Tsek ED kuita sei ariye ari kukonzeresa kutambura kwese uku kana help hayo to retrieve mabodies hapana saka uri kutendei iwe mahobho
@tatendablessed4899Сағат бұрын
kitsi yauraya vanhu vakawanda zvisingaite
@ninjaboyninja40693 сағат бұрын
Vanorambidzirei ma vedio vanenge vachida kuzonyepa😂😂😂😂😂😂
@TawandaMatonga2 сағат бұрын
Ministry of mines inenge ykarara vanhu vachita mining dzisiko uku mabasa akuna mining ndoirikupa vanhu mari haaaaa
@TawandaMatonga2 сағат бұрын
Arikuti tangayi mauya ne police hasiriye muridzi we Mine hre vachita mining dzekunyepa dzisina ma standad kana pafa vanhu so ndopaunona kuti hauna kungwara