Akashingirira nekuti ane vana ngava share havo but iye ngaabaye anodeyi pabarika
@vivianmasamha9111 Жыл бұрын
Amai vakaganhira ava nxa
@dorothyharrison9303 Жыл бұрын
Amai vari kuganhira havape vamwe nguva yekutaura. Amai vakatanga kutaura vanorebesa havapedze. Plus vanodzokorora ma points and ma points avo ari weak. Tokumbira muvatsiure or vaitwe groomed
@alextabarwa5719 Жыл бұрын
Ini dare iri handichateerere kusvika nguruva iyi yabviswa
Mambo tibvisireiwoka mai vema dhikausi vari mberi avo
@apoloniamachona7055 Жыл бұрын
Eish chimai ichi chiri mberi why kuita sechine jende
@rogerchanda Жыл бұрын
Moms assessor wamambo avo varibho havo but ngavasada kungo taura pesepese uye vega. Mambo avo bho uye vanogona fuferefeta
@sqrd3536 Жыл бұрын
Female court clerk took over this case, Mambo nyararei? Hakusi kutonga uku. Vanhu kuhunza nyadzi dzavo kudare. Maybe, churches should step up to help with education and advice on marriage matters.
@MarthaChikwa Жыл бұрын
Mai avo zvaavanenge vakura 2nd wife 😂😂😂
@hazeljanuary3333 Жыл бұрын
My observation as well. Kkkkkk maybe inhamo nekushaya bonde kwavachembedza
@omahnyamhamba9152 Жыл бұрын
Regai timbotiza. Kana mai avo vabva papanel todzoka
@afronews7034 Жыл бұрын
Amaiavo vanongotyisa zvavo zigiant ka amaiava pakaipavarimberiikoko
@angelinejeriwa9886 Жыл бұрын
Bishop ihasha dzepipiro isirikushanda shame saka varikuita hasha
AJongwe inenge pwere hapna nyaya apa yekurambira mkadzi bvumai kt makahura baba kusagutsikana ndokwakaita kt musungwe mkt vkadzi vagunun'una ipayi vakadzi avo stonyeni baba kkkkkkk mukuziva zvakaitika budai pachena Uyo mkadzi ngaadzokere Kumba kwake chishande ichoooo
@alextabarwa5719 Жыл бұрын
Maveku abuser matare mambo ko makuuya nenzenza mudare seyiko imi
@TendaiMagunde Жыл бұрын
Excuse me, are these real court sessions whose sentences are enforceable by law or this is drama? The venue is always classrooms, really makes me wonder.
@namatiraisithole6158 Жыл бұрын
Real Courts chaidzo zvamuri kuona ndizvo chaizvo asi kwamunobva hakuna vana Sabhuku ,Ishe, Headmen naMambo
@TendaiMagunde Жыл бұрын
@@namatiraisithole6158 Thank you very much. The question is, are these traditional leaders competent with the law and the other worry are the inconsistencies in their ruling?
@namatiraisithole6158 Жыл бұрын
@@TendaiMagunde Those Traditional Leader ur from the Government meaning what they do or how they handle those cases is the right way vane simba vane bvumo yekuita zvavari kuita kupa mutongo sekuona kwavo ,they ur the same nekuHigh Court but which differs is its a Traditional Court ine mabatiro ainoita nyaya.High Court ine matongero ayowo futi
@namatiraisithole6158 Жыл бұрын
@@TendaiMagunde muri kuona hre kutonga kuri kuita out President some same kuri bhoo some vanoti aaah President kuita kwavo hakuzi bhoo same naChief vamwe vanototi kamutongero aka hakasi bhoo but ndivo vari pan'anga vakatogadzwa naPresident kuti vatonge kumamisha kwavazi ndivo maziso aPresident iwawa kana zvatoipisisa munhu akoneka kutongeka vanoendesa nyaya kumberi ivo vane pavanogumirawo sekuongorora nyaya kwavanoita
@mordechaemakombore7328 Жыл бұрын
I beleive they are competent in their way , sometimes there are inconsistencies but even in the so called courts from the countries like the USA, some people served for crimes they did not commit. Am not Justifying but just a comparison. any injustice should not be acceptable@@TendaiMagunde