MWANA WEKU MELFORT WE 2 YEARS WEKUSHAIKWA AWANIKWA

  Рет қаралды 86,434

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

RUZHINJI RWOKURUDZIRA MAPURISA KUSHANDA NESIMBA

Пікірлер: 456
@Rene-u5r
@Rene-u5r 19 күн бұрын
Good Councillor amai ava. She shows good leadership skills. Welldone vakoma. You are an inspiration to madzimai emunharaunda yenyu. Proud of you👏🏻👏🏻🙏🏼🙏🏼
@muvirimig
@muvirimig Жыл бұрын
Very powerful message counselor!
@JuliasMaponga
@JuliasMaponga Жыл бұрын
good councilor you are very wise
@NeverTori-kl4ck
@NeverTori-kl4ck Жыл бұрын
Mr Neshamba a,anga ndidzo dzakonzeresa matambudziko ose aya imbobvunzai vanasangoma kuti sei muchishandisa ropa revanhu kuti vanhu waite ma Rituals zvinorwadza mufunge watching from Zambia
@Rebhara
@Rebhara Жыл бұрын
Ndivoka vanokuza n'anga dzimwechete idzodzo
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 Жыл бұрын
It depends kuti wadzishandisa munezvipi. Kana pfuti dzichitengeswa hazvinzi enda unouraya vanhu the same gun can bring peace. Condom rinoshandiswa pa family planning asi vamwe vanonoita chipfambi
@Rebhara
@Rebhara Жыл бұрын
@@drewmasmedia3856 Condom nepfuti hazvifunge but n'anga vanhu and we expect better
@Nunec
@Nunec Жыл бұрын
Pandaona headline ndafara sei. Ndikati mwana awanika ari alive wanike ma1. Rest easy baby
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba Жыл бұрын
Neniwo ufunge ndarwadziwa
@Progress-z8b
@Progress-z8b Жыл бұрын
Neniwo dear
@nyaraibernadettechikumba-yo5fr
@nyaraibernadettechikumba-yo5fr Жыл бұрын
Ndozvandatofungawo wena eish💔
@brainmhaka4634
@brainmhaka4634 Жыл бұрын
misleading headline.
@nzwirashedehwa2887
@nzwirashedehwa2887 Жыл бұрын
Musaisa effort kumapurisa e nyika yedu parizvino kutambisa nguva 😢😢 zorora murugare little prince ❤❤
@letwinnyatsine
@letwinnyatsine Жыл бұрын
Anga arimukomana
@MoreWekwamarauka-sr2mn
@MoreWekwamarauka-sr2mn Жыл бұрын
Sorry nematambudziko.Zvinorwadza kurasikirwa nemwana nenzira yakadai.
@godfreymapuranga4070
@godfreymapuranga4070 Жыл бұрын
Very sorry zvongorwadza
@LaizaZiwaya-s8u
@LaizaZiwaya-s8u Жыл бұрын
Exactly 💯 percent mama councilor you spoke such wise words ,unganidzai Mari vanhu kut mubate mhondi idzi nkt mangwana kunofa mumwe fut ,may you not rest in peace king tevera munhu akakuuraya kubva kune akakubata uripamasowe kusvika kune vakakuuraya ngavasarare asi varotomoke nyangwe pakagara pakati pevanhu
@melodycharamba-xo8hj
@melodycharamba-xo8hj Жыл бұрын
Thank you counselor.nemashoko anesimba.. mapurisaa haasikuita basa
@nicerechab2396
@nicerechab2396 Жыл бұрын
Thanks counselor ne ma shoko akanaka chokwadi kuna mwari kudenga vanhu vakauraya ropa risina mhaka your days are numbered muchabatwa chete
@chwamambana5224
@chwamambana5224 Жыл бұрын
Ngavambobve veese mapurisa kuiswe manyowani kunyanya mashefuuu
@marymudzingwa1652
@marymudzingwa1652 Жыл бұрын
pandaona topic ndafara ndisina kuziva kti King akatofa 😭😭💔 zvinorwadza zvinosuwisa Rip
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 Жыл бұрын
Touching words from amai wedu councillor
@ernestdzrusoso4104
@ernestdzrusoso4104 Жыл бұрын
Vanoziva neve church haaa . Zvinevanhu vakuru varimukati asi dai wabatsirwa na mwari. Zanu ndivo venevanhu vanodarooo
@preciousmutasa8619
@preciousmutasa8619 Жыл бұрын
😭😭😭zvinotyisa ,vanhu havatye ngozi here veduwe 😭😭Kuuraya mwana ummmm dai Mwari vapindira nyika yedu yakutyisa.
