Apostle Chiwenga on Mambo Dhuterere. What he could have said

  Рет қаралды 8,794

JCTV Africa

JCTV Africa

Күн бұрын

Пікірлер: 80
@ChipoMponde
@ChipoMponde 8 сағат бұрын
Uyu anozozvinyanya hake kana mazogara ,no one is safe mumaziso ake
@herbertshonhai1208
@herbertshonhai1208 2 сағат бұрын
How can I stop this page from appearing on my phone?
@otismarimo1762
@otismarimo1762 12 сағат бұрын
Tipewo magwaro anodaro, nhaimi Apostle
@EileenMaugara
@EileenMaugara 8 сағат бұрын
But marriage ine zera here.mudhara haagoni here kuroora musikana mudiki
@Metsireader2
@Metsireader2 12 сағат бұрын
Chiwenga uyu uuummmm mharidzo inomunetsa marriage ineinemakore nhai guyz tisadaro mulife iye chiwenga ngaataure nezvelife yake kwete yevamwe
@admiremufaroo
@admiremufaroo 11 сағат бұрын
@@Metsireader2 clip yemharidzo yatorwa from a more than 3 hours sermon. He was not talking about dhuterere. But his situation fits the teaching
@stanfordmurigwa9800
@stanfordmurigwa9800 11 сағат бұрын
Ko iwewe
@Metsireader2
@Metsireader2 8 сағат бұрын
@@admiremufaroo but haudxidzisi nenzira iyi kaaa kuroora mudzimai muhope hazvina kana bsa izvo hanzi nevakur chembere mukadxi kkk uye dhibha harina mhur, manje munhu anodzidzisa achinyeya mumwe hr nhai
@tasaratogazirebwa8842
@tasaratogazirebwa8842 6 сағат бұрын
Which scripture is this
@Olcool
@Olcool 15 сағат бұрын
I don't agree with this. Verse inoti age yemukadzi matters?
@Matue-bj6ej
@Matue-bj6ej 8 сағат бұрын
Makore haana basa chakaipa hu gevha hwa Madam chete ASI Mambo dhuterere Manga musingaizivi Nyaya iyiii 😮 chokwadi pamberi pa Mwari 😃
@selahvictor4315
@selahvictor4315 Сағат бұрын
If any Child of God is still listening to Chiwenga they need to repent and ask God for guidance to a true Bible believing Church where Christ is preached and worshiped in spirit and in truth
@Tessa-80
@Tessa-80 3 минут бұрын
Thank you
@kudakwashenyabando3409
@kudakwashenyabando3409 10 сағат бұрын
1 corinthians 1 v 18 For the preaching of the cross is to them that perish foolishness; but unto us which are saved it is the power of God. 19 For it is written, I will destroy the wisdom of the wise, and will bring to nothing the understanding of the prudent.
@LearnyGwaze
@LearnyGwaze 10 сағат бұрын
Mune dhotonya mumusoro umo apostle
@luckybeta468
@luckybeta468 8 сағат бұрын
In the eyes of God ukaona rataurwa statement iroro na Apostole
@gladiolye
@gladiolye 6 сағат бұрын
He never mentioned Mambo Dhuterere in his teaching. He never mentioned anybody’s name.
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 6 сағат бұрын
@@gladiolye That's what I said he would probably say this. Is this hard to understand
@LilianMack-my3wc
@LilianMack-my3wc 11 сағат бұрын
Imbwa irikuhukura chiiko inidzi chiwega fokoro duzvi chiwega. Zvinei newe urimbwa yemunhu. Unomboita. Ne zveiko iwe chiwega siya zveshoko rramwari fokoro wako chiwega imbwa yemunhu
@EdithMatimise-lz3lz
@EdithMatimise-lz3lz 12 сағат бұрын
Musoro weround sebhora
@markmunyukwi3721
@markmunyukwi3721 4 сағат бұрын
What is a marriage?Kudanana ndikokunodiwa it could minus or positive.kare kwakanga kusina .alone asi mhumhu we munhu waibatsira
@SinikiweToronga-sm5in
@SinikiweToronga-sm5in 14 сағат бұрын
Zvemakore avo hazvineyi nemi vana pambwa vanhu vajaira kugara makatarisa vanhu hupenyu hwavo
@Peter-jj9bs
@Peter-jj9bs 12 сағат бұрын
Arikunyeba uyu,tsvaga kuti mukadzi waNoah anga ane makore mangani
@admiremufaroo
@admiremufaroo 11 сағат бұрын
Where is it mentioned in the Bible
@davidkambiti3702
@davidkambiti3702 6 сағат бұрын
Ko zve ❤ zvine age here ?
