Pasi rino idandaro. She lived her life, made her choices, we learnt a lot from her choices, she made us laugh, made us angry. She was a calibre of her own and very lovable regardless of her shortcomings. May her Soul rest in Peace 🕊️
Hapana zveku resta in Peace apo tisataura zvisina basa
@user-cq1je8bl7e5 ай бұрын
Saka nyoka yakafa ere
@linientvengesai61335 ай бұрын
Raiva gamba rest in peace gogo
@memoryzenda73388 ай бұрын
Asikana vaka pinda mu depression and anxiety after nyaya yavo yemoto. The children and everyone else close to her abandoned her except her husband, ( power of true love)… muhorombo muhupfumi, mu kurwara, mukufara, mukushorwa, mukuzvidzwa, muku sekwa, mukunyadziswa. Dai Mwari ava batsira sekuru vasara neku kwenyawo hana dzeavo vane Moyo yeku batsira. Gogo zororai murugare. Pamwe Mai roya zve chokwadi, pamwe mainge makato royiwawo kuti muhumane ano ziva ndivo Mwari
@tariromuduzi64078 ай бұрын
Une wisdom
@sdshippers93327 ай бұрын
Zvakaoma now sekuru vasara vega 🫠 gogo went through a lot sure une muono kazi ... MHSRIP
@user-sb9xe6pu4y7 ай бұрын
Vatoreurura Mari vanoregerera
@user-sb9xe6pu4y7 ай бұрын
Mwari
@Dorkie-pb5ou8 ай бұрын
Kunyangwe mwari chaivo havafarire kufa kwemunyangadzi...we are not here to judge...Rest in peace gogo...Mugoona last 2 days was revisiting the episodes ndichivateerera zvangu..
@WayneMakisi8 ай бұрын
Iwe kana neni ndakatoona mamwe nezuro chaiye emoto uye ufunge
@Dorkie-pb5ou8 ай бұрын
Taiwonekana navo spiritually
@rosemarymagwenzi4288 ай бұрын
Aawww so heartbreaking 💔. Rest in peace gogo. It’s unfortunate how us as Africans delay treatment when there’s such a background of chivanhu, nyoka. Gogo’s skin looked stretched and shiny.. very symptomatic of advanced diabetes. 😢
Pasi panodya ende hapaguti . Vanhu ngavarumuke mukundobata mabasa akaipa.
@CatherineBunga8 ай бұрын
Rest in peace gogo at least u confess your sins
@sammychani55948 ай бұрын
The whole story was and is still touching. My deepest condolences. RIP gogo
@KUDZAINATALLYMAKWEMBERE-se8ly7 ай бұрын
Thank you so much drewmus media nemaUpdtes amunotipa zvisinei May Gogo's soul rest in peace Vasiya sekuru shame Mwari avawanirewo Nyasha nekuti tose tir vatadzi asi ukaona wasvika paExtent yagogo yekureurura zvoreva vainge vapfidza zvokwadi zororai.murugare gogo
@tingamanzvanda8 ай бұрын
Rest Ini peace gogo KO Vana vacho mungabva mayita Moyo wakaoma kudaro zvakaoma
@brendonmrehwa69458 ай бұрын
ukaona vana vakudai vanenge vawona zvakawanda
@priscakurira17098 ай бұрын
Panenge Paine zvimwe zvakawanzika.chero mwana vako haugoni kupa sekuru muzukuru pamba panonzi panenyoka.chero iwe unototya.vanhu ngavasiye zvibatabata
@Lays76627 ай бұрын
Musatamba nekuroyiwa zvakaoma zveupenyu
@getrudekhuphe7968 ай бұрын
sorry gogo rest in peace at list makareurura kunyika ikanzwa n they learned from your mistake
@LeminaChikamhi8 ай бұрын
Rest in peace gogo,i feel sorry for sekuru😢
@gladysmutyiri88648 ай бұрын
Sad news about Gogo. You confessed dai Mwari vakuregererai may your soul RIP 😢
@YolandaMabika7 ай бұрын
Tinochengetwa nevabereki without giving us any excuses but isusu tinozopa maexcuses mukuzenge rawaduty redu kuwachengeta Mwari wangu ndiyeuchidzeiwo kuchengeta wakandirera... Rip Gogo.. Noone is perfect Mwari akugashirei
@juniortichawona8 ай бұрын
Sekuru vasara Vega veduwee Dai Vana vavo vavatorawo vachigara navo ,Rest in peace Gogo
Nematambudziko agogo ,,wz touched nemashoko asekuru,, children let's learn to forgive our parents nomatter what,,so touching,,chengetai baba vana msataura zvekuoma kwenyika baba vanoda care ava
May her soul rest in peace gogo she has been thru a lot
@nessakaitano32418 ай бұрын
Very sad may her soul rest in peace 😢
@ireenmachaya50598 ай бұрын
Rest ln Peace gogo🕊💔💔matirwadzisa zvenyu
@harmonymhlanga95248 ай бұрын
Rest in peace Gogo takadzidza zvakawanda kubva kwa muri.
@morelifenyamande8288 ай бұрын
Let's hope gogo vasiya vasunungura muzukuru kt Ave ne good life abatewo vana vake kana vasina kusiya vasunungura ndavakuti dai mwari vachipindira
@tendaibasera74218 ай бұрын
😢😢😢😢😢😢Rest in peace gogo
@boltonquarryzim6618 ай бұрын
Sometimes life inorwadza Gogo vairatidza kurwadziwa zvisinei Gogo zororai murugare vanagodobori vanyepa vanhu ivavo kune arikuti Gogo muroyi iwe rega chihure musatanyoko
@user-rz1pz4rm7c8 ай бұрын
R I P gogo chero makareurura mhaka dzenyu kunyika yese
@deisykayz11538 ай бұрын
Had they fnd the real people who knows how to deal nechivanhu probably she could be alive.... Never believe these ppl masquerading as prophets or tsikamutandas pasina zvinozivikanwa... Rest easy grandma....