Mukwasha Akaitisa Ambuya Pamuviri
18:36
7 сағат бұрын
Sekuru Musundagore: Shamhu Yemuroyi
2:38
9 сағат бұрын
Repeat: Ndakaroora Bishu Chairo
37:14
19 сағат бұрын
Пікірлер
@HerbertMakanyanga
@HerbertMakanyanga 4 минут бұрын
In'anga ere iyoyi nxaa dai kakaurawa nakafera nxaa
@silentchomunacho7572
@silentchomunacho7572 4 минут бұрын
Sekuru Kafera vakati musatamba nezita ravo, vanokupwetekai ....chabwino!
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 7 минут бұрын
Kkk kubatwa kutizvii😅😅😅mudhara uyu anoda shamhu .nharo idzi ndedzemunhu akaromba
@TrustMuzhambi
@TrustMuzhambi 15 минут бұрын
Mubate pamberipake kana wakarara naye kkkkkkkkkkkkk mamboka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤❤
@TrustMuzhambi
@TrustMuzhambi 17 минут бұрын
Honai Ziso rababamukuru 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 20 минут бұрын
Vaidanana ava hapana kumanikidzira apa mambo plsss mkadzi ane drama uyu ngatikwanire
@yakiesigauke09
@yakiesigauke09 22 минут бұрын
I don't understand your iwe sekuru because ukanzi waromba hazvirevi kuti mangwana wotofuma wave nemota kana imba
@JANETNyoni-x3x
@JANETNyoni-x3x 25 минут бұрын
Musikana uyu waizvidawo wanga wakunakirwa iwe isanyeba
@Energymutodi-nn3ml7fw8y
@Energymutodi-nn3ml7fw8y 26 минут бұрын
𝑼𝒚𝒖 𝒎𝒖𝒑𝒆𝒏𝒈𝒐
@cherimlambo4926
@cherimlambo4926 37 минут бұрын
I really love that Mic
@ChibweTapiwa
@ChibweTapiwa 43 минут бұрын
Hanzi chero mukaenda kuchurch 😂😂😂😂musati maona inini panonetsa ft
@ThandiMapalala
@ThandiMapalala 51 минут бұрын
Kamukono ketsambarafuta ngakanyarare
@JosephPhiri-h8e
@JosephPhiri-h8e 53 минут бұрын
Imi ve sly media maakutopenga. Kafera ngaatange nemi munorwisanisa vanhu nxaaa anadako
@NomatterMatikiti
@NomatterMatikiti 55 минут бұрын
Aka anopenga kqn'anga kekumama ndiro team reguka rekumbare nxaaa simuka ipapo
@FungaiMukundu
@FungaiMukundu 59 минут бұрын
Kafera pese pafiwa nevanemari iye anonyepa kuti vaiva vakaromba
@simpleclaudemusic
@simpleclaudemusic 59 минут бұрын
kagodori kefake ako mbavha siyai akafera
@otiliakaviya9954
@otiliakaviya9954 Сағат бұрын
Uyu mukadzi uyu ndakamuona kwa tasvu aine nyaya yekuti ndikangoroorwa murume anofa. Saka n'anga adzipedza dzese
@enitatrust6933
@enitatrust6933 Сағат бұрын
Umm vanhu havarambaniswi zvekudaro
@ShamisoMuzunze
@ShamisoMuzunze Сағат бұрын
Nhasi jabullani ayendepi
@PatrickDhliwayo
@PatrickDhliwayo Сағат бұрын
Chief nyamaropa munotonga zvemene ndinonzakuonakti amuvhunduki madinga kkkkkk
@enerstmuseve.mdzara2198
@enerstmuseve.mdzara2198 Сағат бұрын
Ko kana pasina chakaipa mukoma waErdy unovhara chii kuti nyaya isataurwa? Nyaya ngaitaurwe sezvairi chokwadi chibude pachena. Kafera ari kuvhundusira vanhu vose vanomupikisa nokuuraya ndizvo vo here? Vemhuri yaErdy vainzi varipe mari yakasara kwaKafera achitoti vemhuri vakasadaro vanopera zviri ko vo here? Erdy nomukadzi wake ndivo vaizivana naKafera vemhuri vasina chavanoziva now zviriko vo here kuti vanzi ripai? Mutemo chaiwo wenyika unoti chii pakadai vo. Saka regai nyaya itaurwe vanhu tizive chakanaka nechakaipa kuitira vapenyu vose tizive chakanaka nechakaipa pakuromba.
