No video

Sekuru Kanengo NaMadzibaba Elias Woratidzana Masimba

  Рет қаралды 85,667

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 352
@johnamakavi3171
@johnamakavi3171 4 ай бұрын
I stand with sekuru Kanengo coz havarombese, varikutobvisa hurombwa Wadenha mago
@user-si5zq2li6u
@user-si5zq2li6u 4 ай бұрын
True
@letstalk5104
@letstalk5104 4 ай бұрын
Unogara nawo here
@wellingtonmasuka
@wellingtonmasuka 3 ай бұрын
Usatinyepera iwe hakuna n'anga isingarombese kutonzi n'anga kureva kut anoziva yese mishonga yakanaka neyakaipa
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 3 ай бұрын
Same here
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 ай бұрын
Hakuna anobvisa xvikwambo asingagone kurombesa.
@user-zz8hv7wc5h
@user-zz8hv7wc5h 4 ай бұрын
Moto mugomo Kanengo team ❤❤ ndovimba nayo Kanengo moto unopisa
@rambochauke710
@rambochauke710 4 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkkkkk 🔥 🔥 🔥
@livingstonechinakidzwa7477
@livingstonechinakidzwa7477 3 ай бұрын
Haaa musatambe nemuPorofita kana mazogara anyway regai tione kwazvosvika
@HygieneDhasayi
@HygieneDhasayi 2 ай бұрын
regai tikuudzei musafananidza mweya mutsvene nemweya werima hapana rima parakambokunda chiedza. Don't compere munhu waMwari nemunhu anoshandisa zvinhu zvakafa kudhara
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 4 ай бұрын
Ini ndofunga akaenda kun'anga ikamunyepera kuti ndini sekúru Kanengo kwete avo vatinoziva,madzifather becarefu
@lindytv3075
@lindytv3075 4 ай бұрын
My thoughts exactly
@user-kb7fv6wi2w
@user-kb7fv6wi2w 4 ай бұрын
Why are u defending kanengo don't take n'anga as God
@user-di1oi3kd3x
@user-di1oi3kd3x 4 ай бұрын
@@user-kb7fv6wi2w iwe kasi urimuroyi sekuru kanengo havarombese enge mwari anotoziva kt tinemadzinza edu anotitungamira saka kana usingazivi chivanhu better unyarare
@letstalk5104
@letstalk5104 4 ай бұрын
​@@user-di1oi3kd3xzvanoita pasiri pacamera unozviziya here
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 3 ай бұрын
Elliyasi arikutsvagawo kuzivikanwa nenyoka ndokuzotenga baba ava .....TATEGURU KANENGO musabviswe hunhu chimiro chiremera nevakoma vavori ava....itayi basa renyu TATEGURU ndiyo inonzi miyedzo ragai aite zvaanoda MWARI wedu havarare.....MAKATIKOSHERA TATEGURU KANENGO❤
@DailyChristianRap
@DailyChristianRap 4 ай бұрын
Vakuti kanengo muhombe kunge inini gather here
@ensoo381
@ensoo381 4 ай бұрын
Kanengo 2 è fullest ❤❤❤❤
@sylviamwauyandiani669
@sylviamwauyandiani669 3 ай бұрын
​❤❤❤❤❤❤ see
@user-sf9kn1zs1s
@user-sf9kn1zs1s 3 ай бұрын
