Tsvimbo inoita kuti Nyika inake yaitsvagwa, yonongedza paive nemapfupa emuridzi wayo

  Рет қаралды 65,387

Mambo Zano Gombwe ReNyika

Mambo Zano Gombwe ReNyika

Жыл бұрын

Пікірлер: 212
@admiremkwananzi7823
@admiremkwananzi7823 Жыл бұрын
Every time panoda kuitwa elections Zanu inotuma vanhu vanoda kurasisa vanhu Kuti tifunge Zim yakuzonaka matsotsi aya Kana dzisiri n'anga maprofita enhema tsvimbo yenyika kudii
@alfamj7412
@alfamj7412 Жыл бұрын
👏👏👏Gombwe redu (Bond) chiitai ka kuti Mnangagwaaa abve tapotaa Chamisa ambotongaa tionee
@briellab3864
@briellab3864 Жыл бұрын
He is endorsing mnangagwa 😢
@Ladypradaful
@Ladypradaful Жыл бұрын
Akatotengwa kate na Ed sava Micho gobwe guru ndivo vaiita Bob agare pachituru kufa kwavo Bob akabva ashaya masimba vakamubvisa paya
@newtondume6730
@newtondume6730 Жыл бұрын
Gombwe chii
@maimazangamazanga8242
@maimazangamazanga8242 Жыл бұрын
Haurevi nhemaa
@lufundlovu2735
@lufundlovu2735 Жыл бұрын
Mnangagwa ndiye acharamba aripo achanzi zvinhu zvaita nyika yanaka Mnangagwa chienderera mberi nekutonga ndiyo iripo
@Ladypradaful
@Ladypradaful Жыл бұрын
But izvi hazviitwi nema camera kana Mugabe chaiye ayizviita mitambo nemasvikiro in private
@Freezer503
@Freezer503 Жыл бұрын
You Tube was not that popular during the Mugabe reign 😜
@bernardchinyadza3445
@bernardchinyadza3445 Жыл бұрын
Got the same qsn too. When man comes to feed their greed 😪
@timsonrashirai8459
@timsonrashirai8459 Жыл бұрын
I wanna thanks to dr bond and your sprits let your sprits be true hatimirireyi tione kuti zvoguma kupi kana chiri chokwadi zvichabuda pachena thank you ,I have been waiting for this for a long time
@lionnewsnet7089
@lionnewsnet7089 Жыл бұрын
Chokwadi
@zaneleayanda6103
@zaneleayanda6103 Жыл бұрын
True things are about to change for good
@Jaykhlo
@Jaykhlo Жыл бұрын
Tava kumazuva ekupedzesera chokwadi
@nyashamadyauta926
@nyashamadyauta926 Жыл бұрын
ZviZimbabwe ndezve kusyra ndabvuma hangu ...tsvimbo yei fut muchitadza kuita mareforms...madzibaba uyo ndewe kudaugter
@lloydnherera8165
@lloydnherera8165 Жыл бұрын
reforming to suit who
@nyashamadyauta926
@nyashamadyauta926 Жыл бұрын
@@lloydnherera8165 bvunza mai vako
@percymagutshwa742
@percymagutshwa742 Жыл бұрын
Imii nenhamo inevana veZimbabwee motii kune tsvimbo inogona kutii zvinakee uumm chimboitai tione kwazvopereraa
@meniaschirenje6228
@meniaschirenje6228 Жыл бұрын
Hapana hapana my dear dzangova nhamo dzakutadzisa vanhu kuziva zvokuita chete kkkkk ini ziiii🤣
@meniaschirenje6228
@meniaschirenje6228 Жыл бұрын
Hapana hapana my dear dzangova nhamo dzakutadzisa vanhu kuziva zvokuita chete kkkkk ini ziiii🤣
@nataliamurambinda1544
@nataliamurambinda1544 Жыл бұрын
I miss Mugabe a lot mureme waive nedzai donza kwete zvandiri kuona izvi kureva kuti bondi ndiye frm we sakiloni fredy hre ndo mvura yacho hre
@loxlux8118
@loxlux8118 Жыл бұрын
zvinobhowa izvi, same same ne diesel pa Chinhoi.
