Chabodo naMatutsa Latest | Madzimai aChabodo naMatutsa apindira.

  Рет қаралды 118,162

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Жыл бұрын

Chabodo naMatutsa Latest | Madzimai aChabodo naMatutsa apindira.

Пікірлер: 425
@dudaimadzivadondo5048
@dudaimadzivadondo5048 Жыл бұрын
Asina kumbobvira atadza paupenyu ndaateme baba avo nedombo kuregerera chinhu chakanaka
@nigelmutsoka6414
@nigelmutsoka6414 Жыл бұрын
Thanks for being remorseful,zvakurwadza moyo
@babasimba2457
@babasimba2457 Жыл бұрын
Get out of here, vanhu varikurara nevakadzi vedu vechitemba forgiveness Ngaapondwe
@sheilamuringai3769
@sheilamuringai3769 Жыл бұрын
​​@@nigelmutsoka6414 I am with you even Matutsa's wife akati haana kumbobvira ambonzwa zvakafana nezvakadaro kubva pavakaroorana. Everybody deserves a second chance
@monalisamfaume5071
@monalisamfaume5071 Жыл бұрын
Thankful
@chrispenmasiza9653
@chrispenmasiza9653 Жыл бұрын
Please chief we know that John akaremara but wofa ne chirwere here coz chabodo he is n HIV treatment
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Жыл бұрын
Ndokumbira # yenyu ndikwanise kubatsirawo
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 Жыл бұрын
Mubatsire uyu anondinzwisa tsitsi
@shumbahurushumbahuru4894
@shumbahurushumbahuru4894 Жыл бұрын
Muri mahure mese batsiranai 😂😂😂
@theresataderera4833
@theresataderera4833 Жыл бұрын
​@@shumbahurushumbahuru4894ndaseka nhasi .kkkkkl hahahaaa I cnt stop laughing
@felistusngwenya4129
@felistusngwenya4129 Жыл бұрын
@@shumbahurushumbahuru4894 🤣🤣🤣
@yvonnechimhanda4411
@yvonnechimhanda4411 Жыл бұрын
Mukadzi is so innocent l like the fact yekt ari kumira nemurume wake kunyangwe akatadzirwa.
@AnnaNdixy
@AnnaNdixy Жыл бұрын
I love you mai matutsa❤❤
@yvonnechimhanda4411
@yvonnechimhanda4411 Жыл бұрын
Kkkkk chihure hachina zvekuti jambwa nemunyama baba makashaisha vakuru.
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 Жыл бұрын
Mai moyo wenyu ndauda zvakanyanya.....rambai makadaro and support your bae
@tafadzwamutasa6047
@tafadzwamutasa6047 Жыл бұрын
taurai henyu Madam
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Vanhu varikuhura kunze uku nevakadzi vevanhu problem yenyu makaita nemurwere wepfungwa, zvakaoma
@user-mn3kv6jt5r
@user-mn3kv6jt5r 11 ай бұрын
Thank God mhai mazviona matozongofira murima
@tinashechinyowa9596
@tinashechinyowa9596 Жыл бұрын
Kukumbira ruregerero is the way to go zvemamhepo zvozoonekwa later plus unofanira kuripa mhaka dzako.. Kubata benzi wakarwadzisa nekuzvisvoresa mdhara
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Chokwadi ngatidzidze kubva kune vamwe
@lydiamusarapasi8316
@lydiamusarapasi8316 Жыл бұрын
Zvave kunzwisa tsitsi manje sorry henyu vaMatusi dai mavana help. Hongu mnhu anotadza dai mavana mari iyi iri kudiwa. 😭😭😭
@dubeprecious5300
@dubeprecious5300 Жыл бұрын
No1 is perfect
@belovedbasopo6600
@belovedbasopo6600 Жыл бұрын
All will be well Mwatutsa. God is with you. Hapana asingatadze
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Жыл бұрын
Shame this is not good guys zvirikuitwa babava zvakaoma srs.vanobatsirwa seiko vaMatutsa😢😢$900 inobvepi guys this is too much for him😢
@BlessingMukandi-tb8zw
@BlessingMukandi-tb8zw Жыл бұрын
