CHEGUTU........AKAURAYA GIRLFRIEND KUTI YAVE NEUMWE MURUME

  Рет қаралды 34,163

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

3 YEARS MHONDI ISINGABATIKE

Пікірлер: 153
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Chero dai raive hure she didn't deserve to be killed like that
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Ngozi ichaita chete nomatter how they tsipika ichamuka chete hairegeba. Hugs amai sekuru
@fdb712
@fdb712 Жыл бұрын
Mishonga yemupfuhwira inoshandiswa nevamwe vakadzi inoita kt murume asarambike .ukazoda kumuramba haazvigamchire zvekt anorwadziwa kusvika pakuzofunga kukukuvadza
@moreleenmtuva8175
@moreleenmtuva8175 Жыл бұрын
Yaa true hanty mumhu anenge ati ude ini chete ma1
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
So sad kuuraya munhu wausina kurora nekuti Awana mumwe..kana aimida aidii kurora vogara kwavo it's a pity on the kids and Sekuru ..kugunun'una kwavo or kuchema kwavo kunoita mufi adzoke kumhuri yake ngavabatsirwe zvigadzirike adzoke kune akamuponda kwete kutambudza mhuri yakaberekwa or kubereka 😢😢😢..may she haunt her killer
@williamjogo2573
@williamjogo2573 Жыл бұрын
Nyaya yakawoma iyi 😢 team rinouraya wanhu soo iri ,I think mutemo weku hanger uya unofanirwa kudzoka this is too much
@madyedzomunyonga2036
@madyedzomunyonga2036 Жыл бұрын
Mutemo iwoyo ukadzoka, tino pera tese muZimbabwe
@madyedzomunyonga2036
@madyedzomunyonga2036 Жыл бұрын
Congratulations Drewmas , you have a new car!! I love it!! Well done!!
@Rebhara
@Rebhara Жыл бұрын
Zvigunwe zvichiripo zvese here apo😅😅😅
@madyedzomunyonga2036
@madyedzomunyonga2036 Жыл бұрын
Hanziizve? Zvigunwe zvese zviripo kana muchibvunza zvangu 😅😅😅😅😅😅😂😂😂
@tineyidombodzvuku067
@tineyidombodzvuku067 Жыл бұрын
@Madyedzo Munyonga Akagona akarega kushandira zanupf ZBC angadai achigwesha nenhamo
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Жыл бұрын
So sad baba musamirira sabhuku fambirai nyaya dzacho nemunhu apfuke murikutononoka
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Ngaaturikwe pic yake izivikanwe
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 Жыл бұрын
I like this song thanx Mukoma neShamba
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Awww that disturbs the kids bond. This is the time when they should be together building a bond. How can the deceased spirit rest in peace like this
@user-iu6kj5kd8z
@user-iu6kj5kd8z 8 ай бұрын
Drewmas Media chero mkat tisakuyenzanisai in ndinokudayi ende mnondgonera zvangu❤
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Mapurisa hana motor asi maChiefs anotengerwa motor for why
@simontumbare9240
@simontumbare9240 Жыл бұрын
mkoma wemagirazi mataura zviri fluent!! sekuru wemufi haanyatsotsetsenura ,munhu haangamboiti honye after few hours afa sekutaura kwaSekuru wemufi
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
Thanks mkoma Neshambaand team we learning each and everyday❤❤❤
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok Жыл бұрын
Ko muzvare Humba vanenge vane nungo dzekutaura wani, asi vane nzara here?.
@janekachingwe8508
@janekachingwe8508 Жыл бұрын
Baba vebenzi Havana mufaro shuwa
@Jahlady
@Jahlady Жыл бұрын
Drewmas Media, taking us to another level
@perseverance9096
@perseverance9096 Жыл бұрын
Mota manyama congratulations 😊
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 Жыл бұрын
Dreams Media budisai picture yeMhondi iyi please.
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Wow new car❤💃💃🔥🔥
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Vakatosairira mweya wemuzukuru wenyu pavana vake
@tawandamatonga5589
@tawandamatonga5589 10 ай бұрын
kutsipika ngozi
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Vatsaurayi musataura muchidaro. Mwana wenyu ainge asina mvumo yokuuraya. Don't defend your son. He is a murderer.
@kundaimiedzok
@kundaimiedzok Жыл бұрын
They shall learn the hard way!!!MUNHU HAASI HUKU NDAPOTA!!
