Ichi chibaba chenyika ichi! Ndovanonzi baba ava 🦾🦾🦾 Ndrikudzidza
@QuotesQueenQuotes2 ай бұрын
Mambo mune njere dzeumambo.Ndakufarirai kwazvo. Ndichauya kuzogara kudunhu kwenyu..
@ItchyroadQwaK-t3p19 күн бұрын
Hapana mambo akadai.…..the gvt needs to address this incompetence and noisy shouting man. Hakuna mambo uko ! Mambo was unfair to the women. Vakadzi varikubatwa zenhapwa in Zimbabwe nevarume. Abuse abuse and mkwasha haati ambhuya ndokuputitsai. Very bad mannered boy who Chakanetsa. Mambo Vanoda education and orientation.
@ExodusGokovaАй бұрын
Mambo wangu ndatenda nekutonga kwenyu ndiko kuvaka vana uku
@mamahazbaima67322 ай бұрын
I feel for the kids. The older one is gazing at his mum as she is narrating her story 😢
@AbigailKundoro2 ай бұрын
Amai musadaro vachadzokerana munonyara mangwana
@muchanetagreen1122 ай бұрын
Hakachada mukadzi aka
@BrightonJasi-f3g2 ай бұрын
Mambo tongai nevamwe kwete mega.
@sithabilebaloyeАй бұрын
He lies he must go to jail this guy
@FabuChitova2 ай бұрын
Quality please
@BUSTOPTV2 ай бұрын
the video is HD ,go to your youtube settings and change your viewing options to 1080HD
@HamiltonBalakasi2 ай бұрын
Cameraman usaburitse vana vari under age pa social media..