Baba Vangu Vakaromba Mhiko Yavo Ndeyekuti Vana Vavo Tirorane Pachedu

  Рет қаралды 4,897

Aunty Mamoyo

Aunty Mamoyo

Күн бұрын

Пікірлер: 55
@allinadaysworkhakunamatata9187
@allinadaysworkhakunamatata9187 11 ай бұрын
Hi aunty, i think when people send confessions , try to protect them especially when they disclose information that they can be traced, Munogona kungoti mumhuri umu mune vanasikana nevanakomanachete and not mention kuti uyu ndewechingani Otherwise you doing a very good job , mwari vakuitirei nyasha
@margaretnyarambi7066
@margaretnyarambi7066 6 ай бұрын
Wooo Mwari ndokutendai zvangu nehupenyu hwandinorarama usina kana ngwenzi
@softsavedigital
@softsavedigital 11 ай бұрын
Pliz sister fast ,do silent prayers as many yu like everyday truthfully to Jehovah one day u will break free , u will come and confess yo breakthu,thanks
@allinadaysworkhakunamatata9187
@allinadaysworkhakunamatata9187 11 ай бұрын
Chokwadi shuwa hanzi usachive kana munhu aine mari , people are going through hell, the father is wicked But well done for the courage to expose this, ndiko kutobuda kwazvo into the open , keep fighting , invite jesus and even zvikaoma dont give up because the fight has already begun
@gracechizororo8238
@gracechizororo8238 11 ай бұрын
Tiza neupenyu hwako dear wova prayer warrior chaiyo hakuna mushonga unokunda Mwari
@annahmudzengerere6038
@annahmudzengerere6038 11 ай бұрын
Mmmmm inga zviri mudzimhuri zvakaoma,, asi my sister kana watofunga kufumura mhuri wotova ready kurwisa nekuti baba vako mishonga yavo yakaoma
@esterdube8894
@esterdube8894 11 ай бұрын
Matthew 19 v24 is on point, vapfumi vazvinji denga vacharionera pa gugul chaipo
@cathrinemusinazano277
@cathrinemusinazano277 11 ай бұрын
Igehena zveshuwa ramuri kurarama.and kufa makadaro its a continuation yegehena.You need deliverance from God thru prayer.zvese izvi zvinoitwa kun'anga izvi.
@PatienceMuchineripi-pw7gc
@PatienceMuchineripi-pw7gc 11 ай бұрын
Don't even think of suicide.u have a life to live.tiza
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 11 ай бұрын
Mai awasi hudununu vakagadzirwawo sezvamakaitwawo
@carolinemuyambo8705
@carolinemuyambo8705 11 ай бұрын
First confession fonera sekuru TASVU ubatsirike dear
@Gellynyambira-j8j
@Gellynyambira-j8j 11 ай бұрын
I hope you find help that u need😢 ko ukatiza wakananga kwasekuru tasvu haunga batsiriki her
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 11 ай бұрын
Zvakaoma chokwadi endai Kwa sekuru Tasvu
@lucymachipisa3343
@lucymachipisa3343 11 ай бұрын
Yhooo!
@cathrinemusinazano277
@cathrinemusinazano277 11 ай бұрын
Kun'anga ikoko ndiko kunopiwa vanhu such prescriptions iyoyi.kana wangoinda kun'anga chte for whatever reason ziva kuti watorombeswa but it will be jus a matter of time for confermations.
@pillyncube3544
@pillyncube3544 11 ай бұрын
HuyakuAfrica udzigambire. Dzinotoda tasvu
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 11 ай бұрын
Aiwaka Mari munayo endai Kwa sekuru Tasvu kana Kanengo tauriranayi muende
@Gellynyambira-j8j
@Gellynyambira-j8j 11 ай бұрын
Uuumm so sad nhai mwari jeri riri nani mari
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 11 ай бұрын
Munongoita semurikuenda kwakwake mozonosangana kumberi
@mutsachokururama6187
@mutsachokururama6187 11 ай бұрын