@herbertshonhai1208
@herbertshonhai1208 2 сағат бұрын
Mutorerei Fon uyo
@SekaiMashingaidze-bj8ht
@SekaiMashingaidze-bj8ht 11 сағат бұрын
Age difference yavo haina kumbonyanya kukura zvekuti ingaite mbiri. Kana vanoparidza hazvisi right.leave the family alone.vamwe vanosiyana ne20years. Duterere don't listen to people about your love life.mukadzi chero achikuteerera ndoo zvikuru. Uye muine rufaro mumba menyu. Age doesn't matter enjoy your work and your life. Apostle vanotsoropodza vanotaura zvinoda kuti varambanise munhu wamwari anovaka kwete kuparadxanisa vanhu. Mweya mutsvene wakaburuka kuzozorodxa not to destroy.
@ElinaMoyo
@ElinaMoyo 10 сағат бұрын
Cakasiyana ne 2,years
@otismarimo1762
@otismarimo1762 12 сағат бұрын
Zvinebasa reyi izvozvo
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 8 сағат бұрын
Is it Godly to sacrifice a wife for fame nhaiwe Chiwenga? Musakanganwe kuti tinozviziva kuti makachekeresa
@mutsa573
@mutsa573 10 сағат бұрын
mashaya content here shuwa to focus on nyaya dzisina basa. siyanai nemakuhwa.
@Peter-jj9bs
@Peter-jj9bs 12 сағат бұрын
Mukadzi waLameck Baba waNoah anga ane makore mangani
@admiremufaroo
@admiremufaroo 12 сағат бұрын
Handiti unozviti wakachenjera. Tiudze kaaah iwe
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 6 сағат бұрын
@@admiremufaroo 😂😂😂
@Stepler55
@Stepler55 2 сағат бұрын
Aita repost this neaAkagadzira original matako enyu mese
@obertdani3920
@obertdani3920 11 сағат бұрын
Zvinei newe zvezera
@dobbsarthur2182
@dobbsarthur2182 3 сағат бұрын
Nothing wrong maben 10 ariyo
@TinoChipangura
@TinoChipangura 7 сағат бұрын
❤❤❤❤
@SandraMumba-vv5ir
@SandraMumba-vv5ir 16 сағат бұрын
Aaaaah 😅😅😅😅😅 baba ava vakudakuti vanhu varambene siyai vanhu vadanane aaah manetswa neyi
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 16 сағат бұрын
Hahaha 😂
@TerenceMukoora
@TerenceMukoora 6 сағат бұрын
Kana iwe usina kutenda shoko raMwari chingorambai muchidanana nevanha nekuti shoko rinoti musakandira imbwa zvitsvene zvaMwari Saka kana usiri mutsvene haungazvitambire plus Mwari haana problem nazvo asii once wangouya muhumambo waMwari haaa motofanha kuterera kuraira kwaMambo Hapana anopa instruction kuna Mambo Asi muranda ndiye anofanha kuterera kuraira kwaMambo Ndipeiwo one event yairaira muranda kuna Mambo
@TheChekas
@TheChekas 4 сағат бұрын
@@TerenceMukoora shoko ripiko nhaiwe
@TerenceMukoora
@TerenceMukoora 3 сағат бұрын
@@TheChekas the true word of God Ndati zvonii muimba yaMambo mune mutemo wawo Saka kana uchida kutedzera mutemo waMambo haufaniri kuupikisa Zvasiyana nehuhedheni hwekuti munhu anoroora munhu waada chero asiri mhandara kana kuti munhu muhombe kwaari izvozvo Mwari haana problem nazvo kana uchiti muhedheni asi kana wava mukingdom make ,,,imomo manje mune command hamuna negotiation Saka kana uri muhedheni hatina problem nemi Asi pinda muhumambo hwaMwari tione kuti unotedzera mirairo yaMwari here
