Anodzinga mvura kuti isanaye nekusara ari musvo

  Рет қаралды 95,830

Drewmas Media

Drewmas Media

2 жыл бұрын

Odzingwa muVillage nekubvisira mvura hembe

Пікірлер: 398
@beautychiremba3546
@beautychiremba3546 2 жыл бұрын
Anonaisa mvura ndimwari musada kumanikidza munhu kty abvume zvaasingaite, varume vangani vanobvisa hembe vatsva, zoshamisa kuna Vazukwa,vanhu kwanai,musanakidzwa nekushungurudza vamwe vanhu.
@nomvulonomu2055
@nomvulonomu2055 2 жыл бұрын
Nhai zvako iwe sekumusha Vakomana neVarume vanozviita nguva zhinji
@nemaukocrispen5783
@nemaukocrispen5783 2 жыл бұрын
Sekuru avo Havana problem leadership ngayirege kudzinga munhu pasina umbo hwezvavanofungidzira thank u Neshamba vanhu ngavasatambudziwa munyika yavo hakuna munhu anesimba rekumisa mvura awa manyepo kuno kwatiri kumoz hatisati yanaya irikungotenderera saka mudhara uyo ndiye arikumisa here
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 2 жыл бұрын
Mukoma Neshamba sando dzenyu. You deserve more than what you are doing👏👏👏 a self dedicated man you are my favourite station of all times. Thanks for the great job.am happy you wl be broadcasting in english am very happy your channel will reach far!!!!
@godalmightyismyeverything7031
@godalmightyismyeverything7031 2 жыл бұрын
I’m dying out on the guy saying mvura ikafongoregwa yobva yatiza 😂🤣😂😂😂😂😂😂😂🤣🤣😂🤣
@nyariemangasawa3038
@nyariemangasawa3038 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@wilsonmlambo3650
@wilsonmlambo3650 2 жыл бұрын
Kkkkk hanzi mirai ndtaure panhau yeku fongorera mvura 😅😅😅😅😅 finish my strong 🤣
@tatendajulian4916
@tatendajulian4916 2 жыл бұрын
😂🙌
@reynoldvhanda5481
@reynoldvhanda5481 2 жыл бұрын
Zvanzi kukodorera mvura kkkkkkkk
@edithhomela541
@edithhomela541 2 жыл бұрын
🤣🤣😂🤸🤸🤸 Aaaaah zvepano bodo
@belindanhidza6458
@belindanhidza6458 2 жыл бұрын
Haaa shona yacho bodo, ndofunga kuchiredzi hazvinyadzisi.
@brucetachie9138
@brucetachie9138 2 жыл бұрын
Anonaisa mvura ndiMwari musade kushungurudza mukuru uyo
@beautymuyaka4197
@beautymuyaka4197 2 жыл бұрын
l think sp true
@memoryncube8391
@memoryncube8391 2 жыл бұрын
Ngavasiye bba ava , mvura aisikunaya zim yese
@chipomakute4566
@chipomakute4566 2 жыл бұрын
Nhai zvako
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 2 жыл бұрын
Mvura is a blessing from God my dudes, haimisike zcekumhanya...ask Prophet Elijah the man of God
@tadiwanigel6336
@tadiwanigel6336 2 жыл бұрын
Hamusati maona minana inoitwa nevanhu imi vanhu varikushonha zviriko izvi
@taumlambo91
@taumlambo91 2 жыл бұрын
Hamuna chamati maona imi, kwedu uko kwaive nekamdara kaiinda musango kunonyenga muti kuti mvura isanaye... after that iko kanoibvisa zvisingaite neku anenge aine divisi
@Angela_cute532
@Angela_cute532 2 жыл бұрын
Drewmas when are you starting the loyalty badges like what others are doing so we can support you financially. You are doing a good job and i don't mind paying a monthly fee to your channel.