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
@@kundaimiedzok taurai zvenyu. He can not defend his child like that. After all havana kumbobhadhara kani one yokuripa three years down the line
@talentjoseph9267
@talentjoseph9267 Жыл бұрын
Cheers to the new car
@nyashachafanza1536
@nyashachafanza1536 Жыл бұрын
😢 thats painfull
@brianplayz723
@brianplayz723 Жыл бұрын
Tamirira sekuru Androw
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 Жыл бұрын
Ummmm so painful
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Ngavamupengese adzoke oga kuti asungwe
@nyaraikaiyo5482
@nyaraikaiyo5482 Жыл бұрын
Hello gud pple
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
Ndaisazivawo kuti varume vanorwadziwa kana vacheatwa nhy, inga
@shillahmuswe5713
@shillahmuswe5713 Жыл бұрын
Zvorwadza chokwadi.haasi nyore kuponda munhu.ingozi chaiyo mumusha
@michealfisher4440
@michealfisher4440 Жыл бұрын
So sad news drewmas media taking us to another level
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Hezvo hakuna Chief kuChivero.Muri kuzvifambisa sei ana Gwenzi.
@abigailsaunyama5250
@abigailsaunyama5250 Жыл бұрын
Sad story Mwari pindirai
@MarianMarian-mk4vg
@MarianMarian-mk4vg Жыл бұрын
😢😢 zvinorwadza vedu wee
@hildahmakiwa8349
@hildahmakiwa8349 Жыл бұрын
Munhu ngaatsvagwe uyu especially shandai namai vacho ma next door edu aya zvinotonxi anopota achiuya manheru achitodya sadza
@tawandavulande9349
@tawandavulande9349 Жыл бұрын
Zvakaoma hazvo
@paulmangena-zk8uu
@paulmangena-zk8uu Жыл бұрын
Zvakaoma so painful
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
Tamirira
@lenahgotora7326
@lenahgotora7326 Жыл бұрын
Upenyu hwakaoma veduweee
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Three years muchingongwavhangwavha. Imika.
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e 7 ай бұрын
😢😢😢😢😢😢😢...Fambai mudzorere .Hondo kuHondo auraya ngaaaurawewo
@tarymajaka7215
@tarymajaka7215 Жыл бұрын
❤❤
@TafadzwaKatiyo
@TafadzwaKatiyo Жыл бұрын
Zvakaoma veduwe 😢
@esnathkamushinda7309
@esnathkamushinda7309 Жыл бұрын
Akaparira baba wakenzvosiririsa
@manyaramarweyi9989
@manyaramarweyi9989 Жыл бұрын
Takamirira Drewmas woyeeee
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 Жыл бұрын
Muera humba manyama chaiwo😅😅😊😊
@manyaramarweyi9989
@manyaramarweyi9989 Жыл бұрын
Ummmmm mhuri iyi ndaiite serious munhu haisi mhuka
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
Our intro song🔥🔥🔥ndinoida zvangu Zvinorwadza izvi vanhu vakungouraya vamwe kunge huku asi chii nhy💔💔
@welly8735
@welly8735 Жыл бұрын
Ndiani arikuimba uyo
@tarirobhunu131
@tarirobhunu131 Жыл бұрын
So sad 😢
@tawandamatonga5589
@tawandamatonga5589 10 ай бұрын
and uyo akaponda akanotsipika Ngozi yakupfukira kuvana baba ngavafambe avo vanofuratirisa Ngozi inangane nevakaponda
@vongairosemarymutebuka9423
@vongairosemarymutebuka9423 Жыл бұрын
Why was the offender not arrested? Ndopaifana kutangira nyaya
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Akafira nhamo veduwe 💔😭😭
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Жыл бұрын
Hey kusvika pakuti chibereko chinobuda panze here, iii akafa atambura
@rebeccatsungai6120
@rebeccatsungai6120 Жыл бұрын
Ndinenge ndiripo
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok Жыл бұрын
I wonder chirikutadzisa kuti nyaradzo iyitwe chii?, why is it that hama dzemufi dzirikuda kupihwa go ahead yekuyita nyaradzo nemhondi?.
