Behind Bars: Vitalis is an inmate who says he was provoked into committing his offense.

  Рет қаралды 70,613

Tilder LIVE ZIM

3 жыл бұрын

Behind Bars is a show about prisoners sharing how they ended up in prison.

Пікірлер: 349
@cathrinenyamayaro9146
@cathrinenyamayaro9146 3 жыл бұрын
ndanzwa tsitsi, this is the sad reality in most of our homes in Zimbabwe, he was a loyal son to his father, hapana chinhu chinorwadza sekuonekwa kunge usina basa, at least he has 24 months to serve chete.
@ralphchimbaira1755
@ralphchimbaira1755 3 жыл бұрын
The fact that haana kuzoenderera mberi nechikoro means to him kurera mombe was an Investment yakewo 7yrs is no joke. Vaifanira kumupawo mugove wake ozvitangira musha wake. Ndivo vakatadza kumumanikidza kuenda kuchikoro nekuti vaida mukomana webasa. Not a good thing even akanzi mental case but let's not take advantage kuvanhu vanenge vari ne mental health issues.
@nyashamanuwa6145
@nyashamanuwa6145 Жыл бұрын
@a😊@ I😂 😂
@peterkapare5340
@peterkapare5340 Жыл бұрын
Taura hako people are missing the point he was dedicated to family progress more over vakamuurayira baba vake he was forced to overreact
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 3 жыл бұрын
Sorry muface.Mai vako ihure,muparadzi,indyire.I respect you for standing your ground.We don't condone violence! You will make it in life.Avoid that evil woman!
@thembelihlendlovu706
@thembelihlendlovu706 Жыл бұрын
I almost committed suicide when my mother was taking every word that my sister was saying. I know the feeling
@conceretejungle1150
@conceretejungle1150 3 жыл бұрын
INTERVIEW THE MAN DON'T INTERROGATE HIM
@yemuraimlambo8719
@yemuraimlambo8719 3 жыл бұрын
True
@marilynguhwa7133
@marilynguhwa7133 3 жыл бұрын
True
@amaiyeukai2310
@amaiyeukai2310 3 жыл бұрын
Why are you shouting?
@tafadzwalusiasi7937
@tafadzwalusiasi7937 3 жыл бұрын
Tildet haanzwe tane makore tichimuudza anotonyadzisa munhu kunge Poris
@joycemsiska-chihana9010
@joycemsiska-chihana9010 3 жыл бұрын
@@amaiyeukai2310 🤣🤣🤣 hanzi nekuti she has been told so before
@Paradzaimurwisi.
@Paradzaimurwisi. 3 жыл бұрын
I feel parents are a problem they select children. So why not treat vana equally. Uyu ato tongwa nemabasa ake. But parents should be neutral munhu ano gara pamba haa onekwe semunhu. Vabva joni vano uya ka one in 5 years. Ndovanotonzi vanhu kukanmwakuti hupenyu munhu wose aka kosha kunyanya aripo panguva yaka fanira
@85339
@85339 3 жыл бұрын
Very true
@maiwalee
@maiwalee 3 жыл бұрын
Taura hako. Vabereki can be a big problem. Aripadhuze ndiye anenge achitovatarisa achivachengeta. Shame ndamunzwira tsitsi.
@mellisaamadi1648
@mellisaamadi1648 3 жыл бұрын
Vana amai hamuskuvaziva...hongu tiri vana asi amai vanokuisa pamiyedzo zvekuti ukasa suduruka pavari unovakuvadza shuwa
@bran_rx
@bran_rx 9 ай бұрын
Wadiwa Charmaine, ending is just top tier comedy lol.
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 3 жыл бұрын
He does wrong but if he's talking the truth they are mothers who are like that in real life , who are greedy and favours these who surport their evil deeds
@85339
@85339 3 жыл бұрын
Yes the truth has been spoken🤞🤞🤞🤞🤞
@cyeeruru6822
@cyeeruru6822 3 жыл бұрын
There are toxic parents out there so true
@kay3602
@kay3602 3 жыл бұрын
So true.
