CHEGUTU..................MUFI OTAURA KUTI AKAURAWA NE TEA

  Рет қаралды 21,177

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

KUYENZANISWA KENYAYA YE MUFI

Пікірлер: 87
@Personal-l2n
@Personal-l2n 7 ай бұрын
Full of wisdom from Mambo i like him
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 10 ай бұрын
Panofa munhu hapashaikwe muroyi vamatsika vari innocent, mufi semunhu ainge orwara akafungidzirao kuti tea ndiyo yakawedzera hurwere hwake and sematauriro azvaitwa 79 years i golden age vashoma vanoisvika, kana vakaurawa vanomuka
@sinosmajayaya1112
@sinosmajayaya1112 10 ай бұрын
Mambo is very good. He dealt with the facts not speculations. Ngavachenjere vakananga munhu asiri iye then mufi ozozvibu uritsa vacharipa big time. Mambo munogona imi sando dzenyu
@WildBird2004
@WildBird2004 10 ай бұрын
Mambo magona shuwa vanhu ava varikuda kungowana wekupa blame, kana vakanga vasina kugutsikana vakavigirei Baba vasina kuitwa postman. Plus if they are so much in doubt ngavaende ku Police Baba vavhukunurwe vawane closure.
@haisonmuzungu753
@haisonmuzungu753 10 ай бұрын
Ini hangu ndoona kunge (muteedzeri waMambo or MAMBO avo to say) kunge amira mira chaizvo pakuenzanisa vanhu ava. Haana divi raarerekera hake. Good job well done
@irenemungate500
@irenemungate500 10 ай бұрын
Yeah that's true
@ChipoMureyatu
@ChipoMureyatu 10 ай бұрын
Taurisai kani ko chrikishinyira Icho chiii ko shooooo shooooo ha!
@irenemungate500
@irenemungate500 10 ай бұрын
Strangulated hernia is an extreme emergency and its fatal if one is not operated in time. Hapana tea apa
@WildBird2004
@WildBird2004 10 ай бұрын
True apa inorwadza zvisingaiti zvekuti unoita kumara pasi chaiko, ende inotoda emergency operation chaiyo.
@josephined8931
@josephined8931 10 ай бұрын
You are right there, people don't like their loved ones when they die to go for post mortem that's the problem they end up having no closure and end up suspecting others.
@MunyaradziChengetai-nf7kr
@MunyaradziChengetai-nf7kr 10 ай бұрын
Mambo ava vanogona ndiye oga wandaona asina kuripisa anoyananisa dai ari chigodora atoti wakananga munhu huroi mombe mbiri saka sando kuna Mambo ava
@netsaimusendo8488
@netsaimusendo8488 10 ай бұрын
Chigodira pamari ummm baba vaya soo🤦
@peterjayanduna789
@peterjayanduna789 10 ай бұрын
I know baba. Munina mudzingwa. From AFM ROYAL FAMILY MY HIS FATHER. REST IN PEACE
@mudyahotograce-nh5ib
@mudyahotograce-nh5ib 10 ай бұрын
Mambo was supposed kutsvaga n'anga inohaka mweya wemufi ataure ega zvakamuuraya mambo you can't conclude kuti ngozi ndoyamakumirira ko akatsipikwa kusabuda musadaro mambo imi
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 10 ай бұрын
Dare haritonge kupomera vanhu mhosva. Dare rinoyananisa vanhu. Plus vanhu ava pahukama pakugarisana kwavo. Mambo vagona ava. Postmortem ndiyo yakakosha. Ma hanzi hanzi anonetsa. Munhu haarovi. Kana vakaurayiwa zvichabuda chete rimwe zuva. Ngavanogare murunyararo.