@kundaimiedzok
@kundaimiedzok Жыл бұрын
In some cultures,munhu akapomdwa they don't do the nyaradzo until they have closure, as in why, what happened, how did it happen etc My uncle was murdered wakakandwa mudziwa after wauraiwa,wakauraiwa nebest friend for rituals.nanhasi my family doesn't know what really happened or how so nyaradzo hatisati yaita, it's been a year now I even texted drewmas media three times but they were not interested in our story so my family is still so broken over it
@talentmugweni9714
@talentmugweni9714 Жыл бұрын
Vanhu vanoura vamwe ngavafe woo vachipiswa
@rumbidzaimauye9565
@rumbidzaimauye9565 Жыл бұрын
This issue is very disturbing I'm really sorry to the family. Justice must be saved. Congratulations Drewmas media for the Car
@felistasmurapa7183
@felistasmurapa7183 Жыл бұрын
Congratulations Drewmas media with the new car
@user-qd8be7di6k
@user-qd8be7di6k 6 ай бұрын
Mupfuyiwa ndoo unoita kuti munhu auraye munhu inga nyika ungadii yaparara mweya yetsvina ndoo unoita kuti munhu auraye and ngozi murume uyu titori mweya uri mumusha
@obeychihwayi9218
@obeychihwayi9218 Жыл бұрын
😢
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Жыл бұрын
Avo baba ngavasa witneser zvavasingazive
@pamelanyoni5875
@pamelanyoni5875 Жыл бұрын
😢 zvakaoma hazvo veduwe chivindi unochiwanepi chekuuraya munhu sehuku
@p.ndlovu
@p.ndlovu Жыл бұрын
Hey zvinorwadza
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Жыл бұрын
Siyai zvakadaro sekuru mufi acharwa ega.sisi vangu vakauraiwa 20 yrs ago asi munhu akavauraya hachagara pamba hapasi kugarika.mwana wake ndiye akazotaura manje manje kuti ndawona maiguru vauya vakandivhura gumbeze vakatsamwa kuratidza kuti vane munhu wavari kutsvaga.aka4nera mai vake kuti ndozvandawona mai vakati ndiri kuzviziva kuti vari kumutswa.ndozvavakufunga havazive kuti munhu harove.
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 Жыл бұрын
CheGutu yakufamba mweya wakaipa mwari dai vatiwanira nyasha mweya wekuurayana wapera
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Maybe the spirit of the deceased mother is there to try and comfort her children but she doesn't know that she is scaring them even more. Talk to her to not show herself toher kids like that.
@josephined8931
@josephined8931 Жыл бұрын
Baba vemukomana ngavataure kuti vari kutswaga mwana wavo bozobhadhara ngozi yavo
@pascaliamugwagwa8428
@pascaliamugwagwa8428 Жыл бұрын
Waiting.....
@juniorkariyana8465
@juniorkariyana8465 Жыл бұрын
Baba Tapiwa murikuzive kune mwana wenyu imiť
@melaniachingware8650
@melaniachingware8650 11 ай бұрын
NyaradzwaI chokwadi zvorwadza mapfiro akadaro anorwadza
@bosslady933
@bosslady933 Жыл бұрын
Seyi ivo vasinga fambire mwana wavo
@user-eq3uz3qw9d
@user-eq3uz3qw9d Жыл бұрын
Uum zvinorwadza izvi
@letweendzika7954
@letweendzika7954 11 ай бұрын
Zvinorwadza
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 Жыл бұрын
Zvakaoma😢
@mancubemancube7787
@mancubemancube7787 Жыл бұрын
Kuparira vabereki mhosva umwe hupenzi soo
@constancematsika4758
@constancematsika4758 Жыл бұрын
Zvakaoma weduwe ripai coz vanhu vachapera
@presleymarisero419
@presleymarisero419 Жыл бұрын
Makorokoto Drewmas media paGarisi nyowani
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 Жыл бұрын
Zvakaoma hazvo
@user-pr5tc6rv9y
@user-pr5tc6rv9y Жыл бұрын
Hama dzemufi ngadzimutse mweya wemwana wavo arwise ega kupedza dzinza iroro
@carolinechako9901
@carolinechako9901 Жыл бұрын
Makorokoto drewmas media mava nemuchovha mutsva
@fatimasawada7638
@fatimasawada7638 Жыл бұрын
Iyi I police case😢
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Shame sorry baba zvinorwadza chokwadi kuurayirwa mwana
@kubeshangovender4244
@kubeshangovender4244 Жыл бұрын
Munhu haasi huku wedu weee
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Жыл бұрын
Aiwa, I like matauriro aita vaChivero avo ndiwo chaiwo. Ndekupi kunohwi vanhu vatange vachinda kwa Sabhuku/Ishe panyaya dzemusha wavo dziri pachena? Kune munhu angataura kuti ndoda kutombotsvaka dzimari dzekuinda kwa Sabhuku/Chief kunokumbira kufambira nhamho dzemumba mangu shuwa? Lame excuse by sekuru vemufi apa!