@hlekanichauke9654
@hlekanichauke9654 2 жыл бұрын
@Tafadzwa Machiridza ebaa11@@@@@;?!!!!!//+
@wellingtondandajena2369
@wellingtondandajena2369 2 жыл бұрын
Mvura haisikunaya nyika yese. Hakuna munhu anesimba rekumisa mvura. Saka kana munhu anorambidzwa kubvisa hembe here kana atsva. Kurai vanhu imi, kwete kungoti tisu leadership isina musoro.
@nyanga991
@nyanga991 2 жыл бұрын
Surprised that people still believe that government can help.
@lmsau6718
@lmsau6718 2 жыл бұрын
Musatema miti regayi ikure mvura munoita yekuramba. Musadzinga vabereki avo moda kuti vaendepi. Thank you Drewmas ne basa iri
@mildredkasaila4115
@mildredkasaila4115 2 жыл бұрын
Instead yekuti mubatsirane padambudziko rapindira vamwe , takarasima nefongo shuwa . Magara musingaidi mhuri iyi munzvimbo yenyu . Mwari ave nemi
@cookemoffatt5701
@cookemoffatt5701 2 жыл бұрын
These folks are really village people. They only know about their immediate environment. The rains have been holding back throughout the country. You cant blame a streaker for that..
@gloriavera7863
@gloriavera7863 2 жыл бұрын
Global warming as well it is happening all over the world look at Antarctica ice melting
@mukadziaknaka01
@mukadziaknaka01 2 жыл бұрын
Streaker 😂😂😂😂😂
@Qwinpin
@Qwinpin 2 жыл бұрын
Streaker..... lmao
@Pbgr100
@Pbgr100 2 жыл бұрын
😂😂😂🤣@cooke moffat
@blesamblesam9535
@blesamblesam9535 2 жыл бұрын
Zvavakuda mamoyo izvi ndiye anozvigona kobaba ava vangamisa sei mvura ndimwari here ngozi inozviita veduwee asi musavadzinga
@vimbaibhokoro5439
@vimbaibhokoro5439 2 жыл бұрын
Hey pakaipa Mwari ngavabatsire mhuri iyo ndarwadziwa ini ini ndinoona hangu kuti vahosi mweya wavo hauna kuzororo ngava ripe ngozi iyo munyama ubve pavaro nezvese zvavari kusangana nazvo D.M makatumwa naMwari shuwa Mwari ngava kuropafadzei basa rirambe richienderera mberi ndatenda hangu👏👏👏
@busybeebusybee6336
@busybeebusybee6336 2 жыл бұрын
Kkkkkkkk ndikutsvaga munhu akamakana Fongo naVaZukwa kkkkkkk Fongorera mvura pakaipa
@samsonchikunya7195
@samsonchikunya7195 2 жыл бұрын
thank you mukoma Neshamba nekutionesawo zviri kuitika munzvimbo dzatinogara , inga zvakaoma !.
@natlizcommoditybrokers5988
@natlizcommoditybrokers5988 2 жыл бұрын
Hapana ane mvumo yekudzinga vamwe vanhu Zimbabwe is for all.
@cashsamaz5593
@cashsamaz5593 2 жыл бұрын
‘This guy is very innocent.Bitterness - Ladies he is single plus he loves women. Men are threatened kutorerwa vakadzi plus he is hustler 🤣🤣. Ngozi ngairipwe!
