Njuzu debate -- vafundisi ngavasanyepera vanhu

  Рет қаралды 63,304

Drewmas Media

Drewmas Media

2 жыл бұрын

vema church vokurudzirwa kudzidza nezveNjuzu spirit

Пікірлер: 571
@cleopaschariga3306
@cleopaschariga3306 2 жыл бұрын
Hakuna chinonzi njuzu dzenhope, anonzi machembere enhope. Spiritual levels of the Shona- (1) Mwari (2) Mhondoro (3) Makombwe (4) Mudzimu Mashavi mweya yevatorwa kana kuti mweya inobva kune dzimwe nzanga ( spiritual kingdoms). Yedu nzanga inonzi Nyikadzimu ndiko kunoturuka Midzimu yedu ichibva. Point iri kutaurwa naRasta ndeye kuti mudzi wako iwewe mudzimu wako. Mashavi ese akanaka kuti auye kwauri anenge adanwa nemidzimu yako
@3jlamb534
@3jlamb534 2 жыл бұрын
Pamakombwe ndipo panobva zita rekuti Gombwa here? Gombwa ndiro rinopoterwa nemudzimu mukuru wedzinza here? Tiri pama levels; Makombwe anokwanisa kudzivirira midzimu yemanga kuti isangopotera painozotambudza mhuri nekuunza mashave here? Process yacho inomira sei?
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 2 жыл бұрын
Makombwe, mhondoro, svikiro, mudzimu
@mangomakundai6296
@mangomakundai6296 2 жыл бұрын
Sekuru is full of wisdom l now understand better he uttered what l know but ndasina that deep back ground of our culture. .. l would like to meet him
@kudakwasherembo3067
@kudakwasherembo3067 2 жыл бұрын
Inini point yangu iripakuti kuchechi kwazara varoyi nevaiti vezvakashata . Ndakadzidza zvakawanda l have been a Christian for 27yrs but l have learnt kuti usashora zvechivanhu zviriko and it's real chaizvo . Iwe tends zvaunoita usashore vanhu .
@tawandatasarira5144
@tawandatasarira5144 2 жыл бұрын
Kule varova nemo nemo chaimo anenzeve anzwa chokwadi ❤️❤️
@zendafelicity408
@zendafelicity408 2 жыл бұрын
Sekuru with facts.mavapedzera.hatisati takuona chokwadi.ngatingorega kusvorana chete.munhu batsirwa kwaunoda
@Yohjoolf
@Yohjoolf 2 ай бұрын
Chisingade kubvumiwa ndechekuti *mweya ye manjuzu na Mweya wa Christu zvikurwisana ende hazvife zvakava pamwe***
@carolinenkwelah9660
@carolinenkwelah9660 2 жыл бұрын
Ini ndakarambwa nehama dzese vana nenyaya yechivanhu chiripandiri. Asi andisiye ndogomera ipapo. Uye ndofira ipapo.
@hotjiga
@hotjiga 2 жыл бұрын
Sekuru is on point plain truth yomene
@chadrequegouveia8017
@chadrequegouveia8017 2 жыл бұрын
I love the way this man explains.
@lovemore50
@lovemore50 2 жыл бұрын
Sekuru ava ndiZexie Zezai ka ava. My high school elder and great CB team mate
@MemoryChronicles
@MemoryChronicles 2 жыл бұрын
So sad to see (some) Africans lost in the white mans(the colonizer)doctrines(the church that colonized Africa and enslaved black Americans) Before the Roman Catholic Churches helped Europe colonize Africa we had our own spirituality! We had our ways of speaking to Musika Vanhu! Funny part is; in the diaspora from my observation a lot of white and black people practice spirituality openly especially spirituality derived from ancient African cultures...to understand who we are as an African people we have to go back to the start! To our ancestral roots...
@carlossanganza5666
@carlossanganza5666 2 жыл бұрын
Usapenge , endaka unoomberra sadza pasi pemuti tione kty robuda hre
@RuvaraShe77
@RuvaraShe77 2 жыл бұрын
Whats on your eyelids and lips. Did Nehanda et al wear make up. Leave colonial things and social media coz thats for white people. Go and live with bushmen in kalahari then you will be 150% free from colonialism.