Kuva muhombe doesn't make any sense cz the person waakunetsana naye is not the person akataura kuti wakapiwa nakanengo asi waakapa ndiye akataura nezvaKanengo wacho
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 3 ай бұрын
❤❤❤❤
@livingstonechinakidzwa7477
@livingstonechinakidzwa7477 3 ай бұрын
Pakurombesa kaa
@SaselamaniMax-rm6nw
@SaselamaniMax-rm6nw 4 ай бұрын
Kanengo vane moyo, dai akazviitira Tasvu kutaura kudai kwapedzwa kuviga munhu tichitoverengera mazuva e Nyaradzo
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 3 ай бұрын
True
@PatienceMasenda-tv8hl
@PatienceMasenda-tv8hl 3 ай бұрын
True taura hako iwe dai takutoverenga kuti takuenda ku Nyaradzo
@PatienceMutsipa
@PatienceMutsipa 4 ай бұрын
Dzese in'anga idzi kuhwanda negemenzi chte Kanengo agara akabuda pachena kti inanga Elias uyo be careful
@DailyChristianRap
@DailyChristianRap 3 ай бұрын
🤣🤣🤣GB ku hider last seen
@godfreematsica4937
@godfreematsica4937 3 ай бұрын
Taurai henyu ,dzese in'anga
@user-kb7fv6wi2w
@user-kb7fv6wi2w 4 ай бұрын
Anoziva chonzi world here mupengo uyu. Anywhere mese muri n'anga pedzeranai
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 3 ай бұрын
Eriyasi dako rako tseki mupfanha ndiwe haunamate iwe.i stand with Kanengo chero zvidii. Kanengo to the people ❤❤❤
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 4 ай бұрын
Madzibaba Ellias ngavatìkwanire vasasvibisa Sekuru Kanengo handisati ndambonzwa muporofita anopiwa mweya wekuti kuromba manyepo ayo ndivo vakatenga munhu iyey😢
@user-si5zq2li6u
@user-si5zq2li6u 4 ай бұрын
Mmmm madzibaba VAkanganisa
@user-ww2wc8gd1s
@user-ww2wc8gd1s 3 ай бұрын
Kana uchishandiswa neMweya mtswene haudi zvehondo asi peace and love. This shows me that Kanengo and Elias are using same spirit though from different sources. A true Godly prophet haasi wekuita zwakaipa asi zwakanaka.
@calistomunditi7960
@calistomunditi7960 4 ай бұрын
Kanengo woyeeeeeeeee team kanengo ngatisanganei kkkk tumadzibaba tunoita matoto
@BrentonHakunavanhu
@BrentonHakunavanhu 7 күн бұрын
tiripo ❤❤❤❤❤
@user-vc5gl1rh4k
@user-vc5gl1rh4k 3 ай бұрын
Muzim hatimisw nana Godobori isu 🙏🙏🙏
@user-mt7xu4yu3h
@user-mt7xu4yu3h 3 ай бұрын
Godo bori ndochiii isu totenda namwari
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 4 ай бұрын
Pawangoti madzibaba ndabva ndaziva kuti hapana zviripo
@user-ox5py6ph3n
@user-ox5py6ph3n 4 ай бұрын
I support sekuru kanengo ,vana madzibaba mboko idzo vanobata magora kut vaporofite
@getrudebwerinofa8717
@getrudebwerinofa8717 4 ай бұрын
How sure are you kut sekuru kanengo vanorapa nemudzimu or zvikwambo???