@peacerunnerleesher4065
@peacerunnerleesher4065 2 жыл бұрын
And anofongora 🤣🤣🤣🤣
@seebandaplato7448
@seebandaplato7448 2 жыл бұрын
@@peacerunnerleesher4065 ini ndofarira roti kukodora kkkkk
@peacerunnerleesher4065
@peacerunnerleesher4065 2 жыл бұрын
@@seebandaplato7448 kkkkkkk anokodora akafongora
@gangstaras2935
@gangstaras2935 2 жыл бұрын
Ndanga ndave nenhambo yakati ooh ndisina kuhwa chikaranga sadly nyaya yacho inonzwisisa tsitsi, mwana uyu mwanana haana chaanoziva veduwe
@rejoicemuzavazi7322
@rejoicemuzavazi7322 2 жыл бұрын
Uuuum ndanzwa tsitsi mwana uyo aparei hake Andrew urikuita basa may Godbless you
@beatricephiri779
@beatricephiri779 2 жыл бұрын
Shame kuna Sekuru God have mercy on them 😭😭
@julietmarange8410
@julietmarange8410 2 жыл бұрын
Hmmmm tibvireipo imi vanhu imi hakuna chinhu chinomisa mvura kunze kwavo Mwari, Baba avo handioni vaine dambudziko ini
@beautychiremba3546
@beautychiremba3546 2 жыл бұрын
vanhu vamwari ityai mwari imi, Vazukwa voita simba kupinda musiki ere,murume ari kutozvitamburirawo.
@solomonmapfumo1311
@solomonmapfumo1311 2 жыл бұрын
Saka nhayi Beauty,ko vaye vanobika madoro omukwerera okukumbira mvura Kuti inaye Simba iri vanoriwanepi nhayi vuye sei zvichizoita kunge kukwira makomo kwavaita ndiko kwanaisa mvura
@Zimaestro
@Zimaestro 2 жыл бұрын
Zimbabwe siyai kuroya mani huh nxaa kutambudza mwana midiki akadai hre
@shepherdmuchenje5929
@shepherdmuchenje5929 2 жыл бұрын
VaZukwa munofunga kuti vangave mukuru kupinda Mwari musiku wezvese, nyatsoyi kufunga varume papfungwa dzenyu, munofanira kucha Mwari .
@fadzaizimbudzi6011
@fadzaizimbudzi6011 2 жыл бұрын
6
@petronellamushayanembeu5639
@petronellamushayanembeu5639 2 жыл бұрын
Vanhu ngavati bvire munhu anomisa mvura ndiMwari chete
@prettychimutengo9538
@prettychimutengo9538 2 жыл бұрын
tinokutendai drwmass md nerudo rwenyu dai mwari awaitira nyasha vana ahwana chawanoziva awaa
@tanyairene3225
@tanyairene3225 2 жыл бұрын
Izvi zvinorwadza vana vadiki ava ndarwadziwa veduweka zvakaoma ummmm
@rachealpearson8983
@rachealpearson8983 2 жыл бұрын
Ma dress ndobaimada kkkkkk haa baba ava so thank you Andrew and drewmas media team for taking us to another level 👏👏👏
@taumlambo91
@taumlambo91 2 жыл бұрын
Vanhu vanoshereketa,mudunhu medu makambove nemdara aiti kna denga ramisa kuda kunaya aiinda musango kunonyenga muti kuti mvura isanaye....iye aichikohwa zvisingaite aishandisa divisi...
@zvisineimeki6290
@zvisineimeki6290 2 жыл бұрын
Baba ava vakamira pachokwadi. Kana kuchipisa when tinokurura hembe these these. Siyai sekuru ava....imi hamukururi hembe here...
@ugonnampofu8467
@ugonnampofu8467 2 жыл бұрын
Sad indeed eiiiish 💔💔💔💔 ....thanks Drewmas media, taking us to another level.......God help this poor children
@talentbox3454
@talentbox3454 2 жыл бұрын
The way I sing goodbye my frenzi ndrikumba ndikuda kupiwa topfan badge ne Drewmas lol😅😂😂😂
@sergiomauyekufa7640
@sergiomauyekufa7640 2 жыл бұрын
Daidzai gogo vaye vekuburitsa vanhu mumvura avo please please sekuru vaone kucheneswa
@juniormutangadura867
@juniormutangadura867 2 жыл бұрын
Vanhu musarwadzise Baba Ava Havana mhosva sunungurai murandarume uyu musapomere
@lisamutambrika9159
@lisamutambrika9159 2 жыл бұрын
Nyika yedu yakuenda kumawere zvokwadi, zvakungoitika hazvichanzwisisika,dai Mwari vapindira 🙆‍♂️🙆‍♂️
@nancym7936
@nancym7936 2 жыл бұрын
Drewmas media inedzidziso nekutipa gwara rehupenyu 💯💯💯
@patiencemtembo6580
@patiencemtembo6580 2 жыл бұрын
Grandpa is a rolling stone , Kufongorera mvura kokana vachigeza magaro avo havo . The men vari kutya kutorerwa vakadzi vavo, ndivo varikuto varoya.