But baba avoo vakangosanganawo nazvo bt he seems to be a good man...Munhu anobvuma mhosva akanaka
@aaronmheswe-pc1wv
@aaronmheswe-pc1wv Жыл бұрын
It's not to much ko uyo aputisirwa imba yake uye murwere achararamawo sei
@buhlejeche9229
@buhlejeche9229 Жыл бұрын
Taura hako
@dudaimadzivadondo5048
@dudaimadzivadondo5048 Жыл бұрын
Mai vakauta havo nokumira nomurume wavo
@maxwellzinyoro9293
@maxwellzinyoro9293 Жыл бұрын
Ndpowo # ndbatsire
@ashygrace2956
@ashygrace2956 Жыл бұрын
Munenge magona shuwa kubatsirawo bb awo inu nemurume wanku tarwadziwa asi Mari atina yekubatsira shuwa ropafadzwai nekutapudza kwamuchaita
@nigelmutsoka6414
@nigelmutsoka6414 Жыл бұрын
Mwari Ave mubatsiri wenyu.Ndarwadziwawo nemurume uyu,ndokuti vanhu takazvarirwa kutadza nekudzoreredzwa.Chokwadi abvuma kutadza zvakurwadza moyo
@waltergoncalves4354
@waltergoncalves4354 Жыл бұрын
Mamwe madzimambo vakuda kupfuma nezvisina basa.mkdzi ihure.dai anga arimukadzi kwaye dai akaramba or aknoreport kwamambo.regererayi madhara aya.even Court haubhadhare such amount.
@mahwe-nt2de
@mahwe-nt2de Жыл бұрын
Eish zvakaoma maridzacho dzinobvepiko veduwe aaaaah varume vanozviparira yohwe varume vaviri mochinjana mukadzi wemunhu 😯😯😯😯😯makudzokera kumashure nehupenyu kuunganidza mazimari iwayo
@wintermandizha8969
@wintermandizha8969 Жыл бұрын
Siyai chihure baba musavengwa nevanhu
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Hapana munyama ba apa makaputsa musha wevanhu chete
@noelmatemedhandabanda8726
@noelmatemedhandabanda8726 Жыл бұрын
Kkkkk tsvakai mari mukuru dai rwaiva rufu pamwe taichemedzana manje mazvokuda
@nomah132
@nomah132 Жыл бұрын
😂😂😂😂 kutsva kwendebvu munodzimurana kani
@TawandaSawi
@TawandaSawi Жыл бұрын
Good lawyer risingaone kuti its cheaper to pay fine than pay a lawyer and a good lawyer will see kuti consent inoitwa nemunhu akakwana kwete mai avo
@varihumambi
@varihumambi Жыл бұрын
hero hero hero hero aa Matutsa azondipedza..ukarepa unonzi hero hero zve..woda kurumbidzwa we warepa here
@mcgoldmanmalcom3142
@mcgoldmanmalcom3142 Жыл бұрын
Vanoda mutongo wasimba varume ava vanga siya vakadzi vavo vakabatana kudai ,vachino kwira benzi here. Headman chigodora muri too soft.
@machuma9192
@machuma9192 Жыл бұрын
Its a lesson to all man out there mukadzi wemunhu usabata.baba awa varikuwonda everyday ne stress he needs help fast 😢😢😢😢😢
@abigailsaunyama5250
@abigailsaunyama5250 Жыл бұрын
True he can die at chokwadi an touched zvokuti ndarwadziva hongu akatadza but let's save his life by assisting baba ava mhuri yake ikarasikirwa na baba it's another burden
@theresataderera4833
@theresataderera4833 Жыл бұрын
Ko akanyengerwa mudzimai
@machuma9192
@machuma9192 Жыл бұрын
@@theresataderera4833 akuna mumhu asingatadzi pasi pezuva
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
​@@machuma9192 chokwadi
@chipomazivazvose708
@chipomazivazvose708 Жыл бұрын
​@@abigailsaunyama5250varikuonda zvavo nenzara ne stress yekufunga nor kurwara its very normal kuonda nestress
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Humiliation yaaita is enough punishment guys. Zvazara nyika yose, anofambira pai . Ngavachimusiya. I think adzidza. Kana nevana vanotii shuwa. Nyadzi dzinokunda rufu.