@JoanDube-f8y
@JoanDube-f8y 11 ай бұрын
I agree some parents are very toxic
@dingiswayojuma1861
@dingiswayojuma1861 3 жыл бұрын
Maonero angu vana ngavaremekedzwe veduwe. 7 years achigara musango nemombe kuchengeta pfuma yababa pedzezvo vomunyima mari futi, l don't agree pakurova amai nedemo but dai vakatsaurawo pfuma kuti mukomana atange hwake hupenyu. It seems rudo rwakatapudzika vanhu vaakukoshesa pfuma. Kudisisa mari kunoparadza. Dai amai namukoma vakamunzwirawo tsitsi pahuranda hwaakapindana nahwo kuchengeta mombe. Kukoniwa chikoro haisi mhosva. Pfuma ngaigovanwe zvakaringana pamhuri.
@pedemannyags4910
@pedemannyags4910 3 жыл бұрын
True inguva yakareba
@maiwalee
@maiwalee 3 жыл бұрын
And he was even wise kuti baba ini zvechikoro ndinokundikana hangu and he did what he was good at. Vabereki can be a major problem shuwa
@maverickshifu
@maverickshifu 9 ай бұрын
jacob akatozoita zvekutiza kwasekuru vake Laban atoona kuti ndinofira mahara nekusevenzeswa panaapa
@giftmabeka9765
@giftmabeka9765 3 жыл бұрын
He did wrong & he must have reformed. In life, some mothers take advantage of children vachiti "vana vekubereka" forgeting kuti as they grow they need to be independent to enable them to start their own lives. When he is released from prison, some family elders must call for a meeting so at to bring this matter to finality otherwise semunhu asingade zvisina basa anotozoita zviri worse again!
@10007191
@10007191 3 жыл бұрын
Today's Parents are a huge problem unotoona mubereki competing nemwana wake, achifarira mumwe mwana mumwe achivenga,always crying foul play and lies playing victim...Parents are pushing their children over the edge its very sad murder isn't an answer thank God Vitalis gets a second chance but he needs help ane shungu uyu...
@greenflower2919
@greenflower2919 2 жыл бұрын
I dnt y but the end had me laughing n smiling hopefuly charmaine feels the same😁😁
@admiremuranda56
@admiremuranda56 3 жыл бұрын
Momz vanenge vaibukao mukomana he seems like mental wise panenge pakaipa
@immortalking9640
@immortalking9640 8 ай бұрын
i saw that too but the mom did wrong instead of bringing him closer due to his state she chose otherwise and she deserves otherwise and i had to see kuti his daddy was a nice person coz he was the only one who would choose him
@gloriakanengoni9109
@gloriakanengoni9109 3 жыл бұрын
chirongwa chandinofarira kunge maDNA shows
@simbathomu6496
@simbathomu6496 3 жыл бұрын
I almost killed my uncle .. vanhu vanokupa mweya wehondo sometimes
@oswardchikwanha165
@oswardchikwanha165 3 жыл бұрын
True
@paultshwapa8861
@paultshwapa8861 3 жыл бұрын
I know this guy. Painful.
@princessforprince6126
@princessforprince6126 3 жыл бұрын
Akawana counselling anobatsirika mwana uyu. Akatadza zvake but anogona kuchinja nguva ichiripo.
@Dalailama3674
@Dalailama3674 2 жыл бұрын
Zvanzi amai vakaCreator dambudziko rekuti inini ndiite mistake" very correct", vomuitira hutsinye after that.
@memorymwanandimai4799
@memorymwanandimai4799 3 жыл бұрын
I know your situation my bro kune vabereki vakadaro vanerusarura mufunge
@vickysosa73
@vickysosa73 3 жыл бұрын
Akatadza hake vabereki musasarudze vana mukomana uyu anenge Ngeke .homeboy wangu vitalis
@nomatteramapanda2893
@nomatteramapanda2893 3 жыл бұрын
Vamwe vana mai so vanokutora sebenzi kuzvitaura ndingatonyora mavolumes nemavolumes emabooks...Mwari tinzweiwo.A narcissist mother havaite ..ndakazvionera
@misszozo410
@misszozo410 3 жыл бұрын
They need to be careful, akabuda ka ma1
@leemacnashy2247
@leemacnashy2247 2 жыл бұрын
Taura hako
@chipotleflizeynaome7336
@chipotleflizeynaome7336 2 жыл бұрын
Haadi zvisina basa. He will finish them next round
@josephybanda9596
@josephybanda9596 3 жыл бұрын
He's still bitter,look at his face He regret nothing at all
@francistanaka8250
@francistanaka8250 3 жыл бұрын
Itsaga rukaz
@thomasmundowa4778
@thomasmundowa4778 3 жыл бұрын
Bitter yei iye
@mhofela171
@mhofela171 3 жыл бұрын
Ngaanotema vese naBhudhi akabuda vanehudyire husina basa
@mariatanya3533
@mariatanya3533 2 жыл бұрын
Why wouldn't he be, she sounds like a horrible mother
@MrMbisker
@MrMbisker 2 жыл бұрын
@@mhofela171 .. you provide the weapons and help him commit murder and you can share a cell and live happily ever after.
