Bible Truth PODCAST with Ev Marufu & Murambwi Masinire || Episode 18

  Рет қаралды 1,452

BLUFFHILL SDA CHURCH

BLUFFHILL SDA CHURCH

Күн бұрын

Пікірлер: 15
@rufarotizora5144
@rufarotizora5144 3 күн бұрын
Well done for all the clarity. God bless you.
@sirwhite62
@sirwhite62 Күн бұрын
God Bless you Murambwi for today`s questions and understanding. Zororo revanhu riri muna Christ not in the keeping of the a day and call it Sabath rest.
@BlessingChishongo
@BlessingChishongo 3 күн бұрын
Amen Tirikuramba tichijekerwa,, Mwari ngavarambe vachikushandisai pabasa rake nyika izive chokwadi nekuti tanyura mu wine re Babylon
@uchiewedenga8315
@uchiewedenga8315 3 күн бұрын
Eve Marufu...Mwari wekudenga ngaakurangarirei nebasa ramuri kuita iri. Idi ndikakushayai kudenga ndinenge ndisiri kudenga.
@g.karodza
@g.karodza 3 күн бұрын
Tinotenda varume nenyaya yakakosha yamabata iyi, l think by now chokwadi taisafanira kutamba tichiparidzirana sabata zvekuti munhi wese aifanira kunge achingoziva ega kuti sabata nderipi, but nekuda kwekushaya hanya kwavamwe vanhu hawasisina basa nemutemo vamwari, Asi ndinotenda munhu vamwari Ev marufu mwari vakuchengetei murambe muchidzoka kuzotipa zvakawanda zvekuponeswa kwedu
@JabulaniDada
@JabulaniDada 3 күн бұрын
Ini ndinotenda wamarufu ne patient yawayinayo pakupindura mibvunzo hawasi wangani wanozvigona dai mwari wawapa simba nekuti wazhinji taparara neshaya ziwo tichinyeberwa newa fundisi wenhema
@sirwhite62
@sirwhite62 Күн бұрын
Murambwi actually understands Sabata better than Marufu, he is asking exact questions and Marufu is avoiding those questions
@ducusmwanaka3350
@ducusmwanaka3350 3 күн бұрын
Murairo wa Moses ndiwo waisunga vanhu here VaMurambwa? Kana kuti Ma Pharisee ne ma scribes ndivo vakawedzera mitemo yavo kwete Moses. Zvekusvipa nekupukuta ziya zvese izvo zviitavanhu.
@sirwhite62
@sirwhite62 Күн бұрын
Murambwi is 100% correct, Sabata vaIsraeri vakatadza kuribata Sabata and they were given rest in Christ and not in keeping a day and call it a Sabath, Sabata was pointing to Christ, If you believe in Christ, then u enter the sabath rest kwete panyama asi pamweya. read: Hebrews 4 : 8 - 11
@andremandaza5458
@andremandaza5458 Күн бұрын
No wangu we agree kuti Sabbath was never kept right but still on exodus 20 the same Israeli were told to remember the Sabbath haisi issue yekukonewa kuchengeta sabbata the rest yaitaurwa apa ndeyemuzvivi Jesu akauya kuzotisunungura muzvivi
@sirwhite62
@sirwhite62 Күн бұрын
@@andremandaza5458 Exodus haiverengerwi a Believer ka manje zuva ranhasi, it was for the Israel. If you are Born again u can't continue with the old life, u change. So the only way to enter Sabath Rest to children of God today is believing in Christ. Hebrews 4; munogona here kuiverenga mukaiparidza in SDA coz inobudisa pachena kut we enter his rest only by believing because any day of the week is now Holy
@andremandaza5458
@andremandaza5458 Күн бұрын
​@@sirwhite62Wangu Jesu wacho ndiye akasika denga nenyika so iwewe are u confused kuti Jesu ati im the lord of the Sabbath on Exodus we understand kuti those are the moral laws asingabvisike and on the moral law we understand kuti its only the one Sabbath ririkutaurwa not kuti now everyday is now holy
@sirwhite62
@sirwhite62 Күн бұрын
@@andremandaza5458 im saying u may need to read Hebrews 4, and tell me how u can preach it to people concerning Sabath
@andremandaza5458
@andremandaza5458 Күн бұрын
@@sirwhite62 But do u understand that In Hebrews 3 and 4 the emphasis there was to live our unfaithfulness and rebellious hearts as what the Israelites did that time in the wilderness u must remember that most Israelites failed to enter the rest of canaan because of their ubelief ndomaperero anoita Hebrews 3 and jumping to chapter 4 ukaenda ichino concluda last verse yachapter 4 verse 15 and 16 its just reminding us kuti Jesus is in heaven now he's our own high priest arikutimiririra kuregererwa zvivi zvedu Ndipo pane nyaya wangu nyaya haisi pasabata nokuti sabata haritibvise zvivi asi sabata richangoramba richingovapo richichengetwa kusvika jesu achidzoka so the rest here yaitaurwa ndeyekusunungurwA muzvivi not kuti hatichachengete Sabbath
@uchiewedenga8315
@uchiewedenga8315 3 күн бұрын
Kana paine achine dambudziko nenyaya yeSabata, munhu iyeye is a step further away from salvation.
Bluffhill SDA Church || TeamZunde || Saka Watsamwei  || 26 Oct 2024
43:29
BLUFFHILL SDA CHURCH
Рет қаралды 2,2 М.
Mukadzi Akati Mwana Haazi Wangu!Why should I Pay $2000
49:19
BUSTOP TV
Рет қаралды 52 М.
When mom gets home, but you're in rollerblades.
00:40
Daniel LaBelle
Рет қаралды 86 МЛН
黑的奸计得逞 #古风
00:24
Black and white double fury
Рет қаралды 28 МЛН
Osman Kalyoncu Sonu Üzücü Saddest Videos Dream Engine 269 #shorts
00:26
A Terrible Coming Crisis
10:38
Divine Daily
Рет қаралды 1 М.
Ilyashi Lya Pano Isonde
18:29
Ilyashi
Рет қаралды 15 М.
DESPITE REPEATED SINS, DO NOT DESPAIR
13:49
Father Spyridon
Рет қаралды 409 М.
MASTER HILTON RAWLS III | RUN
26:41
AGAPE FAMILY WORSHIP CENTER
Рет қаралды 653 М.
When mom gets home, but you're in rollerblades.
00:40
Daniel LaBelle
Рет қаралды 86 МЛН