@wellingtonmasuka
@wellingtonmasuka 3 ай бұрын
Vanhu ava vakafanana
@HanaPhiri
@HanaPhiri 3 ай бұрын
Exactly
@spencerelton7433
@spencerelton7433 4 ай бұрын
KANENGO TEAM FOR LIFE🎉
@user-di1oi3kd3x
@user-di1oi3kd3x 4 ай бұрын
Madzbba ava vakufarisa manje munhu wavarikumaranzura uyu ini hangu handione sekuru Kanengo vanechakaipa kasi ziElias iri roda kusvibisa basa rasekuru Kanengo
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 3 ай бұрын
Point
@gracemupita1801
@gracemupita1801 4 ай бұрын
Kkkkkkkkk ini ndiri ku side kwa sekuru Kanengo
@chipomashozhera8719
@chipomashozhera8719 4 ай бұрын
Nxaaaaah sit down madzibaba Sekuru KANENGO mudhara
@josephgapirakb
@josephgapirakb 4 ай бұрын
ana Madzibaba awa matuzvi wanonyeba
@CelesaniMahlangu
@CelesaniMahlangu 3 ай бұрын
Apa ndimi futi munotiza mumba Synagogue moenda kunoshandirwa muchitiza huroyi hwekumanzinza enyu makuti Haaa ndomira naKanengoni
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 4 ай бұрын
Bt vanhu ava zvikutaridza kut madzibaba vanga vagara vaine ruvengo zvakare ndakatarisa nyaya iyi mhosva apa ndeye uyo akataura zita Ra sekuru Kanengo haana kuudzwa na Elias Saka chavarikurwira apa achii
@lovemoremuverengwi1268
@lovemoremuverengwi1268 4 ай бұрын
Ane mhpava munhu nekutaura zita raKanengo.kanengo must quiz akataura zita rake not Elias
@user-dz3fp4bi9b
@user-dz3fp4bi9b 3 ай бұрын
Munoziva ere kut n'anga muzimbabwe dzakuba mazita edzimwe n'anga....kufanana neuya aiti ndini sekuru Tasvu achinyeba hake nekubira vanhu mari
@hardlifemaringa
@hardlifemaringa 3 ай бұрын
Apa ini ndinoda kuona kuti zvinopera sei asi madzibaba elias Murume nembiri ina sekuru kanengo havaisboitwa izvi madzi baba vakapenga avo
@JessicaMukora
@JessicaMukora 4 ай бұрын
Thank u ne kutipa chiri kupisa keep going good work 👏
@veronicamudzengerere1170
@veronicamudzengerere1170 4 ай бұрын
Point of correction,sekuru Kanengo havarombese🤣🤣🤣
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 3 ай бұрын
❤❤❤true
@PatienceMasenda-tv8hl
@PatienceMasenda-tv8hl 3 ай бұрын
True❤
@Marshall-cm8gk
@Marshall-cm8gk 4 ай бұрын
Big up madzibaba onesai vanhu
@faithbungu9136
@faithbungu9136 3 ай бұрын
Ko mhosva yamadzababa ndeyeyi munhu ndiye akati ndakapihwa naKanengo N'anga musada kutyisa vanhu imi
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 4 ай бұрын
Sekuru Kanengo havarombese, madzibaba go and apologise kuna Sekuru Kanengo coz Sekuru Kanengo is a cool guy, havaitirwe dzungu vaye
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 4 ай бұрын
Haaa anamadzibaba havasi vekutamba navo usadherere mbiya dzavo dziya nenhombo vakashata vanhu ivavo vanokuuraya usingafungire Sekuru kanengo siyanai namadzibaba asi dai angaari Tasvu dai patofiwa kare
@user-bt8rz2wu2n
@user-bt8rz2wu2n 3 ай бұрын
Najeso madzibaba mokunda ngirozi dzinesimba rakanyanya
@MemoryChinyemba-f1y
@MemoryChinyemba-f1y Ай бұрын
NaJesu munokunda apana chinopfura mwari ratidzai nyika kunamata Mwari we chokwadi Madzibaba
@innosyngwenya
@innosyngwenya 2 ай бұрын
Ndaona kanengo aitwa tunengo
@TakudzwaJiriengwa
@TakudzwaJiriengwa 3 ай бұрын
Team madzibaba woooooye❤❤❤❤
@Mozambique347
@Mozambique347 4 ай бұрын
Amen madzibaba
@cleopaschariga3306
@cleopaschariga3306 4 ай бұрын