@tawedzerwachakaduka9851
@tawedzerwachakaduka9851 Жыл бұрын
🤣😂😂😂😂😂😂😂
@mbizi4573
@mbizi4573 Жыл бұрын
Ingozvitambira se skit unonakirwa 🤣
@waltermutsawo7430
@waltermutsawo7430 Жыл бұрын
Vatanga vanhu vaya 🤣🤣🤣 register to vote
@washingtonvhutuza982
@washingtonvhutuza982 Жыл бұрын
Vanhu vakapusa shuwa ko mhururu ndedzeiko kunge ndimi makadya mombe dzacho
@maureenzukiswa706
@maureenzukiswa706 Жыл бұрын
Ndoona sekuti ichokwadi , asi chenga ose manhanga hapana risina mhodzi anzi nenge avhoterwa iyeye anongodzidziswa chivanhu chacho , dai midzimu yarea kutaura mazita nekuti vese vana venhu hapana murungu apa.
@Jaykhlo
@Jaykhlo Жыл бұрын
Saka vanhu vaifa nenzara makore else Aya sei kana muchiti itsvimbo yenyika imikaa ityai MWARI imi
@normanbasso6745
@normanbasso6745 Жыл бұрын
Iye aiva nayo svimbo yenyika kubva kare kwacho chiichayakaita bcz arikuti ndakapa bond bcz ndakura yaidii kugadzira nyika kana dzirichokwadi pese apo heya makutsvaka pekufira nana munangagwa imi
@engj.dangarembizi
@engj.dangarembizi Жыл бұрын
This is getting interesting, let's wait and see.
@Zimbabwedread8698
@Zimbabwedread8698 Жыл бұрын
Well said Mr, after all power comes from God, just different ways of passing the message on maybe
@lionnewsnet7089
@lionnewsnet7089 Жыл бұрын
True
@elizabethnyamukweva4410
@elizabethnyamukweva4410 Жыл бұрын
l
@nataliamurambinda1544
@nataliamurambinda1544 Жыл бұрын
Ndozvandai dira Mugabe izvi panongona njere apa
@priscillarmaenzanise6480
@priscillarmaenzanise6480 Жыл бұрын
Tsvimbo dzakatombobuda mazuva Ana Pharaoh
@agnesdzapasi3023
@agnesdzapasi3023 Жыл бұрын
ONLY GOD DECIDES ZIMBAMBWE'S FUTURE.
@ladystarhondevalleygirl9857
@ladystarhondevalleygirl9857 Жыл бұрын
Umm muchiri madzibaba ere kana kuti Nava n'anga yoo
@tarisaimajoni8409
@tarisaimajoni8409 Жыл бұрын
Ko yainzi yakafushirwa pamwe naMugabe ndeipi,inganiko svimbo dzacho
@chingombedaries
@chingombedaries Жыл бұрын
Dzakawanda tsvimbo Mugabe aiva nezvakevo
@marvellousmoyo1884
@marvellousmoyo1884 Жыл бұрын
Jesu chitibatsirai tagumirwa
@Militarya549
@Militarya549 Жыл бұрын
Baba Bondi ndinodakara neni nguva dzose mwana wekwedu muNdau
@janezimunya188
@janezimunya188 Жыл бұрын
Ini ndava kungoverenga ndinyerere
@kudzieheartdlyn1095
@kudzieheartdlyn1095 Жыл бұрын
Ha ha imi Itai mushe tsvimbo . tsvimbo chaiyo inozivei nhai Kwakunamata zvifananidzoka kwamaakuita Makaisa chifananidzo cha mbuya nehanda Paya nhasi makuti tsvimbo ha Ityai Mwari vakasika Zvinhu zveseee 🙏Mwari vari kukuonai
@tariemunetsiy7403
@tariemunetsiy7403 Жыл бұрын
Mwari pindirai nhy vanoziva chivanhu kune dzimu rinoisirwa zvanza usiku here yowee nyika yaparara
@charlesjairosse3759
@charlesjairosse3759 Жыл бұрын
Ndineurombo nemi hama dzangu nemashandisirwe amuricuitwa na sathan!!! Muari wenhasha ngaacununurei
@kudakwaishechiwariral9421
@kudakwaishechiwariral9421 Жыл бұрын
