Chabvondoka Pa Bocha Shumba yengozi Nezvikwambo Sekuru Mukotsa

  Рет қаралды 32,057

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 195
@rastawaretsa5255
@rastawaretsa5255 13 күн бұрын
Zvimwe ne zvimwe Mukotsanjera anodiwa newanhu kunge Chamisa kudaro ,munhu anogona basa rake anodiwa neweruzhinji ,Dr MK to the world you’re the best so far
@LynetteChakabuda
@LynetteChakabuda 13 күн бұрын
Tsoka hana pride ndozvandomudira ,bhechu bhechu uyu ndomira naye anopedzera vanhu masports kkk❤🙏
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 13 күн бұрын
Ishasha iyo kwete zvekufungidzira. Vanenge vachiti ma drama vaya ndofunga vanenge vawana zvekutaura
@BarbrahTawabarira-ic4op
@BarbrahTawabarira-ic4op 13 күн бұрын
This guy s vry friendly ,rambai makadaro sekuru
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 12 күн бұрын
Zimbabwe yese tirikungoti pamberi naSekuru Mukotsanjera🎉🎉🎉❤.
@MarthaMapako
@MarthaMapako 12 күн бұрын
Sekuru vangu ivavo vanovengwa nemuroyi mabhinya nevakaromba usina chaunacho unovada zvekuti heki kunyanya ini kule ndolavhai zvakaipa mukotsanjera to the worly❤❤❤❤❤❤
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 13 күн бұрын
Sekuru Mkotsa sahwira wezvipoko long live murambe muchibatsira mhuri tirikushupika munyika umu
@RexBetah
@RexBetah 11 күн бұрын
😂😂😂😂hanzi Shamwari yezvipoko kkkkk
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 11 күн бұрын
@RexBetah anotaura wani hanzi vapenyu moshupa maningi zvipoko bhoo ndozvicontroller
@ELLENMukwada
@ELLENMukwada 12 күн бұрын
Nyaya iyi ndeyechokwadi chaiyo yakaitika munharaunda medu.ndaitofunga kuti yakaripwa kare kare nekuti vaurayi vakatozikanwa.i remember it was a boxing day after Christmas. Tetai Berven Nyabeze munhu aifara nevanhu. Rwisa mhandu dzako.akasiya mkadzi nekamwana kacheche uyo arikusvikirwa Tetai Berven Nyabeze (humba) RIP
@TheresaMaps
@TheresaMaps 5 күн бұрын
Zvakaoma 😢 veduwe
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 13 күн бұрын
Can't hold my tears😢 31:00mins 32:10mins😢😢😢 Vanhu mourayireiko anhu kushungurudza kwakadai modzosazve mweya wacho mumusha. Vese varikutsipika ngozi itai henyu asi hapana chisiperi
@KaylaKaputeni-p4g
@KaylaKaputeni-p4g 12 күн бұрын
Ndaabho dia baba vakauraiwa 1993 kuisirwa poison ndine gore asi izvezvi ndinozvimba makumbo kubva ndichikura kungonzi baba arikusundirwa kwandiri apa ndiri one Mai akafa kana unondibatsira hapana ringori on and of😭😭😭😭😭
@medelinematepo2586
@medelinematepo2586 12 күн бұрын
@@KaylaKaputeni-p4guripi
@RositerChidaz
@RositerChidaz 11 күн бұрын
Enda Unoona Mukotsajera​@@KaylaKaputeni-p4g
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 11 күн бұрын
@KaylaKaputeni-p4g 🫂
@icywayentertainment3927
@icywayentertainment3927 11 күн бұрын
Batai shumba yengozi zvigadzirisiwe​@@KaylaKaputeni-p4g
@veeee7248
@veeee7248 13 күн бұрын
Chikara che Mozambique 🇲🇿 alutacontinua much love sekuru Tsoka
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 12 күн бұрын
Long live sekuru Mkotsanjere, Ngozi hairove, zvinorwadza izvi kuponderwa scud ne mdzanga wefodya 😢
@TrustChirimerime-mt7cw
@TrustChirimerime-mt7cw 13 күн бұрын
I love tsoka bea 🎉😂
@EliweRusike
@EliweRusike 12 күн бұрын
Ichooo Tsoka munogona basa&u are so friendly ngazviende mberi mkomborerwe chose
@SandraJinya-d7c
@SandraJinya-d7c 13 күн бұрын
Mukotsanjera , he's the best , panyaya idzi
@SpartyKalowa
@SpartyKalowa 6 күн бұрын
