
@user-jq5pj1bq1i Ай бұрын
ivo ambuya vanehunhu here ava, vanhu ngavasatonga vachitsigira anemagirazi, makwasha arikuzvininipisa asi vadare vadzokawo votsigira divi rimwe
@chipohungwe2182
@chipohungwe2182 Ай бұрын
Hezvo kugona kugeza imhosva here.? Vakwasha vazvino Havana rurimi runorema. Mai ndimai chero varikidiga. Vazukuru vazukuru vavo. Zvorwadza if we dig deeper muchaona kuti Mwana iyeye akambunyukidzwa. Kuroorwa maybe not out of love. Asikupushiwa to benefit these church thing calprits.
@abelmatope8519
@abelmatope8519 Ай бұрын
Mkuwasha akapusa. Akarambirei ainemunhu waabata aine chikomba. Kupusa kwake kwamutsimbirira
@ClaudyMarwei
@ClaudyMarwei Ай бұрын
Mkwasha Ari pama1 woti kuhurirwa Koti pfuma ikudiwazve kepiri
@royalfarmerstrustzsda568
@royalfarmerstrustzsda568 Ай бұрын
KKKKKK maone chaiwo
@gracejaravaza5897
@gracejaravaza5897 Ай бұрын
Ambuya ndivo vane maboniboni here
@EnetyGadzi
@EnetyGadzi Ай бұрын
Eye😂😂😂
@user-tw6fx9vc6i
@user-tw6fx9vc6i Ай бұрын
Headline yakadhakwa
@EdwardSibiya-pn1qy
@EdwardSibiya-pn1qy Ай бұрын
Kkk ndiambuya manyama chaiwo ini Sis vangu vakabara ka5 mai vangu kana send ravakadya vakangoti zii
@TheChekas
@TheChekas Ай бұрын
Saka ndizvo zvavaizvarira kuti vagodya zvemwana wevamwe?
@edithnyachuru7528
@edithnyachuru7528 Ай бұрын
Ambhuya varikuzvi feela kkkkk
@faithbungu9136
@faithbungu9136 Ай бұрын
Taura zvako kuuya vakati zvigirazi popo kusada kuzivikanwa
@gracemupita1801
@gracemupita1801 Ай бұрын
Topic nezviripa ground hazvisikuenderana,kuda kwenyu ma views uku muchatinetsa
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi Ай бұрын
muri kuda kuona topic here kana kuona zviri mudare, kuda kwenyu nyaya muchatinetsa as well
@MaDubeChishongo
@MaDubeChishongo Ай бұрын
Ichoooo kkkkkkkkk mukoma vapedza zvavo ma sports ​@@robertapfumaneyi
@sylviachigona
@sylviachigona Ай бұрын
Baba mudiki vane hudyire vaizo mhanya kuroodza mwana seyi vasina kuudza mai wemwana
@edsonmadziwanzira1197
@edsonmadziwanzira1197 Ай бұрын
Ambuya manyama
@bravechakuinga9573
@bravechakuinga9573 7 күн бұрын
Mushoriwa
@richardmuswavinda1741
@richardmuswavinda1741 Ай бұрын
Musiyei adye mari ko pamunoroodza mwana kusvika paku charger mombe 12 munoti zvinopera sei
@saviousnyanga4011
@saviousnyanga4011 Ай бұрын
Mambo kurai ko ivo amai vanoudza mukwambo ndiri kuuya kuzopedzisa bonde nemukuwasha mavanzwa here pavati ndakazouya pehandzvadzi yangu panext door ndikati ndauya kuzoita bonde riya nemukuwasha .Mai vanoenda kunobvunza pfuma zvisingazivikanwe nanababa vemwana mai havana hunhu avo .Mambo imi munoti amai avo vakange vasingazive here ko sisi vavo vakaenda sei kana vakanga vasina kuudzwa uye mukuwasha ndiye anoudza ambhuya kuti ndave kuuya kuzoroora here kana matare ari echivanhu dziidzisai vanhu chivanhu chakakwana saka mwanasikana wavo asina kuuya atya kunyadziswa naamai hanzi ndaida kupfekera mukwambo gogo netrouse ndokukwana here ikoko puu jakarasi raambhuya
@jeoffrey40jm
@jeoffrey40jm Ай бұрын
Vaitadza zvavo kutaura amai asi nyaya dzese 2 dzavamhan'ara vahwinaka
@fadzaitaderera3929
@fadzaitaderera3929 Ай бұрын
ko iye ndiye akatanga ka kuudza mai zvebonde
@user-hw3eh3nk5c
@user-hw3eh3nk5c Ай бұрын
Chero varinjapisi vaipindudzana nemukuwasha kuri kurwadziwa mukuwasha ngaaite mushe
@prachie937
@prachie937 Ай бұрын
Ko ivo baba vakaroodza sei mwana Mai vasipo...tit fr tat Mai vari right ngavapihwe zvinhu zvavo
@user-kz4xp7en5n
@user-kz4xp7en5n Ай бұрын
Iwe kurawo iwe. Ndimi vakwasha musingaroori imi. Munhu angazvarisa mwana wemunhu vana 4 asina kubvisa pfuma yaambuya sei....kana vakafa anozoipa ani. Mombe yeumai should be the first. Chechi yacho iyoyo pfutseki wayo...inotonga kuroorwa kwevanhu yakamira pachapter ipi.