Ma audio wakamawanepi. Ndiwe munyepi wekutanga iwe DJ
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 4 ай бұрын
Madzibaba eyiko iye akatorombawo
@rambochauke710
@rambochauke710 4 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkk Game iri Takamboriona ❤❤❤ kuimwe shasha cowboy African Power House kkkkkkkkk kwakadonha munhu rakacheka nyika kwete ka1 5 times hameno ikoko ❤❤❤
@muzezuru
@muzezuru 4 ай бұрын
Handi zvitsva izvi takazviona pana vaNzira neumwe tsika mutanda. Zvaka bhenjerana Nzira akorohwa nemudumbu memanyoka for 3dys asi achingonaya chete n’anga yakabva yafutsirwa muguva so izvi hazvina anoziva kti ndiyani anemamba makuru coz vose in’anga pafair fair hedu tichitaura
@lightlight9861
@lightlight9861 4 ай бұрын
but usaenzanise ana aNzira nevakomana variko mazuvano anaNzira vainzwa ngoni dzababa dzeidi munhu wekuti akakwira bus vanhu vaipera kubuda mademon asina waabata
@Tha1stEagle
@Tha1stEagle 4 ай бұрын
Sekuru dzorai hasha regererai mupwere uyu anomama matoto uyo ini zii hanģu semunhu mukuru
@bougieboy7076
@bougieboy7076 4 ай бұрын
Ndezvenyika izvi kudenga kuna Mwari
@DailyChristianRap
@DailyChristianRap 4 ай бұрын
Madxibaba vachatyorwa na elder kanengo muhombe
@sibonokuhlesithole1844
@sibonokuhlesithole1844 4 ай бұрын
Sekuru Kanengo inga'nga ye chokwadi,mhunu uyu akaenda panganga ikanyemba ku Ndi sekuru kanengo
@user-lw9fq6kv2j
@user-lw9fq6kv2j 4 ай бұрын
Tsvee kuti nyika inake busy kuyedzana masimba ngavanoratidza kustate house masimba avo
@user-sf9kn1zs1s
@user-sf9kn1zs1s 3 ай бұрын
Yeah true kwete nyaya dzisina basa idzi
@innotawa
@innotawa Ай бұрын
Kana vese vachiita basa ramwari kutaudzana ndekwei, muimba yaMwari hamuna mahumbwe akadai kana Nyikadzimu hakuitwe tsvina dzakadai
@MaryKarata
@MaryKarata 4 ай бұрын
Ndaishaya kuti madzibaba Elias vakainda nepi hezvo vave kwaMutare haa izwi akatama kare
@kudzairoyndaita6677
@kudzairoyndaita6677 3 ай бұрын
Ndangofarira kuti Tich unoshandisa rurimi rwaamai kwete zvaana Zigo vanozomboroveresa chingezi nxaaaa
@IrenePurumero
@IrenePurumero 3 ай бұрын
Chatofanira kuziva n'anga inobata muroyi inogona kukupa huroyi zvekare saka kanengo in'anga muroyi zvekare anogona kutokurombesa zvekare
@user-jy4fr9uz7t
@user-jy4fr9uz7t 3 ай бұрын
I support kanengo cz vanhu vemasowe vazhinji ndevenhema ,false prophets havakunde n'anga avo
@user-yz7sr4he8l
@user-yz7sr4he8l 4 ай бұрын
Chinamato ne chivanhu zvinhu 2 zvakasiyana kana urimadzibaba iva neminduro nyoro mashoko ako ngave anodzora hasha dza sekuru zvino hasha idzo dzinedzidziso ipi kuvanha vesangano
@Acid-BK
@Acid-BK 3 ай бұрын
We all know Kanengo akachemedzwa nekamupostori kekuBostwana Kaye remember haiwa
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 4 ай бұрын
Sekuru havarobise vakunda kuita mari nezita rasekuru ndauye kuno Harare
@MelodyMusengezi
@MelodyMusengezi 4 ай бұрын
Madzibaba mukunyepera vanhu kubvira pakuporesa benzi paye uuùuuum musadaro. Chero tsika dzemasowe hazviko izvo. Pamaiti chikwambo kanengo , kaneng paye muchitora chinhu mumota manyepo ega ega madii masangana imi, kaneng neuyo akaromeswa wacho tinyatsonzwa nyaya dzenyu
@abelgideon8325
@abelgideon8325 4 ай бұрын
Ini hangu ndinoti kuMwari kudenga the Father Almighty, baba vamasimba ose.
