Mamwe marelationship unotoona kuti apa ndakaisa msoro mubin chokwadi 😥🙌🙌
@elizabethbongers1124Ай бұрын
I like this Mambo. He is humble and his verdicts are always good.
@fadzaidickson584 күн бұрын
Uyu muzukuru iroro..he cannot say he cannot be a middleman panyaya iyi.ngaaripiswe
@fadzaidickson584 күн бұрын
Vehutano must check his tb status...kupera simba nekurwara makumbo its a sign of a big health problem.chief bushu ivhu rinocherwa kumakomba rinozara muchest.im sorry to say this on this public platform...Batsirai murume uyu
@it3788Ай бұрын
Baba qva kunyikayevene ndevechiruzdika musena 😂😂
@BrightonJasi-f3gАй бұрын
Machinda ayo ngabvise Hasha. Mambo
@ElizioThomasАй бұрын
Haa ma 1 apo hapana imba
@smartchidyamuti2437Ай бұрын
Munhu kana vachchegetwa munhu anouya kudare here baba kwanai
@GeorginaGeorginadandajena26 күн бұрын
Kkkkk hapana hapana
@mabinya101Ай бұрын
Yaaa nyaya iyi yakafanana neyangu ndikudawo kupira dare