@priviledgemabhiza6967
@priviledgemabhiza6967 3 жыл бұрын
Uyuwo haanzwisisike uyu anoziva ndimwari chete aaah have mercy oh Lord
@claytonchimunya7456
@claytonchimunya7456 3 жыл бұрын
Munhu uyu ane hasha
@saddingtonmangena1241
@saddingtonmangena1241 3 жыл бұрын
Its bitterness, he was unfairly treated, otherwise munhu bhoo chaiye
@modestamanatsa1770
@modestamanatsa1770 3 жыл бұрын
Kkkk kkkk haadi zvisina basa uyu hayi
@thegeneral3215
@thegeneral3215 2 жыл бұрын
Mr Gagani,is areal man ...the true can set you free bra. Stand for yourself bra,never give up....no retreat....no surrender
@masimbasithole4683
@masimbasithole4683 6 ай бұрын
This guy wont change
@derrylmuputire812
@derrylmuputire812 3 жыл бұрын
Ngavamupe mugove wake period.ndiko kuti zvipere .
@pedemannyags4910
@pedemannyags4910 3 жыл бұрын
Akabuda mujere anogona kuita more cz he's bitter...he's honest.😂 Kwaziso veduweee
@tabaicanking3701
@tabaicanking3701 3 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@johannamapiyawo9572
@johannamapiyawo9572 3 жыл бұрын
ane voice mkomana,angangogona kuimba
@beste4910
@beste4910 3 жыл бұрын
thats one thing i noted. was looking for this comment.
@iypika2434
@iypika2434 3 жыл бұрын
Akabuda mujeri …wacth out his is going to cause havoc . He is still bitter.
@dorothycasale9424
@dorothycasale9424 3 жыл бұрын
Very true! He said "Iyi yaive warning yandakavapa" and "Munhu wenyama haana basa, kana amai vacho havana basa". This means he has no respect to any human life other than his own. I think he is the one who killed his own father
@nonnyvundhla4715
@nonnyvundhla4715 3 жыл бұрын
This one can tema anyone he never cares about life anymore
@frankarthur8397
@frankarthur8397 3 жыл бұрын
@@nonnyvundhla4715 kikiki the wiseman or women from the east always predicting the downfall of others ...pple who always see negative in others
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 3 жыл бұрын
But now they are mothers who divide the family you can judge him but mother is the head who must make sure family is well balanced , bitter comes from bad treatment , you think this guy just became mad from noway ,
@eltonde7921
@eltonde7921 3 жыл бұрын
Akabuda uyu ma1
@ruvachazika9988
@ruvachazika9988 3 жыл бұрын
Amai ava nevamwe vana pamwe vakauraya murume saka wava kupfuka ari pamukomana uyu
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 3 жыл бұрын
Zvinogona kudaro futi
@esierayner533
@esierayner533 3 жыл бұрын
I think ane learning difficulty mukomana uyu . Amai dai vakavagoverawo zvinhu .I hope he gets rehabilitated.