@jeremiah7494
@jeremiah7494 2 жыл бұрын
I wish I could hear what she's saying. May you please cater for people who don't understand the language.
@seebandaplato7448
@seebandaplato7448 2 жыл бұрын
The man is accused of mooning each time the rains are about to fall..they accuse him of stopping the rains..villagers had ganged up to throw him outof the village......mythical creatures are thought to be throwing ashes and stones to his family..everyone is baffled by this occurence..they are asking for help in stopping this ...
@hildasengweni7858
@hildasengweni7858 2 жыл бұрын
11111111111111
@constancechiwawa3355
@constancechiwawa3355 2 жыл бұрын
Muneumboo nazvo here. Mvura inonaiswa naMwari hapana munhu anobata mvura.
@tenduchess5865
@tenduchess5865 2 жыл бұрын
Kkkkkk hanzi kana yagongoregwa yoramba kunaya ummmmm vanhu so ka😂😂😂 ityai Jehovah..
@evanstapomerwa6796
@evanstapomerwa6796 2 жыл бұрын
Uuuu I'm sure mudhara uyuu munyama chaiwo, plus madzishe ndavarege kutonga vachidaro
@matomechoppper3465
@matomechoppper3465 2 жыл бұрын
Murisei Drewmas munondigonera pa Mwenezi apo
@watsonmtau6875
@watsonmtau6875 2 жыл бұрын
Shumba n Chihera take you to another level✌🤞
@albertnoah
@albertnoah 2 жыл бұрын
Drewmas is now the roving peacemaker in Zimbabwe. The traditional leaders are absolutely helpless in society
@kundaimuhumbe6274
@kundaimuhumbe6274 2 жыл бұрын
kkkk haa mazimbabwe tisadaro vakomana.kana kuchipisa tose tinongokumura hembe kana kuchipisa izvozvi ndikutoona nyaya ndisina shirt but hiii tisadaro.ingozi iyo yawira mhuri iyi.
@blessingngoshi3082
@blessingngoshi3082 2 жыл бұрын
Baba ava munyama chaiwo .uye ngavagadzirise nyaya yekuurayiwa kwemukadzi wavo ndoisikukodzeresa zvirikuitika izvi .maitabasa dreaws nekudzifambira.ngazviende mberi abiyangu
@samusha3422
@samusha3422 2 жыл бұрын
marokwe hakuna asingaadeka tingararame sei kkkk ko CHIHERA VARIPI
@tendaimadziwa3908
@tendaimadziwa3908 2 жыл бұрын
Drewmas team you're the best I wish you could combine with bozhongora
@bosslady933
@bosslady933 2 жыл бұрын
Shuwa
@godwindzepasi5148
@godwindzepasi5148 2 жыл бұрын
Fongo kumvura
@rewarddzumbira86
@rewarddzumbira86 2 жыл бұрын
Mishonga iriko kuvanhu yooo mwari dai vapindira kunesu vana vachirikukura. Akanda dombo domboiroro ngariteme muridzi. Kwete kuti tambudza isuvana hapana chatinoziva tisunungureiwo vabereki.
@esnathkutadza6135
@esnathkutadza6135 2 жыл бұрын
Sekuru ngavataure Chokwadi vanhu vekare vaibatabata vanazvo.
@monicanjaikira9602
@monicanjaikira9602 2 жыл бұрын
Mvura inonaiswa ndimwari ,vanofongora cy kumvura kwacho musangopomera munhu
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 2 жыл бұрын
Wakuru wedu wakabatabata zvinosiririsa .tasuwa Chihera .muende naye kumajuzu ikoko kkkk
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 2 жыл бұрын
God pity our elderly parents, it’s so sad they get to be accused and blamed for witchcraft🥺.
