No video

Behind bars with Tete Tilder

  Рет қаралды 42,595

Tilder LIVE ZIM

Tilder LIVE ZIM

Күн бұрын

The final episode of Jorum who was jailed at the age of 19 and is serving a life sentence

Пікірлер: 151
@evelynchikandiwa4380
@evelynchikandiwa4380 4 жыл бұрын
Nyaya ya joramu inorwadza asi ndakunamata kuti mwari vakusununhure hanzi nyangwe zvitadzo zvakatsvuka seropa mwari vanozvichenesa nezita ramambo jesu joramu nyaya yako ngaipere ndanamata ndichirwadziwa usatye mwari vanokusunungura muhusugwa ramba uchichemera musiki hapana cbisingaperi unobuda soon
@jerrykjekenya3290
@jerrykjekenya3290 4 жыл бұрын
Evelyn Chikandiwa sure
@munashemsongwe6600
@munashemsongwe6600 4 жыл бұрын
Amen
@2003tanaka
@2003tanaka 4 жыл бұрын
Thank you for all your prayers.Ndauya kuzonzwa nyaya iyi after l saw on the news that he has been released.Mwari vakanaka nguva dzese.
@simbamajaji5313
@simbamajaji5313 4 жыл бұрын
Your prayers were heard. Praise be to GOD
@kingsdaughtersaltoftheeart8986
@kingsdaughtersaltoftheeart8986 4 жыл бұрын
Evelyn you trruly have faith. Thank you for yr prayers. I am so happy he is out. May God lead him
@itsonlyvalentine6763
@itsonlyvalentine6763 4 жыл бұрын
I have just herd he’s been released. This story was very touching. Tete Tilda we cant thank you enough for getting this story out. Also, if they is a way to assist his post jail life please let me know.
@denzelmwale1418
@denzelmwale1418 3 жыл бұрын
Really broe
@leniehungwe9645
@leniehungwe9645 4 жыл бұрын
Jorum unobuda mwana wamai ngozi mweya yetsvina kuna Mwari kudenga vachakusunungura, Thanks tete nechirongwa ichi
@partycreationsbyeventdecor4655
@partycreationsbyeventdecor4655 4 жыл бұрын
Lenie Hungwe abuda
@lizzyalidi4863
@lizzyalidi4863 3 жыл бұрын
Mmmmm 😭😭😭😭😭😭😭😭 the moment my brother cry I am also crying. Lord have mercy. I am learning a lot from you Aunty Tilda. Thank you so much
@stanleychari3514
@stanleychari3514 4 жыл бұрын
Mwari makanaka chokwadi, its so touching and after all i don't think he meant kubaya the deceased.
@constancemapfumo7971
@constancemapfumo7971 4 жыл бұрын
I believe in u tete Tilda zvasangana naye zvatomunakira soo God bless u tete
@tombichirau7851
@tombichirau7851 4 жыл бұрын
Ndarwadziwa , Mwari pindirai. You can tell genuine and remorse in his voice. Inga Mwari mwakati uyai mwese mwakaremerwa ndicha kuzorodzai 🙏🏾. I am sending my love to you brother, itirwai nyasha.
@partycreationsbyeventdecor4655
@partycreationsbyeventdecor4655 4 жыл бұрын
Tombi Chirau your prayers have been answered he is out and free unbelievable God is wonderful 🙌🏾
@garvingomera45
@garvingomera45 4 жыл бұрын
He is a free man now.God is great
@briankudzaimukono227
@briankudzaimukono227 4 жыл бұрын
Thank God this guy is out of Prison. This story is so sad
@shellahchikoore3225
@shellahchikoore3225 4 жыл бұрын
Ndafara kana neniwo
@theodollamarutsi3952
@theodollamarutsi3952 4 жыл бұрын
Me too
@pamelajosi4352
@pamelajosi4352 4 жыл бұрын
Amen
@abigailmawi1385
@abigailmawi1385 3 жыл бұрын
@@pamelajosi4352 ange aitei veduwe only saw this last update
@pamelajosi4352
@pamelajosi4352 3 жыл бұрын
@@abigailmawi1385 akauraya munhu 1997 so akatanga kugara mujeri 1998 but haana kuuraya munhu achida so akanga anzi life n jail
@violetsanzingwe5850
@violetsanzingwe5850 4 жыл бұрын
Mwari vachakuregerera Jorum just beleave in God nguva yavo inosvika uchabuda nerimwe ramazuva.Tinewe muminamato.