@3jlamb534
@3jlamb534 2 жыл бұрын
Unepoint Girl Behind The Mic. Just materminology ako ayo aita karusaruro kakahwanda, which can really agitate. Chokwadi chagara chinorwadza. It still remains a fact kuti truth will save us! Whatever defines your physical DNA will always be a part of you. The only way to go is to know a lot about it to the extent of managing to control it. Failure to do that can be fatal. Hama yako can summon spirits and make contracts on your behalf. Iwe uchingoita ignore the sign language yataurwa naKule apo. Ndipo paunoshandiswa kuroya uchingodya vanhu uchizouya kuzotiparidzira shallow gospel, whose basics you have failed to grasp.
@Ubuntu-7
@Ubuntu-7 2 жыл бұрын
I totally agree with you. Ignorance.
@tracymwaera5283
@tracymwaera5283 2 жыл бұрын
Aiwa ruster ndatenda zvangu sando dzenyu you take me far senge pamati haiendi kuna vaMunangagwa straight apo you nailed it mataura zvakazara zvadudzira zvose 👏👏👏👌
@wolfy359
@wolfy359 2 жыл бұрын
Hapana apa, meso aJehova ari pese pese, hatingaenzanisi Mnangagwa naMwari akatiziva tisati tazvarwa
@dziyodziyo5036
@dziyodziyo5036 2 жыл бұрын
Thanks
@Meme-zh2vb
@Meme-zh2vb 2 жыл бұрын
Kana mukavhura chikoro chekutidzidzisa chivanhu chedu ndinouya . I want to know more
@faithfaith1748
@faithfaith1748 Жыл бұрын
Sekuru manyatsopatsanura chikaranga chedu matendwa👏🏽👏🏽👏🏽
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 2 жыл бұрын
In this debate plz bring Prophet Madungwe atsanangure the heavenly commander kuenda kudenga nekudya breakfast with Jesus
@judithsibanda5001
@judithsibanda5001 2 жыл бұрын
Well said naSekuru we need that debate
@enniechipashu7347
@enniechipashu7347 2 жыл бұрын
Mudungwe anopenga
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 2 жыл бұрын
@@enniechipashu7347 you can say that again
@daanagayne1403
@daanagayne1403 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@chezidiaries322
@chezidiaries322 2 жыл бұрын
Sekuru vataura chokwadi asi vamwe vatobatikana ipapa.
@emmanueltirivanhu1325
@emmanueltirivanhu1325 2 жыл бұрын
Eeeh kkkkk zvongoda flexable mind chete
@mandlovunumber1163
@mandlovunumber1163 2 жыл бұрын
Sekuru vadiki panakore but his knowledge is amazing I like the way he explains. Keep up the good work Drewmas media
@chiedzachikowore6876
@chiedzachikowore6876 2 жыл бұрын
Sekuru tidzidzisei chokwadi hachiputse hukama I salute you sekuru mhururu kwamuri
@hotjiga
@hotjiga 2 жыл бұрын
Mapostori anobvuma ega kuti dambudziko rako rinoda chivanhu,Asi hakuna chivanhu chinoti dambudziko rako rinoda kuchipostori pafunge
@pelagiamatafi9646
@pelagiamatafi9646 2 жыл бұрын
True
@carolinenkwelah9660
@carolinenkwelah9660 2 жыл бұрын
Wow this is amazing. Truly chivanhu chiriko and I love my Afrikan tradition. I love this. Ndinodada nemaharahwa, machembere naivo masahwira angu ese. Ndauwe. Proudly Mozambiquean Queen
@solomonmagweva2469
@solomonmagweva2469 2 жыл бұрын
Chaunoti chivanhu chiii nhai hama
@frankieman1611
@frankieman1611 2 жыл бұрын
Yessssss. He made sense. Let's have a diverse inclusive debate of all parties..wataura mukoma uyu Drew. Set it up
@nada2prada183
@nada2prada183 2 жыл бұрын
Sekuru is well learned muclassroom Chaimo he has a good english accent. He is clean and has adopted well muchivanhu.