@forgiveforgie8187
@forgiveforgie8187 Жыл бұрын
Vnhu Ava varikudzvanyirirwa nyaya ycho ngaiende zvayo kupolice bcz varume Ava vachapedzisira vafunga kuzviuraya
@isaacmtetwa8174
@isaacmtetwa8174 Жыл бұрын
This man has made a terrible mistake in his life by sleeping with someone's wife but he is very sorry and remorseful. Given the current situation in the country he cannot afford to pay the fine he was given. Looking at he has lost weight, he is very depressed we might end up losing him. I pray he will be able to get help if not reduced fine. The headman gave his verdict without checking financially capabilities of the convicted people. If there are people who can help him out let's do it very quickly
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Can you help them if you can
@donemoregwenzi2619
@donemoregwenzi2619 Жыл бұрын
Ndibatei ndimubatsire nekumupa basa ndabatikana
@prosperchabvuta8374
@prosperchabvuta8374 Жыл бұрын
The judgement is meamt to be deterrant and not necessarily affordable. Matusa' s trials and tribulations will serve as a good lesson to would be future offenders. Moto haubatwe unopisa!!
@willmap1414
@willmap1414 Жыл бұрын
Ngaatorerwe piece of land where he lives or where he does his farming
@limbermist2904
@limbermist2904 Жыл бұрын
Ngaafe vanhu vanoita zvakadai ngavafe Mwari ngaafambe nawo takawandisa panyika mukadzi wemunhu haanyengwi. Haafanire kubatsirwa
@eginetruzengwe1450
@eginetruzengwe1450 Жыл бұрын
Chihure chakashatisa maningi hapana mweya yetsvina asi kuzviitisa
@memorychikandiwa6061
@memorychikandiwa6061 Жыл бұрын
Makadya muchero mega moda mari kunani aaa mai matutsa baba vaingohura asi vanga vasina kubatwa zvakunzwisa tsitsi😢
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th Жыл бұрын
Zvinorwadza Veduvee asi siyai kunyenga vakadzi ve vanhu
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 Жыл бұрын
Aah mhaiyo amuzikuzviona paground,asi mwatutsa wenyuyo vakatenda kuti vakazviita. Mwoda umboo vakadii
@LegendMsuthu-dx5nv
@LegendMsuthu-dx5nv Жыл бұрын
Chinokonzera chihure midzimba kushaikwa kwemabasa munyika uye kushaikwa kwemari munyika( economic hardships) munhu wese lets vote for the change, nyika ikanaka zvinopera zvese zvema kunakuna aya. 23 August go and change zimbabwe. Defend your vote mwana wezimbabwe. The future is in your hands.
@shingimanyame4157
@shingimanyame4157 Жыл бұрын
Maguruvhani ose ndizvo zvaari kana abatwa anonzwisa tsitsi,chero serial killer kana serial rapist vanonzwisa tsitsi kana vabatwa,chonetsa vanhu mave kunyanya kunzwira nhunzvatunzva kudarika muti wakatemwa.Zviri nani kunzi ndakanotenga kunana sisi vemumugwagwa pane kunyangadza kwakadai,though kumuzinda kusina woko
@samanthakane9986
@samanthakane9986 Жыл бұрын
Exactly!!! Taura hako
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 Жыл бұрын
No, it’s because this is all about greediness. They should take them to court. Do you think they will give that money to the husband or the victim.
@user-xq1lz9vo8m
@user-xq1lz9vo8m 10 ай бұрын
Mapenzi ukaona obatwa akatoita zvakafuura izvozvo ASI Mai vakanga vasingazvioni chete ASI hakuna munhu anobatwa pekutanga kunyanya panyaya yevarume pachihure
@josphatchiunga3371
@josphatchiunga3371 Жыл бұрын
That's a big lesson to all man out there, don't take advantage of someone and use opportunity to strike, please varume tidei vakadzi vedu kwete wemumwe hauzive kuti chii chichazoitika mangwana, you regret I feel you man it happens in all life every man out don't laugh each other.
