Apostle T Chiwenga Dangerous Prophecy Munhu wese akapihwa mota na Sir wicknel akatengesa soul 😭

  Рет қаралды 92,718

Zim Reality Eye tv

Zim Reality Eye tv

Күн бұрын

Пікірлер: 304
@Tatita-yl2mh
@Tatita-yl2mh 4 ай бұрын
God bless u Apostle Chivenga nekutaura chkwadi
@LeonMasomera-jg4mk
@LeonMasomera-jg4mk 4 ай бұрын
Amen😊
@PatrickMandiopera-xn2tf
@PatrickMandiopera-xn2tf 4 ай бұрын
I do agree 100% with prophet!
@munyaradzichiunye
@munyaradzichiunye 4 ай бұрын
Chiwenga is right, we have to be very careful with the things we receive. Yes we know kuti i mari ye nyika and vanhu vacho vari kupihwa they have already a means of production. People are dying in Hosp kushayiwa even paracetamol, x-ray etc
@InnocentKawuyani
@InnocentKawuyani 4 ай бұрын
Imari yenyika yakabiwa saka wese akapiwa Mota ave kurarama ari pasi pechituko
@MolleenGomo
@MolleenGomo 4 ай бұрын
Church iyi ndichaisvaga hangu next pandichadzoka mu Zimbabwe inobatsira cause inopa huchejeri futi
@rhodhachiumburu
@rhodhachiumburu 4 ай бұрын
Iwekani taura zvako unovhurwa njere shuwa
@rumbidzaitaruwona3957
@rumbidzaitaruwona3957 4 ай бұрын
The church is all over the world dear
@puritymoyo3933
@puritymoyo3933 4 ай бұрын
For the first time i agree with him he is telling the truth ofcouse i dont like him but on this i take his side
@evermoremarekera413
@evermoremarekera413 4 ай бұрын
Very true they sold their souls to the devil who doesn't know thata ZANU PF they are of dark world
@takundasigauke9968
@takundasigauke9968 4 ай бұрын
Nyaya yekuda zvinhu iyi ka vanhu regai
@mgta.2219
@mgta.2219 4 ай бұрын
Its true and very true. There is nothing for free except sunshine.
@EstellaChikudza
@EstellaChikudza 3 ай бұрын
Ukagoufambira wani mushana wacho
@MangalisoChukera-jb2pn
@MangalisoChukera-jb2pn 3 ай бұрын
True if you see something coming for free sometimes it's not worth it
@eugainzvapera4269
@eugainzvapera4269 3 ай бұрын
It's true, check now Nicholas Zakaria is not feeling well now. Now satanic can do like Bluetooth ngatichangamukei
@margaretmoffat4701
@margaretmoffat4701 4 ай бұрын
I love the way he put it out thank u
@NaomeMagara
@NaomeMagara 4 ай бұрын
Amen and amen I salute you prophet Chiwengwa
@paulgupure
@paulgupure 4 ай бұрын
zva wickinero ndezveurombwa izvo i agree with you apostle
@IshmaelMhandu
@IshmaelMhandu 2 ай бұрын
Hazvisi zveurombwa ndekuba
@LettwinshelterMarurike-cd9ki
@LettwinshelterMarurike-cd9ki 4 ай бұрын
Apostles Chiwenga is right
@talita88862
@talita88862 3 ай бұрын
You're making sense, its not normal
@Mchilowamakhosikazi
@Mchilowamakhosikazi 4 ай бұрын
Kana ini l agree with this mota idzi muchademba nadzo hapana kuchena
@wisemanchibaya-ge6kl
@wisemanchibaya-ge6kl 4 ай бұрын