@belindadikito3710
@belindadikito3710 4 жыл бұрын
Tete pliz ndokumbirawo kiti mugotizivisawo kuti Jorum zvakazodii muupenyu hwake,dai mwari vamunzwira tsitsi kani ndarwadziwa ini veduwe ,mwari murimwari munogara nekusingaperi murimwari wechirikadzi nenherera makati huyai makaremerwa makaneta ndichakupai zororo,mwari tinosiya Jorum mukati memaoko enyu ndamata mwari zarurai nzira zarurai magoni mwari ,magoni ngaavhurike kubudikidza netsitsi dzenyu mwari musunungurei mwari tachema mwari mutsai vanhu vabatsirane nemuranda kadzi wenyu wamakamutsa tete tilder ava ndanamata ishe kudzamara nwkusingaperi amen?
@marjoriemuchena6031
@marjoriemuchena6031 4 жыл бұрын
Ndawatcher this part kufb and i was all tears, ndadhumana nayo futi kuno and ndabva ndaivhura futi and i thought i would watch it ndisingacheme futi asi zvaramba. Those who are willing to intercede for Joram tinamate wherever we are, Mwari havarambe vanyerere, He will definately create a way.
@alicenyathi1990
@alicenyathi1990 4 жыл бұрын
Amen ichokwadi l just finished praying for him may God intervene we are all sinners .and its not our place to judge😭😭😭😭😭😭😭
@marjoriemuchena6031
@marjoriemuchena6031 4 жыл бұрын
@@alicenyathi1990 thank you dear, indeed we are all sinners and we need another chance in life.
@kmbhebhe
@kmbhebhe 4 жыл бұрын
He has paid his time .... he needs a lawyer to review his case again
@ronicamutanga7289
@ronicamutanga7289 4 жыл бұрын
Denga ngarinzwe tsitsi Mwari weeee Mwari anoregerera sanganai neupenyu hwa joramu please have mercy God have mercy pindurai nemoto Mwari .
@partycreationsbyeventdecor4655
@partycreationsbyeventdecor4655 4 жыл бұрын
ronica Mutanga vapindura ishe Jehovah abuda he is free now
@royalhustler2975
@royalhustler2975 3 жыл бұрын
Ummm ndakamborova munhu akapotsa afa and I’ve leant my lesson handichaita zve fight muhupenyu hwangu futi
@libertysumai7809
@libertysumai7809 3 жыл бұрын
It's never worthy it brother. Big up.
@tatendafambi9819
@tatendafambi9819 4 жыл бұрын
Pese pari kutaurwa mama misodzi yoti mokoto😭😭😭9 years vasingauye vanenge vachishayawo kuti vozviitawo sei😭😭
@dristyxmusic
@dristyxmusic 4 жыл бұрын
I've learned a lesson I swear I'll never fight again. Thank u @tilderlivezim
@marthachiporundura753
@marthachiporundura753 3 жыл бұрын
💔💔💔😭😭😭😭 ngavamuburitsewo weduweee,i am sure he learnt his lesson.Paachema pese neniwo ndachema.Mwari ngavamuzarurirewo weduwee.
@multifaceted_noe9208
@multifaceted_noe9208 4 жыл бұрын
❤ To God be the Glory, Your wish has been granted Jorum🙏
@imath68
@imath68 4 жыл бұрын
I think the sentence was too harsh if we go by the story.There were mitigating circumstances , also considering the age at which the crime was commuted. Are there no lawyers who can help serif the sentence can be changed. It’s too much .
@anthonykadonzvo2082
@anthonykadonzvo2082 4 жыл бұрын
Agreed!