@AnnaChauke-co1em
@AnnaChauke-co1em 4 ай бұрын
Madzibaba Elias na Sekuru kanhengo vakangofanana,mapositori anohwanda namwari vachizvita vakanaka variivo varoyi.
@BeautyChiusakara-gj9xc
@BeautyChiusakara-gj9xc 14 күн бұрын
Kuratidzana masimba hakunakunaka asi Kuti vaviri Ava vakutodakuyananiswa nekuti umwe neumwe Ari kutiwo ndini Mwari nevadzimu chinhu chimwechete isu tisu tinokupatsanura kwatozoita zvinova zvarasisa Vana nhasi
@CelesaniMahlangu
@CelesaniMahlangu 3 ай бұрын
Iwe kana uchitya n'anga usafurire vamwe kuti vatye tiza wega
@samsonmatsikachando7207
@samsonmatsikachando7207 4 ай бұрын
VAMATAKANURE KANENGO IS THE BEST BECAUSE MADZIBABA MAZHINJI ANOSHANDISA MUSHONGA
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 4 ай бұрын
Ko source rakanengo warinzwa here? Anyway I’m not here to judge madzibaba but if he’s functioning under the power of the Holy Ghost, the rest is history
@user-ke6ge6hh5l
@user-ke6ge6hh5l 2 ай бұрын
, salute to the prophet Elias 😂
@conniejam5575
@conniejam5575 3 ай бұрын
Anamaszibaba vazhinji matsotsi Maginda goriya vana Ishimairi
@Dzimbahwe1989
@Dzimbahwe1989 4 ай бұрын
Haaa vana ava ngavagare pasi. Rino iDzimbahwe, rinevene, rinoera. Musada kuita kunge yenyu. Munhu wandinonetsana naye, munhu unotuka midzimu yeDzimbahwe...
@AmosNyandoro
@AmosNyandoro 3 ай бұрын
Sekuru kanengo vahombe musanyeperane varikuporesa ruzhinji uye havarombese
@CelesaniMahlangu
@CelesaniMahlangu 3 ай бұрын
Pauchazonzi wacherera miti ikazopfuka ndiyo yakuvhiringa Vana ndopauchaona kuti mishonga yese inema side effects
@TrustKhumbula-ii3qn
@TrustKhumbula-ii3qn Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 mbavha idzo Bt kanengo ane hutsotsi ft
@JosphatAlufisha
@JosphatAlufisha Ай бұрын
Pakaipa saka, Hey
@user-xe2lh3px6h
@user-xe2lh3px6h 4 ай бұрын
Kkkkkkkkk chimutasvu natasvu
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 4 ай бұрын
Sekuru Kanengo ngavatange vapedza nyaya yaana Tambudzai Musiyarira paCannibal inn maMutare umo. . Why vakaisiira panzira. Ipapo hapana kujekera veruzhinji. Mutare inorema. Chero mazogara henyu🤦🤦🤦
@CelesaniMahlangu
@CelesaniMahlangu 3 ай бұрын
Kana usingazive kuti Madzibaba Elias vacho vakamira seyi usataure uchivatyira cz hausiwe unovarwira honho dzavo ingoti rovanayi tione wozotaura wanzwa maResults
@mavischihaka1234
@mavischihaka1234 3 ай бұрын
Nice comedy waiting for part two
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 4 ай бұрын
Kna akaromba unozivasei kuti ndezvakanengo vanhu vanoromba vanonetsa ivava havagumiri pan"anga imwe Saka azozivasei kuti ndezvakanengo
@FadzaiGezi
@FadzaiGezi 3 ай бұрын
Pakudaa sekuru tasvu apoo ndivoo vanopedzaa bhoraa
@ExcitedFlowerBouquet-cq2sr
