Kkkkkkkk, chokwadi zve pane zvimwe zvinotoitiswa vanhu ku chechi nema doctrine evanhu, Unotoshaya kuti Munhu Akaenda ku school angagarira zvakadaro here,
@TN_816 ай бұрын
Problem ndeyekuti munoda kuresoner pazvinhu zvaMwari munoda kushandisa chikoro pasipo anyway who am i to judge how you persive things asi what i have to say about Chiwenga is ngaaite zvekunamata chete kunamata kuchiri papi ipapa kana wakupedza 1hr rese muchurch uchishora mumwe munhu asina kukuattacker iwewe do your thing chete namata wako Mwari waukuti ndewechokwadi simple
@epchaps10095 ай бұрын
1 hour ndeipi apa
@PeterMunganiАй бұрын
Sk vanhu imi munotodzokera kumba muchiti kwaparidzw shoko hr apo
@mavischinengundu7892Ай бұрын
Iye ndiye ndandaheard
@NgonidzasheChinyananya18 күн бұрын
Chiwenga arikurasa vanhu ku church tinoenda tinonzwa zvajesu.kwete zvepasirino nekutukana jesu rudo
@modestermudambu2 ай бұрын
😂😂😂😂 Apostle makanyanya
@jerrymaramba19 күн бұрын
Chiwenga katori kamuzulas. Masasi acho is pull crowds attention pa social platform.
@edynyaus83846 ай бұрын
Kkkk hanzivana mai musamaria tangai madzidza chinamato mozoparidzire nyika baba kudenga kure kure kunoenda vakachena mambo kwete vanotuka vanomhura vanosvora vamwe mwari chete ndiye mutongi wazvose vakuru hatina chedu pasi pano vanemota vane mari vanemapurazi vane ndege z ose zvinosara pano pasi vakuru areeeruuuuuyaaaa
@TN_816 ай бұрын
Sure vaudzei ava kunamata kwacho kuri papi kana uchiita 1hour rekushira mumwe munhu arikuzvinamatira Mwari wake iwewe ita zvako zvinokuitira
😢for real these prophets are sangomas ,how come a prophet achiti ,vada zvamwari toita,zvemudzimu toita,machira eretso Ari Mumba futi
@user-ij7jy6wb8h5 ай бұрын
Ndobasa rake chiwenga. Asi anombononamatira vanhu here iye chiwenga. Mharidzo yekungoshora mamwe machechi. Zibenzi re pastor
@user-ym2mq5th5e4 ай бұрын
chakakosha ndezvinopinda mumusoro menyu vanhu, kunamatirwa ndookudii, you are still behind the gospel .Ichi chataurwa ndoochokwadi chaicho
@tanakamakoni546510 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 andby
@Aptituderecords23Ай бұрын
Anosasa fair this man Kna uchida kuenda kudenga seek for ivhangeri yechokwadi,cz ummmm amhus kuona patava Africa is being deceived ne fake gospel and most of the pple are believing in those false teachings ,be aware of all this takawanirwa nyasha isu tichiri vapenyu panyama ,tikawana mukana wekt tigonzvera ivhangeri yechokwadi....Kuburikidza nekuverenga our Holy Bible thank you Family love you all in Jesus Christ's name❤
The humble prophet Ndlovu prophesied about this bar Jesus Talent. He tadpoles nema pete zvichibuda mumiromo make. Hezvo!! Zvivanhu zvacho zvichingo zhinya. Shame.
@starzmpasi72385 ай бұрын
Haaa masatanist ayo ana chiwenga avo
@user-ym2mq5th5e4 ай бұрын
chokwadi hamuchide ndoosaka muchibatwa kumeso nezvimachurch machurch, Rima rafukidza nyika, prophet Isaiah oti Arise and shine.
@HerbertMunyuki-kp1zy5 ай бұрын
Problem yake anoda kusviita anoziva chiwenga anotuka machurch ese yakendo yoga yakanaka
@gerald1mada315 ай бұрын
True anoshora murume uyu zvekutodaro ko mwana wako hre nhaiwe kungoda kudzikisira machurch evamwe yako yashorwa nani ko siyana nevanhu iwe
Why is it most people he attacks have testimonies. l haven't heard of a single testimony of healing/deliverance by Talent Chiwenga. Its like the guy runs comedy central to have people listening and laughing at his jokes. Wasted gift of garb
@TrySanudi4 ай бұрын
Kkk soo to you testmony ye ye healing and deliverance ndiyo inoita munhu ave munhu waMwari. Healing and deliverance vanotoita but hamuendeko or kushanyako or terera ma testimonies ekwavo saka mungaziva sei? 1 example this Apostle akatoshandiswa to deliver people from kudyirwa mari with nyaya dzekuenda kuma 1 on 1 zviya, zvima seeding zviya zvisina kunyorwa mushoko. Vanhu vaibirwa kuchurch nezita raMwari but akazvifumura. And also it depends kuti muri mutendi vanoverengawo shoko mega here moona kuti vakatitangira pashoko vakafamba sei.