ANOGONA KUNGODYIRAWO :THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 49

  Рет қаралды 86,547

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Күн бұрын

Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 12 Episode 49 GWERU
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZbin Channel: kzbin.info....

Пікірлер: 447
@tsungigudza8803
@tsungigudza8803 4 ай бұрын
Vese varikuti shena heee what what musaite kunge musingazive life yekumusha.vanhu vanogara vari mubishi yekurima nekusakura,vanogona vangozoona DNA crew yangosvika varipakati pemushando.hapana chinoshamisa apa,not everyone stays and works muguta.
@dorothychiremba222chiremba5
@dorothychiremba222chiremba5 4 ай бұрын
True that dear
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 4 ай бұрын
Amen to tat
@tendaibasera7421
@tendaibasera7421 4 ай бұрын
Chokwadi kumusha kunotogezwa manheru
@paulgupure
@paulgupure 4 ай бұрын
haa ngavageze apa kumusha mvura inongovakowo wani moreover vanga vachizviziva kuti kune vayenzi Va Mugabe , ungadawo kuonekwa uine chena netsvina here 5 minutes dzakatowandisa pakugezawo nekuzora mafuta. Vana vadiki ava tinoziva varimi asi hazvikonesi vanhu kugeza than preferring kuti mbembe nechena pa public
@MonalisaChakurangeyi
@MonalisaChakurangeyi 3 ай бұрын
​@@tendaibasera7421chokwadi kumusha kunoshandwa Shem.m
@brightmanmakoni595
@brightmanmakoni595 4 ай бұрын
The husband is a truly smiling assassin and respectful lad. The way he kept on referring to Tinashe as 'mukoma' is sweeter!
@missgee9252
@missgee9252 4 ай бұрын
And then the girl kept on saying "mmmhhh" I hate that shame
@PortiaMushave
@PortiaMushave 12 күн бұрын
True
@mrman_2001
@mrman_2001 4 ай бұрын
This young man is so respectful, ............ ndafara panzi Makaita Basa Mkoma ........💯
@callypofficial34
@callypofficial34 4 ай бұрын
Haa uku ndokune inonzi unconditional love chaiyo, the way these 2 are smiling so zvinodadisa,,can Tinashe Mugabe foundation do something for these 2 please.
@artwellzienderana8146
@artwellzienderana8146 4 ай бұрын
The girl is so inocent. She is realy African thats what we call proudly African natural at its level lets hope God help the small couples
@douglastshuma7139
@douglastshuma7139 4 ай бұрын
she is a real african woman,you can see that she didn't get much in life but her natural appearance is really astonishing,she is beautiful no make ups no skin ad-ons i like it
@TanakaHove-oo8lt
@TanakaHove-oo8lt 4 ай бұрын
Mwari inzwai munamato wangu komborerai couple ❤🎉 iyi
@Shadyyo-s3h
@Shadyyo-s3h 4 ай бұрын
Ulllyogjljlbyoqocza
@brightonmuyambi2643
@brightonmuyambi2643 4 ай бұрын
Ndibvumirana nami
@charitysithole7047
@charitysithole7047 4 ай бұрын
Tinashe let's donate to this couple...Dollar Foundation ngaitotanga wasimukewo mulife...
@mbizi4573
@mbizi4573 4 ай бұрын
That lady is stunningly beautiful. The smile is out of this world. Tembo makahwina apo 👏🏿
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
Samaita wedu. Vana Samaita is always respectful. That's in our DNA.
@mbizi4573
@mbizi4573 4 ай бұрын
@@godwinchiutsi9183 Ndezvedzinza Samaita! ❤️
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
@@mbizi4573 taurai zvenyu, soft spoken and lovely
@WinnerChats
@WinnerChats 3 ай бұрын
Samaita ine choice
@Mandidzv
@Mandidzv 4 ай бұрын
Flawless skin Mainin. You can’t even greet someone without being accused of cheating.
@stephennyemba3712
@stephennyemba3712 4 ай бұрын
Sister ava was very confident right from the start. She is one in a ‘million’ I didn’t pick a pillow to hide myself at results pronouncement. This is beautiful, va chiriko asi vanoverngeka senzungu, vamwe vazhinji ma grains e sugar. My brother you have a trustworthy wife. My sister keep it that way. Sometimes dzimwe dze hama dzedu dzino nyuudza.