Hmmm this is a fairlytale haa ngavato ndiuraya cz kurara ne hanzwadzi hr hmmm 🤔 unofana kubatsirwa ...kune vanotaura zve slymedia zvana Sekuru tasvu and kanengo unogona ku googler slymedia wotora number dzevabatsiri ivavo
@loycemazhindu8782
@loycemazhindu8782 11 ай бұрын
Komai hawapo here vevana awa
@choicendoro7937
@choicendoro7937 11 ай бұрын
Very sick man
@TakudzwaMunyaradzi
@TakudzwaMunyaradzi 11 ай бұрын
Huya kuzim tizokubatsira
@ReginaShoko
@ReginaShoko 10 ай бұрын
Apa panotoda madzibaba
@RoseMoyo-d9g
@RoseMoyo-d9g 11 ай бұрын
Ko kuzomedzwa nenyoka iii vanhu vane zvivindi guys nyika yashata
@gracechizororo8238
@gracechizororo8238 11 ай бұрын
Udza vana sister vako munamate kusvika mazvifumura izvo zvakaoma chokwadi yooo mari yakaoma chokwadi
@carolinechirima
@carolinechirima 11 ай бұрын
Tiza neupenyu hwako wotinotsvaka gwekugara kwavasingazivi wonamata Chaizvo ichabatsirwa nevanogona nekuti hondo yacho ihombe
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 11 ай бұрын
Definition yekurongeka manje? Ungati life yenyu yakarongeka Imi muchirarama mashura akadaro? Why do people think mari chete ndiko kurongeka.
@allinadaysworkhakunamatata9187
@allinadaysworkhakunamatata9187 11 ай бұрын
I think she probably meant, from the outside looking in , everything is family perfect, BuT chakafukidza dzimba matenga. That's how I interpret it
@selinafenjure5025
@selinafenjure5025 11 ай бұрын
😢😢 zvakaoma hazvo
@margarethnyamushonongora7522
@margarethnyamushonongora7522 10 ай бұрын
Ko wadii kudilita. Usagi waposta.
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 11 ай бұрын
If you kill your self you will just go to hell because tine Simba pamusoro pezvatinosarudza. Iwe tizira kuna Jesu since watoita zvivindi but wotoenda kuchurch inonamatwa mumweya nemuzvokwadi.
@ngoniegotore1492
@ngoniegotore1492 11 ай бұрын
Haaaa pazvinhu zvese zvawataura ndapokana nepfungwa dzekuzviuraya izvo it won't work my dear they is someone out there who is waiting for you just to say I AM HERE if you marry to that one all well for ever He name is JESUS
@MaggieMombe
@MaggieMombe 11 ай бұрын
Izvi zvinoda chivanhi chaicho zvekuti hatiende kunanga motombosiyana nazvo asi endai kune dzecjokwadi
@Sthandwa-dk3xh
@Sthandwa-dk3xh 11 ай бұрын
Very sry my sister nyaya yenyu inorwadza
@TakudzwaMunyaradzi
@TakudzwaMunyaradzi 11 ай бұрын
Kufa kurinane than izvi uye tipe number yako tikubatsire
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 11 ай бұрын
Hey yaaa yoo lise sodoma legomora hlala lenotho makunje
@HazelMutumba
@HazelMutumba 11 ай бұрын
Fonera sekuru tasvu
@allinadaysworkhakunamatata9187
@allinadaysworkhakunamatata9187 11 ай бұрын
Yoooo veduwe 😢😢
@simbamoyo9802
@simbamoyo9802 11 ай бұрын
Makunakuna
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 11 ай бұрын
Haaa ini i will rather sleep with outsider and break tat curse chauya chauya i can't sleep with my brother or father ndirini zvangu ndotorara na someone ndione wat happened
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 11 ай бұрын
Cc ungazibulali baleka
@raychibvongodze5283
@raychibvongodze5283 11 ай бұрын
Never think of suicide but fast wholeheartedly & ask God's hand in this
@carolynmashingaidze3365
@carolynmashingaidze3365 11 ай бұрын
Yo Amai😱😱😱
@sueeland5675
@sueeland5675 11 ай бұрын
Is this a true story 😮😮
@esterdube8894
@esterdube8894 11 ай бұрын
I believe her, zimbos r doing the most evil things for money
@PatienceMuchineripi-pw7gc
