Bhozhongora latest || Chikomba chakauya parufu chichiti machera guva pasipo (Zvipane)

  Рет қаралды 14,571

Bhozhongora (Topic)

Bhozhongora (Topic)

Күн бұрын

Пікірлер: 19
@tafarapaul
@tafarapaul 9 ай бұрын
Bhozhongora uyo anogona😢
@josephined8931
@josephined8931 9 ай бұрын
Pakapakapakaaaaaaa handei tihwe Bhozho unonyudza gejo chaiyo
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 9 ай бұрын
Bhozho ndinoku follower handiregedze
@josephined8931
@josephined8931 9 ай бұрын
Maiweee ko akamuurayirei zvinorwadza saizvozvo nhaimi kumubata chibharo kumuuraya achimukacha musoro zvinorwadza 😭😭😭😭😭😭😭😭
@MemoryMusonza
@MemoryMusonza 9 ай бұрын
So sad💔
@prettysimba7781
@prettysimba7781 9 ай бұрын
Zvinorwadza izvi shuwa RIP Angel 💔
@loycemazhindu8782
@loycemazhindu8782 9 ай бұрын
Vana amai udzayi vana baba vawo chaiwo zvinorwadza izvi
@MavisgadzaidhumukwaMavisi
@MavisgadzaidhumukwaMavisi 9 ай бұрын
😢zvorwadza izvi kusatendeka
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya 9 ай бұрын
Varume vese nemwana vakadiyi kuita mana.pamwe vese havasi. Apa baba vechi2 havana kumbochegetawo mwana vane udyire
@VioletDube-wx9zh
@VioletDube-wx9zh 9 ай бұрын
Iiiii ko akawzowurayireiko vanhu vakawoma sure
@zeanandetluyu6450
@zeanandetluyu6450 9 ай бұрын
Ndezvakudara izvi bhozvo yemwana ayiva nebaba2
@annahmusundire-uu3jp
@annahmusundire-uu3jp 9 ай бұрын
Vatori ne 3 kids diff dad,s she my next door home village
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya 9 ай бұрын
Asi isu tatizvinzwawo nhssi
@samuelchinyanga-vn3hb
@samuelchinyanga-vn3hb 9 ай бұрын
Kwete hama baba vekutanga vanga vakabvisa here pfuma kana kuti tsvakirai kuno kuti vazotora mutumbi pamwe chete nekuchager mombe kana vasina kuroora vakaita dzungu
@bettinamavhuringe3083
@bettinamavhuringe3083 9 ай бұрын
DNA haiti hr munhu afa
@josephined8931
@josephined8931 9 ай бұрын
Chero ikoko kwaakanovigwa hakuna chokwadi, DNA inoita chero munhu akafa
@bornjustin7521
@bornjustin7521 9 ай бұрын
Vanorwara amai vacho chii chinenge ngozi nhaim.
@gracengundu
@gracengundu 9 ай бұрын
Amai ndivo rombe ,vanoziva baba vemwana .Asi zvaingogoneka zvakare kuti vaite DNA test kuti vagutsikane kuti mwana ndewaani nokuti baba vokutanga avo vaichengeta mwana
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya 9 ай бұрын
Mukadzi iMboko uyuu.asi vakadzi vazhinji vari kuzviita.mangwana vanhu vachachema.vamwe vana mai havatozive cz vanenge vachisanganisa daily
ED afara kuHIT. RBZ yabvuma kuti muribe goridhe muZiG.
13:15
Mhanduwe weNhau
Рет қаралды 1,2 М.
Миллионер | 1 - серия
34:31
Million Show
Рет қаралды 2,7 МЛН
Крутой фокус + секрет! #shorts
00:10
Роман Magic
Рет қаралды 38 МЛН
Dzviii Ndakachibata Chikomba Mumba .Dare ra Chief Mutasa
28:04
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 59 М.
Bhozhongora latest || Chipoko chinowanikwa mumba
15:45
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 4,7 М.
Bamukuru vakaonekwa vaine mvura yezvitunha panhamo (6 May 24)
46:09
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 10 М.
Bhozhongora latest || Ndakamunokora tsoka izvezvi haachagone kufamba
19:21
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 4,8 М.
Mbuya vanouraya vanhu 7 ku Mberengwa
33:45
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 11 М.
batsiraiwo kutonga nyaya iyi Amai vakatukwa here ava
26:01
Bhozhongora latest || Baba vaigara panze vachiramba kupupura huroi hwavo
15:23
Миллионер | 1 - серия
34:31
Million Show
Рет қаралды 2,7 МЛН