@biswarkmuripa4340
@biswarkmuripa4340 Жыл бұрын
Ku police inogona kuita rape cos the lady is mentally ill
@mariahn8446
@mariahn8446 Жыл бұрын
Muchinyanya kufamba makadengezera. Makuda kubatsirwa kupiwa mari nani pamaibatisa mukadzi uyo buwe makabatsirwa ndiyani. Mukadzi wemunhu haabatwe baba
@BlessingMukandi-tb8zw
@BlessingMukandi-tb8zw Жыл бұрын
Organization iye yevarume unganai mubetsere umwe wenyu uyooo apandukirwa nechihure chake mongoti kondekonde takaenda takaenda 😂
@aaronmheswe-pc1wv
@aaronmheswe-pc1wv Жыл бұрын
Mujolo uyanyisa
@noelmatemedhandabanda8726
@noelmatemedhandabanda8726 Жыл бұрын
Kkkkkk kuvheneka chihure here mukuru
@marthachishawa
@marthachishawa Жыл бұрын
Pavairara nemkadzi wemunhu zvainakidza yave mhosva vakupisa tsitsi. Handiti vaiona vamwe vachiripiswa asi ivo vakaparamura vachiziva kuti imhosva hombe. Even vakaendeswa kumapurisa vanononyura bcz vakatora advantage yemkadzi asina kunatsoti kwanei plus uyo wekutorara asina kudzivirira achiziva hake haadzoki bcz 10yrs mujeri reZim ma1. Varume this shld be a lesson to all vanopfimba vakadzi vevanhu
@carolynedzai
@carolynedzai Жыл бұрын
Murume uyu anogona kudonha plus ➕ ya chabodo .😂
@chipomazivazvose708
@chipomazivazvose708 Жыл бұрын
Hapana chinombomudonhedza akagwinya uyooo ngaatofara kuti haana kuuraiwa kana kurohwa nemuridzi wemukadzi inyadzi dzoga dzirikumubata
@tinovongacheryl3635
@tinovongacheryl3635 Жыл бұрын
Don’t follow up on someone’s story.Find yours.This story ndeya baba Taps.Washaya dzimwe nyaya here
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 Жыл бұрын
Aaa CNN and BBC dzino reporter same story anditi?
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 Жыл бұрын
Yaaa munhu ngaatsvage nyaya dzake ega unorasika siya nyaya dzevanhu thats where unprofessionalism starts
@rachaelmucharira2458
@rachaelmucharira2458 Жыл бұрын
Kukumbira kubatsirwa kubhadhara Mari yeupenzi hwako , kuvhura zip kumukadzi wemumwe nonsense tsvaga Mari uripe usanyaudza lesson kune vamwe varume mukadzi wakaroorwa haasi wako nooo kuvhura zip
@kaycenmutasa7920
@kaycenmutasa7920 Жыл бұрын
Mr matutsa only God can make you right panyaya yekuponeswa penyu hapadi munhu. Or mu porofita vazhinji vava va bhahari. Murume wepa bethesda. Aitadza kupora nekuti waishaiwa munhu unga muwisira mudziva. Nyaya yenyu inoda jesu ega. Udzai jesu nyaya yenyu munobuda idiki iyi
@sibongilenyamaropa474
@sibongilenyamaropa474 Жыл бұрын
Uuuùm iyi nyaya iyi yakunzwisa tsitsi iyi
@portiakaguda7663
@portiakaguda7663 Жыл бұрын
Mmmm zvakunzwisa tsitsi weduwee
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Ngachive chidzidzo ichocho kana akaona mukadzi achipfuura pameso pake asina kupfeka haatarise futi😂😂😂😂
@nigelmutsoka6414
@nigelmutsoka6414 Жыл бұрын
Learn to put yourself in other people's shoes,we're all human beings. Even Paul used to kill people but when God appeared to his life he became an apostle.Baba avo vakatadza asii vabvuma,nzwiraiwo kuchema kwevamwe,you never know tomorrow uneqe uripi
@musashoko1389
@musashoko1389 Жыл бұрын
​@@nigelmutsoka6414 apana apa they used advantage kubata mukadzi wemunhu using his disability...ngaadzidze from now
@samanthakane9986
@samanthakane9986 Жыл бұрын
Imi vanhu varikunzwira varume ava tsitsi ari mukadzi wako akakwirwa waimuregerera? Kwanai. Don’t do the crime if you can’t do the time.