@masonldn8647
@masonldn8647 3 жыл бұрын
I disagree ,what's the reason for your false diagnosis? He seems well with
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 3 жыл бұрын
Zvinongorwadza hazvo kuti ave mujeri and amai havarohwe but mupfanha akakanywa uyu. mkoma inyoka
@thewordoflife5136
@thewordoflife5136 3 жыл бұрын
Hi guys did we register to vote for a better Zimbabwe
@cdechirume2979
@cdechirume2979 3 жыл бұрын
"Its not who votes that matters but who counts them" (Joseph stalin) coming from a zanupf supporter in other words I am saying your votes dont count. Asvotwa ngaarutse
@thewordoflife5136
@thewordoflife5136 3 жыл бұрын
@@cdechirume2979 We will c if Zanu can stay for good if they are the gods of Zim
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 2 жыл бұрын
Kakudzvinyirirwa kamwe so hakasi right. ngatisahwandei nekuti amai. Mukomana uyu ari right pahuwrong hwake. Amai knows kuti mukomana anoziva kuti vane chekuita nekuurayiwa kwemurume wavo. Saka she wanted to get rid nemukomana pamusha apa. Shuwa munhu anenzara anochengeta zvipfuyo womurasira sadza. A hungry man is an angry man. Zvokwadi unozhatwa nedemo. The sentence he was given shows the Judges were also on his side vakangoti aite reformed in 24months. Mai ngavakwane zvavo kutreater munhu ane 26 sepwere apa pfungwa dzacho dzinenge dzisina kuita mushe dzemukomana uyu. This young man needs mental care. Imbotitsvagirayi amai vacho timbovatsiura. She confessed kuti baba vanenge vakatofa vachiti ibenzi but iye anoziva manje.
@restonemtandavari5348
@restonemtandavari5348 3 жыл бұрын
Uyu aiwirirana na Baba vake zvikurusa uye pakuita mabasa epamba. Ipapo pakuti Amai ndivo vakatanga kuti Baba vako vakafa Ivo vasingaonekwinvizowanikwa vakafa zve sure. Saka pane chakavanzika pakugarisana kwavo vabereki chinizikamwa nemukomana uyu chaanofungidzira kuti Amai vanechokuita pakuda kwaBaba vake
@seniortarytouch2178
@seniortarytouch2178 3 жыл бұрын
Maya wangu wakanyatso cherechedxa muface anopenga uyu
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 3 жыл бұрын
@@seniortarytouch2178 Aida kupengeswa but haapenge uyu,zvine mushonga mukati zvinoitwa naMai vacho. Dai mukomana uyu abatsirika kuziva kunamata
@seniortarytouch2178
@seniortarytouch2178 3 жыл бұрын
@@lindahmatunga2343 Uuum zvakaoma
@tuffkudzanai752
@tuffkudzanai752 3 жыл бұрын
This guy dangerous to his family
@HeAloneIsGod9901
@HeAloneIsGod9901 3 жыл бұрын
This is what you get when you favour other kids and hurts some it's called karma, the mother is very wrong and he thought of solving issues by creating more problems
@patiencemavenge27
@patiencemavenge27 3 жыл бұрын
He was provoked i blame him
@marianluwizhi8555
@marianluwizhi8555 3 жыл бұрын
Ngeke part 2 uyu akabuda achapara mhosva ane bitterness uyu
@derrylmuputire812
@derrylmuputire812 3 жыл бұрын
Ngavamupe mugove wake . period
@elvissalakata9074
@elvissalakata9074 3 жыл бұрын
Ngeke part 2.dzikagara gara dzodzoka fut mkati
@lenainock3982
@lenainock3982 3 жыл бұрын
😂😂😂😂😂🤦‍♀️
@wilfordmadyira1898
@wilfordmadyira1898 3 жыл бұрын
lol
@nyashagrace11
@nyashagrace11 3 жыл бұрын
Shuwa Ngeke chaiye
@oswardchikwanha165
@oswardchikwanha165 3 жыл бұрын
No ngavamubate mushe zvirwadza zvarikuitwa izvo utovachengetra pfuma asna kufunga kudzitengesa ega mmm votengesa vomunyima haaa no
@natheben6977
@natheben6977 2 жыл бұрын
Charmaine anodiwa. Cute. Ncooow smile maiona here? Nekunyarira so
@anymorekamuruko8528
@anymorekamuruko8528 3 жыл бұрын
Haasati atochinje mukomana uyu haadi zvisina basa ummm same same na Ngeke
@tarirobhunu131
@tarirobhunu131 3 жыл бұрын
Kkkkkk yah
@colleenolivier1562
@colleenolivier1562 3 жыл бұрын
Vitalis haadi zvisina basa kkkkkkk. Ummmm life is tough
@kuzivabaila9880
@kuzivabaila9880 3 ай бұрын
Kkkkk that bar killed me
@zvirikupisamumamana
@zvirikupisamumamana 3 жыл бұрын
Wat happened to the DNA show I really miss it
@evelynechitata2105
@evelynechitata2105 3 жыл бұрын
Me too
@tarirai
@tarirai 3 жыл бұрын
Tilder is too disruptive...let munhu ataure nyaya yake..