@TheChekas
@TheChekas 2 сағат бұрын
@TerenceMukoora uri benzi rinongozvuzvurudzwa nachiwenga. Ndimwari wepi anoita mitemo yakaora kudaro
@richardgavaza3569
@richardgavaza3569 14 сағат бұрын
Ko age yapinda papi apa mukadaro muchiona Kut dzimba dzakavanda ndozvirimo,ivo varume vacho vanoda vakadzi vakuru
@JuliaMutsetse
@JuliaMutsetse 9 сағат бұрын
Zviri pavesrse ani izvozvo Musanyepere vanhu muchishandisa zita raMwari
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 9 сағат бұрын
Watch the full message
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 9 сағат бұрын
Watch the full message
@TheChekas
@TheChekas 4 сағат бұрын
@@JCTVAfricawhat message
@TheChekas
@TheChekas 4 сағат бұрын
@@JCTVAfrica dai full video. Chiwenga anongotaura pfungwa dzake, haana message
@RutendoMhondiwa
@RutendoMhondiwa 9 сағат бұрын
Zvemakore zvinei neMi chikuru rudo
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 7 сағат бұрын
Hazvina
@martinamukanya1200
@martinamukanya1200 11 сағат бұрын
Zvine basa rei zve age,thier age haina kunyanya kukura. Hameno vanoteedzera doctrine rakadai
@pastorjj5226
@pastorjj5226 8 сағат бұрын
Zvamwar azvid vamiriri blogger masiya nyaya
@EdsonAgere
@EdsonAgere 4 сағат бұрын
Haa musaita kurwisanisa vanhu, This page ndare mandere chaiwo. Ukaona achibwaira bwaira unoti rine nyaya svinu. Wy muchaitaso, Urisatani iwe , kuroorana kwapinga papi nenyaya iyi. Dzidza kuita kunge munhum Stop behavior yemupenyu u prove kti urichipoko chemubhu. Asi unonwa weti yenhunzi kani ,Rubish yemunhu
@noresthouseofficerenovatio4751
@noresthouseofficerenovatio4751 3 сағат бұрын
Hasha dzemunhu arikugara namai vake
@elliotmhandu3840
@elliotmhandu3840 3 сағат бұрын
Kkkkkk ayaaaaa , chibaba ichi
@fatimaduri9666
@fatimaduri9666 10 сағат бұрын
Iwe marriage yako yakamira sei
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 9 сағат бұрын
Inini here
@mrc6816
@mrc6816 12 сағат бұрын
Teacher of false doctrine
@admiremufaroo
@admiremufaroo 12 сағат бұрын
Tell us the true doctrine
@mrc6816
@mrc6816 11 сағат бұрын
@admiremufaroo where is he deriving this teaching? Maybe we can start from there
@admiremufaroo
@admiremufaroo 11 сағат бұрын
@@mrc6816 when you have the light you show it and not try to dig deep in the proposed falsehoods. Adam older than Eve Abraham older than Sarah Christ older than the Church. We follow the doctrine of the husband and wife as exemplified in scripture by them who were before us.
@mrc6816
@mrc6816 10 сағат бұрын
@@admiremufaroo and then where in the bible did God address the issue of age difference explicitly. Remember everything that God wants for pipo to do has been written even without interpretation.
