Bira reNyika - Madzibaba Bond vachipihwa Tsvimbo yeNyika neMasvikiro

  Рет қаралды 75,090

Mambo Zano Gombwe ReNyika

Mambo Zano Gombwe ReNyika

2 жыл бұрын

Пікірлер: 133
@Silent-nf5to
@Silent-nf5to Жыл бұрын
Tinotenda kana ariiye mwari atuma nhume dzake tongochemera rudo mukat menyika yedu
@alfamj7412
@alfamj7412 Жыл бұрын
Chokwadi matendwa nekutaura kwakanaka👏👏👏
@toindepimahaso156
@toindepimahaso156 Жыл бұрын
Hazvina rwendo rwemudenga izvi. Isu tinoda mutumwa wakatumwa Baba Johane. Ndiye watinotevera kwete masvikiro aya
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
Akatumwa nani. Educate us. Vakatuma johane ndiani. Arikupi mupenyu here kana kuti akafa. Mweya wakanaka unoonekwa nemabasa. Kungave chivanhu or kuchurch
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
Rwunofambasei rwendo rwe kudenga
@edithmuzhira9667
@edithmuzhira9667 Жыл бұрын
baba Johane wacho makambo vaona here
@naumerukodzi1410
@naumerukodzi1410 Жыл бұрын
As for me I like chivanhu chedu zvese nechinamato coz mwari ndomukuru wezvese but I don't understand Kuti Zimbabwe ichatonaka maybe mwari nevadzimu vachaita Kuda kwavo
@trinityhuckleberry851
@trinityhuckleberry851 Жыл бұрын
Inganaka seyi nyika tiine mazungairwa evanhu vakaita sewe so vanofunga kuti chivanhu, midzimu naMwari baba vaJesu Kristu vari ku one side.
@dephinecee8815
@dephinecee8815 Жыл бұрын
@@trinityhuckleberry851 😆😅🤣
@winnetmareverwa7545
@winnetmareverwa7545 Жыл бұрын
Tichri kure chaiko, vanhu zvine chekuita nerima vanozvidisa uye huroi hwacho hwanyanya havachatounyari kuhuita pajekerere
@nigelmusora6866
@nigelmusora6866 Жыл бұрын
Ndinotondera madxibaba painterview naNdumiso vachitaura kut tsvimbo yekutonga nyika hachisi chimut chinooneka nemaziso asi kunongedzwa kwebasa iro richazvipupura rega kut rinoenzanisa Zimbabwe ko icho chamatambidzwa chave chiiii nhasi....ndingapotse kutaura asi vamwe tiri homwe dzekuisira mashoko tochengeta toringa toona
@mushcarpenters2736
@mushcarpenters2736 Жыл бұрын
Neni ndakapanzwawo nhai
@thefire3465
@thefire3465 Жыл бұрын
Mudzimu comes first before church remember your ancestors where here before the white people brought church
@garikaichuru160
@garikaichuru160 Жыл бұрын
God comes first before midzimu because there was God first before human life. What the white man did was to simply introduce us to their own way of praying to God.
@munndandawaz3530
@munndandawaz3530 Жыл бұрын
Yes true ,white changes our tradition (kanamatiro kataiita isu that's why kutambura kusiri kupera )
@thefire3465
@thefire3465 Жыл бұрын
@@garikaichuru160 You have to remember mudzimu does acknowledge God the creator keep that in mind
@memorymazivanhanga9665
@memorymazivanhanga9665 Жыл бұрын
True
@JudaMugomba
@JudaMugomba 10 ай бұрын
2023 nhamo nemanga zvikingofamnidzana
@waltermutsawo7430
@waltermutsawo7430 Жыл бұрын
Saka achiri madzibaba here or rava svikiro and nhamo irimunyika yakupera here
@tracychifamba1554
@tracychifamba1554 Жыл бұрын
aya mapostori anotanga aita chivanhu okumbirirwa kuita zvechurch izvi.saka tswimbo dziri kuvayera soko .saka dzakadzoka here.ndeye vayera chiy tswimbo.iri kumirira chiyi munyika medu.tateguru vake vakabatiswa chiy kubva kunyika dzimu.imi toda minduro apa.tateguru vake vauya kuzoitira chiy nyika yedu.