Pachazouya tsvimbo yaMwari dzese idzodzo dzana bond dzichamedzwa
@leonmlachila8885
@leonmlachila8885 Жыл бұрын
Vana vangu vaparara nekushaiwa zivo
@melodychimwaza3519
@melodychimwaza3519 Жыл бұрын
Strategy yezanu kuvhara kakakotsira
@thefire3465
@thefire3465 Жыл бұрын
God is Good
@lilliantongofa4855
@lilliantongofa4855 Жыл бұрын
ko uyu akuvhomora ma bonzo evanhu hanziiko kkkkk
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 Жыл бұрын
NdiChamira na Chamisa CCC naMwari wedu. Tichatsanya tichinamata kusvika madrama enyu Sekuru or muPorofita Gombwe apera. Nyika ino tinoda itongwe naMwari
@philmonchirekwa4159
@philmonchirekwa4159 Жыл бұрын
tisu tino vhota kwete tsvimbo
@vypercute7973
@vypercute7973 Жыл бұрын
Vanhu vaya watanga misarinya,Jesu huyai😭😭😭😭😭
@alfamj7412
@alfamj7412 Жыл бұрын
👏👏👏👏👏🤗
@tauraimushango6144
@tauraimushango6144 Жыл бұрын
Gore rino tichaona zvakawanda mirai muone.
@user-hx4yd8ko5u
@user-hx4yd8ko5u Жыл бұрын
Mwari huyai mutinunure ndimi mega munoziva isu tiri venyama
@shepardpikinini5635
@shepardpikinini5635 3 ай бұрын
Amen
@tatendamuparutsa5507
@tatendamuparutsa5507 Жыл бұрын
vanhu ngavasade kutijairira
@beautyblack9761
@beautyblack9761 Жыл бұрын
Mutikwanire kana maiziva kuti munetsvimbo inonakisa nyika mukagodaro nemi muchitambura mukawana nguva muite mushe
@richardbhunu4149
@richardbhunu4149 Жыл бұрын
Nhaimi pane gore rakabuda mudzimu wekasikana kaye kumuzarabani mugomo remavhuradonha akaendera mudzimu wainzi wenyika chidyamauyu vakasvikoitirana nharo kusvira hari dzaishandiswa nachidyamauyu dzikakunguruka kutiza paigara chidyamauyu dzikatera aizviti mbuya nehanda vamwe varimuhurumende vakanorarako kwenguva tichinzwa kuti kwaendwa nemutungamiri wenyika yaivee fake here nhasi kana madzibaba bond chijanha here
@Mchilowamakhosikazi
@Mchilowamakhosikazi Жыл бұрын
Saka mukubvisirei mabonzo emunhu akange akavigwa mushe mubako zanu yapererwa nxaaaa nonsense Itai mega zvotipa basa here ko ropa Ra Moreblessing's Ali ramakateura raivarei why did u kill her??? Fake zanu pf agents nxaaa
@normanbasso6745
@normanbasso6745 Жыл бұрын
Chienda unoitaka presntend gara nesvimbo yako wega ndeyako bcz inopa iwe chete mari saka haisiyenyikazve gara nayo wega
@mcdonaldkaruma4590
@mcdonaldkaruma4590 Жыл бұрын
Ndikutevera zvirongwa zvaBhozho chokwadi chamuri kuita toshuwira zviite
@newtondume6730
@newtondume6730 Жыл бұрын
7 days uripasi pemvura uchiitei. That's the marine Kingdom troubling the children of God today. Micho akafa rave gombwe. Let's wait and c
@Ladypradaful
@Ladypradaful Жыл бұрын
Usatambe naMicho uya iwe aive gombwe rine masimba
@newtondume6730
@newtondume6730 Жыл бұрын
@@Ladypradaful a Mwari here masimba acho. Zvasatani zvoguma fast
@DaudeBernardoNamuanga7
@DaudeBernardoNamuanga7 Жыл бұрын
Which God,,ita mushe zvimwe ungapora chirwere chekupambwa pfungwa
@mbizi4573
@mbizi4573 Жыл бұрын
@@Ladypradaful masimba ekuita sei??
