Mutumbi weMwana wekuyeredzwa ne mvura kubudiriro wakawanikwa
Пікірлер: 76
@shingynavs82356 ай бұрын
The government can afford chicken inn for attendee at political rallies, but cannot fund public health institutions…Even police stations don’t have cars😢😢😢😢😢😢
@ivychigonga33666 ай бұрын
Uchiona munhu unorambira pachigaro usina kana plan yekutonga nyika yacho. Mwari pindirai
@ssam14306 ай бұрын
These men who retrieved and took care of the body are heroes, chinyika ichi chedu chazoashata beyond repair when the state can not take care of the deceased in a decent and respectful manner kuzoti mupenyu zvake 😢
@christieultd6 ай бұрын
RIP. Nyika yedu iri kukundikana pazvinhu zvakapusa at the expense of lives
@AliceMushambi6 ай бұрын
Instead of buying mabhasikoro and chkn inn dei Gvmnt yatenga dzimwe mota dzebasa for police ...this is heartbreaking 😢
@paterniahchitems8246 ай бұрын
Taura zvako hama ipapo panoda kugadziriswa police isina mota kana mabox ezvitunha ummm
@jaspernambala6 ай бұрын
Dziriko but ndedzekunosunga ma CCC
@Nunec6 ай бұрын
Fact Alice❤
@Michaelmushamba2746 ай бұрын
Zanu ine vangu vakazara matuzvi mumusoro
@NetsaiMbewe-vb6rh6 ай бұрын
Hurumende yedu inongogona kuuraya vanhu zvine basa havana basa nazvo
@lucynapwaro57256 ай бұрын
😢it’s so sad and painful as long awanika mwana akavigwa vanozvigashira vabereki vacho, Mwari avanyaradze munguva yakaoma , thanx to the neighbors ❤
@eunny97826 ай бұрын
Police kushaya mota pakadai soo asi vakanzwa kut ccc ine musangano mota hadzishaikwe zvakaomawo zviri munyika ino
@RoselineNoku-dv6fg6 ай бұрын
Ryt now hurumende yatoita state emergence mapurisa amota arikutenderera coz vakangonzwa kt kuchava nekuratidzira kweoposition kuvharira vana vezimbabwe kt musaratidzire nyika irambe ichingowondomoka ivovachidya mariyenyika
@SumayaSharif3756 ай бұрын
Zvakaooma chokwadii president anogona kupa madzishe mota kutadza kutengera mapurisa mota 😢😢box resimbi zvari haritorina muvharo 😢nhamo yenyika yacho ine munhu pasi
@librajames76096 ай бұрын
Nfopatino wana kuti nyika yedu yaparara cjokwadi.Kushaya even mota kanacoffin yemapurisa its very painful💔💔💔
@biancashamhu54316 ай бұрын
Ahhhhh guys shuwa kutenderedwa ne mwana arikunzi ashata , akuto buda honye vachingo tenderere naye. Zimbabwe ngayiite serious mhani. This is not on. Even these guys need counseling
@yvettetutayi72836 ай бұрын
Ndo zvinenge zvichitaurwa na Gafa izvi, it's so sad
@paulinemckenzie95946 ай бұрын
Ndozvanga vakamirira kuti hupenyu hurasike. They need to pay these people. The problem is the whole Zim system is corrupt. The city must be sued and pay for this
@peembano2536 ай бұрын
Shame akafa zvinorwadza mwana uyu 😢😢 shame
@TOFFEE.B6 ай бұрын
This is unacceptible ,vanhu kungunduruka nechitunha chemwana ari pamakeshift stretcher for hours ,police haina mota ,nobox rechitunha oh harina chivharo really community yotoita semhosva kunzi ndimachiwana ,no protective gear agh no mhani . From 2017 makamirira kuti pafe munhu all of a sudden you have houses for them .Justice for this Boy please . Hazvisi zvepolitics izvi its a violation of basic human rights
@beatricekupfuma51726 ай бұрын
Nyaya iyi inorwadza ummmm ...Mwari pindirai munyika yedu sure mapurisa anonzi haana mota
@carolinesibanda76736 ай бұрын
Totenda mwari kuti akawanikwa ,zvinorwadza sei kusaziva kuti mwana akapererepi.
@shimNazee6 ай бұрын
Vana varikufa mufiro unorwadza muZim chii nhai veduwe💔
Nyika yedu yaparara, yakaenda kumawere.I was deeply touched when i met a oldman in Harare, and he was saying during the colonial era, zvinhu zvaive nane as compared to post independence.Nyika yedu Marwadzo chaiwo, the welfare of the poor and underprivileged doesn't matter, its only their vote that matters.😢😢😢
Hurumende yamuri kutaura nezvayo ine care nevanhu vayo ndeipi. Kana pachimbonzi police haina mota to attend such emergency scenes kwaakuzoti zvimwe. Police should have call other police stations for emergency car assistant because yavo yakange yaenda kupurazi kwaboss
@alphahavadi47116 ай бұрын
So heartbreaking zvinorwadza dai vachivapa pekugara nekukasira
The services are very bad really! Kushaya Mota...kushaya coffin....kushaya mortuary ....kunayiwa haaa apa mwana ashata ...Aiwa zim ka ....the president has to do something srs
@emenjildavioletdzama88866 ай бұрын
So sad,RIP😢😢😢
@Chiravirwa6 ай бұрын
Zvakaoma veduwe 😢😢😢
@lydiandhlovu76416 ай бұрын
Haa kana naivo vaitenderedza vanhu from one hospital to the other moyo yavo yakaoma ,apa mwana asiri mucasket Havana moyo vanhu ava vehurumende
zvinorwadza rufu rwemwana mudiki akadai mapurisa oti hatina motikari bokisi harin lid Zvinorwadza
@mindjamesmatazhu73476 ай бұрын
😢
@evengelisterbiyasi51606 ай бұрын
💔💔💔💔
@unity98966 ай бұрын
Police kushaya mota asi kana CCC ikaita rally mota vanodziwana, nemaweapons ekuuraya, chicken inn nepeps yecampain ndozvavanogona, kutadza kuvakira vanhu dzimba ma 2rooms seeHighfields vanhu vagare kunzvimbo dzinogarika
@sammychani55946 ай бұрын
Nyika yedu yeZimbabwe zvinochemedza
@estheresther19636 ай бұрын
Nhai tiri kuenda kupi se nyika ne Zanu iyi
@user-zy1jc8sj6i6 ай бұрын
Zvirinyore*
@angelinaballerina52036 ай бұрын
So heartbreaking 💔 😢 😢
@luciadudu68716 ай бұрын
Shame
@paulinemckenzie95946 ай бұрын
Too much kuda mari
@WellingtonMasango-yj1ev6 ай бұрын
Noise ku background hey
@user-sl8uo9wy2h6 ай бұрын
Vose vari munzvimbo dzinosvinga mvura must be forced to leave the areas with immediate effect to protect their lives.
@nyashanenzou61006 ай бұрын
Voendepi
@andremtetwa97806 ай бұрын
The system is broken
@beehrsolutions93156 ай бұрын
This lady reporter needs professional training she's very raw. Not professional and her journalism ethics are zero. Additionally the way she dresses is so very depressing 😢