@tsarukanaikashaya7012
@tsarukanaikashaya7012 Жыл бұрын
Ndinotenda vaenda kunozvibatsira avo mwari akuiterei zvakanaka mukoma vangu
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz Жыл бұрын
vadhonzwa nemweya wake mwana uyu..zvakaoma veduwee todiiko nenyika ino vana vopera here veduwee 😭😭😭
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl Жыл бұрын
😢😢😢eish aya marwadzo veduwee im sorry ba king namai king .....ndoona sekt vanhu ava vamwe chte ende vakapararira nyika yese vari kubata vana vedu...ende i crew imwe chte ......dai Mwari vavatonga havo
@Christina-j8g
@Christina-j8g Жыл бұрын
N'anĝa also dzinoudza vanhu kuti huya nemaparts emunhu ndavasungwe vaorere mujail.Ndivo honzeri dzezvirikuitika
@letwinmangwende4427
@letwinmangwende4427 Жыл бұрын
According na baba king kutsanangura kwavo mapurisa arikudyawo ne mhondi idzi,hazvina mhosva thank yu mama counselor yu stand with us as weman ndararwadziwa kani sleep well my prince king,don't forget to fight ur battles😢😢😢😢😢
@isabelmurambiwa6304
@isabelmurambiwa6304 Жыл бұрын
This is sad. Such a young soul MHSRIP. Zimbabwean government it is high time you put yourselves in check. Vana vopera nemhondi idzi. Why Kuda kupfuma neropa remwana wemumwe munhu.
@prachie937
@prachie937 Жыл бұрын
Rest in peace king bt fight those who killed u ..let them no peace 🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️
@BlessingMsipa
@BlessingMsipa Жыл бұрын
Mwari wangu tinzireiwo ngoni vanhu vakuromba nekuda kwenzara
@richardmashingaidze1012
@richardmashingaidze1012 3 ай бұрын
saka murikumuudza pano pasoshari here nhai prachildho
@prachie937
@prachie937 3 ай бұрын
@richardmashingaidze1012 ehe ..atozvinzwa 🤣🤣
@SifaMoyo
@SifaMoyo Жыл бұрын
Zvinorwadza veduwee....mwana asna kana zvaanoziva , asina kutadzira akaurairwei? Ko Mapurisa why muchitsika tsika nyaya....zvakaoma. Baba naMai King nyaradzwai naMweya Munyaradzi pamwechete nemhuri yenyu yose. King may your so rest in peace. Vakauraya King how do you feel maparents nevanhu vose vachitambura zvakadi ummmm muri vanaSatan vezvokwadi hamuna mwoyo.Kupfuuawo mwana we 2 years.
@MeganMuchineuta
@MeganMuchineuta Жыл бұрын
Thanks Neshamba unogona kutipakurira nyaya dine dzidziso. Kunyange nyika yawoma I wonder why vanhu vakudewura ropa. Wat l know hazvibhadhare
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Жыл бұрын
Marwadzo aya , so sorry to his mom , dad and family, RIP baby boy king 😢justice for King.