@TarisaiBhiri
@TarisaiBhiri 5 сағат бұрын
There's no specific age gap mentioned but according to divine order the husband must be older than the wife I am not a member of JRM by the way​@@mrc6816
@TendaiÇhizvo
@TendaiÇhizvo 2 сағат бұрын
Fokofu
@markmunyukwi3721
@markmunyukwi3721 4 сағат бұрын
Lie
@michaeltanaka2702
@michaeltanaka2702 15 сағат бұрын
Apostle Chiwenga varikubhaiza. He is representing his personal ideas as if they're divine laws of God. Tamar akatonzi amirire kugarwa nhaka nemwana waJudah anga achiri mudiki. Gen 38: 11 Judah then said to his daughter-in-law Tamar, “Live as a widow in your father’s household until my son Shelah grows up. Tamah was made to wait for the young boy to mature. So, we have a scenario in the Bible in which marriage of a man to an older woman was viewed as morally tenable. Chiwenga seems to be losing it by the year when it comes to sound biblical exegesis. This is not it. JCTV Africa you have to reconsider you made a mistake following this man. Teera Jesu kwete this man. He is a man, ane nguva yekurasika like all of us. But Jesu haakurasisi.
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 15 сағат бұрын
But who married her first. Note the brother was to sir a seed for his deceased brother not to make her wife
@stephenmandivinga5743
@stephenmandivinga5743 14 сағат бұрын
There is something missing panyaya yaTamar. I have a question for you was Tamar going to be the only wife of Judah's son ... if not why Judah"s son was expected to marry a wife for himself and the other question what why was Judah"s son required to take Tamar in.
@michaeltanaka2702
@michaeltanaka2702 14 сағат бұрын
@@JCTVAfrica "But who married her first. Note the brother was to sire a seed for his deceased brother not to make her wife" -> -no, my elder brother you have gotten it a little bit wrong. only a little bit. 1. the tradition of inheriting the wife of a brother was considered a proper marriage. the inherited woman was considered a legitimate "wife" to the man who would have inherited her. The evidence is below: Matt 12: 23 - >Therefore, in the resurrection, when they rise, whose wife will she be? For all seven had her as wife.” (context: Sadducees were asking Jesus about whose wife the woman would belong to at the resurrection if she has been inherited by the brothers successively.) So, it's clear from the context that wife inheriting was considered a legitimate form of marriage. This is shown by the closing statement, "For all seven had her as wife." (as wife). 2. so if God considered such a scenario as marriage, and we see the prospect of a younger man inheriting an older woman which is considered a legitimate form of marriage it stands to logic that God would not be averse to younger men marrying older women in the other forms of marriages available. God is consistent. I've defended the biblical position on this topic with verses and correct context. Give me the verses supporting Chiwenga's views and the context as well. I'm pretty sure you'll find none. I know you love the guy my elder brother but I think God is showing you to put your trust in Scriptures rather than those who purport to interpret them. Don't trust this man. He is only a man. Achatoita mazuva ekurasika. Even Peter the great Apostle of Jesus was visited by times of losing his way in the Lord. So, trust Jesus only and the right interpretation of Scriptures.
@michaeltanaka2702
@michaeltanaka2702 13 сағат бұрын
@@stephenmandivinga5743 there's nothing missing panyaya yaTamar. the point is clear that the Jewish culture accepted marriage of younger men to older women as legitimate, period. Chiwenga's position is biblically null and void. zvimwe zvese izvo takutorasa musoro wenyaya.
@michaeltanaka2702
@michaeltanaka2702 13 сағат бұрын
even tikasiya Bible (as i've demonstrated with verses), African tradition is aligned with the Bible on this aspect - Chembere mukadzi, hazvienzani nekurara mugota. Maiti vakuru vakare vaidhomoka here, izvo zvavaireva zvirikupindirana neBhaibheri? Chiwenga is wrong on this one.
Musician and Songwriter Winky D In Conversation with Trevor
56:55
In Conversation with Trevor
Рет қаралды 279 М.
Cat mode and a glass of water #family #humor #fun
00:22
Kotiki_Z
Рет қаралды 18 МЛН
Beat Ronaldo, Win $1,000,000
22:45
MrBeast
Рет қаралды 148 МЛН
Mai Vale and Family meets the Harare Mayor
10:31
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 6 М.
Шеф. Кинокомедия 2024. Все серии подряд
2:56:30
Spiritual Spectacles exposes wife-Prophet T Freddy 2019
16:37
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 418 М.