Zvakaoma sure kana makudo hayadaro noise isina bsa siyai munhu Auya kunozvigadzrisa apedze ega
@lizzyncube8669
@lizzyncube8669 13 күн бұрын
Doc mukotsanjera to the world 🌍 dzikinurai vanhu vatambura 🎉🎉
@chinakatracy187
@chinakatracy187 13 күн бұрын
Chiremba we vanhu ❤❤❤ munodika TSOKA
@MellisaCulture
@MellisaCulture 6 күн бұрын
Uncle vedu vema dimples,,,vanopedzera vnhu vanochobvondora chte havana nguva yekunyepera vnhu ,,,rambai makadaro skru Mk rovai bsa ,,,i wish kuzokuonaiwo face to face ndingafare
@chipomashozhera8719
@chipomashozhera8719 13 күн бұрын
Ini Samukotsanjera ndovada nemoyo wese mubatsiri anobatanidza mhuri,haana pride basa achibata nemazvo
@FelistasVhombo
@FelistasVhombo 13 күн бұрын
Imbwa yegorongoza I love u for the good work u do ❤
@josephkarata5242
@josephkarata5242 12 күн бұрын
Pitbull mhani
@FelistasVhombo
@FelistasVhombo 12 күн бұрын
Urikuziva wani 😅​@@josephkarata5242
@violetchitambo407
@violetchitambo407 13 күн бұрын
Vamwe vachida ma body guard, idzo dzopinda muvanhu dzega zvakadaro
@TauraiSveto
@TauraiSveto 13 күн бұрын
Kana uchidikanwa nevanhu ma board guard unomadii because vanhu ivavo ndoovanokuchengetedza because vanokuda
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 12 күн бұрын
Dai Ari wekuchurch arikusomwa nema guard
@nessaakison6599
@nessaakison6599 12 күн бұрын
😅😅😅
@medelinematepo2586
@medelinematepo2586 12 күн бұрын
😂😂😂 imagine
@EverCuteMuringiswa
@EverCuteMuringiswa 8 күн бұрын
Mukotsa to the pple❤🎉
@JohannMcFarlane
@JohannMcFarlane 10 күн бұрын
DR MUKOTSA NDIKUUYA APRIL NDOKUVANIRAIWO KUPI MDIKUDA KUBATSIRWAWO MWANA VANGU AZIYE DZINZA RAKE😢
@davidnyoni5678
@davidnyoni5678 6 күн бұрын
Mukotsanjera the great 🎉😊
@LynetteChakabuda
@LynetteChakabuda 13 күн бұрын
Mugomoresa mai big namai garikai kana mavawona kkk muvati ndiva Bevern 😂😂
@Rumbi-t9y
@Rumbi-t9y 13 күн бұрын
Kkkkk kusakanganikwa nemudzimu wakafa kudhar ndofunga vaiwiriran shuwa
@JanetChaleka-td3hw
@JanetChaleka-td3hw 13 күн бұрын
Imbwa yagorongozi ife tiri dherento😅😅❤ much love sekuru
@NancyM-mj9pk
@NancyM-mj9pk 9 күн бұрын
Chengetwai sekuru Mutsonjera ...chinhu chimwe chandoda pamuri hamuzvitumamadzi mogona kushanda nevanhu chengetwai namwari nevadzimu venyu
@ZviiteiMawocha
@ZviiteiMawocha 13 күн бұрын
Shumba yengozi ❤❤❤❤❤ rudadiso
@SeanSunday-rv6uz
@SeanSunday-rv6uz 13 күн бұрын
Sekuru Mukotsanjera sahwira wengozi nezvipoko sekuru ava vanogona basa manje kungoti chete maZimbabweans tiri ana doubting Thomas
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 10 күн бұрын
Chiremba wevanhu ndokuti chibaba chezvi Baba yehh❤
@richardgavaza3569
@richardgavaza3569 6 күн бұрын
My very best tsoka
@SusanMagaya-t2n
@SusanMagaya-t2n 3 сағат бұрын
Zvinorwadza guys ende lm crying guys .. l can feel the pain
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 13 күн бұрын
Izvi ndozvida kuona ndichidzidza asi ndinoguma ndochema aaah Mwari zvinorwadza
@CarolineRNyaguyo-kg5oj
@CarolineRNyaguyo-kg5oj 13 күн бұрын
Zvakaoma kani upenyu marwadzo
@bryannyakudya8844
@bryannyakudya8844 12 күн бұрын
I always like this each time you get latest
@PhildahMumba-fg9zi
@PhildahMumba-fg9zi 13 күн бұрын
Parizvino Dr MK ndovane chimuti
@EdwardSamakomva
@EdwardSamakomva 13 күн бұрын
Those in the social studies departments at various universities can Dr mukotsanjera be scrutinized and awarded PhD 😊
@HesterGondo
@HesterGondo 12 күн бұрын
He must shave his ampters
@BuredeBlessing
@BuredeBlessing 6 күн бұрын