@talentnhewe7583
@talentnhewe7583 Жыл бұрын
Next time nyorai Headline muchipedzisa ndafunga kut mwana awanikwa arimupenyu kah ini 😭😭😭😭😭😭
@JobeMazizikazi
@JobeMazizikazi Жыл бұрын
But looking at how people were standing you can tell the situation
@RealNenah
@RealNenah Жыл бұрын
Shame ndaradziwa Mwari titarireiwo pamwe nemhuri dzedu patinofamba tirwirei vsnhubzvave zvikara kudarika mhuka dzesango Baba namai King Mwari ngavakunyadzei😢😢
@gracengundu
@gracengundu Жыл бұрын
So sad😢.Ini hangu ndoti King may your soul not rest at all until you fight your battle .Saka tovayarutsira kupiko vana vacho nhy Mwari 😭😭😭
@YonkiMhlanga-rt3vq
@YonkiMhlanga-rt3vq Жыл бұрын
Wise Words from Ward Councilor. Thank you Our Mother.
@patricianyamhanza
@patricianyamhanza Жыл бұрын
Mashoko makukutu ataurwa na Councilor RIP King
@BrilliantZibwowa-k2k
@BrilliantZibwowa-k2k Жыл бұрын
Vanhu vvapanduka... Fight back mwanangu king
@JamesGunman
@JamesGunman Жыл бұрын
Zvinorwadza chokwadi mapurisa emu Zimbabwe bodo ini handina remuromo nemapurisa ekuzim brother yangu now 5 yrs hatizivi kuti aripi tafamba taneta kuma purisa taneta hatizivi kuti mupenyu hre mapurisa haana kana bsa kana Zimbabwe haina mapurisa chawo kuda mari chete
@tendaimutema3878
@tendaimutema3878 Жыл бұрын
Mr neshamba kune murume akapondwa pamverechena Thursday ayigara kuseri kweshops body irikutouya nhasi endaiwo ikoko .asi vanhu Vacho vakabatwa nezuro.
@bettinamavhuringe3083
@bettinamavhuringe3083 Жыл бұрын
🎉Zvinobvira kumusoro uko zvichidzira vanonzwisosa manzwa
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh Жыл бұрын
King so sad news life is not easy 😭😭😭
@AnnaSekesu
@AnnaSekesu Жыл бұрын
Zorora murugare King, mapurisa edu aneta zvakanyanya, tinotenda mama Canceler nemashako anonobata
@Rene-u5r
@Rene-u5r 19 күн бұрын
Shuumbbaahh👏🏻👏🏻👏🏻
@Pee1908-e3u
@Pee1908-e3u Жыл бұрын
Shame don't sleep forever King until justice prevails.... Wafa uchirwadziwa mwana wedu hazvina mhosva Mwari ndivo vanoziva havo 😢😢😢
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 Жыл бұрын
Thanks Drewmas media neupdate tinotenda, Kimhuri yekwaKing tinoti nyaradzwai nashe, Vanhu vanyanya hurombwa veduwee munhu uraya wako mwana kana wafunga kuromba please siyai vana vevanhu aaaaa nxaaaaa zvorwadza mhoti kuzvarira kupfumisa vamwe vanhu aaaa nyarai mhani
@priscillakuchuna9434
@priscillakuchuna9434 Жыл бұрын
Thank you councilor nekumboudzavo mapurisa
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 Жыл бұрын
Zvakaoma pane vari kutoita bsa rekuchekeresa vana ma2 years iyayo RIP king Iowa wega kumhondi dzakakuuraya usarare pasi ita bsa rako mhondi dzimwe dziziwe kuti hazviitwe
@MemoryDengu
@MemoryDengu Жыл бұрын
Pliz Mr Mnangagwa Sir(I beg munhu awuraya ngaaurayiwe semaurairo aanenge aita .Coz this is going to far in Our country. Inzara here iri kuita kuti tiurayane sehuku?Tisaita semaSouthAftican vasingatye kuuraya.
@MavhimaMugova
@MavhimaMugova Жыл бұрын
Rest in peace king . Vakaita mabasa iwawa dai mutemo wavatorera matanho anorwadza .
@TauraiMudhauya-dg1fl
@TauraiMudhauya-dg1fl Жыл бұрын
ZRP basa rayo ndere kuita busy nebato re CCC ipapo havaiti mistake pakudzinga vanhu ve CCC, may so rest in peace baby.
