Bible Truth PODCAST with Ev Marufu & Murambwi Masinire || THE GIFTS OF THE SPIRIT

  Рет қаралды 2,020

BLUFFHILL SDA CHURCH

BLUFFHILL SDA CHURCH

Күн бұрын

Пікірлер: 13
@StonardChiromo
@StonardChiromo Ай бұрын
I happy I the apostl to come back and discuss about sabbath
@jameshomela4700
@jameshomela4700 Ай бұрын
God work guys rambai makashinga vanhu vauye kuna Christu
@nyashachaneta6154
@nyashachaneta6154 Ай бұрын
Evangelist Marufu pavanotaura vanotaura zvinobatika and zvavanotaura zvichibva muBible , ava vanhu varikuuya vachinzwa Shoko vachirambira pakutenda kwakatsauka vachanetseka kuzvidavirira parutongo
@walterMuchenjewyle
@walterMuchenjewyle Ай бұрын
My Next prayer is to be able to really listen like Marufu, not listening to criticize but to understand. Even if he doesn't agree but he understands 🤯
@IreneDube-p8p
@IreneDube-p8p Ай бұрын
Happy Sabbath Saint ❤
@brendonmuza3214
@brendonmuza3214 Ай бұрын
Thank you very much
@ProudMabhunu
@ProudMabhunu Ай бұрын
Mwari ngavakudzwe nokutinzwisa shoko ravo kuti nyika tive nechiedza chokuponeswa.... I would be happy if you can define the name prophet,, Prophet haasi speaker hre anosvitsa msg yaMwari kuvanhu.... Pauro aiva mu Apostle washe asi akaprofita zvatiri kurarama nokusangana nazvo nhasi,..... Mwari kana vari mukati medu uye vaine chekutaura vanotozvitaura muvadzidzisi vatinenge tiinavo kunyange munhu asingadeedzwi kunzwi muporofita...
@ProudMabhunu
@ProudMabhunu Ай бұрын
Maprofita tinawo kumakereke ose anotenda kunaMwari chero vamwe tisingagoni kuzovadeedza kuti VaProfita nokuti kutaura nezvaJesu ndiwo Mweya wokuprofita.... Mweya waMwari anofemera Vadzidzisi kuti vazive zvokudzidzisa zvinoindirana nenguva(kuprofita ikoko nokuti Mwari ndivo varikutsiura vanhu vavo muma generations)..... Mashandire arikuita maprofita mumazuvaano ndoarikuvhiringidza church yaJesu asi ngatifarei nokuti zviratidzo zvenguva hapana chatingadzivisa.
@CarolineMabhena
@CarolineMabhena Ай бұрын
What is the gift of 'prophecy'
@shokoramwari8621
@shokoramwari8621 Ай бұрын
Apostile we thank God with your explanations as well as ev marufu.unfortunately appstile mune pamati moses is not in the new testament ,but the law is there ....its a conflicting statement . Moses= law
@StonardChiromo
@StonardChiromo Ай бұрын
My problem is this people that call themselves Prophecy but the don't have the message form God but
@thejourneybook8015
@thejourneybook8015 Ай бұрын
Technically, all churches we have where and when they started, SDA in 1863 Pentecostal Movement around 1906s In all this, every church will claims to be the continuition of early church by Apostles
friday kesha
25:00
Pst Mike Kasyoki
Рет қаралды 12
Live streaming of Tehillah Praise City
2:24:13
Tehillah Praise City
Рет қаралды 6
How Strong Is Tape?
00:24
Stokes Twins
Рет қаралды 96 МЛН
Леон киллер и Оля Полякова 😹
00:42
Канал Смеха
Рет қаралды 4,7 МЛН
Try this prank with your friends 😂 @karina-kola
00:18
Andrey Grechka
Рет қаралды 9 МЛН
The End Times | 3ABN Today Live
1:54:54
Three Angels Broadcasting Network (3ABN)
Рет қаралды 2,1 М.
Bible Truth PODCAST || Ev Marufu & Murambwi Masinire || Munhu Haafe?
1:38:55
BLUFFHILL SDA CHURCH
Рет қаралды 3,7 М.
Velaphi Gumbo @Mandara woman to woman interview
1:13:25
Velaphi Gumbo
Рет қаралды 223
Understanding the Fruits of the Holy Spirit
1:03:28
Sacred Scripts
Рет қаралды 30 М.
+3 hours full episodes of The Beginners Bible
3:04:58
The Beginners Bible
Рет қаралды 10 МЛН
"When Christians Believe the Devil Part 2" With Pastor Doug Batchelor
56:21
How Strong Is Tape?
00:24
Stokes Twins
Рет қаралды 96 МЛН