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 4 ай бұрын
Kkkkkkkk bie wezhira nhasi akapusa
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 4 ай бұрын
Ndafara hangu, chengetanai Mwari ngavakurangarirei mune zvese zvamunoshuwira muhupenyu. Wadadisa girl child❤❤❤❤
@mazombemunyaradzi3476
@mazombemunyaradzi3476 3 ай бұрын
Mwana sikana wadadisa uye wanyadzisa vavengi. To the husband wagona kumira nemudzimai wako. Such a good couple endererai mberi nekudanana uye kuchemgeta mhuri yenyu munashe
@OttiliaMakwarimba
@OttiliaMakwarimba 4 ай бұрын
I love the way he kissed the wife
@libertymatope4899
@libertymatope4899 4 ай бұрын
Sweet couple I wish them the very Best
@zwananaidhlakama3134
@zwananaidhlakama3134 4 ай бұрын
We can beautiful cars nice homes, makeup to make us look over the top but true happiness is just but natural ❤❤❤❤
@joycemabanga488
@joycemabanga488 4 ай бұрын
It's the kiss 💋 for me may God bless this couple 🙏
@nestargandidzanwa7538
@nestargandidzanwa7538 3 ай бұрын
Welldone amai vangu Mamoyo madadisa❤
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 4 ай бұрын
Muscana akanaka uyu
@callypofficial34
@callypofficial34 4 ай бұрын
inhamo chete but akanaka hake mwana
@melodyzvimba7050
@melodyzvimba7050 4 ай бұрын
And akanaka mufunge
@NyashadzaisheZambuko
@NyashadzaisheZambuko 4 ай бұрын
@@callypofficial34 respect iwee
@AnjoJoy.
@AnjoJoy. 4 ай бұрын
Zvisina make up nefilter.
@rusiamarunga6962
@rusiamarunga6962 3 ай бұрын
Shuwa akanakisa
@gladysxaba5863
@gladysxaba5863 4 ай бұрын
Makoti akanaka
@SimbaBosha
@SimbaBosha 4 ай бұрын
Lovely confidence dzemwanasikana dzinodadisa she's innocent ,beautiful havana chipomerwa veguhwa imbomirai.God bless this couple.
@deekays96
@deekays96 4 ай бұрын
The way yavakabata shows true love ❤❤❤❤vanodanana Vana I pray to God Kuti pasawana anopesanisa this couple they are very innocent natural beauty to our girl❤❤❤ bmnini your smile is pure you are handsome mwanangu rambai makadaro genuine love❤❤❤❤
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 4 ай бұрын
She's natural beautiful without make up or bleaching.This is a good couple
@judeabeta8566
@judeabeta8566 4 ай бұрын
i just knew the results were going to be good ,i trusted the lady
@BarbraMadya
@BarbraMadya 4 ай бұрын
Mukadzi young and innocent
@peem-k9608
@peem-k9608 3 ай бұрын
she's a beauty queen, am so happy for them. God bless.
@abdelbensalem7056
@abdelbensalem7056 4 ай бұрын
That girl adadisa I loved the confidence! But mushow manga muchivhurwa hombe big statements 1. Baba mwana anenge akuenda naamai hangagare pamba pasiri pedzinza (Loosely translated to Pamba hapasi pa Game Park panochengetwa mhuka dzakasiyana) 2. Muzukuru wemusha mupostori isu hatiite zve DNA ndinozoita stress kana kuuraya munhu (Loosely translated to I have 15 kids with 5 women chances are some are not mine) 3. DNA man mune tungani 🤣 (Ndine 15 ahh hookay saka makachovha ka🤣
@wilbrodmadzura8456
@wilbrodmadzura8456 4 ай бұрын
Quiet, composed, confident and loving couple! Beautiful outcome, amhlope.
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 4 ай бұрын
She's beautiful ❤
@UserGmx-n8c
@UserGmx-n8c 3 ай бұрын
Sure akanaka muroora wedu
@mekong7529
@mekong7529 4 ай бұрын
His wife's laugh is hypnotizing
@AndrewVera-e7t
@AndrewVera-e7t 3 ай бұрын
May God bless this couple they're young and talk sense than vana mai kamutsambarafuta
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq 4 ай бұрын
Mainini muri beautiful ❤️❤️ kungoshaya chete 🫂🫂🫂
@jackiemusinga2392
@jackiemusinga2392 4 ай бұрын
Such a sweet and humble lady..all the best to this couple..thank you DNA man.
@siletamus2016
@siletamus2016 4 ай бұрын
Dry calm and collected. People should stop interfering withered two. Gaya vane mari chatisai vanhu ava.