My bae sekuru Tsoka❤❤
@LaizahManingi
@LaizahManingi 13 күн бұрын
God bless you tsoka l love you sir
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 12 күн бұрын
Tsoka one murume ane ma dimbles. Tsoka vakanyanya. ❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉😂😂🎉🎉🎉
@PreciousSidhuna
@PreciousSidhuna 11 күн бұрын
❤❤❤❤❤❤so lovely sekuru mukotsanjera 😂😂😂😂😂 hi love everyone ❤❤❤
@MarthaMapako
@MarthaMapako 12 күн бұрын
Mukoma Tich makazogona our mungapera Huma negotsi nekutukwa nesu panyaya ye picture quality zvanaka manje sekuru varikubuda vane skirt kunge vanogeza nemukaka handsome sekuru
@BeaularMwoyofiri-qc7gj
@BeaularMwoyofiri-qc7gj 13 күн бұрын
Hoyooo haaa vanhu vambokanganwa nhamo dzavo sure😂😂 nekumhoroswa sure kunge Jesu kudaro Zvakaoma kuuraira munhu mudzanga here veduwee uuuuum
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 13 күн бұрын
Ndozvinoitwa kumunhu anodiwa even ma ferebrity emunyika medu
@BeaularMwoyofiri-qc7gj
@BeaularMwoyofiri-qc7gj 13 күн бұрын
Nekuti vanoshanda zvinogutsa vanhu
@PraiseChipepera
@PraiseChipepera 4 күн бұрын
Mukatsanjere to the world
@LinaMapuranga
@LinaMapuranga 13 күн бұрын
Sekuru mkotsa kuvanhu muriwadi bocha yo ife tiri dherentu❤
@EdwardSamakomva
@EdwardSamakomva 13 күн бұрын
Those studying anthropology sociology etc under study mukotsanjera for your tbesis and educate the world
@dorothymtetwa3844
@dorothymtetwa3844 13 күн бұрын
🤣🤣Translate samunge munge into English Aiwa rega nditi NGOZI. Enda tione??
@LovemoreChipunda
@LovemoreChipunda 9 күн бұрын
Kuurayira munhu mudzanga ne Scud
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 9 күн бұрын
This guy is good
@TamaryManyika
@TamaryManyika 13 күн бұрын
Much love Tsoka munotigonera basa mabhinya kuda angaita Mashoma
@nyarendaelizabeth
@nyarendaelizabeth 11 күн бұрын
Handina hangu Mari daitomboda kusvika KO ndivaone sekuru Mukotsanjera ava
@FresherShaba
@FresherShaba 5 күн бұрын
Sekulu yendayi ku malawi please
@CuthbertGumbo
@CuthbertGumbo 13 күн бұрын
Tsoka bhuru vezvikwambo chikara chezvidhoma chimugaga muchadede chidhoma kufa ndimwari , asiapa hazvina chance zvofa Na doctor tsoka
@getrudevhutuza-d8b
@getrudevhutuza-d8b 12 күн бұрын
Kkkkkkkk kotsa chibaba 😂 watching from Capetown mu nerudo nevanhu kotsa
@nomsanyika151
@nomsanyika151 10 күн бұрын
Ravasekuru vangu rakatsemuka for 47 years takangoisa tombstone rakadaro hatina kufamba ndirikutozivawo nhasi kuti kutsemuka kweguva ishungu.
@JoyleenBuwu
@JoyleenBuwu 13 күн бұрын
Takanyanya waera simboti ndodada newekwangu waera nhewa 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@violetmurape6807
@violetmurape6807 13 күн бұрын
Tsoka a social therapist . Ndatenda hangu. Stress yose inombopera .
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 13 күн бұрын
Tichkach plz mavideos ngaave clear plus musanyanyotorera padhuze
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 12 күн бұрын
Our hero❤
@SeanSunday-rv6uz
@SeanSunday-rv6uz 13 күн бұрын
Kumhoresa kwavari kuita ikoku vari kutoita kuti nhozi dzose dzakatsipikwa dzibude hamusi kuzviziva nhai. Wese amhoreswa kana anga aine ngozi yakatsipikwa irikubva yabuda ipapa same time
@LawranceMugwenhie
@LawranceMugwenhie 12 күн бұрын
I iove you tsoka bae wangu
@preciousmutasa8619
@preciousmutasa8619 13 күн бұрын
Long life Tsoka 😍😍😍
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 13 күн бұрын
Vakadzi kaaaa. At this rate we will soon have a female president.