@ExcitedFlowerBouquet-cq2sr 3 ай бұрын
point of correction sekurukanengo havarombese saka hapananyaya apa madzibaba avo vadakuitambiri nezita rasekuru
@d.o.cchezy4160
@d.o.cchezy4160 3 ай бұрын
I'm liking this battlefield
@brendaambrose4137
@brendaambrose4137 4 ай бұрын
madzibaba ava vakanyatsokwana hr i think vane pfungwa dzerata vasade kutamba na sekuru kanengo mudzimu uripavari muhombe ratidzai munhu masimba sekuru kanengo ndokutembai
@chinakatracy187
@chinakatracy187 4 ай бұрын
Ava madzibaba ava ndivo vekubatisa vanhu mbiya ine marasha here, yaah pakaipa
@VinTaylor
@VinTaylor 3 ай бұрын
Ko Dj Motokupisa varipi
@EdmondKashaya-iv9nm
@EdmondKashaya-iv9nm 4 ай бұрын
ISU maKristu hatirwe nenyama neropa Kwete.Vanorwa panyama havafadzi Mwari
@user-bp9pg9xs1s
@user-bp9pg9xs1s 4 ай бұрын
Munhu vose ananzi murapi in,anga ,nanga akasiya kurapa anoita muprofita ,vose vane mudzimu kuita kwazvo kwakafanana,
@noelmatemedhandabanda8726
@noelmatemedhandabanda8726 3 ай бұрын
Kanengo isimbi vana madzibaba imboko idzi Dai ari Tasvu wakatoenda 😮
@JosephGwaziwa
@JosephGwaziwa Ай бұрын
Madzibaba vanechance yekukundwa nekuti vanehasha kumberi kanengo anehunyoro there i can tell you
@user-vo2co4ix6j
@user-vo2co4ix6j 3 ай бұрын
We need part 2 of this story
@Kanyisez
@Kanyisez 3 ай бұрын
Madzibaba vei n'anga idzi
@margarettakundwa6333
@margarettakundwa6333 4 ай бұрын
I watched madzibaba vachinamatira havo vanhu pakaranganda .soooo eeeh mheno anhuwoye
@missgee1981
@missgee1981 4 ай бұрын
Drama iro, vanozivana. Zviri pachena wani kuti munhu akanobatsirwa akataura ega kuti akapihwa na kanengo. So whyis kanengo attacking madzibaba instead of munhu akataura ega kuti akapihwa mushonga na kanengo
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 4 ай бұрын
Taura hako
@Nazline-y9n
@Nazline-y9n 2 ай бұрын
Zvinotyisa izvi zvekupanana mazuva sisi Chennai vakazokundikana
@ManVee11
@ManVee11 2 ай бұрын
Hakuna n'anga isingarombesi vanoita zvese aslong vachiwana $
@TrustKhumbula-ii3qn
@TrustKhumbula-ii3qn Ай бұрын
Dzoka dzoka dzoka dzoka dzoka 😂😂😂😂😂😂😂😂
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 4 ай бұрын
Regai tione but iwe unonzi mabibaba ivo vanonzi sekuru Saka chaipa chiii
@luthandomoyo7629
@luthandomoyo7629 4 ай бұрын
Wagona ndandakaimirira nyaya iyi pandakaiona pamadzibaba ndaitoti kk sekuru vanyarara neiko vachinzwari
@takudzwamasunda1622
@takudzwamasunda1622 4 ай бұрын
Varume ava vakazamana masimba it's 50 50
@scnyanyiwa
@scnyanyiwa 4 ай бұрын
In'anga mbiri dzasangana tichaonerera gore rino
@RuthChipindirwe-el5dc
@RuthChipindirwe-el5dc 4 ай бұрын
Kkkkkkk nyaya dzacho inomira mshe hr ,ko ichapera sei
@patrickmavhura6035
@patrickmavhura6035 4 ай бұрын