@ruthchiedzakasiwani3415
@ruthchiedzakasiwani3415 Жыл бұрын
I hate varume vanorara nevakadzi vevanhu, pasi navo
@BrianChikoka
@BrianChikoka Ай бұрын
Free spirit man kutadza kunowanikwa pavanhu
@bridgetchigudu5273
@bridgetchigudu5273 Жыл бұрын
1000us here
@lindarice8342
@lindarice8342 Жыл бұрын
On my way kuenda kwamatutsa
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Matusa iwe handidi kuseka.Pakunakirwa hapana munyama asi ruchiva.
@nigelmutsoka6414
@nigelmutsoka6414 Жыл бұрын
Henyu makakomborerwa musingatadzi pachiso chaMwari
@samanthakane9986
@samanthakane9986 Жыл бұрын
Nigel asi unorara nevakadzi vevanhu🤣
@nigelmutsoka6414
@nigelmutsoka6414 Жыл бұрын
@@samanthakane9986 mazuvano ndakamira😂😂😂😂😂
@emmanueljamba924
@emmanueljamba924 Жыл бұрын
Mari iyo it's too for munhu ari kumusha madzishe vari kuzvinyanya
@ThePrivy1
@ThePrivy1 Жыл бұрын
Kutadza kuri muvanhu. I believe kuti haachazviiti zvakare. Vanokwanisa batsiraiwo
@kudakwashenobertmakwiyana2051
@kudakwashenobertmakwiyana2051 Жыл бұрын
Kay Tv , I don't know kana zvichiita but dai mabatsirawo murume uyu by allowing episode yenyu iyi ibudiswewo on other many KZbin channels, hopefully he will find donors to help him pay his fine. Mayb sharing content may not be a good thing for channel, but hey for the sake of this soul pliz share. The guy is depressed zvakapfurikidza look how he has lost weight, zvakutyisa izvi he may end up commiting su*cide
@ashygrace2956
@ashygrace2956 Жыл бұрын
Chokwadi akutokumbirawo rubatsiro zvokwadi anofa akasiya Wana wachiri wadiki help wanapo plz
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Anoguma azvisungirira sure mweya uriko.Zvakaoma.
@limbermist2904
@limbermist2904 Жыл бұрын
Ko imba yaaparadza iyi , Mwari ngaamuuraye kana ari Mwari wedu tese ngaaupe hard time vaya vanogona kugadzira munhu arwadziwe batsirai munhu akapwanyirwa musha vake tsitsi ndodzirikuita kuti nyika isafamba zvakanaka
@tracyfurarukeni5546
@tracyfurarukeni5546 Жыл бұрын
Shame akusiririsa imhepo yakamubata zvakawoma 😢
@samanthakane9986
@samanthakane9986 Жыл бұрын
With all the people who need help in Zimbabwe from nherera to homeless people you all decide to waste money helping this adult man who made his choices and now has to pay for them? Kwanai vanhu
@AnnaNdixy
@AnnaNdixy Жыл бұрын
❤❤❤
@gugulethumoyo468
@gugulethumoyo468 Жыл бұрын
Koukarega kubhadhara zvodii
@wilf_moyo
@wilf_moyo Жыл бұрын
Nyaya yava Matutsa yave kuda national intervention. What if that lady ndiye ane Spirit attracting these men to her. Guys lets help one of our own, azvidi kudai seeing Samusha being a National embarrassment. Lets restore his dignity
@samanthakane9986
@samanthakane9986 Жыл бұрын
What if these men have the spirit of kuhura? Hurai mufe. Don’t blame women for your actions that’s not manly
@mahwe-nt2de
@mahwe-nt2de Жыл бұрын
Hope and pray kuti asafunge mweya wekuzviuraya hake mhepo dzikasumuka kudayi uchingogara uchitaurwa uripamuromo pevanhu rufu rwave padyo😯😯😯😯