@omegamutsvedu1050
@omegamutsvedu1050 4 ай бұрын
DNA Man mune zvivindi kugara mumazibhundo kudaro nemiti mucharumwa nenyoka. Musateerere makuhwa nyakufona vanovenga mukadzi uyu. Wadadisa mamoyo wangu
@mukomalavhu
@mukomalavhu 4 ай бұрын
Makambogara kumusha here?
@tigermaps9909
@tigermaps9909 4 ай бұрын
​@@mukomalavhuvabvunzeiwo cz taitovata umo
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 4 ай бұрын
Kkkkkk
@tendaibasera7421
@tendaibasera7421 4 ай бұрын
Nyoka inobvepi pachena ipapo
@brianchabvuka4257
@brianchabvuka4257 4 ай бұрын
Nyoka yacho ndiwe uchatoitumira zveee
@fadzaimachongwe1336
@fadzaimachongwe1336 4 ай бұрын
Haa the kiss is giving..lovely couple
@paulgupure
@paulgupure 4 ай бұрын
Lovely kisses
@MusiyiwaMutowo
@MusiyiwaMutowo 4 ай бұрын
Makoti is beautiful hope vanogara zvakanaka pamwechete ❤
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
I just wanted the confidence dzange dzina sister wedu. Thank you sister. After all you have a good and down to earth husband. This will be a good marriage. Thank you Tinashe for a weldone job. You have removed all the unnecessary doubt in this man.
@artwellzienderana8146
@artwellzienderana8146 4 ай бұрын
This young man looks small 23yrs people are getting married at early age. God have mercy on our children the poverty of Zimbabwe is making small boys and girls to become parents.
@gee9961
@gee9961 4 ай бұрын
Yeah 23 munhu anenge achiri mudiki zvekuti especially uchiri murume but kumamisha it's very normal musikana akatosvika 21 asati aroorwa anotonzi akurisa
@Countrychoice253
@Countrychoice253 4 ай бұрын
Times have changed Kana Idina mari you say poverty,Taibu got married at the same age and they was no poverty, I got married at 23 years too in 1995 my wife was 21 not out of poverty . It's unfair to be polarised,on social matters which have no data base for reference
@alfrednyatsambo5385
@alfrednyatsambo5385 4 ай бұрын
The lady has an innocent vibe from "the heart and Soul" a natural beauty.
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 4 ай бұрын
I am happy for this young couple, may God bless this young couple. Vanhu vegodo vaida kuparadza mhuri iyo zvino mwanasikana uyo adadisa chose.
@amandachitukura1730
@amandachitukura1730 4 ай бұрын
THE YOUNG GUY HAS RESPECT...CALLING MR MUGABE MKOMA
@yvonnemunando3562
@yvonnemunando3562 4 ай бұрын
Beautiful couple vanhu vemakuhwa vanoparadza dzimba dzevanhu
@joylinekwatiwani
@joylinekwatiwani 3 ай бұрын
Apa Gaya kuti ndimainini munin'ina wamai😂😂😂
@ShirleySichore
@ShirleySichore 4 ай бұрын
Lord bless this couple
@VikkiRajah
@VikkiRajah 4 ай бұрын
Well done girly. Wadadisa.. she is very beautiful
@DecieNyam
@DecieNyam 4 ай бұрын
I like this couple so much respect for each other❤❤❤
@Maphosa718
@Maphosa718 4 ай бұрын
The wife is beautiful❤ God bless this couple pasawana vanoda kuputsa
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 4 ай бұрын
May this young couple be blessed!🙏
@winnetchikunguru9604
@winnetchikunguru9604 4 ай бұрын
She is beautiful
@vanzskies89
@vanzskies89 3 ай бұрын
Smiling is a beautiful thing..