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 2 жыл бұрын
An eloquent sekuru level headed very clean 👌 never seen sekuru vanogeza kudai vane a very high cleanliness standards tichitarisa basa ravo
@sharonmuraicho161
@sharonmuraicho161 2 жыл бұрын
Very clean indeed, mayouth ese airamba kuteedza chivanhu ava kuzopinda mugwara
@clevd7458
@clevd7458 2 жыл бұрын
Rasta vs madungwe !! I want to see something 😂😂🤩🤩🤩
@benhilmusem5340
@benhilmusem5340 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣😂😂😂
@charitychirwa8658
@charitychirwa8658 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂🤣😂🤣😂😂😂🤣😂😂🤣😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@tshumasiphephilegolide1750
@tshumasiphephilegolide1750 2 жыл бұрын
This Rasta man 👨 he his eyes are red ingathi ubhemile igwayi labandala I mean mbanje 🦠🤨
@chiposmashora6434
@chiposmashora6434 2 жыл бұрын
if this debate manages to suffice, this will be the most watched episode ever....munhu wese will want to watch it.....its a long awaited one kuona all those people vari paone place explainig
@patieking4392
@patieking4392 2 жыл бұрын
I vote for that debate, it’s needed. I have enjoyed this program, another level for sure! 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻
@frankieman1611
@frankieman1611 2 жыл бұрын
Yes
@corleone230
@corleone230 2 жыл бұрын
That would be great but i doubt it would materialise vema wrist bands wont show up
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 2 жыл бұрын
@@corleone230 would you go kana ukashevedzwa nebenzi?
@guardhouse1966
@guardhouse1966 2 жыл бұрын
@@Bvanyangu352 what criteria are you using to claim others abnormal. Its high time people should learn to keep quiet where you are not knowledgeable
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 2 жыл бұрын
@@guardhouse1966 because he is talking lies. You and him can't tell me of religious because i know both his and mine but he only knows one side of religious stories
@memoestarr
@memoestarr 2 жыл бұрын
Chihera and Shambas, write a book about our African culture for our future generations.
@pettyhee
@pettyhee 2 жыл бұрын
Sekuru is very handsome 😍
@wilsonnyoka9435
@wilsonnyoka9435 2 жыл бұрын
Iii matova chiva
@colakuruchengera414
@colakuruchengera414 2 жыл бұрын
Wakutodaka kkk 2mts idzodzi kkk
@oppahmpofu4430
@oppahmpofu4430 2 жыл бұрын
Kkkkkkk
@tanyairene3225
@tanyairene3225 2 жыл бұрын
@@wilsonnyoka9435 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@ayandamalombo6144
@ayandamalombo6144 2 жыл бұрын
😂😂😂😂 ayas
@gezanasithole7973
@gezanasithole7973 2 жыл бұрын
I am one of those people who struggled with spirituality for a long time until I set off to learn what it exactly is. In that journey of discovery I stumbled across literature about the Sumerians, the limurians, the sancrit texts, etc which simply expand what the Bible summarized. The greatest discovery I made was that this world is not what we think it is. We need to remove our blindfolds and embrace all cultures. I will equate religions to roofing beams of a round hut. They all come from different directions but all end up at one place, the apex. There is a God yes but all religions agree that intercession is eequired to get to him. Should the whole world use 1 intercessor?? I don't know. Tolerance towards one onother won't hurt anyone
@jimymutarisi1122
@jimymutarisi1122 2 жыл бұрын
Agreed my brother from my little knowledge one thing I have come to embrace is that there are different religions and ART ( African Traditional Religion) is one of them. They are all equal with different mediums that link them to the supreme being (God) e.g Christianity's medium is Jesus, ART are spirit mediums vadzimu and so on, so no religion is supreme or better than the other. We as Africans have our religion which is ART and to disown it is not different from running from your own shadow people need to know that Christianity was imported if not imposed but before then people had their own way of worshipping so this borrowed relegion may confuse many African people because it's not their own
@bantumwanawayah5019
@bantumwanawayah5019 2 жыл бұрын
If you truly believe that there is a CREATOR, why not pray to HIM for answer to your questions?
@bantumwanawayah5019
@bantumwanawayah5019 2 жыл бұрын
@@jimymutarisi1122 That is the problem young one, religion! Religion is man-made thus false! However, seeking THE MOST HIGH who created EVERYTHING is something totally different because seeking in spirit and truth is made by HIM not man! HIM ALONE! You're spirit first then physical, HIS spirit is in you otherwise you will be dead without HIM. Our people perish for lack of knowledge!
@ispiretechnologies
@ispiretechnologies 2 жыл бұрын
You're a star bro!!