@wilf_moyo
@wilf_moyo Жыл бұрын
@@mahwe-nt2de Murume apinda pama 1
@IreneHunt-iw2ot
@IreneHunt-iw2ot Жыл бұрын
M
@IreneHunt-iw2ot
@IreneHunt-iw2ot Жыл бұрын
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 Жыл бұрын
Muzvirege musazvipamhe zvamakaita zvekutora advantage kumhuri dzinenge dzichirarama hupenyu hwekusanyatsoita mushe, ikozvino zvarema monyepera jambwa nemunyama murimi makazvikonzeresa, ikozvino monyepera mweya wetsvina murimi musingade kuvhaira zipi kuda kungoraidza chero ramawana
@MmMm-fq7et
@MmMm-fq7et Жыл бұрын
Kubatsira munhu anosiya mukadzi achihura vana wechikoro havana Mariyekubhadhara uri benzi remurume
@peechiquanta9125
@peechiquanta9125 Жыл бұрын
😂😂 imi mairarawo nemurwere wepfungwa shuwa
@merjurychitadzinga2702
@merjurychitadzinga2702 Жыл бұрын
baba itai serious moda kubetserwa kuripa bota ramakadya mega imi muri married. itai mushe varume 😂😂😂
@brightonfeyani652
@brightonfeyani652 Жыл бұрын
Kkkkkkk bota rapinda mhiripiri zvovava
@netsaiduri5439
@netsaiduri5439 Жыл бұрын
Munhu akadai haadi kubatsira nekuti haazooni kuipa kwazvo he must suffer and learn his lesson very well
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Ko Chabodo aripi tiri kuona munhu umwe
@IdzaiDurani-ed4yp
@IdzaiDurani-ed4yp Жыл бұрын
Matutsa akakanganisa ASI adzidza veduwe. Munhu anoregererwa. Pfungwa dzamuwandira nekuti haasi kuziva kuti ropa rake rakamira papi since Chabodo akapindawo asina kudzivirira iye achirwara
@aaronmheswe-pc1wv
@aaronmheswe-pc1wv Жыл бұрын
Hazvina kana basa izvo anozotya Chabodo ko muridzi we mukadzi kana Dai ane chirwere aidii ngaatibhadharire mhosva yake akanyarara kuputsa imba yezvirema sei tisina tsitsi maZimbabeans
@sibongilechipendo8331
@sibongilechipendo8331 Жыл бұрын
Moyo wangu warwadza chero wakatadza zvavo uuuummm he needs help zve sure
@rudolatashahondonga
@rudolatashahondonga Жыл бұрын
How I wish I had money he is very remorseful
@perpetuamakumbe115
@perpetuamakumbe115 Жыл бұрын
Chihure chakaipa munenge muchisiya madzimai enyu sungwai
@beaulacynthiafambarega1768
@beaulacynthiafambarega1768 Жыл бұрын
Vanhu vanojairira kutora advantage kubata vanhu vanorwara pfungwa iyezvino wakuchema jambwa nemunyama, zvinopera sei imi muchirepa vanorwara nepfungwa
@florencemangwiro-xr5nd
@florencemangwiro-xr5nd Жыл бұрын
Yaaaaaa mujolo unoparirira shuwa.vapinda busy chaiyo.ndo anonzi ma1
@Headmasterburusa
@Headmasterburusa Жыл бұрын
Kkkkk jambwa nemunyama 🤣🤣🤣🤣🤣 iwe une mukadzi wako kumba wonyenga mukadzi weumwe. 😅😂🤣
@bountybae86
@bountybae86 Жыл бұрын
Kkkkkk ok kana munhu abatwa anopfava seimbwa yawanikidzwa ichiba mutuvi kkkkkkk aitsvakei achisiya mukadzi mumba dai asina kubatwa kuzoti ane munyama kana jamba hre prblm yake akadya murwere asina secrete bedzi asi chero vezvigaro varikungodyanana zvabo kkk
@maimore4126
@maimore4126 Жыл бұрын
Murume uyu anopenga kubatsirwa chihure chake. Anoshura.