@PatienceMuchineripi-pw7gc 11 ай бұрын
Tiza neupenyu hwako munin'ina, since uri kuti mari iripo use that money kutiza pamba pavo ipapo, dzoka kuZim zvinopedzw izvo,kuna sekuru Tasvu
@gracechizororo8238
@gracechizororo8238 11 ай бұрын
Zvakaoma chokwadi
@paulinemusiyamuziwa3480
@paulinemusiyamuziwa3480 10 ай бұрын
Taura nasekuru tasvi zvopera
@TakudzwaMunyaradzi
@TakudzwaMunyaradzi 11 ай бұрын
Kkkkk
@mbekezelimhlanga5666
@mbekezelimhlanga5666 11 ай бұрын
It's good to look for help, but be prepared for spiritual warfare. If you really need help, then be prepared for the worst because those demons will fight back like hell. & if you are not strong enough, they might kill you & your family members. You need to turn to God for help, & engage in serious prayers with a true servant of God. But all your wealth will go.
@yvonnemudimu2943
@yvonnemudimu2943 11 ай бұрын
Sorry wena zvakaoma
@chiedzamatumba9130
@chiedzamatumba9130 11 ай бұрын
Take a video vachiita mabasa avo mavanorara nesister yako kune ma video cameras these days ari un spotted and easy to hide. Uye record all the conversations when he talk his evil pamuno taura zvese izvozvo navo. Ko mai venyu varipi udzai hama dzavo or kumboenda ku holiday yekunyepera momboenda kumusha pane vanobatsira. Uye imi imbovatai nevatorwa varume va torwa vanoziva baba venyu kuti vanomedzwa nenyoka yavo vakasadzoka. Ndipo pamuno zvisunungura. Asi vakatoona kuti vakaku chisidzirai ndokuti zvavo zviite. Mai pamwe vakanoromba vese nababa saka vachinyerpera kuita dununu. Nekuti hakuna mai vakakwana vanonzi nemurume rara nemwanakomana wako ini ndichirara nevanasikana pedzezvo morara nehazvanzi. Iwe wacho namata uwane simba reku recorder . Mapurisa emhiri kwema kungwa havanonoki ku responda kana pane evidence muri kubvuma kuchisidzirwa nasatani muchi muteerera. Pray harder mwari vaneta nezvinosemesa vari kuda kukushandisa iwe uri kuramba once your dad sleeps with you watove chituta savamwe wake up and hear God's call. Ndosaka vachicheka mafoni kuti hamusi kuudza hama here about his evil.
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 11 ай бұрын
We are talking about spiritual things here zvevideo izvo hazvishande plus you need wisdom because if you are not a Christian or someone with greater powers than him you will die.
Funeral service of former Minister Tito Mboweni
SABC News
Рет қаралды 8 М.
Ei köyhyyttä (Agenda 2030, tavoite 1)
13:42
Biologian ja maantieteen opettajien liitto
Рет қаралды 2,6 М.
Human vs Jet Engine
00:19
MrBeast
Рет қаралды 46 МЛН
😜 #aminkavitaminka #aminokka #аминкавитаминка
00:14
Аминка Витаминка
Рет қаралды 1,4 МЛН
Cool Parenting Gadget Against Mosquitos! 🦟👶 #gen
00:21
TheSoul Music Family
Рет қаралды 28 МЛН
Puhdas vesi ja sanitaatio (Agenda 2030, tavoite 6)  Annette Gothóni   Worldvision
12:01
Biologian ja maantieteen opettajien liitto
Рет қаралды 1,5 М.
Baba Two Vanetswa Ne Chipoko Cha Amai Two
16:59
Aunty Mamoyo
Рет қаралды 7 М.
Mhepo yotaura pamusoro peZimbabwe
42:07
Drewmas Media
Рет қаралды 155 М.
Gombarashe Njuzu
5:23
General Fire Colloso Official
Рет қаралды 6 М.
Dai Ndaka Ziva Kuti Baba Vangu Vaka Romba Ndisina Kumbo Vatsvaka
20:43
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 8 М.
NDAKAMITISWA NEMURUME WEMUNHU NDIKAZVARA MWANA WACHO NDIKAP1SA
18:17
Aunty Mamoyo
Рет қаралды 1,6 М.
Human vs Jet Engine
00:19
MrBeast
Рет қаралды 46 МЛН