@rutendomushangwe398
@rutendomushangwe398 2 жыл бұрын
Very true we should learn to tolerate one another
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 2 жыл бұрын
Debate renyu iri rakaoma,ini ndirikuti munombotembeyi🤠🤠🤠🤠
@sharonmasinire435
@sharonmasinire435 2 жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@mwanyaramanjeya3495
@mwanyaramanjeya3495 2 жыл бұрын
Raster vanotaura chokwadi chemahara
@sylvestermagombedze6901
@sylvestermagombedze6901 2 жыл бұрын
Njuzu ndisatan but chivanhu chiriko ende totochitevedzera
@panasheleira9072
@panasheleira9072 2 жыл бұрын
Beautiful sekuru vanyatso tsanangura
@ladykudzievenge8833
@ladykudzievenge8833 2 жыл бұрын
This man anoziva anoda nguva his wisdom is top notch
@queenbee322
@queenbee322 2 жыл бұрын
Pamavideos ese andaona pano paDrewmas media handisati ndambonzwa vechivanhu vachisvoropodza kana kutuka vechikristu. Makristu veduwe siyanai nechitendero chevamwe veduwe, vechivanhu makambovanzwa vachiti tinotenda Kuna satani here kana kuti vanoti tinotenda Kuna musika vanhu zvinoreva kuti ndiye Mwari mumwe chete iye wamunonamatawo
@samuelmuchapararwa216
@samuelmuchapararwa216 2 жыл бұрын
Yes chimbosanganai.....asi ini ndinoona kuti vamwe vedu tavakurasika kunyanya ma church.....
@Ladypradaful
@Ladypradaful 2 жыл бұрын
Kuno Uk varungu vanotorwa nenjuzu ongonzi drawned not found, musati kuchirungu hazviko kusaziva...maprophets nemaporofiti akawanda anoenda nehusiku or muchivande kumachembere asi vakuparidza voti mweya yakaipa
@promisematowe8623
@promisematowe8623 2 жыл бұрын
Yaaaaa kudzidza hakuperi Sekuru vataura chokwadi kana tonamata chokwadi ngatisiyei kushora zvinoitwa nevamwe dambudziko guru ririkunevemachrch chero pachavo vanoshorana sooo dai vaiziva kunamata mwari wechokwadi havazaishora vamwe vanhu vakaita saivo umwe neumwe ngaatende muchitendero chaari
@kaliefbernard5685
@kaliefbernard5685 2 жыл бұрын
He got a lot of wisdom though.. you blessed my brethren
@dziyodziyo5036
@dziyodziyo5036 2 жыл бұрын
Sure
@innocentboora1418
@innocentboora1418 2 жыл бұрын
Kungoti kupedza Nyaya mumwe nemumwe une zvanotenda mazviri zvinomuponesa nokuti Tikatarisa Masowe Enguvo tsvuku vane mushonga# iwoyo vanguvo chena vane mushonga# ma man of God vane mushonga# Ko vakaiwanepiko ngavati vakuprofita varege kushora Vamwe. Taona mushonga mizhinji muma church but hatifambe Techitaura Kuti church yakati ine mushonga As long waponeswa chete, ska nyaya yekuti ku profita iyi vanotaura namwari vachimuonepiko? Ska mumwe nemumwe ngatende zvinomuponesa Ko vane manjuzu kukanzwi mweya yetsvina ko vakabudiswa mubvura avo handifunge kuti vanozogarao nevanhu
@tindotings7892
@tindotings7892 2 жыл бұрын
We Afrikans suffer from some kind of duplicity where on one hand we possess devine power through our ancestral lineage. A culture that is so pristine in that it doesn't need any religious dimensions for it to function. On the other hand we adopted this foreign God whose arrival was no later than 1890, seriously?
@MakB.
@MakB. 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/joiwipx_jtmYaqM
@rosemarymukumba2062
@rosemarymukumba2062 2 жыл бұрын
Chivanhu chiriko kare varungu vaida kurinani kana kuchera zviwanikwa vaitoti itai mikweerera kana kuti kumbirai varidzi venzvimbo ndosaka nyika yaigutsa nemvura ichinaya kurasa tsika kwatipa nhamo
@pridemupemhena7342
@pridemupemhena7342 2 жыл бұрын
Thank you Drewmas, Mr Mr Neshamba and Chihera really you are taking us to another level I solute you. You are the pivot of this truth quite pleasing work. Musi unosangana vana ava beware Mr Neshamba vanhu ngavasazode kuitirana mapipi (kuda kuratidzana masimba) .
@sirclassics_uk
@sirclassics_uk 2 жыл бұрын
Andrew this episode wasangana nevanopindura..😅😅Yhaa I like the way Sekuru vechidiki responded to all your questions and with confidence.
@knowledgekorogwe6030
@knowledgekorogwe6030 2 жыл бұрын
Very confident ASI vakarasika. Sekuru info ok yavo is so shallow but I like how he boldly present himself, given all the knowledge and try tools about the kingdom of God He is a force to recon with
@sirclassics_uk
@sirclassics_uk 2 жыл бұрын
@@knowledgekorogwe6030 You can tell from the way he was burping,that's a sign of being possessed.