D j shout out to u bro especially your last words for just reminding people to follow the ministry where you took this content, i like your words bro Jesus ndiye muponesu wedu
@ZimRealityEyeTv
@ZimRealityEyeTv 4 ай бұрын
Thank you bro
@MuanetaPedziMoises-c2w
@MuanetaPedziMoises-c2w 2 ай бұрын
Chiwenga ari muche❤
@ChelsieMuwirimi-nz9ir
@ChelsieMuwirimi-nz9ir 4 ай бұрын
Amen Apostle,vhurai vanhu meso vaone zvakawanzika
@AnywhereAgaya
@AnywhereAgaya Ай бұрын
0:55 😂😂😂😂
@samsonmatsikachando7207
@samsonmatsikachando7207 4 ай бұрын
Rombe Vagabond 🎉🎉🎉 thanks again
@jnyoni9951
@jnyoni9951 4 ай бұрын
The truth the God sent man of God sent to speak for the voiceless
@AshtonMusvazvi
@AshtonMusvazvi 4 ай бұрын
Thanks apostle chivenga ne nyaya yakanaka , good advice ,kudai ari kuvaka zvipatara nekutenga mishonga ndino funga kuti nyika dai ye Zimbabwe yave number 1
@MarlonTinashe-pz9qd
@MarlonTinashe-pz9qd 4 ай бұрын
Well said this guy always tells the truth 🙏🙏🙏🙏
@malomuzondo4793
@malomuzondo4793 4 ай бұрын
Madungwe akatengesawo here soul iye ari heavenly commander 😅
@Bryton-fl4io
@Bryton-fl4io 4 ай бұрын
Spark ukuda kupiwa mota here coz I see uriku attaka Chiwenga
@martinsuliya9666
@martinsuliya9666 4 ай бұрын
Amen Amen man of God,this is the truth
@HonestMajuta
@HonestMajuta 3 ай бұрын
Tell them truth Apostle Chiwenga
@PerpetuaChinhamo-i9v
@PerpetuaChinhamo-i9v 4 ай бұрын
Taurayi zvenyu Mr chiwenga .
@LucyChitovhoro
@LucyChitovhoro 4 ай бұрын
Amen that's true wicknell akaromba uyo why achitadza kubatsira vana mbuya arikutambura kumamisha uko chikafu nedzisipo dzekugezesa hanzi chaunotsvaga neropa chinokudzokera neropa nxaa
@adlophmadzivanzira3139
@adlophmadzivanzira3139 4 ай бұрын
Muchiri kubvuma muna spiritual mom here😂😂😂😂😂😂😂😂😂.........usaudzire vanhu kuti vararame mafungiro ako.......usanyepere vanhu ana baba vedu vainokumbira but vanhu manga musingazvione vamwe vaitora chimbanzo spiritual mom😂😂😂😂😂😂
@IrineMasese-pp3ro
@IrineMasese-pp3ro 4 ай бұрын
Cheap things are expensive mazuvano asi wicknel akambomira kupa vanhu mota
@munyaradzimafori3534
@munyaradzimafori3534 4 ай бұрын
Ndozvinoita kurwaiawa muchechi imomo ngairambe mari yaanopiwa nevamwe varume tione akaparidza mangwana
@AdijaKasigere
@AdijaKasigere 3 ай бұрын
wataura moto
@munashemupa3337
@munashemupa3337 4 ай бұрын
I agree 100% with the prophet.
@WishmoreChairmanMulawu
@WishmoreChairmanMulawu Ай бұрын
Powerful said Pastor❤❤❤more love to you ❤❤❤make them know 😂
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 4 ай бұрын
Liqiniso noma ngingahlala endawen embi ngeyami good pritch godbles
@davidsonmutasa-uq9im
@davidsonmutasa-uq9im 3 ай бұрын
Shadaya chiBaba, he preserves his dignity.
@susanBwanyire
@susanBwanyire 3 ай бұрын
Thats exactly how I felt . I believe that those people sold their souls to the devil.