@masonldn8647
@masonldn8647 3 жыл бұрын
I think sometimes it's just to get the story straight which is good for us
@fmaz2669
@fmaz2669 2 жыл бұрын
This guy is a high risk to his mum. A very high risk.
@yemuraimlambo8719
@yemuraimlambo8719 3 жыл бұрын
This person is not ready to go out
@seniortarytouch2178
@seniortarytouch2178 3 жыл бұрын
Yhaa ukuziva wangu haana change uyu
@maverickshifu
@maverickshifu 9 ай бұрын
Nice guy. Very honest. He made me laugh
@ish1330
@ish1330 3 жыл бұрын
This is case is complicated for sure.
@misszozo410
@misszozo410 3 жыл бұрын
They did not like this kid at all. He wanted mother's love
@Troys_Aaliyah_s-Dad
@Troys_Aaliyah_s-Dad 3 жыл бұрын
Ahadi zvisina basa mukomana 🤣🤣🤣 amai vazoparadzwa manje
@saddingtonmangena1241
@saddingtonmangena1241 3 жыл бұрын
Kkkkkkkk. Vachapatama pamusha ipapo
@ZimNet24
@ZimNet24 3 жыл бұрын
Achaita kunge ngeke,kunopedzesa pakasiyira
@lufunoncube9885
@lufunoncube9885 3 жыл бұрын
Kkkk usadero sabhuku vangu kani
@ZimNet24
@ZimNet24 3 жыл бұрын
@@lufunoncube9885 ķkkk he is not even sorry
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 3 жыл бұрын
Ummmm uyu anogona kunouraya fti akabuda
@mashokongonidzashe5923
@mashokongonidzashe5923 2 жыл бұрын
Mwari vanechekuita newe.he wanted you to see prison so that you learn something....mudavire Mwari.sometimes people offend just to be imprisoned so that they learn.God wants you
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 3 жыл бұрын
Tete mukomana uyu anoda kugariwa naye pasi nkt achine hasha chaidzo
@pedemannyags4910
@pedemannyags4910 3 жыл бұрын
Charmaine mugomudawo womuratidza nzira yakanaka yeupenyu veduwee
@shelterhwingwiri9855
@shelterhwingwiri9855 3 жыл бұрын
Yooo pakaipa.dai Mwari vapindira havo zvemumhuri zvinonetsa sure
@tafimutekwe2855
@tafimutekwe2855 3 жыл бұрын
Jail is supposed to reform a wrong doer but it is not doing much to reform this guy. His future is bleak if he maintains his mindset.
@frankarthur8397
@frankarthur8397 3 жыл бұрын
perception of others should not determine your future he will overcome all the negatives being said abt him ...this guy has potential of a bright future and he is open minded someone who can decide at a young age tht school is not good for him n do something better than skool ...everyone has a breaking point when provoked
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 3 жыл бұрын
@@frankarthur8397 That is very true,this issue is also spiritual more
@frankarthur8397
@frankarthur8397 3 жыл бұрын
Tafi mutekwe i wonder if u are a parent tht when a child does wrong will bring them down with ur negative thoughts tht type tht will tell.the child he or she will amoint to nothing ...the society doesnt need such pple...