@chiramwiwakahuni3817
@chiramwiwakahuni3817 Жыл бұрын
Tsvagai Jehovha achawanika mudanei achiri pedyo
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
Jehovha anotsvagwa sei. Jehovha ndiani tiudzeiwo dzinza rake. Iye Jehovha arikupi
@LancillotNkomo
@LancillotNkomo 2 ай бұрын
Ariko mwari waunoti arikupiwakazvqrwa neshai ndo here rakaita it wanhu waweko mwari ariko Madhavi zvinhu zvepano Pasi munhu anosarudza chaanoda zvese zviriko
@manasamunodei8535
@manasamunodei8535 Жыл бұрын
Kutamba nefungwa dzavanhu uku totenda yaSunungurwa Nyika pasina kudeuka ropa revanhu vasinamhaka
@neonmapasure452
@neonmapasure452 Жыл бұрын
Ndaidawo kunzwa Prophet Chiwenga muonero wawowo nezviitiko izvi. I have no comments
@tatendasarucheratatendasar2619
@tatendasarucheratatendasar2619 Жыл бұрын
Zvichiri zvamwari here or ndezvemidzimu mirai panzvimbo 1
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 Жыл бұрын
Asi unoti vadzimu havasi vamwari here nhai mupwere
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Жыл бұрын
Like your respect for other people's beliefs!
@momimoo176
@momimoo176 Жыл бұрын
The fear of The Lord is the beginning of wisdom. Seek The Kingdom of God and all shall be added. Darkness and light don't relate. The dead have no place in the land of the living. Babylon perished because of sin.
@christelnobledestiny4507
@christelnobledestiny4507 Жыл бұрын
Chokwadi Idol worship
@manasamunodei8535
@manasamunodei8535 Жыл бұрын
Chisvimbo chitoko kudaro kozvazvakambonzi tsvimbo yeNyika irimumadziva aya ekunyura maporofita yakanotorwa nani vanhu vavekuzvikudza vachivanda nemaChurch awa
@silencesibanda5103
@silencesibanda5103 Жыл бұрын
Nyika inoita tsvimbo ichibvepi
@tonnymufamadi3378
@tonnymufamadi3378 Жыл бұрын
Ndokutambaka bhai zviripachena madhokororo chaiwo
@LancillotNkomo
@LancillotNkomo 2 ай бұрын
Zviriko zvose mwari ariko chiwanhu chiriko nkuti panewo pachinodiwa nekuti shai racho mwari ndiro akarisika
@edithmashaire102
@edithmashaire102 Жыл бұрын
Beautiful 🥰
@JudaMugomba
@JudaMugomba 10 ай бұрын
Ndosaka muzimbabwe munenhamo ,where is bond today? Went crazy
@kumbirainomattergangira8194
@kumbirainomattergangira8194 Жыл бұрын
Wow amazing
@sharonnhidza6473
@sharonnhidza6473 Жыл бұрын
Ngatidzidzei hama kugona kuzvinamatira
@tinevimbomurukai3404
@tinevimbomurukai3404 Жыл бұрын
Wakapiwa nani tsvimbo yenyika wakanoromba tsvimbo usatamba namwari
@fildahmugoniwa576
@fildahmugoniwa576 Жыл бұрын
Aàaa ini ndinokakama zvangu bt ini handina hangamwa uye handikangamwi ndoda kurarama nemi ndichizoitondera nyaya yamaunganira madzishe
@sharonnhidza6473
@sharonnhidza6473 Жыл бұрын
Vanhu votora advantage nekuoma kwakaita zvinhu munyika vonyepera kubatsira vanhu matambudziko avo asy pasina chinofamba vari kungotsvaga kubira wanhu nekunyepera kut vakatumwa nababa vari kudenga.Dai Mwari vatibatsira kuziva gwara ravo dzvene
@edwardmoyo5047
@edwardmoyo5047 Жыл бұрын
Kutambura nenhamo yemuzimba ndiyo yasvista apa.
@jestenerphiri9819
@jestenerphiri9819 Жыл бұрын
tinotenda kana varimwari chaiye ngavasunungure nyika tigare munyika zvinerunyararo
@gabrielmoyo6978
@gabrielmoyo6978 Жыл бұрын
Pachena pachena varying ava hameno who believe izvi haaaa Kakas zvofambidzana na president ayas Pana Mugabe paiswaitwa madhodhi Aya hameno
@charliemasaza6533
@charliemasaza6533 Жыл бұрын
Mwari Anoshandisa nzira dzake zvinofunga vanhu hazvisi zvinofunga mwari ,maybe Kuda kwamwari kuti vanhu vemashavi nevemachechi vasangane ...
@derekmarimo1811
@derekmarimo1811 Жыл бұрын
Mwari Baba ndivo mutongi
@emmahmunamati3838
@emmahmunamati3838 Жыл бұрын
Matthew 24 muri kuazadzisa mangwaro tsvagai Jesu achawanikwa hama ..