@ruthpartridge6314
@ruthpartridge6314 4 ай бұрын
Truth has been spoken 👏
@ZANDIJOHNSON
@ZANDIJOHNSON 4 ай бұрын
Moyo muchena wake kupa vanhu mota chi??? Hurombwa uripo
@ttfam8742
@ttfam8742 4 ай бұрын
I'm not a WOG asi pandakaona maitirwo azvo ndakabva ndangoziva kuti pane vatovemo muDevil's Kingdom vasingazive
@mgta.2219
@mgta.2219 4 ай бұрын
True
@LizzieMuzeba-hk7hi
@LizzieMuzeba-hk7hi 4 ай бұрын
Haaa uyu anopenga uyu ko kumboparidzawo usinga nyombe vanhu unobvei. Ndizvo zvichakushaisa Denga izvozvo problem vanhu vakaita chifundisi chokudzidza munedambudziko ivai necalling not kungotuka vanhu paridza chokwadi choumambo not mazita evanhu
@Tinashe-f4s
@Tinashe-f4s 3 ай бұрын
Pamwe mitauro yakahwanda,mota dzaingopihwa vekuchechi kubva kare
@traversande302
@traversande302 3 ай бұрын
Kana dzichibva kuZanu pf imota dzavo ,those musicians were used on national galas paTime yajonathan moyo
@PatienceNyahumbare-e7j
@PatienceNyahumbare-e7j 4 ай бұрын
Amen vanhu shandai Mudye cheziya
@EnockKajiwa
@EnockKajiwa 3 ай бұрын
Murume uyu zvaanotaura hazvienderane nekuparidza shoko ramwari pakuparidza shoko ramwari hazvidi kuparidza munhu ngaangoparidze zvinoendesa vanhu kudenga kwete kuparidza munhu.
@Ckm32161
@Ckm32161 3 ай бұрын
Chokwadi ichocho varume ngatidzidze kuzvishandira
@SimeleniNhavura
@SimeleniNhavura 4 ай бұрын
Ichokwadi chaicho, munyika hamuna mishonga muzvipatara. Zvakakosha avakise zvipatara, zvikoro etc. Panenyaya yevasikana vaviri vekuTriangle Uswaushava vaida rubatsiro asi haana kukwanisa kuvabatsira asi achipa vanhu vanokwanisa kuzvitengera mota What's that?
@susanchikuni1818
@susanchikuni1818 3 ай бұрын
If we had more of people like apostle Chiwega we would have been in a better Zimbabwe
@phillipmufuya2481
@phillipmufuya2481 3 ай бұрын
Chiwenga anopenga.tell me one person akanzi naChiwenga anoita zvakanaka..anozviisa pachigaro chaMwari he is aconfused man .
@crunchyfoods4375
@crunchyfoods4375 4 ай бұрын
Kudziya Moto wembavha nekudya chabiwa kkkkk pedzisai
@brianchatonda3756
@brianchatonda3756 2 ай бұрын
Be mindful of your comments kana vanhu vaMwari vachitaura.
@BerlinHandris-id8dz
@BerlinHandris-id8dz 3 ай бұрын
Tokumbirawo Mari yenyika VaChivhayo😅😅😅😅😅
@emmaculategumbie7407
@emmaculategumbie7407 4 ай бұрын
Yakanzi Imari yenyika yambotanga Hanzi yasatani varikumboti chii ko baba Ava kwakutotora nguva preaching about zita re munhu then what zvozodii nhy imi nhy imi
@SharonMuromba-pu6ku
@SharonMuromba-pu6ku 4 ай бұрын
Apa shoko rikutendwa apa nderipi manje nonsense dzega dzinotaurwa nemurume uyu
@ItaiMatola
@ItaiMatola 2 ай бұрын
Mukamboti akaromba mochinjazve Moti imari yenyika kkkkkkk ndimi musina kutokwana
@SoulMudukuti
@SoulMudukuti 4 ай бұрын
Hapana kubatsirika apa uyu munhu wamwari anofsnirwa kubvisa satanism yacho manje kans achingotaura stupid words dzisina batsiridzo ndiye postor anongotaura same nemaporofita anongoona but asina kundiso
@Chadyaniki
@Chadyaniki 4 ай бұрын
Gabby is No. 5, but there is no Gabby. edit cut.
