Big up Mai 2, she suffered because of u and your mother. Pfidzai baba 2. Maita mwana wevamwe bhora renyu so its payback time
@user-ym8dq2rd2g4 ай бұрын
Zvipoko zviriko sure brother yangu ndi track driver anogara achidhumana nazvo this time akatotumira pic racho now ndave kuzvitenda kti zviriko
@patriciamasengere5819 ай бұрын
Endai munoripa ngozi yama2 vemakaurayisa
@Evidencema9 күн бұрын
😂😂😂 mai two vanetsa zvakaoma veduwe hanzi ukaitira chakanaka wazviitira, chakashata wazviitira
@SunflowerSky-hv1xr9 ай бұрын
Woti kurohwa newe ,woti kuvengwa nekushungurudzwa naamai vako,unoti mai two vairega kufa here. Muka mai two urwise vanhu. Mune hutsinye baba two,kutadza kana kutengera mukadzi wako coffin . Kubira nemukoma wemukadzi pamusoro. Unotoroya ba two nxaaaaaaaa
@alphamangwiro64299 ай бұрын
Mazvokuda mavanga enyora apa hapana rubatsiro rwaunoda maka creater moga ngozi baba imi.saka chamairambira nehembe dzemwana wevanhu chiii ndokuti mupfidze
@michaelmaziya29307 ай бұрын
Urigamba hama yangu waiziva kuti Mai vako muroyi iwe wotsigirana nemuroyi apa wamama apa hausati watanga .
@sidanisiwenkomo85059 ай бұрын
Irwa hondo Yako maitwo.he deserves it nxaa
@yeukaimusunza30239 ай бұрын
Ko Mai venyu vakagofireiko Zvavaive Chabvari Chipwiti Chokuroya Vani 😮😮 😈 Devil Zvakaonavo Ngwaratika kkkkk yaa
@miriammafiyamafiya7 ай бұрын
Enda Kwa sekuru Tasvu
@user-pv3cx7lx5r9 ай бұрын
Endai munoripa maka parira vana
@user-qe9uf4wf3p9 ай бұрын
Baba 2rohwai mubairo vezvivi ndiwoyu baba 2
@ndaitsoro39417 ай бұрын
Baba two unofanirwe kupihwa advice mai two ari kuzvirwira unofanira kusuffer kusvika murufu ndizvo zvinoda kuitwa vanhu vakaita semi apa wakatadza kumuroora wakungoziva kutambudza munhu
@user-yv6nx8iv1r6 ай бұрын
Iwe zvakaringana kwauri zvawaita zvishoma
@lorrainchanda68039 ай бұрын
Good zva kubata
@TendaiMafuta7 ай бұрын
Umm ko pakuzorambawo kutenga coffin mari unayo hako,wakaoma moyo.Wotonokumbira ruregerero woripa.
@GloriousMabunda9 ай бұрын
Endakuna sekuru vaTasvu unobatsirwa zvopera
@cecilliakanhukamwe74726 ай бұрын
Zibenzi remurume Dai Mai two vakadhira newe kusvika watsvukira ndarwadziwa fani kutambudza mwana we mumwe munhu uri Zibenzi chairo nonsence ndagumbuka zvisingaite tete mamo
@maryrushavashava67764 ай бұрын
Saka apa uda kubatsirwei
@marblemoyo-us9nl9 ай бұрын
Aiwa rohwa zvako iwe .....Hausati watanga hidey
@nzwirashedehwa28879 ай бұрын
Maswera cei Tete ndichateerera nemwana manheru anoda kunzwa nyaya dzezvipoko cei 😮 😂😂
@auntymamoyo9 ай бұрын
Kkkķ ok dear
@makanakamaenzanise36029 ай бұрын
Ndanzwa tsitsi chaizvo nedambudziko rako iro wakapinda mushure mekunge iwe naAmai vako mauraya Mai Two. Chishuvo changu ndechekuti dai zvikaramba zvakadaro.
Rohwai zvekuti maishuridzirei wife momupa chirwere futi kana kumuti sorry
@sibongilempofu52879 ай бұрын
Chimbowa shamwari urikukowa zvawakadyara😂😂
@margaretnyarambi70665 ай бұрын
Ndarwadziwa kuti mai vako vakakurumidza kufa vasati vanyatsorohwa munhu angamanikidze means wevanhu kuti aroya.Morega kutengera mukadzi box nekuda kwanai vako. Mai 2 bhora mberi
@colletsavanhu38179 ай бұрын
That’s Good for him he deserves that
@user-ip2ho6kp7l9 ай бұрын
Ko vana varipi..... sorry hako Baba 2
@sheillamunyanyi71653 ай бұрын
Uri chupeti
@tambudzainechiwowe49689 ай бұрын
Dai ndirini mai 2 ndaitouya ndichirara naye ndiri chipoko nxaaa, i hate munhu anorova maybe ma miscarriages aitokonzerwa nekurohwa
@barretobarreto32699 ай бұрын
Baba two vanonyepa murume uyu akutaura drama
@EnerstyMuchenje8 ай бұрын
Iiiiiii sorry ma1
@ntokozosibanda9 ай бұрын
Kunzima
@miriammafiyamafiya7 ай бұрын
Iwe uneshuwa Kuti kungatadze kuchema mukodzi wako nekuteera Mai vako Saka uchamei mazvikuda kana munhu arimuro muroyi ingadai wakawanda mu side kwemukadzi not kwamai
@mercymupondiwa94269 ай бұрын
😂😂Hezvo zvipoko keep bring nyaya and tete keep post for us 😂😂😂 be strong tete mamoyo