@MarwaFamily888
@MarwaFamily888 2 жыл бұрын
You'll be surprised kuti he will confess kuti anofongora zveshuwa kkkk
@sibongilenicolattehlekisan9223
@sibongilenicolattehlekisan9223 2 жыл бұрын
Nyaya iyi ino suwisa asi pazonzi nasekuru marokwe ndinomada pandisetsa 🤣😂🤣😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂😂😂😂
@prettychitate7092
@prettychitate7092 2 жыл бұрын
Hutungamiri uhu hunehudhodhi munhu akasangana nedambudziko anodzingwa here kana kuti anobatsirwa plz muromo mavoo makatsveruka
@nomvulonomu2055
@nomvulonomu2055 2 жыл бұрын
Kufumuka chaiko seVanhu vakuru
@mikedhluwayo6275
@mikedhluwayo6275 2 жыл бұрын
MaZanu anonetsa.....but baba vabatsirwe dambudziko iri please 🙏
@tindochiturike5991
@tindochiturike5991 2 жыл бұрын
Kuwona kwangu baba ava hapana chavanoziva haiwa kukapisa zvagara vanhu rume vanobvisa hembe isu vamwe totogara tisina
@batiraikunyenya6824
@batiraikunyenya6824 2 жыл бұрын
Marogwe ndombamada chaizvo hakuna asingadimadi 🤣🤣🤣🤣
@vivian-ys3fu
@vivian-ys3fu 2 жыл бұрын
Mmmmmmmm mm kana nyaya dzapera veduwe haisi moswa shuwa mvura ndeya mwari sekuru vanga vare mvura here vanhu mirirai nguva yamwari, so vese vari kupupura kuti ukafongora hainai zvichireva kuti vanozviziva here
@mamaasquared3488
@mamaasquared3488 2 жыл бұрын
Sekuru makanyanya Hanz marogwe hakuna asingamade. Age yacho kani
@beautymatarirano7719
@beautymatarirano7719 2 жыл бұрын
Haa ngavasiye sekuru vnorwadziwa nekty vnodiwa nevemadress
@lovejoybande170
@lovejoybande170 2 жыл бұрын
Aaa saka vanhu ava varikuti mvura inga miswa negame fongo here mvura inobva kuna Mwari
@Fatherneshy1
@Fatherneshy1 2 жыл бұрын
vanhu avo ndinovaziva ... Murume uyu ihama yangu
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 2 жыл бұрын
Mvura inobva kuna Mwari
@brucetachie9138
@brucetachie9138 2 жыл бұрын
Kkk ini madzimai ndomada mukuru apupura
@joackimkanengoni9480
@joackimkanengoni9480 2 жыл бұрын
no man shall chase another man from the land of zimbabwe.....zimbabwe is for all to live......a chief/headman/ has no authority to chase one man from one land to the other.....solve the issues traditionally.....the courts have final say to anything....
@peacerunnerleesher4065
@peacerunnerleesher4065 2 жыл бұрын
Truueeeee
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 2 жыл бұрын
Zvakaoma nyika yashata ko vana vapareiko pakuitwa zvakadai.umwe ndiye wekurohwa mbama
@crydonchivizhe791
@crydonchivizhe791 2 жыл бұрын
Drewmas Media munotigonera zvedi. Deno muchitovhurigwa channel yenyu moga paNational television zvirongwa muchingomwayapo
@bensibs460
@bensibs460 2 жыл бұрын
Manyanyotora nguva panyaya yekufongora dai maona kuti vana vanodirwa jecha avo vabatsirika sei vasanyanyo shungurudzika. ko mukadzinga vabereki vana vobatsirika sei pakadai
@dzie722
@dzie722 2 жыл бұрын
Aaaah hanz ndimbotaura nyaya yekukodora aaaaah 😂😂🤸🤸
@oliviajere662
@oliviajere662 2 жыл бұрын
Zvinorwadza veduwe chiiko chirikuitika munyika medu Vana vadiki vanoshunguridzigwei veduwe kungotemwa nematombo kudigwa mavhu,mazimbe anemoto ,vanoziveiko veduwe zvinorwadza izvi
@DaudeBernardoNamuanga7
@DaudeBernardoNamuanga7 2 жыл бұрын
Another level tapinda.., #todiiko nevanhu veMasvingo
@silencecharumbira7890
@silencecharumbira7890 2 жыл бұрын
Saka murikuti Mwari anomiswa Kunaisa mvura nefongo heree😀😀 kudzingirwa fongoo vanhu veZanu
@mildredkasaila4115
@mildredkasaila4115 2 жыл бұрын
Nhai hako bvunza wo nepangu .