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 4 ай бұрын
Chokwadi chaicho ndepapi pamakaona achibatsira varombo arikuda vanemari kare
@PhillimonKasitomu
@PhillimonKasitomu 3 ай бұрын
That's true 😂. Vakatengesa ma souls avo Kuna Satan chokwadi
@PhillimonKasitomu
@PhillimonKasitomu 3 ай бұрын
That's true 😂. Vakatengesa ma souls avo Kuna Satan chokwadi
@tsuerealities9525
@tsuerealities9525 3 ай бұрын
I don't like this man but on this one l consider his side
@TafadzwaNyatito
@TafadzwaNyatito 4 ай бұрын
Vakarombeswa nachivhayo avo zvichabuda pachena soon
@Threshingfloor-nf2jc
@Threshingfloor-nf2jc 2 ай бұрын
Rombe definition inoti netsei kana mari iri yako, sometimes giving is someone's dream there we can't judge.
@phillipmufuya2481
@phillipmufuya2481 3 ай бұрын
Ngaadzidzise vanhu kwete kuti nhingi akaromba kana kuti kudii.
@phillipmufuya2481
@phillipmufuya2481 3 ай бұрын
Ngaadzidzise vanhu kwete kuti nhingi akaromba kana kuti kudii.
@lynnerocky4742
@lynnerocky4742 4 ай бұрын
Amen thank you apostle Chiwenga
@PraiseHatsu
@PraiseHatsu 4 ай бұрын
notamba nechokwadi and ngirizi yake inonzi ngiroziyezvokwadi
@nomvulaconstructioncompany5909
@nomvulaconstructioncompany5909 3 ай бұрын
Iwe urikutiipa videos yacho why uchi comment wega mira titaure isu
@LeonardJoe-s9o
@LeonardJoe-s9o Ай бұрын
Munhu vamwari ari kutaura chokwadi dai kavaka zvipatara vane kutengeramunhu one mota
@goredemazvidzai2933
@goredemazvidzai2933 4 ай бұрын
Chiwenga he is jealous
@patiencenyamushanya1879
@patiencenyamushanya1879 4 ай бұрын
Ini zvangu ndoda kuti Chivhayo ambotumawo Victor kuna apostle... Timboonawo zvedu zvonoitikaa🙄
@EileenMaugara
@EileenMaugara 4 ай бұрын
True apostle ichokwadi
@JosiaJosia-o4i
@JosiaJosia-o4i 29 күн бұрын
Ichokwadi munhu wamwari tawurirai nyika izive
@lynnolkatsindi9738
@lynnolkatsindi9738 4 ай бұрын
Idzo dzinongoda kumarana nevanhu kuparidza shoko chairo kunomunetsa
@Silindiwe
@Silindiwe 4 ай бұрын
Yoo satanism around
@kennedymashamba6593
@kennedymashamba6593 4 ай бұрын
iwewe dj sparks usatore side, don't comment
@susanchikuni1818
@susanchikuni1818 3 ай бұрын
But ndakazvitaura kuti vanhu vatengasa ma souls avo shame
@SintaraTimothy
@SintaraTimothy 4 ай бұрын
Anopenga uyo munhu anoudzirwa her pa Mari yake
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 4 ай бұрын
Hakuna chemahara pasi pezuva pano chero mozogara
@SharonMakasi-lv1jo
@SharonMakasi-lv1jo 4 ай бұрын
amen Apostle...that's very true
@johntaranhire2884
@johntaranhire2884 4 ай бұрын
Chieenga chibaba.. iwee enda unotora hako haaaaa sando
@TsirayiNyamunda
@TsirayiNyamunda 3 ай бұрын
Hapana satanism apa vanhu dzidzai kupatsanura zvinhu
@tapiwataruvinga8925
@tapiwataruvinga8925 3 ай бұрын
Ko imbo vvadaidzai vakapihwa maAkwa kuti vaka syna ma deal api
@PriscilaKarimanzira
