Bishop Vangu Vanogara Vachindirepa Uye Vakandijoinhisa Satanizimu

  Рет қаралды 17,166

263times

263times

Күн бұрын

Пікірлер: 107
@priscillamkuwa7866
@priscillamkuwa7866 28 күн бұрын
Interviewer dzokera kuchikoro. Uribusy kuvhiringidza munhu nyaya haisisina kana direction
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi 28 күн бұрын
Ngaanamate mukadzi uyo asiye zvekunamatirwa❤
@ellenmusanjeya8222
@ellenmusanjeya8222 26 күн бұрын
Dzidza ku interview munhu. You can make or break a good story nemabatiro aunoita interview.
@emerginlynnmoyo50
@emerginlynnmoyo50 28 күн бұрын
Too much interference by the interviewer. You disturb the rapport. Let her finish speaking then ask later
@NomatterKabudura
@NomatterKabudura 28 күн бұрын
Interviewer urikunyanya kutaurisa takutonzwa iwewe instead of kunzwa gogo.
@mdkt1097
@mdkt1097 28 күн бұрын
I agree with you. True. ngaa dzidze kuve patient and to listen
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 11 күн бұрын
Haaa iwe mkomana iwe dzikama iwe hatichabata nyaya manje nxaaaa nyarara uko ukutaurisa mhani tirikuda kunzwa gogo kwete iwe 😢😢😢
@SusanChiparange
@SusanChiparange 12 күн бұрын
Taurai zita rechurch mangwana tisazoindavo plz
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 28 күн бұрын
Interviewer haugone kunyarara here kana usingazive zvekubvunza
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 28 күн бұрын
Interviewer stop interrupting we can't get the jist of the story
@mdkt1097
@mdkt1097 28 күн бұрын
nhai henyu.speed too much
@NancyNcube-ny2hv
@NancyNcube-ny2hv 19 күн бұрын
Banogona kusungiswa na Bishop mai ava. Nyaya yavo aina evidence . Ivo mbuya ndivo vaitofunga bishop
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 28 күн бұрын
Vaito rara nemi haaa uyu interviewer ibenzi chairo mibvunzo nhando.....ndato tadza kna ku subscriber channel iyi.
@NancyNcube-ny2hv
@NancyNcube-ny2hv 19 күн бұрын
Murume wavo ndiye anezvinu izvi. Nokuti zwakazotanga after murume afa . Ngavaende kumasvikiro vachawana rubatsiro
@mdkt1097
@mdkt1097 28 күн бұрын
Reporter, siya vapedze kutaura statement. uri kumhanyira kupi. Listen. you are jumping in. tatadza kunzwa zvimwe. be patient munhu ataure nyaya yake.
@HandsomeMhizha
@HandsomeMhizha 18 күн бұрын
Interviewer pliz ,give this woman a chance to explain
@caspermanyangadze3184
@caspermanyangadze3184 27 күн бұрын
sarai mega pasangana mapedzi hauna kana chaunombonzwa ,interviewer benzi chairo😅
@margaretspedi7242
@margaretspedi7242 29 күн бұрын
May god heal you mum ,we love u
@dzidzaisibanda7069
@dzidzaisibanda7069 28 күн бұрын
Moms itsotsi iyi varikuziva chokwadi But team remasowe iri 🙌
@daisychirambwi8758
@daisychirambwi8758 27 күн бұрын
Taura hko dea itsotsi Mbuya iyi
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 10 күн бұрын
Amai ava hachawirirana nemusviri wavo itsotsi vainyengana ava chabvondoka
@nyashaguvamombe9031
@nyashaguvamombe9031 24 күн бұрын
Mr Journalists take it easy you're talking to much let her explain so that we can understand the story
@spiwezirare8167
@spiwezirare8167 28 күн бұрын
Ngawaende kwa prophet miracle Paul kanafreddy
@knowledgeseeker845
@knowledgeseeker845 24 күн бұрын
Prophet miracle ndiwo wanopedza maSport
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 28 күн бұрын
Interviewer mukadzikama munodiiko kuganhira too much rega munhu atsanangure ega
@lovemoremusopi1067
@lovemoremusopi1067 26 күн бұрын
Iwe mirira munhu apedze kutsanangura mhani unomhanyirepi.