@derekzacharia3805
@derekzacharia3805 2 жыл бұрын
We enjoyed the program asi vanhu ngavasangane
@wendynyeche8018
@wendynyeche8018 2 жыл бұрын
Mapastors varikutuka asi manheru vachinohwandira kupinda mumaporofita nemuchivanhu
@leeroymachidura7151
@leeroymachidura7151 2 жыл бұрын
Mweya yenjuzu yakaipisisa haupinde denga
@muchi313
@muchi313 2 жыл бұрын
sekuru zvinhu well explained tine kwatakabva and its true
@shayzgamz2692
@shayzgamz2692 2 жыл бұрын
Ini l believe in both depending kana njuzu iri yemashuwa. Coz dzazara ndedzemusuweji. Mwari nevenyika dzimu l believe and follow them. Vakandikoshera. Asi masuweji azara kani. Zvimwe zvatirikuona Pano pasi zvaipa. Andrew neshamba njuzu idzi dzirikungobleacher ufunge wongotsvuka haaaaa zvakaoma kani. Ipapo mataura rasta well said. 💯 Very ryt. Asi masuweji azara zvisingaite. Ngatingarirei. Vazhinji kutsvuka uku kuzora mheno havazive kuti kuve nezviri pauri hazvina kuti kutsvukaba even kusviba asi une zviripauri zvihombe. 👏👏👏👏👏👏
@starwellchimuka3415
@starwellchimuka3415 2 жыл бұрын
I enjoyed this episode, I think vanenzeve vanzwa this was a naked truth 🤞
@fungaimugadzafungaimugadza7594
@fungaimugadzafungaimugadza7594 2 жыл бұрын
Powerful sekuru, Andrew wasangana ne mupinduri mukuru,manake
@corleone230
@corleone230 2 жыл бұрын
Kule vakaipa avo, vazoramba nezita nhai chete, enjoyed how he answered all those questions easily with ought cracking 😜😍
@MakB.
@MakB. 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/joiwipx_jtmYaqM
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 2 жыл бұрын
Remember the ishbooooousheth version!! Yava Mawuchi kuti varoyi vasavaroya that's why varamba nezita ravo 🤣🤣🤣
@corleone230
@corleone230 2 жыл бұрын
@@l.a.t.dm.d.w5582 true a lot happens behind the scenes that we really dont know & understand
@lindahfarikai1152
@lindahfarikai1152 2 жыл бұрын
Sekuru vanodzika dzika kwai unondipa ristle band asi iwe uchifamba nemamonya kkkkkkkk aiwa maPoster nemadzibaba huyai musangane nssekuru muvaudze mweya tswina zvauri
@tendailaurachikanga3428
@tendailaurachikanga3428 2 жыл бұрын
Sekuru teaching us more
@brendagonese4526
@brendagonese4526 2 жыл бұрын
Thank you drewmas media Sekuru Ava vataura zvandanzwa chaizvo
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 Жыл бұрын
Very knowledgeable and intelligent well-seasoned proud African Son of the soil 🤗🙏🏽🤗🙏🏽
@innocentboora1418
@innocentboora1418 2 жыл бұрын
Inini ndaifunga kuti pamuri kubudisa Mai chapeta and baba mhofu varikuda kutaurao kuti Taveo kuisira Gogo mvura yet havamo
@cpfam
@cpfam 2 жыл бұрын
Intelligent and clever sekuru, bubbling with spiritual knowledge.
@MakB.
@MakB. 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/joiwipx_jtmYaqM
@sabhukumberikwazvo1672
@sabhukumberikwazvo1672 2 жыл бұрын
Mr Neshamba imbobvunzai kuti zvinoita here kana vanhu vachida zvavo kutenga chikafu che chekupa njuzu since tavekuziva zvadzinofarira maybe you leading we could contribute dhora dhora kamwe chete pa gore njuzu dzowana ma bhiskitsi mitanga a Njuzu feeding association N.F.A
@sandramurungweni8731
@sandramurungweni8731 2 жыл бұрын
Sekuru varikutayra havo chokwadi but heey varikufunga Kuti mibvunzo yenyu it's personal and he feels attacked
@davidmaposa7120
@davidmaposa7120 2 жыл бұрын
Rastafarian Respect King mapetesa vanhu Zviredzo to be honest Ma Rasta chokwad ndoo chedu
@travolta2394
@travolta2394 2 жыл бұрын
This Rasta guy is so knowledgeable and speaks with respect and depth
@chrisv.noire.6388
@chrisv.noire.6388 2 жыл бұрын
Someone needs to catalog these things in books and manuals. We need this wisdom in books so generations can know it. Christians and Muslims, Jews have books. We need books that spell out who we truly are and how our original religion works. There are many words being used that most people don't know.