@glorymuch6704
@glorymuch6704 4 жыл бұрын
Plz God help him.tete Tilder thbx
@marjoriemuchena6031
@marjoriemuchena6031 4 жыл бұрын
Im sure malawyers ehuman rights akamiririra sekuru Freddie vaya vecartheta vachamumiririrawo. It is well
@alicenyathi1990
@alicenyathi1990 4 жыл бұрын
Dzimwe mhepo so chokwadi ndaradziwa ndichakuisa mumunato hanzwanzi Mwari vanopindira ..lets hope tete u will keep updating us on Joram s story so so sad 💔💔💔💔😭😭😭😭
@jusmos2407
@jusmos2407 4 жыл бұрын
The moment he broke down neniwo ndabatikana
@GD-td4sd
@GD-td4sd 4 жыл бұрын
i hope this guy finds happiness in his life,he's been in hell most of it🌍
@perpetualshumba9815
@perpetualshumba9815 4 жыл бұрын
Thank you Tilda wakukasira kuposter
@ceciliaziweta3408
@ceciliaziweta3408 4 жыл бұрын
very sorry joramu....ndiri kurwadziwa kani dai wabatsirika veduwe
@talentdube6214
@talentdube6214 Жыл бұрын
I never cry this guy he was going through a lot hope he's safe
@ladybmukota2161
@ladybmukota2161 4 жыл бұрын
Thanks tete God bless you
@darlingtonmutaurwa2299
@darlingtonmutaurwa2299 4 жыл бұрын
Very sad. Could learn one or two lessons . Thank you Tilda
@godfreematsica4937
@godfreematsica4937 4 жыл бұрын
very sad....😭😭😭😭😭ndarwadziwa
@barbaramapfungautsigwesu9690
@barbaramapfungautsigwesu9690 4 жыл бұрын
A lot of victims in this case. Ndinorwadzirwa vabereki vaJorum. Iye akararama zvinorwadza, tichitarisa age yaaive. Now that abuda mujeri dai awana mhuri yemunhu waakauraya aripe. Nyaya iyi inorwadza
@memorychibuwe8143
@memorychibuwe8143 4 жыл бұрын
Thanks tete Tilda nehelp yenyu
@wendymasungani4079
@wendymasungani4079 3 жыл бұрын
quite saddening but we thank God for his release...
@Ishmael4513
@Ishmael4513 3 жыл бұрын
I AM HERE FOR THE VICTIMS AND THEIR FAMILIES. HAVE YOU EVER CONSIDERED HOW THIS PROGRAM IS OPENING WOUNDS FOR US? YOU ARE GIVING THESE CRIMINALS AIRTIME TO RE-LIVE THE ORDEAL THEY PUT US THROUGH. DO YOU KNOW WE HAVE FEELINGS TOO. WHEN MY RELATIVE KILLER NARRATED HOW HE KILLED MY BRO, I CONTEMPLATED TAKING MY OWN LIFE. TILDER, YOU ARE A GOOD PERSON BUT THIS PROGRAM MUST BE TAKEN OFF AIR AS IT IS OPENING WOUNDS AND CREATING A LOT OF MENTAL HEALTH ISSUES TO VICTIMS AND THEIR FRIENDS AND FAMILIES. PLEASE REHABILITATE THESE GUYS "BEHIND BARS" NOT IN PUBLIC. THAT WILL BE THE ONLY WAY YOU SHOW US RESPECT. WE ARE HURT TILDER. I WILL BE SHOUTING TILL MY VOICE IS HEARD AND I REPRESENT MANY.
@gladyschivanga2017
@gladyschivanga2017 4 жыл бұрын
Eeish so sad..please those who can help him please
@siceleslendlukula8518
@siceleslendlukula8518 4 жыл бұрын
NaSisi Tilder tinoenda kure takazviita pana Sekuru uye pamwana uya we 11 yrs takamutsvaga tikamuwana
@westonmucheke9645
@westonmucheke9645 4 жыл бұрын
Guys look. No matter the severity of the punishment, u still hayo ripa ngozi. The ngozi will stay in the family bloodline even akazoita mwana, that mwana anenge akatakura curse yababa.
@valehrepublic455
@valehrepublic455 7 ай бұрын
hello tete where is jorum now
@gilbertmatemba5206
@gilbertmatemba5206 2 жыл бұрын
Eiish ndarwadziwa hangu 😭😭😭😭
@mollinemadhananga5767
@mollinemadhananga5767 4 жыл бұрын
Mwari vanopindira hama yangu wakangoshandiswa na satan chete bt mwari variko
@joinorymabiza6133
@joinorymabiza6133 4 жыл бұрын
Mwari pindiraiii paupenyuu hwakeee mukomaa uyuuu asii ndarwadziwaaaa
@joycematadijoycematadi3467
@joycematadijoycematadi3467 4 жыл бұрын
Wish you all the best sisi Tilda
@movementforsuccess23
@movementforsuccess23 4 жыл бұрын
I wish u all the best Jorum.