@user-ot6du6vv3m
@user-ot6du6vv3m Ай бұрын
Haaaa ambuya varuda respect bt naivowo havatorina kana respect zvachose
@edmundonyamakambo
@edmundonyamakambo Ай бұрын
Dare racho kutenderera. Tongai nyaya yauya kudare
@JacobDembedza
@JacobDembedza Ай бұрын
Ambuya ava ritorivo benzi zvaro
@Wene-ho5iq
@Wene-ho5iq Ай бұрын
Bba avo varikunyepa handizvo zvinoita muchitendero chavanonamata vanehudyire husingaite
@betishebamapiravana587
@betishebamapiravana587 Ай бұрын
Mkwasha anedzakewo saka haafaniri kubva
@neltonchivhanga1895
@neltonchivhanga1895 Ай бұрын
Cameraman taridzisa camera kune munhu anenge achitaura
@raymondmakanga1554
@raymondmakanga1554 Ай бұрын
single lady inoda mari iyii.ko kuzopfeka dhimazi.wrong turn
@user-zs9ii7ej7z
@user-zs9ii7ej7z Ай бұрын
Babamunini vanoda kubvunzwa havazivi kuti mombe yehumai inobviswa Iwo ndiwo vangauraya mombe yehumai here
@kudakwashechibuda8879
@kudakwashechibuda8879 Ай бұрын
Bamudiki you are greedy big up mama
@ThabangMangena-fo1du
@ThabangMangena-fo1du 15 күн бұрын
Ambuya avo muRasta chaiye.
@SinikiweMpengesi
@SinikiweMpengesi 19 күн бұрын
Penga Mai sorobie mombe yemai inopadza musha
@SibusisiweZhou-ik3xq
@SibusisiweZhou-ik3xq Ай бұрын
Kkk ndichangosvikawo ma glass ndeemaziso here
@vividbluesea1
@vividbluesea1 Ай бұрын
Possibly. Kune ma spectacles anochinja shade. Kana ari ma shades, pane chakaipa here
@No-ud1cj
@No-ud1cj Ай бұрын
Kkkkkkkk maiweeee zvangu!
@user-ge7ms5gw8x
@user-ge7ms5gw8x 28 күн бұрын
Hongu ndeemaziso angu anotodarowo kuita clear nekuita dark zvichienderana nepaunenge uri
@user-wc5dp4iw3w
@user-wc5dp4iw3w Ай бұрын
Tongai nyaya nechivanhu chedu kwete church
@faithbungu9136
@faithbungu9136 Ай бұрын
Gotataura muchipedza nyaya itongwe apa
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka Ай бұрын
Haa amai ava ndisati ndateerera nyaya iyi amai ava vanoda kutsiurwa pazvizhinji vasati vave mudare
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
Nekuti vajamukira zvinhu zvavo here
@user-hw5fg4dl2e
@user-hw5fg4dl2e Ай бұрын
Ayewaaa ayewaa kani uchizokurawo wonzwisisa panenyaya apaaaaa
@PreciousChikwede
@PreciousChikwede Ай бұрын
Nekuti vadii? Vatori correct
@ClaudyMarwei
@ClaudyMarwei Ай бұрын
Ipai Amai twekwavo munoita Ngozi iwe mkwasha dzokorora kuroora😂😂😂😂
@chickiesangel1
@chickiesangel1 Ай бұрын
Vakaita hundyire. Havaikwanisa kudya mari yeroora musina amai vemunhu!
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 28 күн бұрын
Ipayi mai avo zvehumai zvavo zvekuti vakaita sei sei ratova drama. Nhumbu inorwadza mhoti.
@kikiri383
@kikiri383 5 күн бұрын
Kubvisa mombe 3 wohurirwazve haaaa. Veduwee kosheshai zvipfuwo mhani
Tezvara Nemuroora Vakatyora Mubhedha Vachiita Lulula
45:26
SlyMediaTv
Рет қаралды 144 М.
Is it Cake or Fake ? 🍰
00:53
A4
Рет қаралды 20 МЛН
Smart Sigma Kid #funny #sigma #comedy
00:19
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 22 МЛН
small vs big hoop #tiktok
00:12
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 18 МЛН
UFC Vegas 93 : Алмабаев VS Джонсон
02:01
Setanta Sports UFC
Рет қаралды 223 М.
tagesschau 20:00 Uhr, 24.06.2024
15:44
tagesschau
Рет қаралды 118 М.
Tinashe Mugabe Pa Dare Ra Headman Chigodora  DNA
48:06
TICHKACH MTV
Рет қаралды 136 М.
Ngengo yechikomba ihombe kudarika Yemurume vangu Chirikupisa icho
24:10
Mukadzi Orambirwa Kuda Bonde Zvakanyanyisaa
23:32
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 25 М.
Chikomba NeMukadzi Wangu Ndakavabata Vachiita Bonde Ndichiti Ari Kurufu
35:28
Ndakarara naTezvara Vakandipa $4 Chete Tiri Musango A MUST WATCH
30:53
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 206 М.
Is it Cake or Fake ? 🍰
00:53
A4
Рет қаралды 20 МЛН