@wellingtonmuchkeza8363
@wellingtonmuchkeza8363 2 жыл бұрын
Kkkkk iyi nyaya ye vaporofita neyechivanhu isiyei hamunga igoni iyo mumwe nemwe anotsigira kwake
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 2 жыл бұрын
Mukoma Andrew and crew sure Drewmas Media taking to another level 👏👏👏💖
@mbingaldomunemolity5036
@mbingaldomunemolity5036 2 жыл бұрын
We are suffering coz we are not following chivanhu chedu tikubatira chi Christu padenga zvine mhaka makare Zimbabwe yaive nehuchi nemukaka nhasi chiseko chikonzero tarasa chinyakare maporofita awandisa vanhu varikunyeperwa kushandiswa uye kutorerwa zvipo
@lenso3757
@lenso3757 3 ай бұрын
Zvekuti Mbinga zvabvepi
@user-ur7qm9ng7y
@user-ur7qm9ng7y 8 ай бұрын
Thank you sekuru murikuti vhura vanhu tanga takarasika shammee
@angellamunyanga6442
@angellamunyanga6442 2 жыл бұрын
Seyi uchiti ukaita madzikirira unoti in the name of Jesus. Munodii kuti in the name of moyo
@tanyairene3225
@tanyairene3225 2 жыл бұрын
😂😂😂😂🤣🤣🤣
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 2 жыл бұрын
Ndiani anodaro
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 2 жыл бұрын
Kkkkl
@madalenmpofu8002
@madalenmpofu8002 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkk wakanyanya
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 2 жыл бұрын
@@drewmasmedia3856 bhaibheri rinodudza Kuti satan akakandirwa Pasi akazvisharudzira kundogara mumvura mubhuku yaEzekiel 28 but ikozvino tinoona Kuti mumvura mune mythical creature yatinoti njuzu which I believe it's the devil
@eniahwingwiri8106
@eniahwingwiri8106 2 жыл бұрын
Ngavasangane cant wait
@regainerndlovu4018
@regainerndlovu4018 2 жыл бұрын
Kkk Madungwe anotaura naMwari straight straight 🤣😂🤣🤣🤣🤣🤣
@wolfy359
@wolfy359 2 жыл бұрын
Kkkkkkk
@mahafrika7116
@mahafrika7116 2 жыл бұрын
Very good session. Drewmas please facilitate this debate, we look forward to it.
@carlossanganza5666
@carlossanganza5666 2 жыл бұрын
KaSekuru kanopenga ako not sure kuti mutoriro mbanje here kna bute rakarikusvuta , dare ripi rakanotiudza isu hatiere chinhu asekuru takatengwa neropa raJesu kristu weNazareta.....
@agneskaitano1334
@agneskaitano1334 2 жыл бұрын
VaJesu havatuki vanhu vanodzidzisa vanhu chokwadi votendeuka
@carlossanganza5666
@carlossanganza5666 2 жыл бұрын
@@agneskaitano1334 atukwa ndiani ? ukataura zvekupenga tinongoti unopenga , chero Jesu kristu aiudzira futi mapengeleke akadai aya
@taisleyndau5480
@taisleyndau5480 2 жыл бұрын
Raster vakanyanya havo havasikutenderera varikurova nemo nemo
@tindikai8631
@tindikai8631 2 жыл бұрын
Uummm l lost focus today ....sekuru vane kathat😊❣❣
@samusha3422
@samusha3422 2 жыл бұрын
THERE IS NO FURTHER EDUCATION WITHOUT CULTURE.... Mazviita Drewmas Media
@dambudzotambara8974
@dambudzotambara8974 2 жыл бұрын
Weldone sekuru chokwadi zvinonzi kudza Mai na baba vako kuti mazuva ak o awedzerwe panyika.Sando dzenyu Sekuru mapedza ma sports ese.thank you very much❤❤
@ronnysign8044
@ronnysign8044 2 жыл бұрын
Chivanhu chiriko vanhu wee.people need to understand zvechivanhu manzwisisiro angu nemaonero angu hapasikutsanangurirwa vanhu kuty hongu kuchivanhu ndokunevaroyi asi varipo zvevakafa vachiita zvakanaka,ndovatoturira mutoro nezvatoda (kuvatuma kuty tisvitsireiwo kunanyadenga (Musikavanhu kana kuty Mwari).same as those churches others believe or pray to God (Musikanhu /Mwari.Then vamwe .masatansm. My point ngatisashorei asi ngatiitsvakiridzei chokwadi tisati tashora kana kutuka.