@natifmobile2923
@natifmobile2923 17 күн бұрын
Uyu haagone kubvunza,ane ka speedy
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi 28 күн бұрын
Miteuro yemadzibaba hwurombwa❤
@LyriqalFlame767
@LyriqalFlame767 27 күн бұрын
Zidahwa re munhu iwewe the interviewer 😂😢,,, ah aihwa padzungu uri kumberi hako,, zvino unotoda kubatsirwao samai ava iwee😂😂😂😂
@patriciachinhanga6250
@patriciachinhanga6250 28 күн бұрын
Mai ava ka. Vachipibda church iyi pane zvavakanga vawirirana. Zvimwe havana kuzoita zvavakanga vawirirana. Mai na mufundisi zvaice zvokuda kuira $$.saka vaka dira jecha. Mufundisi vakatsamwa kusa vakaramba bonde naye. Vana mai plz plz kuda zvingu too mch. Vari kusiya chaipa pa tsinga ye vaviri avo. Touya zvanyanyisa zviri kuvva pa muromo pavo. Mai busai pachena. Yava oparation zvawakaita. Takazvida misodzi rava rwizi. Mukati me GEHENA muchiri va penyu. Musa chemere mwari .makazvidira mega. Handina kutuka .😮😴🤔
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 10 күн бұрын
Mai muri tsotsi makanyengana nbishop chabvondoka kuchurch vanhu vakuzviziva makuhwanda nemumwe ,
@amishielmabamu5455
@amishielmabamu5455 2 күн бұрын
Ngavaende kwa miracle poul please
@NancyNcube-ny2hv
@NancyNcube-ny2hv 19 күн бұрын
Kunemhuroi arikushandisa bishop .
@GeorginahMurenje
@GeorginahMurenje 26 күн бұрын
Simukai ipapo Uyo haana Basa endai izvozvi Kwa prophet Miracle Paul kuchitungwiza
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 26 күн бұрын
Prophet Miracle Paul havadi vanhu vanosvora mumwe munamati..
@gregorychanyukachimonyo5973
@gregorychanyukachimonyo5973 27 күн бұрын
Nyaya iyi haina musoro iyi.Mubikirwa wekutsvaga followers
@marianemukute5851
@marianemukute5851 15 күн бұрын
Interviewer ahugone urikukanganisa munhu kutsanangura
@GeorginahMurenje
@GeorginahMurenje 26 күн бұрын
Endai Kwa prophet Miracal kana prophet Fredy kuGlen Norah B
@kudamhandu7994
@kudamhandu7994 11 күн бұрын
Siya munhu ataure takutonzwa iwe chete Tinotenda
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi 27 күн бұрын
Varikurwara pfungwa shame❤
@patriciamerinagudza3569
@patriciamerinagudza3569 27 күн бұрын
Varikurasika Njere mai ava
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 26 күн бұрын
Yaa..zvikwambo zva Bishop causing it
@lindampofu-f1e
@lindampofu-f1e 10 күн бұрын
Yaaa mwari pindirai bcz amai ava vaakutorwarawo zvavo poda tswakurudzo maprofets ane nhamo nevarapwa
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 29 күн бұрын
Church yacho inonziiko tichapinzwa musatanism
@Beaa4431
@Beaa4431 16 күн бұрын
Haazi ma hallucination here aya
@decentmahachi
@decentmahachi 11 күн бұрын
Mira kubvunza munhu apedze kurondedzera kwete kungobvunza-bvunza
@NommaMakaki
@NommaMakaki 27 күн бұрын
Endai kwa prophet miracle Paul vanozvipedza
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 26 күн бұрын
Vanhu tijekeserei ipapo kuti vanobatsira mahara hre or vanodawo pambijana. Otherwise kuendako haizi nyaya . Chinozokundisa vakawanda maOne on One charges . Better vanhu vazive vasate vaendako
@KainosMapombwa-v8e
@KainosMapombwa-v8e 28 күн бұрын
Zvinorwadza veduwe Mwari pindirai muporese nekudzikinura amai ava pa joko ravakatakudzwa
@caspermanyangadze3184
@caspermanyangadze3184 27 күн бұрын
rega munhu ataure mhani,ndiwe watova murwere,ndiko kupenga manje
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 28 күн бұрын
Bishop must be exposed zita rake torida nere church
@ElizabethNkiwane-i5o
@ElizabethNkiwane-i5o 28 күн бұрын
Mutori wenhawu urikunyanya kuviringa too much crc dzokera kuskuru
@judymakau2219
@judymakau2219 10 күн бұрын
Yoh mr interviwer take it easy
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 28 күн бұрын
Uyu presenter aaa ipa munhu nguva yekutsanangura kopawo zvinoita vamwe
@VioletChikokoko
@VioletChikokoko 28 күн бұрын
Dzidza kune vamwe mareporter ,munhu nhaatsanangure ugozobvunza ,too much interuptions mhani iwe
@margaretdzingirayi-xd9le
@margaretdzingirayi-xd9le 28 күн бұрын
Reporter keep quiet munhu atsanangure nyaya yake
@vimbaigumunyu2137
@vimbaigumunyu2137 25 күн бұрын
Zvipatara zvezvirwere zvepfungwa zvakavharwa here munyika yedu?