@rachaelmucharira2458
@rachaelmucharira2458 Жыл бұрын
Ndianiko aive akachengeta tsvimbo iyo vanhu vachitambura ,let's hope yawanikwa mufaro munyika wauya
@simplex8065
@simplex8065 Жыл бұрын
Hakusi kupana zvibatwa here uku
@laylahlisahmakanyire5836
@laylahlisahmakanyire5836 Жыл бұрын
Muchatijairira imi n'anga idzi
@nigelmusora6866
@nigelmusora6866 Жыл бұрын
Zvirikumbofamba sei zvamwari nezvemudzimu at the same ground....mmmmmmm akomana ka akomana ka ini ndapazama hangu
@jabulanincube9089
@jabulanincube9089 Жыл бұрын
regai zvikure zvinozooneka pakukohwa bible rinodaro
@Blessing8004
@Blessing8004 Жыл бұрын
Iyi itsvina chaiyo
@rosemarymaumba4592
@rosemarymaumba4592 Жыл бұрын
Hanziiiko apo hazvinzwisisike izvo ichechi ndezvemudzimu hr haaa
@michaelchoto5600
@michaelchoto5600 Жыл бұрын
Mwari wamuno tamba naye uyu mukuru haatambwe naye mutambiro uyu pliz pliz musatsautse vanhu munzira yamwari maporofita nema svikiro
@alfoncemutovo4609
@alfoncemutovo4609 Жыл бұрын
Aaaaaa handioni tsvimbo yacho ichi chinja zvinhu ini
@pfungwadzindikwa8559
@pfungwadzindikwa8559 Жыл бұрын
who are these pple , where did it happen? guys this needs to be checked
@faraicalebnadge941
@faraicalebnadge941 Жыл бұрын
Unoshaya kuti zvirikumbofamba sei
@gudoguruchigs5735
@gudoguruchigs5735 Жыл бұрын
Hmmm hazvina chokwadi ndaramba ini
@faraicalebnadge941
@faraicalebnadge941 Жыл бұрын
Kudenga kure chokwadi 🙆
@nataliamurambinda1544
@nataliamurambinda1544 Жыл бұрын
😂😂😂😂mandirwadza ini ko Mwari werunyararo maisepi vatendi
@majomudya7724
@majomudya7724 Жыл бұрын
Hakuna Mwari akadai
@alfamj7412
@alfamj7412 Жыл бұрын
Tinotendaa pamberi nekuita chivanhu chedu handifunge vanhu 8K vanga unganire kuitiswa kanaa tinotenda Gombwe redu(Bond) Zvivindi zveii zvinopa gombwee kuunganidza vanhu vese avo mahara aaah
@godknowsmafoveraa1163
@godknowsmafoveraa1163 Жыл бұрын
Zvoitika vanhu vakutambura wangu
@user-ev3lg7rf5o
@user-ev3lg7rf5o Жыл бұрын
Nhasi bond aripi
@samuelrinomhota2692
@samuelrinomhota2692 Жыл бұрын
Mugabe akambo ombereswa paChinhoyi nekudzidza kwake kana kufunga kuti Diesel kubva pasi haripindi mumota rinoda process
@alfamj7412
@alfamj7412 Жыл бұрын
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥👏👏👏👏
@oripachimtashu1418
@oripachimtashu1418 Жыл бұрын
Nhamo neman'a hazvisiyane chokwadi ndapa kutenda 😭
@relaxedvibe2382
@relaxedvibe2382 Жыл бұрын
Mambo Venyika. Ndatenda
@newtondume6730
@newtondume6730 Жыл бұрын
Jeso akadzokA kunyika yekorea muna 1920 kkkk
@cliffshamba608
@cliffshamba608 Жыл бұрын
Makereke aya zvakaoma, NdezvaMwari here izvi, vanhu pepukai
@donaldkanengoni6201
@donaldkanengoni6201 Жыл бұрын
Zvoramba kuva zvaMwari nekuda kwei
@cliffshamba608
@cliffshamba608 Жыл бұрын
@@donaldkanengoni6201 masvikiro nenguwo chena zvosangana papi
@tafadzwamangwiro6183
@tafadzwamangwiro6183 Жыл бұрын
Chii chakaipa apo
@cliffshamba608
@cliffshamba608 Жыл бұрын
@@tafadzwamangwiro6183 ngatisiyanei nayo
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
Zvamwari zvinoonekwa sei.