@violetphiri4476
@violetphiri4476 3 жыл бұрын
He doesn’t look26 though
@dorothycasale9424
@dorothycasale9424 3 жыл бұрын
I thought he looked 34
@eltonde7921
@eltonde7921 3 жыл бұрын
Hz nt 26 uyu
@seniortarytouch2178
@seniortarytouch2178 3 жыл бұрын
Taura hako
@nikkimasuku8042
@nikkimasuku8042 3 жыл бұрын
@@eltonde7921 How old is he
@manyonimapfidza6457
@manyonimapfidza6457 3 жыл бұрын
Above 35 looks older
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 3 жыл бұрын
Nyaya dzacho ma1.but kuzoda kuuraya amai wakatadza hautinge nyaya nehasha.dai mawanirwa nyasha namwari pafamily yenyu
@beliefmusekiwa1182
@beliefmusekiwa1182 3 жыл бұрын
This guy's allegations against his mother are unfounded.We all are not in perfect relationship with our parents but attempting to kill them is shocking.This guy wanted to KILL his mother and he gets 24months? ?
@trinityhuckleberry851
@trinityhuckleberry851 3 жыл бұрын
What do you mean "allegations" and "unfounded". The guy personally admitted trying to axe his mother. He admitted to his crime and was convicted accordingly. Once somebody is convicted it ceases to be an allegation. You might sympathise with his situation but we cannot absolve him from trying to murder his own mother. Ane error ndosaka asingawirirane nema sibblings naamai vake. Iko kuramba chikoro at grade 7 ndo mviro mviro dzacho. You heard him insinuating that the mother had something to do with the murder of his father. We all know what happened in Mash Central in 2008.
@mariatanya3533
@mariatanya3533 2 жыл бұрын
What's shocking is a mother treating her own son like a slave.
@selinamkandatsama8362
@selinamkandatsama8362 Жыл бұрын
We can say anything we want bt if we were on his shoes we were going to feel how much pain he was feeling, its not easy and acceptable that ur mother is in connection of ur father's death after that she was mistreating him thats wasnt fair fr him too
@melodynehanda2133
@melodynehanda2133 3 жыл бұрын
shame this is a sad story...sometimes vabereki ndimi muno creator tension between children and please learn to share maproperties emushakabvu equally kuvana
@ralphchimbaira1755
@ralphchimbaira1755 3 жыл бұрын
Sure
@talenttapiwanashe6329
@talenttapiwanashe6329 3 жыл бұрын
Very true
@collenmatasa5419
@collenmatasa5419 3 жыл бұрын
Tilder plz help this guy
@tafadzwalusiasi7937
@tafadzwalusiasi7937 3 жыл бұрын
Tilder you need to start watching other documentaries how its done.Dont interogate please just interview,google the difference taneta nekutaura one and the same thing over and over
@joycemsiska-chihana9010
@joycemsiska-chihana9010 3 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 true
@mukundiduri5482
@mukundiduri5482 3 жыл бұрын
Wrong turn😅😅😅
@tatendakunze7873
@tatendakunze7873 3 жыл бұрын
This young man is not even remorseful, releasing him from prison isnt a wise move, anogona kunovauraya futi amai vake
@MsDz02
@MsDz02 3 жыл бұрын
Ngavamupe his share inopera mushe nyaya iyo
@HenrySali-vm2qm
@HenrySali-vm2qm Ай бұрын
Saka mukuti mukuda kumupa pekugara ereee kkkk
@adelaidechikwana9160
@adelaidechikwana9160 3 жыл бұрын
VeSenditoo vacho ngavagadzirise kaIreland ikwanisewo kutumira. Ireland haitoripo panyika dzavaka lista on their app
@tonderaimuridzi-hy6es
@tonderaimuridzi-hy6es 11 ай бұрын
Yeah
@roberttgwena9047
@roberttgwena9047 3 жыл бұрын
Pane nyaya apa pamwe ndiye chete mwana wa baba vakufa vamwe avo vakoma pamwe havazi vana vababa vakr
@saddingtonmangena1241
@saddingtonmangena1241 3 жыл бұрын
Batisisai zvataurwa nemface uyu. "Ini handidi zvisina Basa". Mashoko makukutu iwayo!