@NancyNcube-ny2hv
@NancyNcube-ny2hv 19 күн бұрын
Nhai zwenyu
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi 28 күн бұрын
Vana amai hamubudi mumaprofeta
@BettyMutede
@BettyMutede 29 күн бұрын
Mwari pindirai
@lovenessmpumulo5131
@lovenessmpumulo5131 16 күн бұрын
Dai interviewer iwe wangotiudza nyaya iyi uriwe too much kubvunza munhu asina kure kwaaenda. Zviri kubhowa izvi
@kelvinmbiriri387
@kelvinmbiriri387 27 күн бұрын
Reporter dzikama give her tym to explain
@MavMakosi
@MavMakosi 22 күн бұрын
Interviewer hadzina kuti kwesera .haagone basa
@MafirakurevaStephen-lc3yy
@MafirakurevaStephen-lc3yy 25 күн бұрын
Uuu ongororai pfungwa dzagogo avo please
@loxlux8118
@loxlux8118 27 күн бұрын
Mukore uno muchiri kuenda kumapostori hamuzive kuti zvine hurombwa mukati.
@FK-bq1hi
@FK-bq1hi 24 күн бұрын
Interviewer chako ku teerera wakanyarara kusvika munhu anyarara wozo vhunza. Otherwise dont record for the viewers cause yakuita kunge conversion yenyu muri 2 kwete Interview ichaonekwa nevamwewo vanhu. Usamhanye idya easy
@Portia-h2r
@Portia-h2r 28 күн бұрын
Ma1
@ChiefLord999
@ChiefLord999 25 күн бұрын
Improve your journalism skills. Ukuita kunge mukomana wemombe
@HildahChivhu
@HildahChivhu 24 күн бұрын
Nhaiwe bhuti interviewer asi wanokorwa tsoka kwawabva? Wavhiringa nhau
@VengaiChigwedere
@VengaiChigwedere 24 күн бұрын
Matare akavhurwa endai navo kwasekuru tasvu vanobatsirika
@GregSibotshiwe
@GregSibotshiwe 28 күн бұрын
Let her talk you ask a lot of questions while she is explaining
@nyaradzomusango8122
@nyaradzomusango8122 25 күн бұрын
Iwe interviewer wakadakwa
@GetrudeMakoni
@GetrudeMakoni 27 күн бұрын
Interviewer uriduzvi haugoni kuinterviewer nxaa
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 28 күн бұрын
Ummmm zvotyisa izvi😢😢...asi hamuna kunga mabvumirana here?
@minglee4133
@minglee4133 27 күн бұрын
Interviewer yowe, nyarara and ask at the end
@sandraanointedbernard8659
@sandraanointedbernard8659 6 күн бұрын
Ummm interviewer dzungu hauna chaunoziva
@nancychisunga7022
@nancychisunga7022 9 күн бұрын
I interviewer imbodzidzira basa rako unobhowa ufunge kuita kuzhangandira kudaro,dzikama basa nderako upe munhu nguva yekutaura
@tsungi7
@tsungi7 19 күн бұрын
Chimbonyarara iwe
@leeroy583
@leeroy583 24 күн бұрын
Munhu ari ku interviewer une kakurwara njere kaunako urikuudzwa kunzi ndinovanzwa vachitaura munzeve kuti ndini Bishop now wakubvunza kuti unoziva sei kuti ndiwo ivo mai varikuti ndinovanzwa wachitaura zita rawo so ukuvabvunza the same thing
@patriciachinhanga6250
@patriciachinhanga6250 28 күн бұрын
Kana kuti hadzisisimo dzangove bvongampopoto . Tambura nezvaunoziva
@kundismuvirimi7016
@kundismuvirimi7016 27 күн бұрын
Your interview skills need to be worked on seriously
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o 28 күн бұрын
Ungati isatanist church yacho iyi inonziyiko zita racho
@joshcairos4071
@joshcairos4071 13 күн бұрын
Interviewer ajaira makuhwa shame
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 27 күн бұрын
Ko unovhiringidza munhu achitaura seiko usingape munhu nguva yekurondedzera wakanyarara,saka tinonzwei ipapa nedzungu raurikuita iroro? Dzidzawo kubva kune vamwe
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o 28 күн бұрын
Yeah mazotawura chokwadi demusina kutawura code.yacho iyyo ini ndazviwona kuti munoziva kuti makajoyina satanist asi muchitangs mamuchiti amuzivi imi muchiziva kuti murikuyita zvesatanizim ini ndatozviwona nguva yese muchitanga kutawura kuti zwakadayi zwikadayi ndakatozviwona kuti mayiyita nezwe satanizim asi amuchayida zwakukunetsayi asi chokwadi amusati mada kuchitawura
@tanakahamandishe501
@tanakahamandishe501 22 күн бұрын
interviewer uyo dzakakwana here? Tinonzweiko muchingopindira pindira
@patriciachigodora9316
@patriciachigodora9316 27 күн бұрын
Amai ava vari kurwara pfungwa.