@winnetmareverwa7545
@winnetmareverwa7545 Жыл бұрын
Marine spirits
@mambokadzi3755
@mambokadzi3755 Жыл бұрын
The secrets of God are found in dark places.
@darlingtonmutanda65
@darlingtonmutanda65 Жыл бұрын
1920 jeso aiva ku korea😂😂😂
@worshipndhlovu2414
@worshipndhlovu2414 Жыл бұрын
Midzimu yakanaka inopinda pachinamato.
@benjaminsithole3916
@benjaminsithole3916 Жыл бұрын
Masowe apana zvozikanwa
@winnetmareverwa7545
@winnetmareverwa7545 Жыл бұрын
Rima Rega rega
@takudzwaalfas3578
@takudzwaalfas3578 Жыл бұрын
Jacob huya uone zvoite ma Izirairi
@jacqulinetaderera2727
@jacqulinetaderera2727 Жыл бұрын
Kkkk zviiko izvi
@winnetmareverwa7545
@winnetmareverwa7545 Жыл бұрын
Ende ndakawoma hazvo.
@Gono7
@Gono7 Жыл бұрын
Hanziiko
@paulmusisinyan8466
@paulmusisinyan8466 Жыл бұрын
Mukomana anorema
@pathiaschinhoi6707
@pathiaschinhoi6707 2 ай бұрын
Vanhu vangu vave kuparara nekushaiwa zivo. Hazvisangane mvura ne Peturu hamadzangu Don't play with God where is Bond
@leewekwamhako8798
@leewekwamhako8798 Жыл бұрын
heya who are we to judge
@unknownunknown4259
@unknownunknown4259 Жыл бұрын
Hapana chekufunga apa inonsense idzi
@Sandilembongeni2622
@Sandilembongeni2622 Жыл бұрын
Mabasa e Zanu
@amonchitambwe2019
@amonchitambwe2019 Жыл бұрын
You are made
@josejose-hq6ml
@josejose-hq6ml Жыл бұрын
Oil and water dont mix
@ethelsaiti6926
@ethelsaiti6926 Жыл бұрын
Hhh
@njodzimatiyani3466
@njodzimatiyani3466 Жыл бұрын
Zvinotedwa
@tryness9295
@tryness9295 Жыл бұрын
Ummm kunamata kunorema sure
@thomasdhewa8880
@thomasdhewa8880 Жыл бұрын
Kupedzera vanhunguva vanhu kuitwa zvituta, vana VeZimbabwe kupatisiwa tombozamiwa
@user-ev3lg7rf5o
@user-ev3lg7rf5o Жыл бұрын
Madhuna mutuna ayo
@libertynkomonde3328
@libertynkomonde3328 Жыл бұрын
President aivepi achitii paiitwa izvi
@Asherchauke7
@Asherchauke7 Жыл бұрын
Confusion kuvanhu hazvipindirani nechinamato
@g2bluetick713
@g2bluetick713 Жыл бұрын
Whay camera man he’s shaking like this 😢
@jjmambendure4816
@jjmambendure4816 Жыл бұрын
Kurasika kuchawanda
@samuelrinomhota2692
@samuelrinomhota2692 Жыл бұрын
maPostori asina kukwana oshandiswa nemaShavi ekutengera
@user-ev3lg7rf5o
@user-ev3lg7rf5o Жыл бұрын
Hurombwa hwega hwega apo. Ndiani angagadze mupostori kuita svikiro
@cc35506
@cc35506 5 ай бұрын
Is this interfaith tsvimbo meeting
@laylahlisahmakanyire5836
@laylahlisahmakanyire5836 Жыл бұрын
Kkkkkkkk huri zvangu
@innocentkatinyu5626
@innocentkatinyu5626 Жыл бұрын
A fool , fooling fools ..very foolish.