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c Күн бұрын
Kuurayirwa mudzanga wefodya here??
@MagretNyabeze
@MagretNyabeze 13 күн бұрын
Nhasi ndezveduwoo
@KripperDuD
@KripperDuD 13 күн бұрын
Tsoka to the fullest😂😂😂😂😂
@phineasmasori3540
@phineasmasori3540 10 күн бұрын
Amuna light rakakwana taida kuona achisimudza gumbo😂
@EsauMafasitera
@EsauMafasitera 9 күн бұрын
Munongovengwa newakaipa sekuru,, basa munobata shuwa
@Eunikat-i2b
@Eunikat-i2b 12 күн бұрын
Sekuru ndokumbirawo musiyane nevaroora sekuru plz zvimwe zvinoda vakazviita kwete vatorwa
@EsnathEsther
@EsnathEsther 13 күн бұрын
Tsoka❤ masiyavo gwangu ruvoko haaaa bea sadaro😅
@ChristineBhadal
@ChristineBhadal 5 күн бұрын
Mukotsanjera to the people
@TheresaMaps
@TheresaMaps 5 күн бұрын
😢😢😢 ndarwadziwa
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 12 күн бұрын
Ende family yacho ine mhino dzakafanana
@NomsaMadzore-b5k
@NomsaMadzore-b5k 11 күн бұрын
Tsoka mamarova sei 😂😂😂
@mollyManzonza
@mollyManzonza 13 күн бұрын
Ini ndoda kuvaona sekuru ava manje kwekunanga handizivi manumber ndo ayo hereanoshanda
@faithmangena278
@faithmangena278 10 күн бұрын
Ndodziri pascreen
@nyarendaelizabeth
@nyarendaelizabeth 11 күн бұрын
Kudiwa ndokuziva ini uku here kudiwisiswa 😅😅😅😅
@NomsaKhumalo-bu1ul
@NomsaKhumalo-bu1ul 13 күн бұрын
Chengetwai sekuru mukotsanjera you're a healer but number dzenyu hadzibatike zvekudaro
@medelinematepo2586
@medelinematepo2586 12 күн бұрын
Ihh une dzipi I called vakadaira ufunge ndokupa
@ItayiNyakurita
@ItayiNyakurita 3 күн бұрын
Huyita tsepfukusi zaparurihwashimbondi
@EnetyChimhini
@EnetyChimhini 13 күн бұрын
Tsoka to the people
@phylliskhumalo-lp8mk
@phylliskhumalo-lp8mk 13 күн бұрын
Rudo rwakadai rwakakosha asi wabatsirwa tsvee kutenda aaa priz
@SarudzaiNdhleve
@SarudzaiNdhleve 12 күн бұрын
Njoka
@FelistasVhombo
@FelistasVhombo 13 күн бұрын
Dzimwe n'ganga dzinotovhundutsira vanhu kuti zvinzi vanogona basa yet ndovasingatogona vanenge vachinyepera vanhu😂 manje Tsoka bae anenge achitofara nevanhu
@ClodiaLenicia
@ClodiaLenicia 13 күн бұрын
Mkotsa for president of the country
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 13 күн бұрын
Tsoka anodika wedu weee😂😂😂
@rvchirau6551
@rvchirau6551 13 күн бұрын
Zvakanaka izvo🎉🎉🎉🎉🎉
@Alice-o1z7j
@Alice-o1z7j 13 күн бұрын
Haaa vanhu vafara kumhoreswa natsoka 😂
@NoreenChirenje
@NoreenChirenje 13 күн бұрын
Sekuru Tsoka shumba yengozi naro basa
@MilandaFilimon
@MilandaFilimon 13 күн бұрын
Hoyoooooo Tsoka bechu bechu anoti nyooo ndiani
@PortiaPurazi-sd5eg
@PortiaPurazi-sd5eg 11 күн бұрын
Sekuru Mukotsanjera Shumba yeNgozi
@munashematasva9784
@munashematasva9784 13 күн бұрын
Sekuru wanodiwa chokwadi
@ElieBebe-rg7xs
@ElieBebe-rg7xs 12 күн бұрын
Shumba yengozi Tsoka
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 13 күн бұрын
Murudo murudo🎉🎉🎉🎉🎉Tsoka bae
@HappymoreChikochi
@HappymoreChikochi 12 күн бұрын
Dankoo tsoka
@gokuhousehere9820
@gokuhousehere9820 12 күн бұрын
Hoyi hoyi 👻
@primrosemuchero7783
@primrosemuchero7783 13 күн бұрын
Vanowanikwepi sekuru uyu vavari bocha papi
@Gogovamelusi
@Gogovamelusi 13 күн бұрын
Vanogara kuRuwangwe kuNyanga. KuBocha vatofambira basa.