@partycreationsbyeventdecor4655
@partycreationsbyeventdecor4655 4 жыл бұрын
Farai Zengeni did you know that he got out yesterday 🙌🏾
@alicezuzeh3109
@alicezuzeh3109 4 жыл бұрын
baba vajoramu pliz ngavanoonao mwana shuwa vasadaro sooo
@lawrencemupuwi2720
@lawrencemupuwi2720 4 жыл бұрын
Xaa variko ufunge I know him and ft zvosiririsa kanhi
@patiencekwaramba6034
@patiencekwaramba6034 4 жыл бұрын
@@lawrencemupuwi2720 aiwa ngavanoona mwana it's so painful apa mskana wakaurayira munhu akatoenderera mberi nelife
@MrMbisker
@MrMbisker 3 жыл бұрын
Never fight over a Hure
@user-ji2yd2dd3u
@user-ji2yd2dd3u Жыл бұрын
😢😢😢I'm in tears
@marshallzunguzira3741
@marshallzunguzira3741 4 жыл бұрын
Eish kuuraya munhu chinhu chakaipa zvachose amai vemukomana aakauraya vakatofawo vari mumarwadzo nekutambudzika nemufiro akaita mwana wavo ndinoona sekuti dai vabereki vaJorum vakabhadhara kare ngozi yakaparwa nemwana wavo kwete kumirira kuti amutswe.Uye makore agara Jorum kujeri apfidza chero akabuda ahachapinde nyaya dzakadai futi .
@vgfmuknya9882
@vgfmuknya9882 4 жыл бұрын
Problem ndeyekuti vana jorum taikuzivai muchizviita ma shuman emumutapa muchi harrasa vanhu..... This should be a lesson chi hard hachibhadhari.... Wakauraya munhu asina mhaka... During your days wainetsa mu gweru... I remember very well
@privilegesimbaneuta4642
@privilegesimbaneuta4642 4 жыл бұрын
Are you serious
@vgfmuknya9882
@vgfmuknya9882 4 жыл бұрын
@@privilegesimbaneuta4642 yes I personally know him and what exactly happened on the day.. And the type of life the guy used to live back in the day in mutapA
@patiencekwaramba6034
@patiencekwaramba6034 4 жыл бұрын
@@vgfmuknya9882 zvakaoma
@kudzaimaponga5887
@kudzaimaponga5887 4 жыл бұрын
He was only 19. Anyone can change their life at any change saka haikona kubva wafarira kuti ave mujeri now. Uchabara wo pamwe wako will be worse than J at that age.
@vgfmuknya9882
@vgfmuknya9882 4 жыл бұрын
@@kudzaimaponga5887 I know him personally and we all used to be 19... But let's not use age as excuse of misbehaving and worse murdering someone.... Chakaipa Chakaipa
@saifmurehwamatangira9630
@saifmurehwamatangira9630 4 жыл бұрын
Mwari wekudenga dzikisayi nyasha pana joramu abudewo atange hupenyu wo sevamwe
@marjoriemuchena6031
@marjoriemuchena6031 4 жыл бұрын
Amen!!
@gladmorejaphet4344
@gladmorejaphet4344 4 жыл бұрын
Amen!
@reelmthunzi5694
@reelmthunzi5694 4 жыл бұрын
Amen
@humphreymanana5020
@humphreymanana5020 4 жыл бұрын
Nyaya inorwadza iyi hana kuraya achida, Mwari dai vamusunungura nekuti atambudzika
@spiwemahole3677
@spiwemahole3677 4 жыл бұрын
Mwari vanokuwanira nyasha hanzvadzi
@idahdondo8431
@idahdondo8431 3 жыл бұрын
Vanogona kuti Jorum abuda votora vanohaka mweya womufi akasutsa amuhaka anotaura kana kutungamirira kuenda kunofanirwa kunoripirwa
@mollinemadhananga5767
@mollinemadhananga5767 4 жыл бұрын
Thank u tete Tilder
@cathrinepfudza3198
@cathrinepfudza3198 4 жыл бұрын
Mwari vanokurengerera 😭😭namata
@tynieshoko898
@tynieshoko898 4 жыл бұрын
kuna mwari kudenga Jorum .and you will be free
@anthonykadonzvo2082
@anthonykadonzvo2082 4 жыл бұрын
If this story is true, this guy must be a free man or should've got a sentence inopera kwete zvekunzi kumba kwake kwakujeri
@westonmucheke9645
@westonmucheke9645 4 жыл бұрын
Saka waakauraya achadzoka here nhai
@anthonykadonzvo2082
@anthonykadonzvo2082 4 жыл бұрын
@@westonmucheke9645 no, haazoke😉
@westonmucheke9645
@westonmucheke9645 4 жыл бұрын
Saka ngaafire mujeri at least arikutombopiwa nyemba achidya kkkkkkk akazvida ega
@anthonykadonzvo2082
@anthonykadonzvo2082 4 жыл бұрын
@@westonmucheke9645 he was only 16... remember who you were then.
