Nematambudziko gogo ko kuno berekwa amai vemwana hakunawo anga chengeta mwana here
@shuvaichamunorwa468731 минут бұрын
Deno mapurisa akaita basa rawo.deno mroora akasungwa.mbuya havaizotemwa kechi 2
@shuvaichamunorwa468736 минут бұрын
I think mroora pane mental illness apa
@malaikajachah2972Сағат бұрын
Ngozi chaiyo
@paulinemachinjike3545Сағат бұрын
Wow gogo was a nurse
@paulinemachinjike3545Сағат бұрын
Gogo is educated
@Tembo-cw4qiСағат бұрын
askana regai kublema munhu uyu vangani ma small house pano imi ingotii satani akapindira
@malaikajachah2972Сағат бұрын
Zvakaoma
@VvonneMangezi3 сағат бұрын
Vabereki vane vana vakarova Mavi ngavabhadhere mari yekurapisa mwana..kana arapwa akapora ivo vonyora Olevel next year vopihwa mutongo unoenderana navo vanenge vane ma18yrs kuti vasazozviita futi muhupenyu...vanofanira kutongwa neassault and tempted murder
@yvonnebesa78544 сағат бұрын
Gogo....vanogara chirungu ❤
@dorothymunemo73984 сағат бұрын
Gogo vakangwara and chirungu chirimo. Let’s pray she is going to get help.🙏🏼
@annahmudzengerere60386 сағат бұрын
Wooow what an intelligent granny🥰🥰🥰
@user-ck4iy3ub6w6 сағат бұрын
Haisi English ye Zimsec kare kwaidzidzwa vakaita Cambridge
@LeniaNyanekwe7 сағат бұрын
😢mbuya vakafira imba yavakavakirwa ne muzukuru wavo vakadzi tiri varoyi chokwadi muroora akati mbuya vakudya mari yakawanda asi jeri hauribude
@fungisaizimunya352010 сағат бұрын
power to gogo
@Samholdings24710 сағат бұрын
Mface ane Red t shirt idako 😂
@user-qq4eo8cg6q10 минут бұрын
😅😅😅😅😅😅
@PatriciaMapuzva15 сағат бұрын
Nematambudziko kana ndichidawo kubàtsira ndokubatai papi
@user-vl2vx3dv9f15 сағат бұрын
Zvakaoma veduwe but gogo ❤️ vanorova chirungu wena
@edwinbhimha919117 сағат бұрын
Nematambudziko gogo
@JosephBasvirutanhira-m4d18 сағат бұрын
.Thanks Amai.apa ka dance kacho manyama .rambai makadaro..this is nice
@thandiwencube253318 сағат бұрын
Gogo rerai mhuzukuru wenyu achakura
@thandiwencube253318 сағат бұрын
Gogo bakadzidza abvo
@MoreblessingDenhere-bi2ti19 сағат бұрын
Gogo makapenga, wise hogo
@MoreblessingDenhere-bi2ti19 сағат бұрын
Uuuuuum vane 90 here gogo avo
@nyashavizharona393020 сағат бұрын
Kuita mbuya veduwe,this is beautiful... thank you gogo nekurerera vazukuru venyu,mhepo dzakangosimukawo😢
GIRL GIRL GIRL ENGILISHI IS ON POINT WOW WOW WOW I LOVE MHANI
@faithmuyanga642Күн бұрын
Hanzi havana fix aboard 😅😅😂
@rashychikwana6Күн бұрын
Gogo vakadzidza ava
@SoroMuzire-io2qtКүн бұрын
Gogo vanoratidza kuti munhu ane dzidzo
@tamirirashempofu1829Күн бұрын
Vanhu havachatyi kuurayana😢
@schumieelf3232Күн бұрын
God bless gogo 😢sad situation.
@samkelisonkube2110Күн бұрын
Yaa gogo rest in peace red t shirt mbanje ma one
@thatblessing88Күн бұрын
Gogo chirungu 🙌🏾❤
@JamesMandizvidza-yw8cmКүн бұрын
❤❤
@Makaonesu68Күн бұрын
Nematambudziko, this is very unfortunate but Baba weMwana is there, Gogo should not be burdened with looking after an infant baba vacho varipo. We know men who make a living out of hairdressing. He needs to up his game and look after his kids. Yes, kubatsirwa vanobatsirwa but for a young men to rely on an elderly lady in her 90s is not right. Anozokura rini murume uyu?