@nanaosei1709
@nanaosei1709 Жыл бұрын
Kupanana hurobwa uko
@bernardmpala8460
@bernardmpala8460 Жыл бұрын
Muchamama itai izvozvo nmuchitamba namwari
@lukemupfeki3996
@lukemupfeki3996 Жыл бұрын
Jesu akadzoka 1920 kunyika yeKorea. That's nonsense
@faithtembo2049
@faithtembo2049 Жыл бұрын
Mwari pindirayi
@faithtembo2049
@faithtembo2049 Жыл бұрын
Jesus
@tonnymufamadi3378
@tonnymufamadi3378 Жыл бұрын
Madzibaba vane munyama zvavo nearikupenga madzibaba
@leonmutukwa9783
@leonmutukwa9783 Жыл бұрын
Nonsense kurai mhani
@rosemushambahwedza765
@rosemushambahwedza765 Жыл бұрын
What a circus, people should learn to read the Bible otherwise unoitwa chituta by people who are exploiting povo to feed their ego, please register to vote for change
@alfamj7412
@alfamj7412 Жыл бұрын
Bible ndiro risina kna basaaa rese manjeee
@Mchilowamakhosikazi
@Mchilowamakhosikazi Жыл бұрын
Kuramba nepfungwa dzedu mapostori kudawo kushandisa ne zanu pf aaah
@unknownunknown4259
@unknownunknown4259 Жыл бұрын
Fake prophet , TSVIMBO haiende kuchishanu ,fake prophet iwe ,murikutamba nezita raMicho hamhunyare babamunini ,fake prophet, kana chichurch chako chapters chaperaaa hapana zvekuita ,imbwa
@williswillo7399
@williswillo7399 Жыл бұрын
Saka unomutukirei
@loxlux8118
@loxlux8118 Жыл бұрын
Whats this nonsense madness basa kuroora vana vadiki, nxa.
@lynnnziramasanga8537
@lynnnziramasanga8537 Жыл бұрын
Church, bira mixed together hahahaha. Fake. Hakuna zvakadaro. Bvaipo
@fadzosadiki4364
@fadzosadiki4364 Жыл бұрын
Kuita sekumasports tir primary masongs Acho I'm.feeling sorry for these people ngavangotamba mashavi avo zvakanaka ndakgara ndaona Hari tavimbo ndikadoona kt hpana chaMwar apa kumasowe
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Жыл бұрын
Spirituality is a complex matter which deserve deeper understanding.Svikiro,shavi,mudzimu,mhondoro are totally different and it is said,'My people suffer from their lack of knowledge...'
@motsekga
@motsekga Жыл бұрын
Ivo vanemidzimu nemasvikiro ,nemhondoro vakufarirawo ma microphone nema speaker 🤣🤣🤣 ,comedy haipere munyika ...
@priviledgevunyungwi3279
@priviledgevunyungwi3279 Жыл бұрын
In;anga dzakatizira kuchurch
@arthanmauto8567
@arthanmauto8567 Жыл бұрын
That's nonsense, blasphemous
@mrb7507
@mrb7507 Жыл бұрын
Kkkk doughnut radii
@tatendasarucheratatendasar2619
@tatendasarucheratatendasar2619 Жыл бұрын
😅😅😅 i thot ndini ndega ndazvinzwa
@kelvinchad3143
@kelvinchad3143 Жыл бұрын
😅😅😅😅😅😅
@edithmashaire102
@edithmashaire102 Жыл бұрын
Beautiful 🥰
@wadzanaimatau5658
@wadzanaimatau5658 Жыл бұрын
He is handsome hake Gombwe
NDIRI NGOMA INONGORIRA RIRA
11:26
Johanne Masowe Echishanu
Рет қаралды 410 М.
Tsvimbo inoita kuti Nyika inake yaitsvagwa, yonongedza paive nemapfupa emuridzi wayo
10:42
Llegó al techo 😱
00:37
Juan De Dios Pantoja
Рет қаралды 38 МЛН
Русалка
01:00
История одного вокалиста
Рет қаралды 7 МЛН
Does size matter? BEACH EDITION
00:32
Mini Katana
Рет қаралды 20 МЛН
"HANDINA KUMBOPENGA ' ....MADZIBABA BOND
18:28
Drewmas Media
Рет қаралды 33 М.
VABATI VAJEHOVA-MUNOITA MINANA NEZVIRATIDZO(OFFICIAL VIDEO) NEW
8:25
Brighton Magaya Laktam Studios
Рет қаралды 3 МЛН
A day in the life of a Zimbabwean mom : Cooking fish the traditional way
15:11
President Chamisa  visits Gogo Chihera
20:36
CCC TV
Рет қаралды 100 М.
Johane Masowe Muchinjikwa-Misodzi Yangu Mai Maria...
8:36
Johane Masowe Muchinjikwa
Рет қаралды 182 М.
MWAKA MINOMWE YEKUGADZIRA NYIKA
7:21
Mambo Zano Gombwe ReNyika
Рет қаралды 16 М.
Maverse emapostori
9:17
Clara and Kate Music
Рет қаралды 261 М.
I FINALLY MEET GOMBWE BOND HE EXPLAIN WHAT REALLY HAPPENS PAKAZONZI AKUPENGA
29:41