@TonyTuku
@TonyTuku 13 күн бұрын
Nyanga Nyakomba kana Nyamhanda
@BeatriceTonongera
@BeatriceTonongera 13 күн бұрын
​@@TonyTukuNyamhanda tinenge tava kuinda kuAvilla here tichibva paRuwange
@JeremiahChibanda
@JeremiahChibanda 13 күн бұрын
Kuuraira munhu fodya kwakutoita ngozi sure vamanyika musadaro
@ShantelGovha
@ShantelGovha 13 күн бұрын
Tsoka bae wangu❤
@rhodhachiumburu
@rhodhachiumburu 4 күн бұрын
Watoda zvekudaro hre
@MoreblessingMashizha-e5e
@MoreblessingMashizha-e5e 13 күн бұрын
😢😢Zvochemedza ndikungochema nhy imi
@ChasuraChatimbwege
@ChasuraChatimbwege 12 күн бұрын
😢taura zvako
@SyloCygah-ep3dh
@SyloCygah-ep3dh 4 күн бұрын
Even me musoro wangu kutotema
@tova4700
@tova4700 8 күн бұрын
Ko mbuya vane white vadii kuudzwa kuti unouya wega hautengwi.
@ItayiNyakurita
@ItayiNyakurita 3 күн бұрын
Ati magwayimana akumbana kujana
@Trabablas
@Trabablas 12 күн бұрын
Mkotsanjera anogonesa basa rake rengozi ...but haasati anyatsosimba pakuona chaipo ....anopota achidhomoka vanaJonh vanobvunzwa every dare ipapo ngaasote katsvimbo kake kakunyepa
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 12 күн бұрын
Anenge asikuita example here?
@RichmondOlisa
@RichmondOlisa 12 күн бұрын
It's an example 😂
@Trabablas
@Trabablas 12 күн бұрын
@@mesiMutepfa No , hakuna example pakushopera tisanyeperana ...akamboti anonzi Jonh ndyan ndobva asimuka vakaita matare ...next episode nesame mhuri zvikanzi mkomana wangu akundiudza kuti pana Jonh pano 🤣🤣🤣🤣Jonh akabva asimuka zvikanzi ko Inga makambondisimudza wani aaaah kujobera uku
@valeriemashoko808
@valeriemashoko808 15 сағат бұрын
Njera chiiko nhai vehama
@MoreblessingMashizha-e5e
@MoreblessingMashizha-e5e 13 күн бұрын
akusimna now tochibvondora kkkk
@HerbertMakanyanga
@HerbertMakanyanga 13 күн бұрын
Iyi ishasha iyi
Sekuru Mukotsanjera shumba Yengozi Wobatsira Vanhu
35:20
TICHKACH MTV
Рет қаралды 7 М.
小丑女COCO的审判。#天使 #小丑 #超人不会飞
00:53
超人不会飞
Рет қаралды 16 МЛН
Quilt Challenge, No Skills, Just Luck#Funnyfamily #Partygames #Funny
00:32
Family Games Media
Рет қаралды 55 МЛН
Muroyi Akaonekwa Ari Mumba Memunhu Asina Kupfeka Chirikupisa icho
19:48
MT DARWIN..........TEZVARA VOITISA MUROORA PAMUVIRI
41:44
Drewmas Media
Рет қаралды 25 М.
Prophetic time.
10:48
Johane Masowe Chishanu Graspa
Рет қаралды 3,1 М.
Latest Best Zim - ZVIWIRA VANHU ZVIUYA MUUPENYU (Kachongwe Comedy 2024)
1:38:47
BRA KACHONGWE & CAPITAL STUDIOS Pro Official ZW
Рет қаралды 25 М.
Mukwasha Wotumira Nyoka KwanaTezvara
24:08
TICHKACH MTV
Рет қаралды 27 М.
Abatwa nemukadzi wemunhu wachitoita bonde
51:29
Manass-Chibanda
Рет қаралды 65 М.
小丑女COCO的审判。#天使 #小丑 #超人不会飞
00:53
超人不会飞
Рет қаралды 16 МЛН