@TadiwaGaiko
@TadiwaGaiko 4 ай бұрын
Tinashe Mugabe foundation pliz help this young couple
@wellingtonmatongolity6275
@wellingtonmatongolity6275 4 ай бұрын
Well said sir with your compliments 🎉mukwasha
@CelestineMeza
@CelestineMeza 4 ай бұрын
Wadadisa mwana Sikana, baba namai mukure mu Nyasha vanangu
@takuec5513
@takuec5513 4 ай бұрын
Wise words from the old man. God bless him
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 4 ай бұрын
The lady is sooo beautiful 😍
@loicemagadzire3388
@loicemagadzire3388 4 ай бұрын
We are here to stay Bota to the people 😊
@PatienceMurahwa
@PatienceMurahwa 4 ай бұрын
Oh what a well mannered couple. The way they talk to each other and the way the husband addresses Tinashe is so good. I pray for happiness and peace in your marriage
@carolinekaverenga341
@carolinekaverenga341 4 ай бұрын
She is black beauty hake
@mbizi4573
@mbizi4573 4 ай бұрын
Black beauty ndokuti kudiiko. She's just beautiful
@PerinahManjoro
@PerinahManjoro 4 ай бұрын
The kiss is giving
@BelindaBanana
@BelindaBanana 4 ай бұрын
She more than beautiful
@samuelpolicia119
@samuelpolicia119 4 ай бұрын
Tokumbirawo lotions nekugadzira vhudzi for this young mother
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 4 ай бұрын
Such a young couple.....chengetanai henyu...soo happy with the results ❤❤❤❤
@takuec5513
@takuec5513 4 ай бұрын
I just smiled, God bless this couple. With your connections Mukoma Tinashe batsirai munin'ina wenyu with a decent job if he doesn't have please azvichengete nemhuri yake
@langelihlendlovu8038
@langelihlendlovu8038 4 ай бұрын
May our Good Lord abundantly bless your union wena satan uhambele kude le ungasondeli kulabantwana
@praisemoyo5865
@praisemoyo5865 4 ай бұрын
Drama zero rudo badzi badzi ❤❤❤❤,the couple is so LOVELY 😍.
@GraceMusora-n7s
@GraceMusora-n7s 4 ай бұрын
Bba vano sekerera havo 😊
@victorchiwara3888
@victorchiwara3888 2 ай бұрын
The wife is truly beautiful.
@CharityBeremauro
@CharityBeremauro 4 ай бұрын
Wadadisa mwanasikana🎉kadidiya nyaguhwa dzidza kutaura kwawaswera usiyane nevana
@Rene-u5r
@Rene-u5r 4 ай бұрын
Kkkk absolutely munhu wepi kuda kuvhiringidza hupenyu whevana. Devil on legs
@shepherdhungwe6283
@shepherdhungwe6283 4 ай бұрын
She is cute
@Marvellous-b4n
@Marvellous-b4n 4 ай бұрын
Nice couple, vemakuhwa imbomirai kuputsa imba yevana pliz. Thank you ne good advice Madzibaba.
@adrian.kmagombedze6800
@adrian.kmagombedze6800 4 ай бұрын
KaBlaz kakazvibatira baby rakanaka apa. Happy for you both
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 4 ай бұрын
The respect is top notch (Mkoma)❤❤❤
@itayijulia2237
@itayijulia2237 4 ай бұрын
Nice show, ma prefects nhasi hapana traffic zero nekuti no drama dai tanzwa nema Tinashe hee wakanganisa😅😅😅 dai wa dai. We love the drama isu 😊😊😊
@mbizi4573
@mbizi4573 4 ай бұрын
Dambudziko munofunga kuti criticism kushorwa. Ndozvinoita mabootylickers
@TimmyKnox
@TimmyKnox 4 ай бұрын
The girl is BEAUTIFUL ❤❤❤
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 4 ай бұрын
Madzibaba mune ruzivo runoumba Misha Mupositori wechokwadi.Chikoro chiripo but hakuzi kudz inyirira here.Thouvh you said anoda ngaende zvake kuDNA.Thanks daughter for being honest.Guys you are cool and have a great future!
@gee9961
@gee9961 4 ай бұрын
Kkkkk yeah but vane kakufanana madzibaba Ishmael
@tafadzwalazarusnyagato3549
@tafadzwalazarusnyagato3549 4 ай бұрын
Tinashemust have missed a point. The two agreed that the suspected old man only appeared after the birth of the child. So why the need of DNA? There are issues before pregnancy
@LawrenceZnkomo
@LawrenceZnkomo 3 ай бұрын
May the Lord bless this couple
@SaselamaniMax-rm6nw
@SaselamaniMax-rm6nw 4 ай бұрын
I admired this couple from the word go and was wishing a 99,99%, thank God it came the way. May the Lord lead their way ahead 😢
@daisychirambwi8758
@daisychirambwi8758 4 ай бұрын
Vaera Moyo ahoyiiii, madadisa amainini😊
@simbadexterganyo5722
@simbadexterganyo5722 4 ай бұрын
uyezvee havanyadzise
@TinotendaMugadzikwa
@TinotendaMugadzikwa 4 ай бұрын
Taura hako hatinyadzisi
@kudakwashebshekede9947
@kudakwashebshekede9947 4 ай бұрын
Beautiful couple. Kushaya hakutadzise vanhu kudanana kana vachidanana zvavo. Mwari akuropafadzei
@LindaKaringa-uk2bi
@LindaKaringa-uk2bi 4 ай бұрын
Ko team riye makatozongoramwa nhai mkoma Tinashe
@beatricekadungure7703
@beatricekadungure7703 3 ай бұрын
Shuwa riye team makazodii
@bluevein1666
@bluevein1666 4 ай бұрын
His wife is very beautiful even asina hake kupfeka zvinodhura. My prayer goes to them. Uyo mudhara anenge ndiye akakonzeresa DNA. Ndiye chete akaita guhwa.
