Ane Vakadzi 9, Ini Number 2 Ngatisheyane Zvinhu Ndaneta NeMarriage Iyi

  Рет қаралды 8,377

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

20 күн бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 25
@LesterNewton-nc2of
@LesterNewton-nc2of 18 күн бұрын
Zvaokaoma varume mukombe weutsinye munotora zvenyu akutenderana neni siya like atina zera navo ava vanhu
@patiencechimwanda1204
@patiencechimwanda1204 17 күн бұрын
Taura zvako dear vanongoda kunyika vachinyurura
@tineyidombodzvuku067
@tineyidombodzvuku067 15 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@tineyidombodzvuku067
@tineyidombodzvuku067 15 күн бұрын
Umm mwana wazuro uyu atowo nemadzimai 9 aenda
@tineyidombodzvuku067
@tineyidombodzvuku067 15 күн бұрын
​@@patiencechimwanda1204 But pamwe pacho vanhukadzi ndimi munedambudziko munoenda pamunhu muchiziva kuti munhu uyu haagarisiki naye
@patiencechimwanda1204
@patiencechimwanda1204 15 күн бұрын
@@tineyidombodzvuku067 unenge wanyura wozoona kuti anoruma imhakure kkkkk
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 16 күн бұрын
Apa ndiwe wekupedzisira apa wakuda kugoverwa zvakashandiwa nevamwe dzikama iwe kuda zvunhu ungaenda pamunhu azere nevanhu kudaro how kuda mota dzacho idzodzo hr
@ganyaz
@ganyaz 18 күн бұрын
maBoy kungoita tumari busy nevakadzi nxaaa 9 vakadzi next thing kufa !!
@mosesndlovu9673
@mosesndlovu9673 18 күн бұрын
Waiting
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 19 күн бұрын
Waiting ✋️
@mashashaveeh3746
@mashashaveeh3746 18 күн бұрын
Handeyi
@rumbidzaimusengezi5860
@rumbidzaimusengezi5860 18 күн бұрын
Hatizonyare hr apa
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 13 күн бұрын
Uyo mukadzi agona akurumidza kungwara nevakadzi 9 ari kutooonekwa kuti irombe zvaro basa rekusuffisa vana vevanhu zvake
@vachihera3823
@vachihera3823 18 күн бұрын
vapfanha ava vanoshaina nemari dzehurombwa mari inoiswa muchijira
@vhuranjero
@vhuranjero 14 күн бұрын
Volume
@conniejam5575
@conniejam5575 15 күн бұрын
Nxaaa age yacho vakadzi 9 ko vakadzi vacho kusafunga here kuda murume ane vakadzi vakawanda kuzvipa nhamo uku kuita mkwasha wenyika here iwe uri murombo
@phionamusademba2856
@phionamusademba2856 18 күн бұрын
Aaa takariona mukoma Robbie tipei zvitsva plz
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 18 күн бұрын
Saka munenge muchinowira apa munenge muchida zvinhu nhaika?
@tawandamutanga7257
@tawandamutanga7257 18 күн бұрын
Akabeliviswa
@esternduna3635
@esternduna3635 18 күн бұрын
Mwana akanyeberwa kuti ndine ma property
@BanzaBanza-fs4ww
@BanzaBanza-fs4ww 18 күн бұрын
Ma book emota zvatodhakwa
@LindahPheobe
@LindahPheobe 18 күн бұрын
Anoda mota nemba bva apa
@rumbidzaimusengezi5860
@rumbidzaimusengezi5860 18 күн бұрын
Mbiya yekajira ndoine mushonga wekudiwa
@paulchavhunduka7964
@paulchavhunduka7964 18 күн бұрын
Varume kana zvekuroora zvaramba zviri nane kuita bhachura
@paulchavhunduka7964
@paulchavhunduka7964 18 күн бұрын
Pane kuroora kana 9 or ka 12 Varume vekuShamva maone
PART 6: Ekedi Pfeee Mudare MaSekuru Kanengo Akafira PaSowe Cheshumba
43:14
Bamunini Vakandidongorera Ndichigeza
54:09
PahashaTv
Рет қаралды 50 М.
ОСКАР vs БАДАБУМЧИК БОЙ!  УВЕЗЛИ на СКОРОЙ!
13:45
Бадабумчик
Рет қаралды 3,4 МЛН
Did you believe it was real? #tiktok
00:25
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 49 МЛН
КАРМАНЧИК 2 СЕЗОН 7 СЕРИЯ ФИНАЛ
21:37
Inter Production
Рет қаралды 517 М.
Каха ограбил банк
01:00
К-Media
Рет қаралды 11 МЛН
Headman Chigodora Zvinopera mushe here ?
49:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 113 М.
Ndakauraya Bishu Raigara Nemusikana Wangu
27:16
SlyMediaTv
Рет қаралды 31 М.
Zvinoyera Zvinotyisa Zvinoda Kufumurwa: Tatambura nababa vari kutiroya
59:21
Ndakazvambaradzwa zvakaomarara
19:30
Manass-Chibanda
Рет қаралды 8 М.
ОСКАР vs БАДАБУМЧИК БОЙ!  УВЕЗЛИ на СКОРОЙ!
13:45
Бадабумчик
Рет қаралды 3,4 МЛН