@PatienceMutambara-ru6uq
@PatienceMutambara-ru6uq Жыл бұрын
Mjolo unoparira veduwee varume vakuru vatoonda nenyaya yekuda kujola chete 🤣🤣🤣
@martinahmutombera2878
@martinahmutombera2878 Жыл бұрын
Forongonya part two chaiyo iyi.Nyaya you inogona iri formation yenhema
@florencenyarango6165
@florencenyarango6165 Жыл бұрын
Munorwara here baba imi, munozviitisa dai muri kukumbira fees better, kkkkkkk makaberekana nechipfambi, tendeukai baba
@illahkwaramba281
@illahkwaramba281 Жыл бұрын
Mmmm Havasi vachazviuraya hre vanhu Ava Mari iyoo yakanyanya
@chipomazivazvose708
@chipomazivazvose708 Жыл бұрын
Komuridzi wemukadzi arikutiwo kudii uye mukadzi wacho aripi vanhu mavekunyanya kunzwira murume uyu tsitsi komurudzi wemukadzi
@fadzaichisweto
@fadzaichisweto Жыл бұрын
Hapana mamhepo apa utsotsi wakadii kuzviitira mumnhu asiri mupengo . zvisinei hazvo varume heyo nyaya dzimurai umwe wenyu kana pane vane mabasa mupeivo akwanise kuripa mhosva yake
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 Жыл бұрын
Mjolo wakanzwa varume vachikurukura vachikurudzirana nekusimbisana ibva ipapo .ndozvakaita chabodo na Matutsa
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
@ *7.35* hanzi hapana munhu wechirume achavimba neni kuti ndishande pamusha pane mukadzi wake 😝😊
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Amai murume anga achingohura asi kuti apa abatwa.Ehe zvinorwadza rwadziwai murume wenyu aiita hupfambi.
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc Жыл бұрын
Mati vanga vachatii paruzhinji womgonyeperawo kufukidxira
@netsaikaja-sn9vv
@netsaikaja-sn9vv Жыл бұрын
Askana ndasiririswa anhu woye. Hapana here line ringaiiswa Mari anhu woye abatsirwe. Zvakaooma mari yacho haisanyanya here
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 Жыл бұрын
Jambwa rekuvhura zip.....imi baba imi kah
@cleomahaso6656
@cleomahaso6656 Жыл бұрын
Kumbirawo zita resong plz guys
@TempMakuyana-zm5pe
@TempMakuyana-zm5pe Жыл бұрын
Sabhuku ane hutsinye zvisingaite. Anokara Mari. Ndiye akatanga kuripwa varidzi venyaya vasati varipwa
@eddiechikoto1011
@eddiechikoto1011 Жыл бұрын
Akadhakwa uyo anoda mari zvisingaite
@conceretejungle1150
@conceretejungle1150 Жыл бұрын
Idunhu rake rakashaishwirwa nauyo akasvibisa dunhu
@thembiempofu9186
@thembiempofu9186 5 ай бұрын
T 1 usri sei pakamira sei nyaya simba mutenda update
@ronaldshoko5098
@ronaldshoko5098 Жыл бұрын
Mjolo wakaparira chero Adam chaise.kuzvinyudza ne 5 minutes sweet aah varume nxaaa😢
@nathanielmugari2297
@nathanielmugari2297 Жыл бұрын
Adam haana kumboita mujolo because it was only the two of them. Kurara na Eve was permitted for pleasure and reproduction. The sin they committed was kutodya muti chaiwo. a fruit which God had said musadya to test their loyalty. Genesis 2 vs 8. Paiva nemiti miviri yaiva nemazita. muti wehupenyu nemuti wekuziva zvakanaka nezvakaipa. So Adam kumujolo haako
@amhomeimprovements
@amhomeimprovements Жыл бұрын
Saka fine iyi ichadyiwa Nani
@CosmasMunhenzva
@CosmasMunhenzva Жыл бұрын
Ummm mari yakawandisaiyii
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 Жыл бұрын
Baba imi bvirai henyu kukumbira basa kwete mari. Ndikupei mari yekubhadhara kunakirwa kwenyu shuwa.kana kirikuvanada kwayo andiitiba diko kkk. Ndotonzwira tsitsi mhuri yamakanyangadzayo
@factchecktv3885
@factchecktv3885 Жыл бұрын
Murume uyu haaioni mare yese iyi. 😢. His request to seek jobs is reasonable
@nomah132
@nomah132 Жыл бұрын
Asi yenyu mereji iri intact,mai vekwenyu vari kutomira nemi mari muchaiona mobhadhara. Ko imba yaRutendo yamakaparadza kwakuzodini manje?
@godfreychinyake4312
@godfreychinyake4312 Жыл бұрын
Wadzidza chidzidzo mukadzi wemunhu haabatwi wangu.