@fylasmandaza1928
@fylasmandaza1928 4 ай бұрын
❤❤ndafara zvokuti What a beautiful young couple n they deserve best
@joylinechiteka8930
@joylinechiteka8930 4 ай бұрын
Vanodanana kani... beautiful family
@innahkativu3068
@innahkativu3068 4 ай бұрын
The woman is so beautiful
@dhobhagondo1776
@dhobhagondo1776 3 ай бұрын
Love is between two people and don't hear outside words ,God please help this Cople 🙏
@dorothychiremba222chiremba5
@dorothychiremba222chiremba5 4 ай бұрын
Mwanasikana adadisa 💯😇
@mukunguz
@mukunguz 4 ай бұрын
Beautiful vouplecmay God open doors for them
@Jeeperscreepers-s1j
@Jeeperscreepers-s1j 4 ай бұрын
Black is beautiful ❤️
@ChipoPasipanodya-w9n
@ChipoPasipanodya-w9n 4 ай бұрын
Happy for you young couple ❤
@blessingmapiku9831
@blessingmapiku9831 2 ай бұрын
Lovely couple uye tembo makazviwanira babe rakanaka chose
@rufaromatongo947
@rufaromatongo947 4 ай бұрын
Great advise from our Elder
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi 4 ай бұрын
You have a beautiful wife mfana take good care of her
@MuzvareShongaNemuseso-rj7br
@MuzvareShongaNemuseso-rj7br 4 ай бұрын
Thank you madzibaba ivai counselor we young family iyi kune vanoda kungoputsa ma marriage evamwe nekukuhwa
@Nenyasha1982
@Nenyasha1982 4 ай бұрын
Musango umo munorumwa nenyoka
@charlesmoyo4826
@charlesmoyo4826 4 ай бұрын
Shena mumakumbo kani . . . . shena vose vari two zvavo 😋😋💕💕😎😎
@gee9961
@gee9961 4 ай бұрын
😂😂😂😂 ndazvishayawo kuti nhasi bho here kuitira pasango
@tadumell842
@tadumell842 4 ай бұрын
Auntie nyaguhwa mukawana nguva mukwane
@ElizabethMabande
@ElizabethMabande 4 ай бұрын
She is so sweet
@nyaraikakuyu6446
@nyaraikakuyu6446 3 ай бұрын
This gel she is beautiful hake kungoty zvikwanisiro ndozvinenge zvichishota anwae congratulations musaterere vemakuhwa vanoparadza
@wellingtonmutsambi3627
@wellingtonmutsambi3627 4 ай бұрын
I saw love between the two
@atimutanner1955
@atimutanner1955 4 ай бұрын
Well-done Mr Mugabe ,bota family this couple is amazing
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 4 ай бұрын
Ooh my goodness. I was the same age when I got married..they look soo young. Nhasi tave 20 years tommorrow
TWISTED FATE DNA DOCUMENTARY : LOOKING FOR RELATIVES #tinashemugabe
50:50
The Closure DNA Show
Рет қаралды 129 М.
Когда отец одевает ребёнка @JaySharon
00:16
История одного вокалиста
Рет қаралды 6 МЛН
哈哈大家为了进去也是想尽办法!#火影忍者 #佐助 #家庭
00:33
THE CLOSURE DNA SHOW: S11 Ep 19 (UNODA VANGANI) #theclosurednashow #tinashemugabe
1:01:00
Ndakauraya Bishu Raigara Nemusikana Wangu
27:16
SlyMediaTv
Рет қаралды 35 М.
Shamva zvakare! Handichakuda iwe mukadzi
14:56
Manass-Chibanda
Рет қаралды 30 М.
TEZVARA WAPUTSA MUSHA WANGU Karanganda TV Mambo Mutasa
55:11
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 29 М.
Когда отец одевает ребёнка @JaySharon
00:16
История одного вокалиста
Рет қаралды 6 МЛН