Chakabhebha hokoyo nemoto, ndakamirira 3 days, hondo yamadzibba Bond nen'anga yekuchipinge yadzoka futi 😂😂😂😂😂😂
@godfreymapuranga4070
@godfreymapuranga4070 3 ай бұрын
Bond ari kutopenga kutaura kudai
@victormaskin7210
@victormaskin7210 4 ай бұрын
Ndaona madzibaba mazviparira imi
@TinasheMadziise-id7ew
@TinasheMadziise-id7ew 3 ай бұрын
I know madzibaba Elias ndainamata nawo pachitungwiza kwachi gumba musatyiswe
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf 4 ай бұрын
Madzibaba ose anoromba kti sowe rizare Nevanhu vakapusa zvinoitwa ndi lshmael akandoromba ku Mozza kti vanhu vadzungaire kuramba hama lshmael aiviga anenge afa pasina parent or hama hurombwa hwe mapostori
@NolaineChihoko-sw7pn
@NolaineChihoko-sw7pn 4 ай бұрын
Avo havasi madzibaba in'anga dzese,munhu anonamata anofanirwa kuhwarara,then ndopanobuda chinamato chacho ,vakunyepera vanhu vakomana ava vanonoromba kumozambiki uko vouya votinyepera kuti tiri kunamata ,chinamato chemasowe chakatonzi1,haufanirwe kuita tsamba yekuporofita nekuti hazvisi zvako ndezvaMwari,2hakutodiwe kuita zvechivhitivhiti ,kizvishambadza kuti ndiri pano .So dzese in'anga dzukuda kuedzana masimba hapana humwari apo
@MarkMabika-dk5cp
@MarkMabika-dk5cp 4 ай бұрын
Ndozvinoita munhu wamwari hr dofo
@Elizabeth-on9yg
@Elizabeth-on9yg 4 ай бұрын
Sekuru vanogona sure pamberi nakanengo
@KimKim-kw7jp
@KimKim-kw7jp 4 ай бұрын
Anamadzibaba vanorwisanisa kana Ivo anababa vanorombesawo futi
@takuranyoni9540
@takuranyoni9540 3 ай бұрын
Apa panongodawo kufunga dzungu harishande
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
Madzibaba vaita mutete kuna Sekuru Kanengo
Dad Makes Daughter Clean Up Spilled Chips #shorts
00:16
Fabiosa Stories
Рет қаралды 6 МЛН
Just Give me my Money!
00:18
GL Show Russian
Рет қаралды 958 М.
АЗАРТНИК 4 |СЕЗОН 2 Серия
31:45
Inter Production
Рет қаралды 489 М.
Sekuru Kanengo Vs Madzibaba Elias part 3 (Chirikupisa Icho)
31:21
TICHKACH MTV
Рет қаралды 64 М.
Sekuru Mukotsanjera Vachibvondora Bvondo
36:19
TICHKACH MTV
Рет қаралды 15 М.
CHIEF MUTASA. BOTA Rokamburwa zvaro
23:12
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 150 М.
Sekuru Kanengo Vs Madzibaba Elias  Part 4 Chirikupisa Bata ne Tauuro
13:28
Marounds nechitunha 😳 Dare raChief Mutasa
45:24
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 62 М.
DOTITO: Handibvise Pfuma Chataiita Chihure Chete Chete
38:56
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 11 М.
Akadanana nemukadzi wemunhu, Yainzi witness yacho yauya kudare
14:05
Manass-Chibanda
Рет қаралды 34 М.
DNA Tinashe Mugabe Padare Rachief Mutasa
15:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 135 М.
Dad Makes Daughter Clean Up Spilled Chips #shorts
00:16
Fabiosa Stories
Рет қаралды 6 МЛН