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz Жыл бұрын
ngozi yavo yakapikira kurwisa CCC pane kubata mhondi nembavh..kuita sevanodyidzana nevanhu ivavo
@TauraiMudhauya-dg1fl
@TauraiMudhauya-dg1fl Жыл бұрын
@@Angylngumashupa-gt3yz Taura hako
@LaizaZiwaya-s8u
@LaizaZiwaya-s8u Жыл бұрын
Taura hako
@philhove189
@philhove189 Жыл бұрын
ED arikuchekeresa nyika😭
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 Жыл бұрын
Makuma Cousellor thank you😢😢😢😢
@RealNenah
@RealNenah Жыл бұрын
😢 nematambudziko baba namai kin g Mwari vakunyaradzei puwai simba
@peace6296
@peace6296 Жыл бұрын
Chiii chirikuitika nhayi😢😢😢😢, veduwe ka tozviudza ani, ku mukuru wenyika arikunyararirei ko😢😢😢😢
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 Жыл бұрын
Zvakaoma guys,and it shows kt haana kuurayiwa kare ,mhondi dzinenge dzakambomuchengeta dzichida kuona kuchaenda nyaya
@abishatreesart9823
@abishatreesart9823 Жыл бұрын
This government is failing us as citizens 😢😢this is sad sorry to the father r.i.p king
@GrowthThroughGrace
@GrowthThroughGrace Жыл бұрын
Ahhh ndarwadziwa
@InocenteMatule
@InocenteMatule Жыл бұрын
RIP 👑 mwari ngavatonge mhondi dzako
@ethelnyamazana8156
@ethelnyamazana8156 Жыл бұрын
Thank you so much Drewmas Media 😢😢😢😢 mazviita nekutizivisa henyu
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 Жыл бұрын
Tukai vanhu Councillor. Mwana mudiki shuwa. Ndiko kuti munhu wevanhu munharaunda. Pamberi nemwi😢😢😢😢
@dianaAkkisdavids1596.
@dianaAkkisdavids1596. Жыл бұрын
Dont rest mwanangu fight till you bring those culprits to justice may there never find peace rest when you get them 😭😭😭
@Rene-u5r
@Rene-u5r 19 күн бұрын
True Councillor mazvita zvenyu nekutaura mazwi echokwadi. Ngavafunge kuti vakawhanda one day vachabatwa chete
@SibongileBwoni
@SibongileBwoni Жыл бұрын
Pls vana mai ngatichengetedzeyi vana vedu.thanks vaneShamba rambayi mkadaro sando dzenyu
@chipomazango4156
@chipomazango4156 Жыл бұрын
@President Emmerson Dambudzo Mnangagwa,may your office do something with these issues please we beg you as a nation of Zimbabwe
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Жыл бұрын
Imhata iyo Emerson
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Жыл бұрын
Wat do u want him to do? To have a police officer for each and every individual everytime? Ko isusu tikumboitirei mhosva dzacho? Toda kufudzwa napresident kut tive vanhu vari rit? Musape blame kwaisiri imi!!
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Жыл бұрын
​iwe ndiwe hombe yacho.