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 10 ай бұрын
Aaaaa iyi nyaya iyi ko mambo vadii kungopa vezvemweya vazvionera aaaa kunge varkudzidzira kutonga kudaro
@afronews7034
@afronews7034 10 ай бұрын
Our fav song sahwira💃💃💃💃
@NormanTauro
@NormanTauro 10 ай бұрын
Mambo uyu anogona uyu,,,,anyatsotaura zvinobatika
@nondochirau9664
@nondochirau9664 10 ай бұрын
Takambopinda dare ravo isu takagutsikana,mambo chaivo havamo.Ndomambo vedu.
@Userchiri
@Userchiri 10 ай бұрын
Pari tricky for sure. Bt mambo is ryt.
@priscillarchingweme5398
@priscillarchingweme5398 6 ай бұрын
That's good chief I salute you 💯
@ppiro8084
@ppiro8084 10 ай бұрын
Ko sei iyo mhuri ine mufi isiri kutarisa akavapa sadza iro raidyiwa nemufi.Ko vakagoregererei kuenda kuPostmortem.Maonero angu apa Pari kungoshanda kungofungira munhu chete chete.Nerimwe divi mufi anenge aive achitorwara sekutaura kwake kuti mudumbu make maimurwadza nechekare before tea.
@BeatriceChiweshe
@BeatriceChiweshe 10 ай бұрын
True ini vamupositori ndava chenesa
@NormanTauro
@NormanTauro 10 ай бұрын
True haaaaa family iyi yairi suppose kuenda kupostmortem
@netsaimusendo8488
@netsaimusendo8488 10 ай бұрын
Zuva ravo ranga rakwana musape munhu mhosva imi
@talks1000
@talks1000 10 ай бұрын
Ngenyi vanhu vasiri kutaura nezvedrink ravakapihwa?
@ruthmurungweni2317
@ruthmurungweni2317 10 ай бұрын
Well done mambo.....dai kuri kwa chigodora matinee repair makauraya
@mudyahotograce-nh5ib
@mudyahotograce-nh5ib 10 ай бұрын
Mambo chigodora is the best
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 10 ай бұрын
My soul rest in peace maybe baba was sick all ready then was try find something he is cool him too the sickness vwas tomuch
@PatienceLosani-jj6fx
@PatienceLosani-jj6fx 10 ай бұрын
Zvoda headman chigodora or dai mufi akamukirai😮😮
@judithnyakurimwa
@judithnyakurimwa 10 ай бұрын
Uku ndiko kunonzi kutonga kunobatsira nyika. Tinotenda mambo
@MarthaTammz
@MarthaTammz 10 ай бұрын
Mambo havagone kutonga vanokundwa nachigodora
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 10 ай бұрын
Awo varoi vacho, moita mucheka dzafa. Mheno henyu. Kuuraya munhu anga akuzvifirawo hakr
@mildredjoni208
@mildredjoni208 10 ай бұрын
I blame vakafirwa apa kufa kwababa kwaida post mortem why vasina kuita bcz wainzwa makwai kwai why not do post mortem
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 10 ай бұрын
Mambo magona matotidzidzisa chivanhu
@takemoregoko5346
@takemoregoko5346 10 ай бұрын
Mambo uyu idofo..toomuch nhoroondo instead yekuti vanhu vatipe nhoroondo ..iye akutiitira nhoroondo
@shebbatsikai1374
@shebbatsikai1374 10 ай бұрын
Baba avo havogoni kunyarara chief havasi kutaura and vamwe mudare havasi kutaura saka imi hamusi kuona kuty pane nyaya nyaya tea nedrink yakabuda nemufi Dai tea yakachena mufi aimbozvitaura here mukwane baba imi
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 10 ай бұрын
Matsika arikurevererwa ne arikuti anotonga zvakaoma hazvo
@Chisha88
@Chisha88 10 ай бұрын
Noice behind
@mattipanyamuzinga8469
@mattipanyamuzinga8469 10 ай бұрын
Mambo ava vandibhowa fani avagone kutonga
@MisheckMaputa
@MisheckMaputa 10 ай бұрын
Tsvagai vanoona mumweya mambo
@princessmamthe
@princessmamthe 10 ай бұрын
Haaaa this Chief 🤔🤔 Headman Chigodora is the 👌
@ThePrivy1
@ThePrivy1 9 ай бұрын
Ndinovafarira but sometimes bullying inonyanya
@normachahwanda3428
@normachahwanda3428 10 ай бұрын
Uyu mambo haagoni kutonga nyaya dzake hatidzide pano
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 10 ай бұрын
Haaaa ngavangosiyana nazvo ngozi iriko chavangatoira ndechekuzvi vhikirira kuti vasasundurwe mweya wacho
@luwizkambarami5274
@luwizkambarami5274 9 ай бұрын
Mhuri iyo haisi kuda kunzwa anything vakuda kungonzwa kuti baba awo muroyi.