@seniortarytouch2178
@seniortarytouch2178 3 жыл бұрын
But how is his mind kuona kwako aah dai Pana Chinotimba aingoti uyu anorwara uyu
@chipogwatidzo5536
@chipogwatidzo5536 3 жыл бұрын
Munhu wese haadi zvisina basa
@saddingtonmangena1241
@saddingtonmangena1241 3 жыл бұрын
@@seniortarytouch2178 kkkkkkkk. Mchinda uyu une highly embedded bitterness uye maonero Ake akati siyaneyi neevamwe so uuuhm he may be right or wrong but his relatives should treat him with caution honestly
@seniortarytouch2178
@seniortarytouch2178 3 жыл бұрын
@@saddingtonmangena1241 but kakupenga katoripo unotarisira kuuya kuzoonekwa iwe wakatema amai hanzi vaifana kubhadhara Lawyer ndakwane mupfanha uyu
@faraibanda4841
@faraibanda4841 3 жыл бұрын
Ummm arikunoipara mhosva zvekare uyu because achine chigumbu hake
@ch1na174
@ch1na174 3 жыл бұрын
uyu munhu uyu ari kutodzokera for seconds
@andrewmutizamhepo1124
@andrewmutizamhepo1124 3 жыл бұрын
Zvimwe tozotaura later the guy is 100%. Mother and father should be respected and honoured according to God. Zvekuti vazodai vakadai she will remain the mother in God's eyes. So this boy must apologise oripa, otenduka obhabhatidzwa otanga hupenyu hwake patsva.
@brianfaya1496
@brianfaya1496 3 жыл бұрын
Ini maonere angu akatadza kuzoda kuuraya mai but mai vanedambudziko mufudzi arikushanda pfuma yacho havachamuoni semunhu mai ava vaizoguma vamuuraya kut arikutishungurudza vabereki ngatisasarudza vana even akabuda vakasamupa mugove vakaringana ndaona paita Hondo zvakare becoz mukomana uyu zvichirikumudya moyo zvepfuma yakashanda yababa vake amai avo vaidakutarwa navo kut vamupe mugove unokodzera vakasadaro anogona kana kutoparadza zvese neshungu pluz kufunga matauriro avakaita pakafa babá vake nezvaakumuitira iye akutoti I deal rakarongwa namai namkoma vake
@lydiandhlovu7641
@lydiandhlovu7641 3 жыл бұрын
Tete tilda Mukomana uyu anoda counseling yakanaka ndaona kwaita Hondo kumba uku ,ngaatsvage anomuperekedza ,Mai vake ngavamupe pake pekugara nepfuma yake
@patiencechimhanda3734
@patiencechimhanda3734 2 жыл бұрын
Ayewa blaz irombe ava kuramba chkoro at grade 7 ndoo kunoratidza kupenga kwese ayida kungoti zvaataura amai voita izvozvo haadi kutsuurwa coz maivake munhukadzi anoda kungosiiwa achiita chero zvaada hake ivo amai chero vakarasa sadza ungade kuvauraira izvozvo
@supervisionentertainment2912
@supervisionentertainment2912 Жыл бұрын
Its unfortunate that the guy is bitter and seems to be unrepentent. Whatever wrong was done to him ngaazive kuti mai havarohwe
@zitareileonardbhasera454
@zitareileonardbhasera454 Жыл бұрын
This man has not forgiven his mother brother and babamuninini
@paidamoyomakuwaza4814
@paidamoyomakuwaza4814 3 жыл бұрын
Moms hokoyo ndouyako
@forgivetavada3252
@forgivetavada3252 3 жыл бұрын
ndiye 1 wevamwe vanotaura chokwadi chisina kupokana....he's bitter and misses the late dad amai avo ngavade vana vavo vese nekusiyana kwavo ikoko,otherwise vanopikirwa murder chaiyo next year
@masonldn8647
@masonldn8647 3 жыл бұрын
He was wronged to start with but obviously they were ways to resolve it .