@tapiwanashebanda5362
@tapiwanashebanda5362 Жыл бұрын
​@@shingiraitrevormboto2105 point vanhu hatichaziva mhosva dzekupomera president look at Tapiwa Makores murder s vakatongerwa rufu chitori chidanho chihombe maloyer akanzi hamushandi apa
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 Жыл бұрын
Mnangagwa ndiye wacho arikusumudza mhepo dzese idzi. We have a murderer on the throne in Zimbabwe
@victoriazimbao6756
@victoriazimbao6756 Жыл бұрын
Haaaa nyika ye Zimbabwe yava kutyisa isu nguva dzatakakura zvaisaitika izvo, chii chapiinda vana ve Zimbabwe moyoyenyu hairwadzewo here kuurayq ngirozi.yaMwari mwana mudiki akadai ndarwadziwa kubva kuna Tapiwa Makore vana ve Zimbabwe Mirai kuuraya vana vadiki king uyu shuwa shuwa kutouraiwa Jehovha tibatsirei munyaradze vabereki va King
@mildredmhuka5322
@mildredmhuka5322 Жыл бұрын
Yooooh anhu apindwa nei kuda mari zvirinyore ere mother mataura chokwadi police haisikuita bsa
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 Жыл бұрын
ED ndiye problem.We never witnessed such during the time of R.G.Mugabe
@dzidzaisibanda7069
@dzidzaisibanda7069 Жыл бұрын
True zvaiva zvisiko zvese izvi and kuurayana kwevanhu kwaiva kushoma
@LaizaZiwaya-s8u
@LaizaZiwaya-s8u Жыл бұрын
Haunyepe hako panguva iye even huku yemunhu waisaba nkt waitosungwa
@EdnahMudzimba
@EdnahMudzimba Жыл бұрын
True
@miriamchiwarakata368
@miriamchiwarakata368 Жыл бұрын
Mombozviona here hongu kana wawana dambudziko Panonga pachida rubatsiro kma prifita chiwanhu mapurisa Ndizvo zvaakutorera wanhu mari pasina chimuko Kunyanya ndoo kwawe kubira mari iyo mari ichinetsa
@innocentchitsenga6896
@innocentchitsenga6896 Жыл бұрын
No guys truelly in zimbabwe government yedu Dai yakwanisa kudzinga 😢😢😢😢 n'ganga dzekumalawi , Uganda, and Mozambique muchaona kuti zvinodzikira izvi why ndadaro n'ganga idzi ndodzirikurombesa vanhu vemuzimbabwe nema parts Evana vedu wekutanga Tasvu, wechi two kanengo , wechi 3 kafera and imwe n'ganga iye yekutorera sekuru vekumuzarabani mombe 6 vaye plz those term kumana with immediately effect kana kubata wese kuvharira mukati tione zvinoramba zvichiitika hr ? N'ganga dzose ngadzinogara kuchipinge ndokwatinoziva kuti ndokunogara n'ganga dzemuzimbabwe kana tashaya vana tinoziva kuti toenda kunorova chipinge chese kuti vatiudze kuti n'ganga inoita zvekushandisa ma parts evanhu ndeip tokasira kumuwana because dzozivana 😢😢 plz n'ganga dzose dzepanze ngadzibayee kumusha kwadzo dzedu n'ganga hadziuraye munhu asi hadzidi kubirwa dzokumamisa ne mheni Chete muriko hr mandau uko 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅 m of the one
@itayikaseke3480
@itayikaseke3480 Жыл бұрын
Yes that the reason all this is happening
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Жыл бұрын
Aaaaaaah mwari King Raster😢😢😢😢
@YvonneFungai-go6nl
@YvonneFungai-go6nl Жыл бұрын
Nhai veduwe,chiii chikuyitika munyika yedu 😭😭
@ShiMnamzee
@ShiMnamzee Жыл бұрын
Hmm nyika yave kubaya pamoyo,,4 months mwana asingawanikwe i can imagine pain yababa namai king 💔samai vechidiki ndinonzwa kutya mwana wangu kana arikunze achitamba
@ShailetMtetwa
@ShailetMtetwa Жыл бұрын
Andrew remember vakauraya Chantel we 2years vane chikuitazve apa
@juliahbhosha8952
@juliahbhosha8952 Жыл бұрын
Bail hearing yaShantel musi wa18 kuChinhoyi
@MissVee95
@MissVee95 Жыл бұрын
So sad rip little king and the government is doing nothing about these cases surely we are suffering as Zimbabweans. What's going on in our country slaughtering kids like chicken. God where are yu😢😢😢😢😢😢😢😢