@newtondume6730
@newtondume6730 Жыл бұрын
@@DaudeBernardoNamuanga7 makazodini
@melodychimwaza3519
@melodychimwaza3519 Жыл бұрын
Haaa Zimbabwe yakuchinatso rohwa namwari manje nezvakunamatwa izvi
@garikaichuru160
@garikaichuru160 Жыл бұрын
You can day that again
@prosperdanga5048
@prosperdanga5048 Жыл бұрын
Chandoziva vanhu vakuda suit kuti vabvume zvechivanhu chedu vakuti huroyi saluting
@bigpofficial4844
@bigpofficial4844 Жыл бұрын
Bond, Ukatengesa nyika ka? ..... Bvisa mbavha nemhondi idzi dzineropa mumaoko idzi.
@repentkutyauripo_official
@repentkutyauripo_official Жыл бұрын
Lord help us
@DaudeBernardoNamuanga7
@DaudeBernardoNamuanga7 Жыл бұрын
Which Lord wamusina ukama naye
@handizindoga2222
@handizindoga2222 Жыл бұрын
@@DaudeBernardoNamuanga7 chigadzira tione netsvimbo yenyuyo, kusaziva kwakafanana nokufa veduweee kkkkkk
@normanbasso6745
@normanbasso6745 Жыл бұрын
Pliz musatamba nevanhu nekuti vanhu vatambura muzim saka ngachiitazvekuti zimbabwe ichinakazve bcz mati vanovhoterwa havabasa
@garikayimurombedzi8905
@garikayimurombedzi8905 Жыл бұрын
Svikiro hariite n'anga kana n'anga kuita svikiro zvakatosiyana.
@victormabena
@victormabena Жыл бұрын
Nzara ikawanda inouya nezvakawanda
@kudzieheartdlyn1095
@kudzieheartdlyn1095 Жыл бұрын
Tsvee kutaura zve free and fare elections makuti tsvimbo nxaaaMumorwadza madzi n'angababa 😶😶😶😶
@hillaryshawn3755
@hillaryshawn3755 Жыл бұрын
Musatamba nesu madata anotengwa
@peeroots3365
@peeroots3365 Жыл бұрын
Kkkk kushaya zvekuita uku..saka bond akuda kutonga nyika arikubato rezanu Ndonga?haaa politics yakaoma zvayo ndomapindire acho here mupolitics nhai veduwe ko kungopinda zviri smart sachamisa nhai
@beautymashanda3326
@beautymashanda3326 Жыл бұрын
😀
@bosslassy4299
@bosslassy4299 Жыл бұрын
Kkk nyika yakuguma yowee
@mushcarpenters2736
@mushcarpenters2736 Жыл бұрын
Kkkkkk bond mwana here
@annabiliyati2104
@annabiliyati2104 Жыл бұрын
Ummm vanhu siyanai nazvo pamberi nekuvhota .. vanhu vatambura munyika manga muripi
@normanbasso6745
@normanbasso6745 Жыл бұрын
Saka taitambura nguva yese iyi iwe mudhara wakavigazvimbo yedu kumba kwako kaiwe but iwe wacho ukuwonekwa kuti ukutamburawo wani but waivanezvimbo yenyika kkkkkkk ha imika uyo bond yakumupa mari avanedzimba 8 saka izvimbo yenyika here kana ichipa mari iye ega isu vamwe tisina kana 1 imba iye ane 8 kkķkkkkkkk makutsvaka kufa nezanu imi
@tinasheshepherd3867
@tinasheshepherd3867 Жыл бұрын