@charlesmillione7327
@charlesmillione7327 3 жыл бұрын
Zvinobva zvabuda pachena kuti vaimusarudza ,vakadii kumuregerera mwana wavo .zviripachena futi kuti mukoma namai vaka batana kuti ngaasungwe aende vasare vachidya pfuma Vega nerimwe side mukoma vane husimbe havadi kushanda vakudya simba remupfanha akazvipira hake kuti ini chipo chekudzidza Handina asi basa re kuri ma ne kuchengeta zvipfuyo ndogona
@elliotjonasi5094
@elliotjonasi5094 3 жыл бұрын
Uyu akabuda anodzoka futi coz hazvisat zvapera
@tafadzwamazivanhanga555
@tafadzwamazivanhanga555 2 жыл бұрын
Vanamai munobhaiza imi muchitora advantage yekuti ndirimai
@julietchivhanga3054
@julietchivhanga3054 3 жыл бұрын
Maybe hausi mwana wamai ava urimwana wababa chete
@tatendatira4537
@tatendatira4537 3 жыл бұрын
I think there is need for counselling otherwise akabuda uyu ma1
@tapsmanvibes5299
@tapsmanvibes5299 3 жыл бұрын
dzikabuda dzakafita kunovapamha idzi dzikutoti i warning yandakavapa
@deleenchinembiri3054
@deleenchinembiri3054 3 жыл бұрын
Tete help munhu uyu , I think mentally and problem kunge Ngeke
@thabsshiri6736
@thabsshiri6736 3 жыл бұрын
His facial expression
@patiencechimhanda3734
@patiencechimhanda3734 2 жыл бұрын
Uyu dai akapihwa ma years chaiwo hobho with hard labour
@beautymanyere8754
@beautymanyere8754 3 жыл бұрын
Shame sorry sonny hope you will make it when you are out
@donaldsakala2084
@donaldsakala2084 2 жыл бұрын
Kkkkkkkk hanzi its a warning chete yandakavapa😂😂😂
@andymaseemeat7851
@andymaseemeat7851 3 жыл бұрын
Vakadzi vazhinji itsika yavo kuparadza vanhurume nekuda Kumari nepfuma. Nekuchengetesa vanhurume vana vasiri vavo zvozonetsa mangwana vana vakupandukirana nekty havasi vedzinza rimwe. Vanhukadzi dzidzai kuziva zvamunoda nguva imwechete
@alleyesonafrica4283
@alleyesonafrica4283 2 жыл бұрын
School is important
@patiencesadzauchi-tf1zc
@patiencesadzauchi-tf1zc Жыл бұрын
Chidzidzo anamai yu should treat your children equally 🙄
@saselamanimax7563
@saselamanimax7563 3 жыл бұрын
Well said, jere rakashata but handidi zvisina basa kkkk, pliz counsel him asati aita the real show
@looooooo163
@looooooo163 3 жыл бұрын
Real show yakafita kutoitika November 19 paanobuda akanzwa kuti mombe hakusisina dzakatengeswa or kutogovewa asipo hapasisina ma properties acho.
@ParamountRoyals
@ParamountRoyals Жыл бұрын
Tilda kana uchitaura nevanhu taura navo mune zvakanaka... mukomana Anga Ane ma issues ayi facer coz of Mai vake...why kuita kunge Mai vake Havana chavakamuita.
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 2 ай бұрын
He needs counseling and mother's love,variko vabereki vanehutsinye havasi vose vabereki vanerudo😢
@tinashesaidi4722
@tinashesaidi4722 3 жыл бұрын
Iri ndo Benzi mnje kusaenda kuchikoro soo ndozvakunoita ko zvaakaona kuti momz vane problem wakadii kusuduruka uye kusaonekwa nema parents inyaya yehunhubu hwake mukomana uyo brains dzakaora
@lucksonmujaki3298
@lucksonmujaki3298 3 жыл бұрын
Tilder une basa kkkk Haana kusiyana naNgekeee
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 2 жыл бұрын
Brain....dzako hadzina kuita mushe chikomana nyaya ndayiona hauna mhosva
ТИПИЧНОЕ ПОВЕДЕНИЕ МАМЫ
00:21
SIDELNIKOVVV
Рет қаралды 1,4 МЛН
Smart Sigma Kid #funny #sigma
00:14
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 6 МЛН
Mom had to stand up for the whole family!❤️😍😁
00:39
Every parent is like this ❤️💚💚💜💙
00:10
Like Asiya
Рет қаралды 26 МЛН
MY HEIGHT vs MrBEAST CREW 🙈📏
0:22
Celine Dept
Рет қаралды 13 МЛН
ГОЛУБЫЕ ГЛАЗКИ РОЗОВЫЕ ЩЁЧКИ#cat
0:20
Лайки Like
Рет қаралды 1,4 МЛН