@tsungigudza8803
@tsungigudza8803 Жыл бұрын
God is not to blame here , we are to blame , people have become so evil and lovers of money thus why all this is happening…the devil is at work and let’s be vigilant…Mwari havauraye bodo
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Жыл бұрын
Umm,zviri kurwadza izvi veduwee kubaya pamoyo chaiko.Maporofita seiko kutenderera kuita chibhende nezvinhu zviri sensitive kudai.Saka pese apa vanga vakamuisa paiko mwana Mwari imi 😭😭😭,ah nyika yarwadza
@Dlodlo27
@Dlodlo27 Жыл бұрын
Mai counciler mataura chokwadi 1 day is 1 day vanobatwa cht in hnq ndinoshuvir kt Zimbabwe ngaive nemutemo wekt auraya atongerwe rufu
@funwellmatowe1336
@funwellmatowe1336 Жыл бұрын
Yeah vaunzei Sekuru Gusvi Drewmas Media fambai nebhora
@SM_Family1
@SM_Family1 Жыл бұрын
😢😢😢😢zvinorwadza vedu vee nyika yedu yakutyisa
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 Жыл бұрын
Pari kumboda example chaiyo pamunhu one chete vamboita weku hanger munhu anouraya munhu anorwadzisa unowaneyi 😢asika denga riri kuona Mwari tir kurwadziwa why zvanyanya mhani izvi 💔 veduweee kurasikirwa nevana everyday
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 Жыл бұрын
Vanhu varikuromba guys,mapoliticians awo
@chwamambana5224
@chwamambana5224 Жыл бұрын
Aaamen Amai auraya ngauraiwewoo chete
@stanelychishabwa9820
@stanelychishabwa9820 Жыл бұрын
Rest in peace king😢,zvinorwadza se mubereki, Sekuru Gusvu basa hero
@bonganindlela-uk8fk
@bonganindlela-uk8fk Жыл бұрын
Pakaipa
@prospermuzunze8564
@prospermuzunze8564 Жыл бұрын
OK sekuru gusvi vanoda Mariii tiyedze nepatinogona napo vaneshamba
@patiencedube5079
@patiencedube5079 Жыл бұрын
R.N.P KING AMAI VA KING NA BABA VA KING NYARADZWAI NAMWARI ASI MWEYA WEMUNHU AWUNGOFA MAHARA
@Net-lr1fo
@Net-lr1fo Жыл бұрын
Zorora murugare King😢😢😢
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 Жыл бұрын
Munhu uyu ariipapo pane vanhu ipapo aripo arikuziva zvakaitika pamwana
@CeciliaMahembe
@CeciliaMahembe Жыл бұрын
Saka vana vedu voraramirepi shuwa.
@langmakweldingservices5027
@langmakweldingservices5027 Жыл бұрын
Zvakaoma hazvo Chero murume anga achida kuzvibatsira atozotora 2dayz asina kuzvibatsira tinorarama muzvishamiso
@Rebhara
@Rebhara Жыл бұрын
Vemamiracle spectacles, vanoratidza mumagirazi etc varipi vanhu vachishayikwaso
@christophermurwisi2597
@christophermurwisi2597 Жыл бұрын
Councilor mataura chokwadi maita henyu Police yedu yayezvimwe zvemitori like Tonde sekutaura kwako
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Ah nhy Mwari ndanga ndafara sei ndaona musoro wenyaya ndisati ndaiteerera.Shame zvakaoma sure.RIP King
@mercychisandawu502
@mercychisandawu502 Жыл бұрын
Kana neni
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 Жыл бұрын
Yar vaifanirwa kuisa topic iri straight kuti mwana awanikwa asi awanikwa akafa
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Жыл бұрын
Zvakaoma shuwa councillor tirikurwadziwa.Sorry baba namai vaKing.Kana ndikati zorora murugare parizvino ndinenge ndakudzvanyirira mwanangu,wese ane chekuita nekuparara kwako ngavabude pachena.
@masciemudumo
@masciemudumo Жыл бұрын
Baba king masowe siyanai nawo coz dai vaiva maprofita chaiwo aidai akauudzai zvakaitika haaa
@BiggieTuteni
@BiggieTuteni Жыл бұрын
Ndarwadziwa
@takudzwajosi8687
@takudzwajosi8687 Жыл бұрын
Our police is failing us Zanu Pf made police to be very useless. The level of corruption is very disturbing.