@innocentmudingo6033
@innocentmudingo6033 2 жыл бұрын
Sekuru Rasta vabooker Match. Please Drewmas gadzirai platform asi panogona kudiwa riot chaiyo, coz hazvipere mushe.
@Tawanda-k1s
@Tawanda-k1s 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/rnaQdWSsfN14bas
@lovenessdenhere9198
@lovenessdenhere9198 2 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@barbaramabuda9512
@barbaramabuda9512 2 жыл бұрын
Kkkk
@simonmahlangu8603
@simonmahlangu8603 2 жыл бұрын
NeShamba thank you for the debate you had with Sekuru.It was indeed enlightening
@MakB.
@MakB. 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/joiwipx_jtmYaqM
@patiencemtembo6580
@patiencemtembo6580 2 жыл бұрын
Sekuru the Philosopher !
@mollenchinyanga1270
@mollenchinyanga1270 2 жыл бұрын
Sekuru vataura chivanhu chedu chaicho .. chokwadi chemahara
@esierayner533
@esierayner533 2 жыл бұрын
Ndadzidza shuwa
@fortunatemaibvise8426
@fortunatemaibvise8426 2 жыл бұрын
Njuzu dzenhope dziriko ndodzinouya nechiporofita gogo
@davidmaposa7120
@davidmaposa7120 2 жыл бұрын
Kana musina chamooziva nyararay please
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 2 жыл бұрын
Hanzi naRasta kudza baba namai ndizvo zvavanodzidziswa asi iye Rasta anotonzi sekuru nasekuru vake. Walk your talk Rasta. Urisekuru vevana vehazvanzi dzako pazera rauri, that is if kana masister ako vari vakuru uye vakawanawo mukana wekuroorwa and bare children. Hausi sekuru rasta
@dennydennis8844
@dennydennis8844 2 жыл бұрын
Ha sekuru sando dzenyu mataura zvandanzwa and we need more from sekuru please Drewmas media thank you very much
@godknowsmise6982
@godknowsmise6982 2 жыл бұрын
Zveshuwa muporofita vamwari havafaniri kuita zvekuchengetedzwa nesecurity
@teeroo96
@teeroo96 2 жыл бұрын
Madzibaba apa, nguwo tsvuku apa, Pastor apa i want to see this debate
@maxwelltachiona491
@maxwelltachiona491 2 жыл бұрын
Kwedu vechurch vanozara mugomo vachikumbira mvura bt kana donhwe bt vechivanhu vakabika doro inodzira
@Tawanda-k1s
@Tawanda-k1s 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/rnaQdWSsfN14bas
@tatendamachekecha8205
@tatendamachekecha8205 2 жыл бұрын
Pakaipa fire man vanotaura chokwadi
@isaacmhuriyengwe5756
@isaacmhuriyengwe5756 2 жыл бұрын
Iwe neshamba muporofit ndibhururu wako uzomuti tokurova usanyebere vanhu ndibhururu wako tozviziva
@pamelamagwizi6105
@pamelamagwizi6105 2 жыл бұрын
Sekuru sando dzenyu, harahwa hairisi zera asi mabasa.
@ronaldpfumbidzai7479
@ronaldpfumbidzai7479 2 жыл бұрын
Yes yes Rasta Zex Zezai baba Samantha my former team mate 👍
@lovemore50
@lovemore50 2 жыл бұрын
Ndazviona kuti ndiZex Zezai ava.
@tsitsimatope5801
@tsitsimatope5801 11 ай бұрын
Mhepo iri pana sekuru rasta inehasha nharo asi varikutaura chokwadi.
@faithjackson254
@faithjackson254 2 жыл бұрын
Hanzi vemasutu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤸‍♀️🤸‍♀️🤸‍♀️🤸‍♀️🤸‍♀️🤸‍♀️🤸‍♀️
@Mwandoz
@Mwandoz 2 жыл бұрын
Cant wait to watch the battle debate and understand this spiritual world am now too confused 😕
@thembiesikhosana4499
@thembiesikhosana4499 2 жыл бұрын
Yaaah sekuru aba he talk the truth guys .and me l say let therm meet .l cant wait u follow therm.in meeting..