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 10 ай бұрын
Mambo haazivi zvaanoita uyu
@TerryGunsy
@TerryGunsy 10 ай бұрын
Mambo dofo haro uuuuu uuuu kunge vakuziva zvakaitika
@ThePrivy1
@ThePrivy1 9 ай бұрын
Hoo ehe matumbu akamonana anodaro
@Beatar-p5c
@Beatar-p5c 10 ай бұрын
Tumadhara utuka todakurova
@Briancharumbira793
@Briancharumbira793 10 ай бұрын
Mambo ava havagoni kutonga zvinoda caChigodora izvi shasha yemadzimambo
@TerryGunsy
@TerryGunsy 10 ай бұрын
Yaaaaa ukuzuva mambo wemadzimambo vanopedza bhora❤❤❤
@BeatriceChiweshe
@BeatriceChiweshe 10 ай бұрын
No hativirirani ndaona se vaigona nyaya iyi 100%
@afronews7034
@afronews7034 10 ай бұрын
Naivo vaikara nd a iramb a zvese manje sooo
@docasrugara5829
@docasrugara5829 10 ай бұрын
Present 😊
@blessbless904
@blessbless904 10 ай бұрын
MAMBO KAAA!!!!!
@makandioneipasipanodya460
@makandioneipasipanodya460 10 ай бұрын
Iyo tea yacho yaita kumanikdzwa munhu kuti zvidiiko, I'm beginning to doubt vanhu va church ava, vazhinji vavo kuhwanda nema church
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 10 ай бұрын
Wakauraya iwe usanyebe
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 10 ай бұрын
Hama dzemufi dzaka kanya pakusaita postmortem but nyaya iripo zvayo coz hakuna varume vakuru vanoravadzana cup imwechete ye tea vari 3. Ipapo pane BIG RED FLAG. MATSIKA NE WITNESS YAKE VAREVI VENHEMA
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 10 ай бұрын
Zvakaoma hazvo vane nhamo varoyi veduwe
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 10 ай бұрын
Ko zvakasiyanei chibaba ichi so
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 10 ай бұрын
Drewmas taking us
@Itaimutematsaka
@Itaimutematsaka 10 ай бұрын
Zvinoda mambo nyamaropa
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 10 ай бұрын
Yeah na Bushu
@aaronnhumbe2218
@aaronnhumbe2218 10 ай бұрын
Cup yeTea inonwiwa nevanhu 3 varume vakuruichisara , kkjkk ko drink , ko flusk ya pakaipa
@Dzidzaisaizi
@Dzidzaisaizi 10 ай бұрын
Haaa apana zvamambo apa dai atoti vanhu fambai kwete nyemba idzi
@madamboss7216
@madamboss7216 10 ай бұрын
Dofo ramambo chairo anotokundwa nasabhuku kna mudhibhisi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@preciousmasiya6473
@preciousmasiya6473 10 ай бұрын
Mambo makatsikirira nyaya imi munhu akaurawa zviripachena ko sei Matsika arikuchinja mastatements vakauraya avo
@jenipachikwava6501
@jenipachikwava6501 10 ай бұрын
Cup yeTea one yakamwiwa nevanhu vatatu how come?Mambo hamuna ruzivo rwekutsvaka nyaya. Faill😢
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 10 ай бұрын
Just imagine in the 21st century
@HugoRubuz