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Жыл бұрын
Imhata
@colletamakanjera4722
@colletamakanjera4722 Жыл бұрын
Mwari pindirai kumhuri yeZimbabwe
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba Жыл бұрын
BaKing fambai chaiko mumutse ngozi inange akauraya mwana Rip King😢😢
@masciemudumo
@masciemudumo Жыл бұрын
Ko iwo maprofita aya achiri maprofita keep here haaa batai maprofita muvarikite vanotaura kuti chii chakaitika pamwana uyu. Mwana akachivirwa rasta aitove mumba memunhu surpasses dhuze ipapo
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf Жыл бұрын
Shumba sekuru Gusvi ngawauye fear not Shumba Gusvi ngawauye sando idzo 🔨🔨🔨
@julietmukunda728
@julietmukunda728 Жыл бұрын
Mapurisaka munezvamunoziva imi
@AnitaMavotsa-dw6ec
@AnitaMavotsa-dw6ec Жыл бұрын
But shuwa hre mwana kutorwa pasowe hapana varoti varatidzwi hre hapana maproft hre moyo wang warwadziwa isowe rudzii
@chiherachashe4332
@chiherachashe4332 Жыл бұрын
Hapana zviripo mazinguwo machena chete ndivo vakatora mwana vakuru ivavo vachiitira kusimbisa sowe ravo
@peace6296
@peace6296 Жыл бұрын
Nguwo chena dzinonhuwa weti, matuzvi ega ega
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 Жыл бұрын
This is sad kani😢😢😢
@JoanahKabote
@JoanahKabote Жыл бұрын
Mapurisa havachashandi panyaya dzokupondwa kwevana,.Vakungoda zvokumira mu road vachida zvemari chete.Ndarwadziwa.Vanobatsira vachitaura mazita ngaashande
@AnumAhmed-ni8gi
@AnumAhmed-ni8gi Жыл бұрын
Madzibaba vanoziva zvakaitika
@JanetMutoda
@JanetMutoda Жыл бұрын
Haa veduweeee zvakaoma,may the little one 's soul rest in peace
@stephenchaipa5177
@stephenchaipa5177 Жыл бұрын
Ngatitangei kurova n'anga dzirikutuma vanhu kuuraya
@MwanaWajona
@MwanaWajona Жыл бұрын
Kumamiŕa musango kwakanaka honai baba ava vakanoona munhu aishaikwa pese apa
@lovenessmutede3490
@lovenessmutede3490 Жыл бұрын
Very true counselor..kutonga ndekwa Mwari nerimwe zuva zvichavawanawo
@NorahMoyo-ef1qu
@NorahMoyo-ef1qu Жыл бұрын
Mataura facts mother Zimbabwe 🇿🇼 yashatisisa😭😭😭😭😭🫵🏾
MT DARWIN......TSAKARE....VANOROHWA NEVANHU VASINGAONEKI
34:06
Drewmas Media
Рет қаралды 1,3 М.
When you have a very capricious child 😂😘👍
00:16
Like Asiya
Рет қаралды 18 МЛН
Enceinte et en Bazard: Les Chroniques du Nettoyage ! 🚽✨
00:21
Two More French
Рет қаралды 42 МЛН
President Mnangagwa Latest
19:10
Rory Studios News
Рет қаралды 492
Chitunha choramba kuvigwa,Hama dzodzokera necoffin kumba kubva kumakuva
24:28
Platinum Fm Digital
Рет қаралды 325 М.
CHIVHU...............MUNHU AKAFA 16 YEARS AGO OONEKWA KWAMREWA
50:14
Drewmas Media
Рет қаралды 145 М.
Abatwa nemukadzi wemunhu wachitoita bonde
51:29
Manass-Chibanda
Рет қаралды 80 М.
N'ANGA NEMAPOROROFITA VOTADZA KUNZWANANA NEKUDA KWEMOTO WEKWAMUSAMI
56:21
Ndakarara naTezvara Vakandipa $4 Chete Tiri Musango A MUST WATCH
30:53
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 255 М.
baba vafumurwa pamberi pevanhu,Nyoka yavo yakabuda pachena/#3
40:38
When you have a very capricious child 😂😘👍
00:16
Like Asiya
Рет қаралды 18 МЛН