@user-cz9rd1cl9s
@user-cz9rd1cl9s 5 ай бұрын
Mhosva haiende pamuti regererayi vanhu ava
@chichimayiboyzmamo
@chichimayiboyzmamo Жыл бұрын
Yah dai mawana anokupai basa kwete mari coz makanakirwa mega shefu
@AnitaMutsigiri-mm9yf
@AnitaMutsigiri-mm9yf Жыл бұрын
Vanopenga ngavasungwe vaimbozviitirei mapedzi
@dubetere2025
@dubetere2025 Жыл бұрын
Ndiri bichu😂😂😅😅 ,
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Жыл бұрын
Unenge waita mudhara usada kutsvaga uroyi pasina vhara zipi pliz 😂
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Varume vazhinji ndino vimba madzidza chidzidzo
@eginetruzengwe1450
@eginetruzengwe1450 Жыл бұрын
@Joice😂😂😂😂 ngaavhare zipi shuwa hapana jambwa apa
@eliazelfaanta5457
@eliazelfaanta5457 Жыл бұрын
Mava kungoshungurudza vanhu mhani imi kushaya news here
@ttv1805
@ttv1805 Жыл бұрын
Uuh zvorwadza shuwa
@praisemasvinge9032
@praisemasvinge9032 Жыл бұрын
Very good interviewer may these other breed of new youngsters copy from you.
@movenmakumbe6093
@movenmakumbe6093 Жыл бұрын
Chigodora ngaatonge nyaya iyi without emotions attached kutyichidzira vanhu mudare ngaasiye ini haangambondiudzi tsvina dzaanoswero udza varume avo mhosva inobhadharwa but hakuzi kuurayana and chigodora iyewe headman remember the constitution of Zimbabwe provide everyone of the citizens right to justice zvisinei kuti wabatwa nemhosva there are some privileges that can be taken away from you but munzira kwadzo Chigodora should excuse himself from this case he is taking it too personal iye nechidare chake chepasi pemuti icho
@dorcassimba7788
@dorcassimba7788 Жыл бұрын
Haaa imi endai henyu munosungwa 1055 yuwesi inobvepi shuwa
@BeatriceKupeta
@BeatriceKupeta 11 ай бұрын
I can feel his pain 😢
@esierayner533
@esierayner533 Жыл бұрын
Hevoi
@NelitaSithole
@NelitaSithole 6 ай бұрын
Matotsa must learn the hard way Sleeping with another man s wife is not a joke and kupa munhu chirwere uchiziva imhosva yakatozvimirira yega panofanirwa kutowedzerwa imwe mari pamuripo wake Apa wakapa mukadzi wako chirwere uyezve mudzimai wemunhu nemurume wake wakavapazve chirwere .what more amwe ma girl friends ako aurikurara nawo usina kudzivirira haa im so heart broken murimuurai baba dai maiswa mujeri vakarasira key mugungwa
@gracejaravaza7521
@gracejaravaza7521 Жыл бұрын
Mari unotvsaka woga shuwa baba imi hamurevese Saka indai muchivanhu
chamupidigori Padare Rachief Mutasa Murora Anoti Mbuya Vakahura
16:07
Headman Chigodora voteverwa nenyaya
22:50
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 206 М.
ПРОВЕРИЛ АРБУЗЫ #shorts
00:34
Паша Осадчий
Рет қаралды 6 МЛН
Nastya and SeanDoesMagic
00:16
Nastya
Рет қаралды 13 МЛН
ТАМАЕВ УНИЧТОЖИЛ CLS ВЕНГАЛБИ! Конфликт с Ахмедом?!
25:37
路飞被小孩吓到了#海贼王#路飞
00:41
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 79 МЛН
Riliwan ati iyawo rę tide o…. #oriyomihamzat #kokoroalate
1:20:10
Oriyomi Hamzat talks live
Рет қаралды 2,4 М.
Kutamba wega kurinane 😂😂😂
4:44
Mama Vee
Рет қаралды 120 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 7 М.
Chabvondorwa Nasekuru Mukotsanjera Pamberi Pa Chief Mutasa
45:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 21 М.
Bota re $5 but now haachadi kubva pamba pangu
41:31
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 217 М.
Chikomba Chonyadziswa Mudare, Hanzi Nhengo Yake Iduku
57:22
SlyMediaTv
Рет қаралды 89 М.
Chief Mutasa Vanemyoyo Unerudo Chokwadi
14:11
TICHKACH MTV
Рет қаралды 33 М.
ПРОВЕРИЛ АРБУЗЫ #shorts
00:34
Паша Осадчий
Рет қаралды 6 МЛН