@sheronluphahla4343
@sheronluphahla4343 4 жыл бұрын
@@westonmucheke9645 waphapha wena
@Zim22117
@Zim22117 3 жыл бұрын
Think twice before committing a crime
@brendachiii5049
@brendachiii5049 4 жыл бұрын
Mwari wekudenga pindirai ndarwadziwa hangu
@alicezuzeh3109
@alicezuzeh3109 4 жыл бұрын
too bad agara mnhu uyu akaiswa mujeri ini ndichiberekwa mmmmmm have mercy mnje
@beazvavanhu1718
@beazvavanhu1718 4 жыл бұрын
Haa ma1 ini ndsati ndazvarwa
@miriamchimanya9814
@miriamchimanya9814 3 жыл бұрын
Zvoradza Mwari pindirayi Mwana akatadza arimudiki.
@clemencetigere8257
@clemencetigere8257 4 жыл бұрын
Chekutanga kuripa ngozi wonamata mwari
@clemencetigere8257
@clemencetigere8257 4 жыл бұрын
Mmmmmmmmm nyaya yajoramu inonzwisa tsitsi asi hama tikabatsiarana kunamatira vakadai mwari vanopindira chete
@napstermadondo9934
@napstermadondo9934 4 жыл бұрын
anoripa ani kupi
@ish1330
@ish1330 4 жыл бұрын
what a mess.
@trmangena2463
@trmangena2463 3 жыл бұрын
You don't have to pay any thing just repent jorum
@siphiwechabata2394
@siphiwechabata2394 4 жыл бұрын
Nyaya ya jorumu inorwadza chokwadi
@shepherddidix7537
@shepherddidix7537 4 жыл бұрын
Mwari pindirai.
@cynthiampofu4790
@cynthiampofu4790 4 жыл бұрын
I feel sorry for joramu
@Dadirainyambo
@Dadirainyambo 4 жыл бұрын
It's too sad 💔
@tatendatongogara6646
@tatendatongogara6646 Жыл бұрын
Uuuuummmm so sad 😭😭
@firstlady2671
@firstlady2671 2 жыл бұрын
Tilda was sent by God
@sharonkuwandika2523
@sharonkuwandika2523 Жыл бұрын
Shame....
@chntymnemo3964
@chntymnemo3964 4 жыл бұрын
Yaa zvorwadza hazvo ma1
@tsungayifurayi1677
@tsungayifurayi1677 4 жыл бұрын
Nyaya iyi inorwadza chokwadi
@julietmushayagwazo8473
@julietmushayagwazo8473 4 жыл бұрын
Ndachema hangu ini
@dorothymadya8407
@dorothymadya8407 4 жыл бұрын
Joramu nyaya yako yandirwadza .ndichanamata mwari vanokusungura .majeri achavhurika
@panachehambirepi5700
@panachehambirepi5700 4 жыл бұрын
Ende avhurika...he is now out of jail
@talentdube6214
@talentdube6214 Жыл бұрын
😭😭😭😭😭😭😭😭
@lawrencemupuwi2720
@lawrencemupuwi2720 4 жыл бұрын
Haa this guy nyaya yake inorwadza akasungwa kare Dai mwari amunzwira tsitsi kungoti ndainzwa ndisiri muGweru baba vacho ndovaziva ndaingavatsiura vaende kunoona Mwana asadaro mdhara swela
@alicemupotsa7736
@alicemupotsa7736 4 жыл бұрын
Dai paita vanoziva hama dzemufi uyo akabaiwa nebanga uyo .nyaya iripwe zvipere mkomana agarewo life iri normal.hapana zvaangaite asina kuripa.please vanozivawo kne hama dzemface akabaiwa ngavamudzewo aone kuripa.