N'anga hayizvirapi duzvi
@norestyasini
@norestyasini 2 ай бұрын
Toziva zvipi Kuna madzibaba craby nemumwe wekuita Na t ona
@freedomjunior5291
@freedomjunior5291 Жыл бұрын
Kkkk mapfupa achabaiwa nekufukurwa kumakuva
@edithmashaire102
@edithmashaire102 Жыл бұрын
Inga mafaro 🙏
@trustchipato5984
@trustchipato5984 Жыл бұрын
Zvakaoma hazvo veduwe kumatarisano tichaonerera
@hardworkmadede8578
@hardworkmadede8578 Жыл бұрын
urimbavha iwe pfutseke mhani enda ku state house uko unowomberera wabve ikoko
@kingjaja3342
@kingjaja3342 Жыл бұрын
Iwe hakuna anowomberera midzimu akapfeka ngowani uribenzi siya kunyebera vanhu
@lucentysibanda8191
@lucentysibanda8191 Жыл бұрын
mwari huyai nhac
@andremtetwa9780
@andremtetwa9780 Жыл бұрын
kkkk I am done
@lovemoremachemedze7261
@lovemoremachemedze7261 Жыл бұрын
hat iyi yakapfekwa na bond inondipfungisa ma african movies
@kaie7308
@kaie7308 Жыл бұрын
ehe it's a drama
@sarahmoyo9325
@sarahmoyo9325 Жыл бұрын
Yaive yani tsvimbo yacho
@fredamatata8509
@fredamatata8509 Жыл бұрын
Mwana uyu achatiparira
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 Жыл бұрын
Vanhu wee ityai mwari
@ticharevasababieblessing2089
@ticharevasababieblessing2089 Жыл бұрын
Hazvipere mushe
@lufundlovu2735
@lufundlovu2735 Жыл бұрын
Uyo Mnangagwa auya nema tricks ake aona kuti akudyiwa 2023
@patrickgee9389
@patrickgee9389 Жыл бұрын
Bond is a Zanu pf project
@lindamashiri8205
@lindamashiri8205 Жыл бұрын
Amicho ndovaziva vaipinda church yemadzibaba
@efem8089
@efem8089 Жыл бұрын
Ka style ke Diesel pa dombo.
@armstrongwebsitemapfumo2767
@armstrongwebsitemapfumo2767 Жыл бұрын
Mwari huyai vanhu vaye vatanga
@ernestchemhuru5204
@ernestchemhuru5204 Жыл бұрын
Ndonzira yaiitwa nevakuru vedu vakare asi vechidiki tanga tazviramba, Gombwe Bond rakuzvidzosa, fambisai basa Gombwe Bond
@georgemashinyira9595
@georgemashinyira9595 Жыл бұрын
Muneshuwa nazvo hre
@user-pr5tc6rv9y
@user-pr5tc6rv9y Жыл бұрын
Maivepiko nhaimi zvamuchapfukirwa nemweya yemabhonzo arimurikufukunura
@cynthiachitsungo6375
@cynthiachitsungo6375 Жыл бұрын
Tinokumbira tipihwe mutungiri achatitungamira nyika inoinake tatambura
@priscillarmaenzanise6480
@priscillarmaenzanise6480 Жыл бұрын
Unorapa vanopenga Rapaport vakuru
@mildredmhuka5322
@mildredmhuka5322 Жыл бұрын
Ma skits amunomboitawo mazimba ummm surrender
@nyanga991
@nyanga991 Жыл бұрын
Nothing like that, it's just a propaganda and nonsense.