@prosperbayiwa3856
@prosperbayiwa3856 2 жыл бұрын
mese musaite kunge musiri kuona mukadzi wamdara Chapeta🥰❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥
@blesamblesam9535
@blesamblesam9535 2 жыл бұрын
Mukunda vangodawo kubuda pacamera sekuru vanotaura veduwee uye zvinonzwisisika vanhu tavakushora chivanhu asi maporofita anotaura kuti enda kune vechivanhu ndokuti dambudziko rako ripere
@bosslady933
@bosslady933 2 жыл бұрын
Zvechihwayi hwayi 🤣🤣🤣🙈🙈🙈
@Letwina
@Letwina 2 жыл бұрын
Vandifungisa Mikela 🤣🤣🤣🤣
@mmakad.
@mmakad. 2 жыл бұрын
The debate will cause fight, when the truth comes out
@frankmutandiri4102
@frankmutandiri4102 2 жыл бұрын
this is excellent thanks to drawmas media
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 2 жыл бұрын
sekuru vari sober here😉
@queen7008
@queen7008 2 жыл бұрын
😂😂😂😂😂.bvunza hako.vanenge vati Ogh mbichana😜
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 2 жыл бұрын
@@queen7008 plus kakuzvinzwa
@blessingtakaingofa5308
@blessingtakaingofa5308 2 жыл бұрын
KKK kwai yaJesu ngatimboisiya ndoopandafarira ipapo
@MakB.
@MakB. 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/joiwipx_jtmYaqM
@malvernchipaza4521
@malvernchipaza4521 2 жыл бұрын
Zvandofunga ini, chivanhu yaive nzira yaichengetwa vanhu kare, nanhasi ukasanzwisisa izvozvo unochituka ASI zvisirizvo. Kwedu kumasowe tinodzidziswa kwete kutuka kana kuita violence nezvatisinganzwisisi, ASI kunenzira yekukumbirira kuti zvizorodzwe. Wakwanira kunzwisisa chinonzi kunamata woita move on Jesus as your saviour! So problem ndeyekut kunamato kwacho tinongogamuchira padenga ASI mudzi wacho wekunamata usat wasimba matiri. Ngatinzwisisei first, then toita action.
@ahove
@ahove 2 жыл бұрын
Rasta vanechokwadi asi vanofanigwa kuti vadzikamise chifuva pasi ! Vane vhavhu and a bit of no respect. So pa debate panogona kuzonetsa kana hukasva hwavo hwakadaro
@queen7008
@queen7008 2 жыл бұрын
Idi
Anodzinga mvura kuti isanaye nekusara ari musvo
50:55
Drewmas Media
Рет қаралды 95 М.
HEADLANDS......NJUZU ''MARIAN'' YAURAYA MUKOMANA ANEMAKORE 26
40:41
Drewmas Media
Рет қаралды 63 М.
WHO LAUGHS LAST LAUGHS BEST 😎 #comedy
00:18
HaHaWhat
Рет қаралды 23 МЛН
100❤️
00:19
MY💝No War🤝
Рет қаралды 23 МЛН
ЧУТЬ НЕ УТОНУЛ #shorts
00:27
Паша Осадчий
Рет қаралды 7 МЛН
A clash of kindness and indifference #shorts
00:17
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 108 МЛН
MOTO WEKWAMUSAMI WAVA KUPISA VANHU
49:48
Drewmas Media
Рет қаралды 119 М.
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 49 М.
ICJ | Israel's continued presence in OPT unlawful
8:57
SABC News
Рет қаралды 10 М.
Vana vaitorana mifananidzo vasati vafira mumvura- MARONDERA
38:28
Drewmas Media
Рет қаралды 104 М.
Trendz Live | 19 July 2024
51:45
SABC News
Рет қаралды 333
Помог🤣#сериалы #фильмы
0:28
Кинокомбо
Рет қаралды 2,7 МЛН
He understood the assignment 💯 slide with caution x2
0:20
Carlwinz_Official
Рет қаралды 18 МЛН
Приятного аппетита 🤣
0:15
Dragon Нургелды 🐉
Рет қаралды 7 МЛН
ToRung short film: 🙏baby protects puppy🐶
0:37
ToRung
Рет қаралды 83 МЛН
我说我不是故意的,你们信吗
0:25
侠客红尘
Рет қаралды 4,2 МЛН