@My-Music0017
@My-Music0017 25 күн бұрын
This old banger is lying.
@gregorychanyukachimonyo5973
@gregorychanyukachimonyo5973 27 күн бұрын
Too fictious to believe
@tsungi7
@tsungi7 19 күн бұрын
Interviewer rega munhu ataure. Too much kubvunza
@caspermanyangadze3184
@caspermanyangadze3184 27 күн бұрын
iwe tinobva pa263 you interfere too much,what type of interview is that.why cant you learn from vana Robert Tapfumanei you dont cut too much isu toda kunzwa anotaura kwete iwe.
@stnsml1
@stnsml1 25 күн бұрын
This woman suffers from a condition known as schizophrenia, and people who suffer from this type of condition hear voices telling them to do things. These people hear commands, and some can even hear commands like to kill people, and they can see visions. This is a mental health condition that cannot be treated, but they should take medications to control the condition
@fambailangtonshasha1661
@fambailangtonshasha1661 25 күн бұрын
Interviewer ummm too much interaction
@EdithMatimise-lz3lz
@EdithMatimise-lz3lz 29 күн бұрын
Makanga musina kujoina here satanism asi mavakuda kuyitiza
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi 28 күн бұрын
Mwari weee satani anotonga❤
@tatendakadiki5828
@tatendakadiki5828 25 күн бұрын
Ummm interviwer nonsense bodo waita nyaya isvote
@JohnKwangwari
@JohnKwangwari 26 күн бұрын
Interviewer uyo too much kubvunzisisa Rega vatsanangure haugone basa iwe
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o 28 күн бұрын
Aaaa imi amai imika.ungati nemiwo muritsotsi akuna zwakadaro vangani vanotadzira ngirozi vachiporofita imi ungati mayiyita zvechisatanizim asi amuchada ndosaka zvakudera mayiyita mese nanabishorp venyu chokwadi munochiziva imi makuda kutiza zvamakatanga
@mdkt1097
@mdkt1097 28 күн бұрын
Usa vadaro
@TambudzaiGwatura
@TambudzaiGwatura 18 күн бұрын
Vanhu musangojaira kushora vanhu .Nyaya iyi yakajeka wani ikunzwisika akubvunza akubvunza zvakanaka wani
@EddyBusu-qm5bh
@EddyBusu-qm5bh 24 күн бұрын
Mazuvano kuchine zvikoro zve Journalism here, kana kuti zvaakungoti every Jack and Jill afoirawo hake chikoro oti a kuita journalism?? Why did you have to interupt the lady 95times??? This lady is suffering with Schizophrenia.
@Maisky-09
@Maisky-09 9 күн бұрын
😂😂😂😂so tonzwa nyaya yacho sei kana journalist vacho achivhiringa nhai kana musingazive learn from others pliz
@kumbiraichinhengo1332
@kumbiraichinhengo1332 25 күн бұрын
Intervieweing skills lacking
@ellenjames1069
@ellenjames1069 19 күн бұрын
Hey interviewer you are very irritating pliz stop inturupting her
@caspermanyangadze3184
@caspermanyangadze3184 27 күн бұрын
rega munhu ataure mhani,ndiwe watova murwere,ndiko kupenga manje
Smart Sigma Kid #funny #sigma
00:33
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 12 МЛН
Don't underestimate anyone
00:47
奇軒Tricking
Рет қаралды 22 МЛН
Ice Cream or Surprise Trip Around the World?
00:31
Hungry FAM
Рет қаралды 22 МЛН
akabviswa nhengo nechipfambi
4:56
BISHOP SAMURONDA TV
Рет қаралды 9 М.
Murume neMukadzi vozvisungirira nekuda kwemakuhwa
28:07
SlyMediaTv
Рет қаралды 41 М.
Mukotsanjera vs Nanga yechipinge Karanganda Tv
2:46:20
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 140 М.
Dzviii Ndakachibata Chikomba Mumba .Dare ra Chief Mutasa
28:04
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 92 М.
@HeadmanChigodora Mukwasha ngaatende
39:25
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 15 М.
Smart Sigma Kid #funny #sigma
00:33
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 12 МЛН