@constancemapfumo7971
@constancemapfumo7971 4 жыл бұрын
Lawrence ndiye Swela we Shurugwi here baba vacho hmmm ngavasadero'
@lawrencemupuwi2720
@lawrencemupuwi2720 4 жыл бұрын
@@constancemapfumo7971 I think ndiye but arimuGweru now mtapa
@cathcathie5177
@cathcathie5177 4 жыл бұрын
Baba vacho vaitadza kuuya havagone.pluz mari
@lindafaria6009
@lindafaria6009 4 жыл бұрын
sherm zvakaoma
@tendaimandizvidza6782
@tendaimandizvidza6782 4 жыл бұрын
Life in jail zvakaoma henyu saka wongofa usina mwana
@alicemupotsa7736
@alicemupotsa7736 4 жыл бұрын
Nezita rajesu ndinoti uchabuda chte ndinewe muminamato budhi
@marjoriemuchena6031
@marjoriemuchena6031 4 жыл бұрын
Anobuda chete nezita raJesu, zvazvatobuda kudai it means God is working something big for him.
@patiencekwaramba6034
@patiencekwaramba6034 4 жыл бұрын
@@marjoriemuchena6031 very true Mwari vatomusunungura
@user-mp9tg4tu3b
@user-mp9tg4tu3b Жыл бұрын
mmm marwadzo
@sanmarina8121
@sanmarina8121 3 жыл бұрын
Tinotenda tete ne chirongwa cz zvinobatsira vasati vapara mhosva
@simbamoyo8038
@simbamoyo8038 4 жыл бұрын
Iniwo munhu akandiwuraya ndinoda kumunetsa kudarika izvi
@westonmucheke9645
@westonmucheke9645 4 жыл бұрын
Musanzwire benzi tsitsi dai Ari Mnangagwa maiti ngaabuditswe mujeri here. Ndiko kunoenderana nezvaakaita
@PKAYSO16
@PKAYSO16 4 жыл бұрын
Weston Mucheke ndiwe uri benzi. Haundiudzi wekunzwira tsitsi kana wekushora. Kiti yemunhu🐱🐱🐈🐈
@westonmucheke9645
@westonmucheke9645 4 жыл бұрын
Munhu anoponda mumwe ibenzi
@westonmucheke9645
@westonmucheke9645 4 жыл бұрын
@@PKAYSO16 asi ihama yako
@belindadikito3710
@belindadikito3710 4 жыл бұрын
Wakaoma iwe awuna moyo,,nyaya iyi inopisa tsitsi veduwe
@PKAYSO16
@PKAYSO16 4 жыл бұрын
Funny enough iwe Weston ndiwe hama yangu but wagara uri munhu ane moyo wakashata . Yes akaponda which is bad, but that does not stop me from feeling sorry for him.
@siniyasiniya3815
@siniyasiniya3815 4 жыл бұрын
Uuuuum zvakaoma
@leighlee681
@leighlee681 4 жыл бұрын
Zvakaoma
@neliamutamera2094
@neliamutamera2094 4 жыл бұрын
Tete batsirai Jorum kutsvaga vanhu ava
@godfreematsica4937
@godfreematsica4937 4 жыл бұрын
very sad....😭😭😭😭😭ndarwadziwa
Behind bars with Tete Tilder
22:26
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 55 М.
Matching Picture Challenge with Alfredo Larin's family! 👍
00:37
BigSchool
Рет қаралды 52 МЛН
The Joker kisses Harley Quinn underwater!#Harley Quinn #joker
00:49
Harley Quinn with the Joker
Рет қаралды 40 МЛН
Чёрная ДЫРА 🕳️ | WICSUR #shorts
00:49
Бискас
Рет қаралды 7 МЛН
What will he say ? 😱 #smarthome #cleaning #homecleaning #gadgets
01:00
Ndakaba Danga Rese ReMombe Ndichida Kutenga Mota
35:16
SlyMediaTv
Рет қаралды 73 М.
A Visit to Binga: Jeannie's Hospital Visit  | #Zimbabwe
3:30
JORAM BANDA LAST PART IN SHORT.
11:12
SK1-TV
Рет қаралды 10 М.
Matching Picture Challenge with Alfredo Larin's family! 👍
00:37
BigSchool
Рет қаралды 52 МЛН