@tariromukazi2132
@tariromukazi2132 2 жыл бұрын
Kkkkkk
@peacerunnerleesher4065
@peacerunnerleesher4065 2 жыл бұрын
Kkkkkk mazanu anogumirwa zvisina Basa biz Kuda kudzinga vanhu munyika operation taramba anofongora
@moletymanyuke3692
@moletymanyuke3692 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkk
@melodyziyambi4362
@melodyziyambi4362 2 жыл бұрын
Kkkkkkkk
@mavisdzvuke4453
@mavisdzvuke4453 2 жыл бұрын
Uuu Veduwee the whole country haina mvura wani ndivo carikumotamira hr imika ityai Mwari
@kudakwashedube2204
@kudakwashedube2204 2 жыл бұрын
Pamberi na Neashamba keep it up Drewmas Media
@cynthiancube1998
@cynthiancube1998 2 жыл бұрын
Kkkkkk kana yafongoregwa mvura ikatiza zvokwadi nzara ichauraya vanhu
@fafietavarwisa3481
@fafietavarwisa3481 2 жыл бұрын
hayaas maVidico enyu aya, zvakaoma
@chirambacreations
@chirambacreations 2 жыл бұрын
Fongo fongo mvura dololo tjooo zvakawoma
@modalitymsonza1924
@modalitymsonza1924 2 жыл бұрын
Aaah vanoda kudzinga munhu pa musha pake kuti zvidii
@mammag4868
@mammag4868 2 жыл бұрын
Hutungamiri ava vanopenga shuwa , havazive here kuti mvura inoita sei .kudzinga munhu wakamira sani. Mune chi Zanu mumusoro chehutsinye .
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 2 жыл бұрын
Ko Opa aripi nhai.wangu muyera Soko ndongoziva Kuti mubati wekamera
@peacerunnerleesher4065
@peacerunnerleesher4065 2 жыл бұрын
Amanaka simba rekudzinga vanhu munyika munorivanepi ana pambwa mdara usabve paden endayi munoripa ngozi chete
@twellaapopmusic7119
@twellaapopmusic7119 2 жыл бұрын
Baba vanoda Marokwe havo ava🤩🤩🤩🤩🤩🤩🤩
@sausage9806
@sausage9806 2 жыл бұрын
If he can stop the rain he must be a very powerful man. Mai avo varikuva accuser is just bitter about a deal that went south, why must she be believed. Those chiefs can do better to resolve issues amicably and not banish vanhu just because they can
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 2 жыл бұрын
Sekuru vekundzi kubvisa hembe vari innocent
@tawandatasarira5144
@tawandatasarira5144 2 жыл бұрын
Yaah haus kumira nebasa famba nebasa wangu chondokudira zvivindi hautye
@channtie2001
@channtie2001 2 жыл бұрын
Word riri kushandiswa kufon*** mvura harinyadzisire here🙈
@maggiemuzongondi6654
@maggiemuzongondi6654 2 жыл бұрын
Imi va vidico kwanai. Mamadii kuti mutsvake vanobatsira kuti nyaya ibude pachena. Tongai nyaya sevanhu vakuru musavenga munhu pasina chokwadi. Nxaaaa kurai
@brightchengani5891
@brightchengani5891 2 жыл бұрын
Iyi yeku kodorera mvura huroi chaihwo.unokodorera mvura kuti zvidii