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 Жыл бұрын
Kuona chimunya korwadza sei
@eniahwingwiri8106
@eniahwingwiri8106 Жыл бұрын
Zvinorwadza izvi😢
@thandonxumalo2909
@thandonxumalo2909 Жыл бұрын
😢Woo kunzima shuwa ezibuhlungu azipheli sisemhlabeni
@julietmarange8410
@julietmarange8410 Жыл бұрын
Munowandiripo
@norestmasaiti2902
@norestmasaiti2902 Жыл бұрын
Zvinodzimba moyo ummm
@netsietumu7767
@netsietumu7767 Жыл бұрын
Manguluwe zviri sei
@EniahNhavira-zf2ij
@EniahNhavira-zf2ij 11 ай бұрын
Vakauraya mukadzi vakarasira mweya kumwana zvinorwadza futi
@kurrenkashesha9750
@kurrenkashesha9750 Жыл бұрын
Shem zvinirwadza mweya wake ngaumuke
@jambomazarura3884
@jambomazarura3884 Жыл бұрын
Tiripo
@nelliechitimbe6286
@nelliechitimbe6286 Жыл бұрын
Muyera humba mune kasofters kandoda
@oskydmuje5129
@oskydmuje5129 Жыл бұрын
Vakasundira mhepo kumusha kwasekuru vakatsipika ska dai vagona kuita arwise ega vabvise mushonga wakaiswa apa
@witnesschoto2389
@witnesschoto2389 Жыл бұрын
Ko mombe nhatu dzaive dzeyi. Mdara uyu haanyatsogone kutsanangura nyaya sezvairi. Dai vangonyatsotaura kuti vaideyi pahuripwa hwese
@Emmamuchena
@Emmamuchena Жыл бұрын
Shumba murikushandidzana nemunin'ina wanku humba uyo humba topedza masports
@JonelleApollis-dl8oc
@JonelleApollis-dl8oc Жыл бұрын
Munayo hr million yacho
@netsaimusendo8488
@netsaimusendo8488 Жыл бұрын
Ngozi inouya sekuru musati zvenyu vachauya vega vachitaura nyaya yavo vachapera mhuri yese
@elsiehovahova725
@elsiehovahova725 Жыл бұрын
Sorry mhuri yakafirwa vane ma gilaz avo vane mukadzi here
@user-xv7ci1jk1q
@user-xv7ci1jk1q 11 ай бұрын
Mmmmmmmmmmmmm hapana need yekukumbira madhara anosimudza mhepo iwaya
@shoraiglmpofu2760
@shoraiglmpofu2760 Жыл бұрын
Herdman ku dhunhu renyu kunebasa, ndokunemukomana akazviwuraya ,anzhi akabata mazamu emwana wasahwira
HWEDZA.........OURAYA MUKOMA NEKUDA KWEMUKADZI WAAKARAMBANA NAYE KARE
33:47
RUSHINGA......... VAKADZI VEVANHU 16 VAKADANANA NEMURUME MUMWE CHETE
28:27
Incredible magic 🤯✨
00:53
America's Got Talent
Рет қаралды 48 МЛН
Behind Bars: Luke Dzama akauraya shamwari yake
6:28
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 63 М.
AMA 2K..........FOUR [4] MONTHS MUCHATO WAPERA
36:29
Drewmas Media
Рет қаралды 4,1 М.
AKATYORA MHIKO NDOKUTANGA KUPENGA
1:21:33
Drewmas Media
Рет қаралды 50 М.
Gogo finds love at 60: Dickson Speaks out to us finally
33:17
JCTV Africa
Рет қаралды 9 М.
UMP......MWANA AKARERWA NEMAKUDO NESHATO KWEMAZUVA MASHANU MUGOMO
38:40
Uzumba: "Handiroorere Chirema," Mukwasha Oudza Tezvara Vakaremara
18:02
RUSHINGA........BABA NEMWANA VOBATWA KUN'ANGA KUTI IMBAVHA
24:44
Drewmas Media
Рет қаралды 6 М.
mapositori 8 ofira mumvura kuRushinga -Makuni area
38:00
Drewmas Media
Рет қаралды 310 М.
ЕНЕШКА 2 СЕЗОН | 2-бөлім | ТОКАЛ АЛЫП БЕРЕМІН
23:12
Как в моей семье едят КЛУБНИКУ 😂🍓 #shorts
0:43
Владислав Шудейко
Рет қаралды 1,7 МЛН