@HugoRubuz 10 ай бұрын
These people wanted to get permission from the chief kut vafambe but mambo wacho
@Chisha88
@Chisha88 10 ай бұрын
Kovarume vakuru vagere pasi
@letwinmukoromeko6186
@letwinmukoromeko6186 10 ай бұрын
Ko nyaya yataurwa na baba avo kwanga kune nhamo kwakamirwa tea vanhu kuti zii wadii kubvunza munhu akaudza baba ivavo zvekunonana matumbu
@josephined8931
@josephined8931 10 ай бұрын
Vakaudziwa nemwana wavo
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 10 ай бұрын
Ayizve; ko mambo vogoti tea havana kuinwa sei futi; ivo vachinzi vakataura kuti sugar yakawandisa futi? Vanga vatomwazve kuzoti vanzwe kuti sugar yakawandisa kkkkkkk
@deangb8651
@deangb8651 10 ай бұрын
Drewmas ava mambo musavaunze pano idofo kutipedzera data
@NormanTauro
@NormanTauro 10 ай бұрын
Mmmm vagona wani family yemufi ndoisina kutorongeka y kusaita postmortem ivo vakaudzwa zvetea
@walterngwarai3722
@walterngwarai3722 10 ай бұрын
Ndripo
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 10 ай бұрын
I was just about to make a cup of tea but now I'm really scared to make it
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 10 ай бұрын
😂😂😂😂😂 teaa
@Bellzyofficial
@Bellzyofficial 10 ай бұрын
Leave it unofa
@RosemaryMtepa
@RosemaryMtepa 10 ай бұрын
Tea inonwiwa seScud here,cup imwechete vanhu vatatu
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 10 ай бұрын
@@RosemaryMtepa pakaipa
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 10 ай бұрын
Zvakaoma 😢
@LinaHwingwiri
@LinaHwingwiri 10 ай бұрын
Ndauya
@BeautyChigwedere
@BeautyChigwedere 10 ай бұрын
Vaifanirwa kutsvaga chauraya baba vavo kana vaifungira kuti I poison vaifanirwa kuita postmortem
@HugoRubuz
@HugoRubuz 10 ай бұрын
This chief always mislead people
CHEGUTU..........MUSIKANA [23] OURAYA SHAMWARI YAKE NEBANGA
45:55
Drewmas Media
Рет қаралды 29 М.
Mukadzi Akati Mwana Haazi Wangu!Why should I Pay $2000
49:19
BUSTOP TV
Рет қаралды 33 М.
She's very CREATIVE💡💦 #camping #survival #bushcraft #outdoors #lifehack
00:26
Every parent is like this ❤️💚💚💜💙
00:10
Like Asiya
Рет қаралды 25 МЛН
小天使和小丑太会演了!#小丑#天使#家庭#搞笑
00:25
家庭搞笑日记
Рет қаралды 57 МЛН
KUTUKA MKADZI WANGU KUTI HURE , MUROYI Karanganda TV DARE RACHIEF MUTASA
37:05
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 18 М.
GURUVE.........AKABATWA CHIBHARO AENDA KUNOTENGESA FODYA
21:32
Drewmas Media
Рет қаралды 1,8 М.
RUSHINGA........MHEPO YEZVIDHOMA YOBATA MURORA
45:36
Drewmas Media
Рет қаралды 16 М.
DOMBOSHAVA....CHITUNHA CHAKAMHANYA PAMUSORO PEMVURA
51:23
Drewmas Media
Рет қаралды 76 М.
Vorwirana chisabhuku
27:05
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 42 М.