@teacheapmoregain
@teacheapmoregain Сағат бұрын
😂😂😂 Kafera urip hanzi zviye zvekuti anozodai hee ngazvitangire pandiri pano ajamuka Shumba hanzi handikukwate tinosangana pakati yaah vafana vanezviwindi ava 😅
@ThandiMapalala
@ThandiMapalala 53 минут бұрын
Achiri mwana ngaanyqrare uyo
@WayneChirongo
@WayneChirongo Сағат бұрын
Nekugara mkadzi uyu aitozouraya chaiko bmnni vakagona hasha hadzibhadhari mnje nw at the end wakupika mnje anyway mwari vnokuranga
@sandratsuro1566
@sandratsuro1566 Сағат бұрын
💔💔💔zorora murugare mwana we hanzvanzi yangu only God knows what really happened tinotenda kune vakabatsira
@melodycharamba-xo8hj
@melodycharamba-xo8hj 4 минут бұрын
Zvinorwadza veduwee
@Eunikat-i2b
@Eunikat-i2b Сағат бұрын
Musatukana pakurarama vakomana
@JamesMagaya-y3b
@JamesMagaya-y3b Сағат бұрын
Nyaya yekutuka varume vakuru sapwere nekuvhundutsira is inhuman.pamwe unonzwa zvichinzi iwe stupid
@JohnZvavanhu
@JohnZvavanhu Сағат бұрын
Kanhubu kababa ako umm kanoda shamhu
@AgnesMaradzikwa
@AgnesMaradzikwa Сағат бұрын
Musatamba nepfungwa dzevanhu. Imi. Mukoma vaedhi vakatoti ndapedzerana. Nasekuru Kagera vakati havachadi kuzwa. Futi munhu anotaura nezva. Edhi nemukadzi wake
@InaciaManuelPaulo
@InaciaManuelPaulo Сағат бұрын
Zvakaoma mufugue,
@perpszingwanga
@perpszingwanga Сағат бұрын
Slymedia hamusakurwisanisa sekuru kafera nevamwe vanasekuru here
@peternyamupaunti4803
@peternyamupaunti4803 56 минут бұрын
You are 💯 correct manje kafera anouraya .slymedia it's too much now .izvozvi pane nyaya kuna sekuru ndudzo now mava kuna sekuru shumba .mangwana muchaenda kwa Tasvu.murikutsvaga hondo chete
@TakudzwaRalph-pr2gl
@TakudzwaRalph-pr2gl 39 минут бұрын
He is only concerned about content
@ThaboMoreki-k8s
@ThaboMoreki-k8s 2 сағат бұрын
Thanks for contact, I'm watching from south-africa
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 2 сағат бұрын
But hazvisungise hre zvekurara nemunhu yekedero iwe uchiziva kuti unaho hutachiwana
@SurprisedBakedBuns-nx1dq
@SurprisedBakedBuns-nx1dq 2 сағат бұрын
Ummmmm toziva zvipi manje
@MathewShava
@MathewShava 2 сағат бұрын
Chokwadi hakuna munhu akaromba anoroja
@ronaldlunga9807
@ronaldlunga9807 50 минут бұрын
Kuromba kwagara hakubatsire nekuti ukaputsa mhiko zvinoparara,unogona kuromba ugotadza kupfuma
@rodmuza9619
@rodmuza9619 36 минут бұрын
Haungotenga dzimba 2 minutes after waromba tsano. Variko vakaromba kumaruzevha, vakarombera kurima vasina kana mubhedha.
@missgee1981
@missgee1981 23 минут бұрын
@@ronaldlunga9807handiti anga achangotanga, anga asati atopedza kubhadhara mari yakafera pane paanga achatenga imba ipapo
@annanyemba7552
@annanyemba7552 2 сағат бұрын
But brother yaEddie said let's put that case to rest. And he didn't want to disclose how they settled the case with sekuru Kafera
@ThaboMoreki-k8s
@ThaboMoreki-k8s 2 сағат бұрын
Plz can I have contact
@PediusMayura-mu4hd
@PediusMayura-mu4hd 2 сағат бұрын
Kana'nga shungu kananga kematuzvi aka
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 39 минут бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@annanyemba7552
@annanyemba7552 2 сағат бұрын
Hama dzevafi ndidzo dzakatanga kuposter zvakaiti panhamo yavafi pasocial media etc.
@My-Music0017
@My-Music0017 2 сағат бұрын
Shumba hauna zera nesangoma dzekuMalawi.
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Сағат бұрын
Hunguu, angaita mudiki hake asi tarirayiwo point yake. Inivo hangu (munhu asiri n'anga) ndakabvunzavo some of the questions he is asking. Key question hayo ndeyokuti: Kana wakarombesa nevanhu two(2) vakafa vasina kukubhadhara unozotaita sekuti mhuri yose ine mhosva sei? Mhuri yose ino pinda sei ipapo?
@thelifegames4499
@thelifegames4499 29 минут бұрын
Mukuru uyu baba usatamba naye
@maudenyamandi6239
@maudenyamandi6239 2 сағат бұрын
Zvichida mwana wemkadzi uyu ndewabamukuru.
@LindaMaradzika-ik8po
@LindaMaradzika-ik8po Сағат бұрын
. 😊😊. 😅
@LindaMaradzika-ik8po
@LindaMaradzika-ik8po Сағат бұрын
. 😊😊. 😅
@VictorNyambo
@VictorNyambo 2 сағат бұрын
ummm
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 сағат бұрын
Mwari akomborere
@GodknowsMuchihwa
@GodknowsMuchihwa 3 сағат бұрын
Change the story heading
@giftguzha5202
@giftguzha5202 3 сағат бұрын
Dude you're not serious, kutambira mbudzi ne fertilizer 😂
@LynetteChakabuda
@LynetteChakabuda Сағат бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@PopsMuzanenhamo
@PopsMuzanenhamo 3 сағат бұрын
Kanoda shamhu inemunyu kababa ako
@GeorgeMadhiwu
@GeorgeMadhiwu 3 сағат бұрын
Vakubuda vana vamacheso baba shero chengetai mwana wenyu honai akuita kunge street kid
@VictorNyambo
@VictorNyambo 3 сағат бұрын
😮😮😮😮
@ShamisoMuzunze
@ShamisoMuzunze 3 сағат бұрын
Kupa mwana chirwere havanyari
@RoseMbinda-mb9ms
@RoseMbinda-mb9ms 4 сағат бұрын
Makuhwa haana kunaka
@NomatterMatikiti
@NomatterMatikiti 4 сағат бұрын
Kadhara ako Kane hutsinye mukdz uyoo anorarwa kakawanda asingaudze Vanhu Inga akura wani chiii chakadaro