@clemencechiropa6783
@clemencechiropa6783 2 жыл бұрын
umm zvirikuitika here vakomana umm twasanudzai mitemo yenyu varoi variko
@eldermajormusic
@eldermajormusic 2 жыл бұрын
That village is next of my village mukoma Neshamba l want you to come to my village also there some varoi vari kudherera erea yangu haigarike Ini ndakato tiza ndiri out but ndoda drewmas Indi batsire
@knowledgemfunguri2772
@knowledgemfunguri2772 2 жыл бұрын
MP vakashayawo kamari kekuti mhuri imbofambawo here
@zvisineimeki6290
@zvisineimeki6290 2 жыл бұрын
Mai ivavo ngavauye vabvunzwe. Kuti seiko vachidawo. Love gone sour
@tinashenyangari282
@tinashenyangari282 2 жыл бұрын
This is the time to call vana Papa vataridze minana timbotester zvipanera zvavo. Please kana uri mwana waPapa vaudze vauye paground feya feya paCamera. Time to shine prophets , please COME
@lindachikanya2143
@lindachikanya2143 2 жыл бұрын
Vasadzingwe sekuru vanofongorera mvura .Rimwe zuva vacharohwa nemheni varimusvo.kana zvirizvechokwadi zvichabuda pachena sa driver we tractor
@ebenezandirowei467
@ebenezandirowei467 2 жыл бұрын
Vanhu ngavasadaro mhani .
@abednicomauto3616
@abednicomauto3616 2 жыл бұрын
VaZukwa wave munyama uyo ,vari innocent avo ,mvura inonaiswa namwari ,so sad
CHISHAMISO! -TSOKA DZOBUDA HONYE MUNHU ARI MUPENYU
25:39
Drewmas Media
Рет қаралды 73 М.
HONDE VALLEY..............NJUZU INOSHANDUKA KUITA SHATO?
31:53
Drewmas Media
Рет қаралды 44 М.
Alex hid in the closet #shorts
00:14
Mihdens
Рет қаралды 10 МЛН
마시멜로우로 체감되는 요즘 물가
00:20
진영민yeongmin
Рет қаралды 32 МЛН
Ndakasiirwa Mota Yakabiwa Kuti Ndigadzire
29:51
SlyMediaTv
Рет қаралды 39 М.
mota yotaura paBudiriro
15:36
Drewmas Media
Рет қаралды 830 М.
Marondera Jerusalem kwaBaba Echoes kunamata kwakanaka hama
1:51
Johane masowe ye chishano Jerusarema Bhesidha sect
Рет қаралды 3,7 М.
Akatorwa neNjuzu kwemakore 46- questions answered
53:49
Drewmas Media
Рет қаралды 246 М.
Madzibaba Nyasha Vavhura Hombe Kwamutare kupenhalonga
30:57
TICHKACH MTV
Рет қаралды 27 М.
Mambo Vofonera Kasukuwere Nenyaya Yemunda Waakapa Vanhu Vaviri
20:25
Njuzu debate -- vafundisi ngavasanyepera vanhu
54:24
Drewmas Media
Рет қаралды 63 М.
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 57 М.
😱ВСЕМ БЫ ТАКИЕ СТАЛЬНЫЕ НЕРВЫ
0:18
MEXANIK_CHANNEL
Рет қаралды 7 МЛН
Дымок или Симбочка?? 🤔 #симба #симбочка #mydeerfriendnokotan
0:19
Симбочка Пимпочка
Рет қаралды 1,9 МЛН
Собака не хотела чтобы так вышло...❤️
0:24
Спит с ОТКРЫТЫМИ ГЛАЗАМИ! 😱😴
0:25
Взрывная История
Рет қаралды 5 МЛН