@greenpeace7380
@greenpeace7380 Жыл бұрын
Am trying to understand. Please help me☠
@makesurenyambewu335
@makesurenyambewu335 Жыл бұрын
I believe the territorial boundaries of early times are different from present borders. Part of the territory lies across borders, how is this going to work??? It'll work, no it wont work. 😅😂😂😂😂
@sheilachimuriwo5200
@sheilachimuriwo5200 Жыл бұрын
Apa mukubata musina ma gloves hey
@yvonnejonhson5512
@yvonnejonhson5512 Жыл бұрын
Hakuna gombwe rotorwa vedio
@tracytasika3681
@tracytasika3681 Жыл бұрын
Vanobatsira here pa fone madzibaba bond I'm in Capetown
@jacquelinebenza3538
@jacquelinebenza3538 Жыл бұрын
Can you give us his phone number
@sametoriro2941
@sametoriro2941 Жыл бұрын
nyika inonaka nekushanda nevanhu uye nedzimwe nyika kwete tsvimbo musanyepere vanhu even Russia irikuchema ne sanction
@tauraimushango6144
@tauraimushango6144 Жыл бұрын
Regai kufarira zvinhu zviri musaga vanhu imu.
@zvikomhofu830
@zvikomhofu830 Жыл бұрын
true zviri musaga shuwa
@chingombedaries
@chingombedaries Жыл бұрын
Bond maybe right
@tinasheshepherd3867
@tinasheshepherd3867 Жыл бұрын
Ngatimbomirei kushora timboona,
@BertoSystemProduction
@BertoSystemProduction Жыл бұрын
Yaa ishuwa
@machindamachinda
@machindamachinda Жыл бұрын
Hokoyo neZANU
@makellojnr3043
@makellojnr3043 Жыл бұрын
i only believe in God
@godknowsnyoni9842
@godknowsnyoni9842 Жыл бұрын
Munobvunzirei zvevapenyu kunevakafa ?
@ellenmangwende4558
@ellenmangwende4558 Жыл бұрын
Kushaya zvekuita
@plaxceedesmtenda3957
@plaxceedesmtenda3957 Жыл бұрын
Zvakaoma No comment
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 Жыл бұрын
Regai mvura irikuuya
@magodomagodo5487
@magodomagodo5487 11 ай бұрын
Unonyepa iwe zanu ichitonga ani
@shingit5778
@shingit5778 Жыл бұрын
Ummm mapostori enyu kaa aya kaa regai tinyarare hedu.
@patrickgee9389
@patrickgee9389 Жыл бұрын
Bond its a Zanu pf project
@priscillarmaenzanise6480
@priscillarmaenzanise6480 Жыл бұрын
Itai mushe imi anhu imi
@marcussok6469
@marcussok6469 Жыл бұрын
Kwanai imi , Voetsek
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 Жыл бұрын
Kkkkķkkkkkkkkk
King's Speech sets out UK government priorities | BBC News
12:46
Madzibaba Bond Vanongedza achatonga Nyika 2023.
26:36
Mambo Zano Gombwe ReNyika
Рет қаралды 649 М.
Clowns abuse children#Short #Officer Rabbit #angel
00:51
兔子警官
Рет қаралды 74 МЛН
Mom's Unique Approach to Teaching Kids Hygiene #shorts
00:16
Fabiosa Stories
Рет қаралды 22 МЛН
Cat Corn?! 🙀 #cat #cute #catlover
00:54
Stocat
Рет қаралды 16 МЛН
Drug dealers should rot in Jail - Dr Bond
46:57
Dj Ollah 7
Рет қаралды 20 М.
ANOTHER LEVEL-PARADZAI MESI
35:36
Drewmas Media
Рет қаралды 166 М.
LIVE: Labour Party defends King's Speech in commons debate
2:57:00
The Times and The Sunday Times
Рет қаралды 62 М.
MPs debate Labour's plans set out in Kings speech - watch live
5:52:36
Guardian News
Рет қаралды 118 М.
MWAKA MINOMWE YEKUGADZIRA NYIKA
7:21
Mambo Zano Gombwe ReNyika
Рет қаралды 16 М.
Clowns abuse children#Short #Officer Rabbit #angel
00:51
兔子警官
Рет қаралды 74 МЛН