@PriscilaKarimanzira 3 ай бұрын
But inini hangu ndakazviona vanhu kuda zvemahara
@EdwinTinashemagwenzi
@EdwinTinashemagwenzi 3 ай бұрын
Kwaakaiwana chero nesu tokuziva
@standleychauke2885
@standleychauke2885 4 ай бұрын
Uuuuuuuuuuuum i used to disagree and agree with chiwenga, but on this issue of cars he is on point, if a man ask for a car from another man definitely the family is in the hands of uncertainty, imagine Macheso begging for a car
@TafloewZekah
@TafloewZekah 3 ай бұрын
Chokwadi chongoda vanenzeve vanzwe
@MoreMdeke
@MoreMdeke 2 ай бұрын
Straight ...ajunga.........nechigunwe
@tsitsikampira1011
@tsitsikampira1011 3 ай бұрын
Kuda zvinhu regai vatengeswe
@LynetteChakabuda
@LynetteChakabuda 3 ай бұрын
It makes sense
@PrideNtini-b5h
@PrideNtini-b5h 3 ай бұрын
Aitaura chokwadi mchinda uyu
@UsmanGujjar-z6u
@UsmanGujjar-z6u 3 ай бұрын
It's true😢
@MonicaNdondo
@MonicaNdondo 3 ай бұрын
I feel sorry to chapy she is the one who said ndange ndakunyara kupaka mota yangu kumbeei nekuti haichaite now ndakupaka kumberi nekuti ndane benz yandapiwa nasir wick .apa ndichifarira kugara mbeei ndakapfeka slipas muchurch handimbozvitarise kuti vanhu vanonditiii
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 3 ай бұрын
Kapiwo kakatochekereswa kare ako
@mugambiwatonderai5424
@mugambiwatonderai5424 4 ай бұрын
tnx apostle i was waiting for this
@AgreementMpofu
@AgreementMpofu 3 ай бұрын
Mpfana ataura chokwadi uyo
@AmosGoliate
@AmosGoliate 3 ай бұрын
𝑡𝑟𝑢𝑒
@SolomonMuchiziyi
@SolomonMuchiziyi 3 ай бұрын
Kkkk kapfupi ari kuzvinzwa hre
@michellezivai5497
@michellezivai5497 4 ай бұрын
asi akutii achapihwawo kani 😅😅
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 4 ай бұрын
Amen Prophet panoti pako ndizvo chero iri yematanda
@EmilyNyangumbe
@EmilyNyangumbe 4 ай бұрын
Chokwadi ndochataurw ichi
@NelsonChipere-mn9kf
@NelsonChipere-mn9kf 4 ай бұрын
Kkkkkkkk
Wife Material Manyama ndokunonzi kuvhura hombe.Church yese yabata muromo nekunyara -Prophet T Freddy
11:01
Sekuru Kanengo NaMadzibaba Elias Woratidzana Masimba
7:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 88 М.
The joker favorite#joker  #shorts
00:15
Untitled Joker
Рет қаралды 30 МЛН
ДЕНЬ УЧИТЕЛЯ В ШКОЛЕ
01:00
SIDELNIKOVVV
Рет қаралды 2 МЛН
Apostle T.F Chiwenga.Ekron
1:58:00
Jesus Revelation Ministries
Рет қаралды 319 М.
Anofenda aona kuti munin'ina wake anenhumbu yemurume wake ine 6 months-Prophet T Freddy
9:03
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 245 М.
President Mnangagwa Vobuda Pachenena Matengesero Avakaita VaMujuru
9:45
Point 5 Creative Studios
Рет қаралды 160 М.
Nei varume vachibatwa vachiita mjolo by Apostle Chiwenga
16:39
JCTV Africa
Рет қаралды 17 М.
You can Fight Chamisa Not God 2025 Prophecy by Dr Ian Ndlovu
15:21
Current Affairs
Рет қаралды 22 М.